Chikomba Changu Chakaurawa Nemurume Wangu Chomuka Chipoko Nemasikati Zim Confnessions.

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 1. 06. 2023
  • Chikomba Changu Chakaurawa Nemurume Wangu Chomuka Chipoko Nemasikati Zim Confnessions.
  • Zábava

Komentáře • 55

  • @charitysibanda7306
    @charitysibanda7306 Před rokem +2

    Yes tambai mese mujairane nechipoko waimudha arimupenyu chengetai vana mose nemurume chipoko waihura nemu neibough wako zvigodhii apa murume ànga àti hachakudhi here mbwa yemhunu musabatsire

  • @NomamMthombeni
    @NomamMthombeni Před 19 dny

    No//1 ndipe hangu pfuma iyo usati wafa

  • @timbazchivakanenyama5380

    Watching from Gokwe Nembudziya ❤️🇿🇼🇿🇼🇿🇼👍

  • @shupikaiziwange3079
    @shupikaiziwange3079 Před rokem +1

    #1 usatambe nepfungwa dzedu wanzwa pane murume angapuse kudaro here

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 Před 8 měsíci +1

    #2 muri kuchaya mapoto, murume uyu haaone chakanaka pamuri nokuti makamupa zvose mahara pasina muripo kuvabereki venyu. Dzokerai kumba hazvina mhosva kuti matova mvana.

  • @monicavimbayinyoka5107
    @monicavimbayinyoka5107 Před rokem +1

    Vanhu ngatityei Mwari veduwee zvimwe tirikungozvipinza mumatambudziko

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 Před 8 měsíci +2

    Last confession garai nechipoko, mungadai makarambana nemurume first, plus makadanana nemurume wemunhu hey endai kuhama dzake munotaura nyaya yenyu

  • @auxienyarambi2808
    @auxienyarambi2808 Před rokem +2

    Number 1endesa kustate sha

  • @mitchgoko2122
    @mitchgoko2122 Před 8 měsíci +1

    A fool and his money....

  • @owenchabuda8897
    @owenchabuda8897 Před 5 měsíci +1

    Ndokumbirawo # dzearikuda kufa uyo

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 Před 8 měsíci

    Cc vechihure avo ndomene haichemedzi it's your pay back period don't worry .

  • @user-dq2oi2du3g
    @user-dq2oi2du3g Před 8 měsíci

    Hide chingozama ku adjuster ne spirit husband yako hako zviigamuchire kuti ndiyo yatove life yako zvekungomwa wawa hazvibetsere. Chengeta vana vake zvakanaka uchivapa rudo achazokusiya akaoona kuti warega zveku abuser muviri wako😂😂😂

  • @auxienyarambi2808
    @auxienyarambi2808 Před rokem +1

    Number1

  • @TakudzwaMunyaradzi
    @TakudzwaMunyaradzi Před 8 měsíci

    Urifambi

  • @TakudzwaMunyaradzi
    @TakudzwaMunyaradzi Před 8 měsíci

    Chengeta vana ndomurango wako

  • @lovenesmugariri7033
    @lovenesmugariri7033 Před 8 měsíci

    Yaaaa last confession iyo ine nyaya,vakadzi ngatidzidzei tisaite chihure tiri pavarume Hama dzangu,zvaunodyara unozvikohwa

  • @kudakwashechikwiro3029
    @kudakwashechikwiro3029 Před 10 měsíci

    Imwa mushonga unonzi Paraquat hauzochioni futi chipoko icho

  • @ommsmunyaz8046
    @ommsmunyaz8046 Před rokem

    1,Jehovah ndiye mutongi. Endai kuchechi for deliverance and surrender everything to God.
    2#pray kuti haazo kupandukure tmrrw achiti ndakakutora pane mumwe murume.
    3#reap what you sow
    Muudze aende kwaakaurawa.

  • @tre642
    @tre642 Před rokem +3

    Tete your confessions are hot 🔥 the best .

    • @auntymamoyo
      @auntymamoyo  Před rokem

      Thank you nyika yakatakura kurema dear

    • @tre642
      @tre642 Před rokem

      @@auntymamoyo very true nyika inenharo

  • @user-cn3qn7gp1s
    @user-cn3qn7gp1s Před 6 měsíci +1

    # 1 give it to me

  • @valenciaobertmeshack7444

    Congratulations my sister u are blessed enjoy ur life 🥰🥰🥰

  • @ndaitsoro3941
    @ndaitsoro3941 Před 8 měsíci

    Makorokoto dear wakatogona wakasiya nababa wavaichaiswa navo mapoto chinodiwa kuvanomufaro mumariage yenyu wakatogona dia chikuru kuroorwa

  • @shumbanyamuzihwa6194
    @shumbanyamuzihwa6194 Před rokem +1

    Wakagona iwee aaaa aigara newe asina kuroora achiti zvizodiii .

  • @TakudzwaMunyaradzi
    @TakudzwaMunyaradzi Před 8 měsíci

    Ant mamoyo todakuziva maita evahu vanonyora izvi

  • @user-kz6dr9qt4u
    @user-kz6dr9qt4u Před rokem +1

    Guys if as ladies we start to know our worth zwichaita andingafambi ndichiti ndinemurume asina kana piece yehuku yakabisa.if someone who sees my worth comes along i will grab that opportunity fast fast .ndingarega permanent job nekuti ndiripa part tym isina contract kkkk

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 Před rokem

    Ini ndakazosangana na Hidy kuChivhu uku, ndakazotya hangu kudya bota iroro coz ndaka remember nyaya yake yandakadzwa pano last year

  • @choicendoro7937
    @choicendoro7937 Před rokem

    1st confession hauna kutoshanda, wakaromba and you just have an attachment to material things. Moyo wako ngautsvake Mwari.

  • @TakudzwaMunyaradzi
    @TakudzwaMunyaradzi Před 8 měsíci

    Aaaa uchiona nhamo gorerinouya

  • @Inini289
    @Inini289 Před rokem +1

    'Imba yakaparara nechipfambi' 😂😂😂😂

  • @dadiraimukandi5556
    @dadiraimukandi5556 Před rokem +1

    Munhu usataura mashoko anoita kuti Munhu afe kana kukonzeresa rufu rwemunhu uye siyai Chihure Vanhu

  • @user-ll2cp7yj9r
    @user-ll2cp7yj9r Před 5 měsíci

    Munhu uyu anoda kuripwa hapana short cut

  • @lovemorezvemoyo5764
    @lovemorezvemoyo5764 Před rokem

    Anodakuvhuratidzwa kumwa mutoriro hashande chinhu

  • @Jamesmusa76
    @Jamesmusa76 Před rokem +1

    Congratulations for your new online hubby. He really cares

  • @user-ip1bm8ge8c
    @user-ip1bm8ge8c Před rokem

    Hide wekutanga uyo ngayende kwasekuru tasvu zvinopera izvo

  • @NtombiNdlovu-kd1pt
    @NtombiNdlovu-kd1pt Před rokem

    Ndipewo hangu ini

  • @HappinessAnurika96
    @HappinessAnurika96 Před rokem

    Number 1 bhoo manje 😂😂 kuitira Munhu 2 vana asina kuroora 😂😂 he should have seen it coming sometimes these men underestimate us

  • @user-qd1sr6fc2x
    @user-qd1sr6fc2x Před 8 měsíci

    but mai vekuramwa vana avo havasi srs asi unenge wakavaadopter kai haa varo vako sadza haridxiki

  • @lovemorezvemoyo5764
    @lovemorezvemoyo5764 Před rokem

    Pane chinotongeka here makatorwa

  • @NetsaiManongwa-ro2us
    @NetsaiManongwa-ro2us Před rokem

    Mainini Pisa zvinhu zvsee cz zvinozonetsa vanhu,2endai kuchurch mubatsirwee nevemweya

  • @NetsaiManongwa-ro2us
    @NetsaiManongwa-ro2us Před rokem

    Makagonesa mainini makawan anokudaiu

  • @bornjustin7521
    @bornjustin7521 Před rokem

    Give it to me 😂😂😂

  • @charitysibanda7306
    @charitysibanda7306 Před rokem

    Go to church bf too late usat wafa

  • @NetsaiManongwa-ro2us
    @NetsaiManongwa-ro2us Před rokem

    Mainini varoorwa Dubai muri kuside ripii tizivane

  • @charitysibanda7306
    @charitysibanda7306 Před rokem

    Kana kut nyanga iyoyo ikuite mkadzi wayo if you want to live long

  • @allinadaysworkhakunamatata9187

    Confession 2 enjoy your life

    • @florencemape8581
      @florencemape8581 Před rokem

      😢😢😢😢5😢😢😢😢5😢😢😢⁶😢16😊q

    • @evelynsatumba3648
      @evelynsatumba3648 Před rokem

      Shoo

    • @hilarygodfrey2348
      @hilarygodfrey2348 Před rokem

      Hakuna fiction yakadaro. Hakuna varume vakapusa kudaro. I don't think this story happened.
      The causes of divorce are.
      1. Early teenage marriages.
      2. No dating time, like this one itori one night stand. No trust between the 2. Trust has to be built or earned.
      3. Sex before marriage.
      Love born out betrayal is better left than pursued.

  • @makanakamaenzanise3602

    Nhai Antie, ndobvunzavo in good faith: Sei maConfessions enyu amunoda kuverenga ari evakadzi mahure akasiya varume kana kuti akadhumanisa zvikomba chete???

    • @auntymamoyo
      @auntymamoyo  Před rokem

      ndozvavanenge vatumira vana hidey ...ini i just read as it is dear

  • @user-re1hg4og7f
    @user-re1hg4og7f Před rokem +1

    Shame ndanzwa tsitsi palast confession iyo munhu uyo anoda kubatsirwa kuti mufi azorore kwete kuramba achidzoka muupenyu hwake ndozvakanyanya kukosha izvozvo imbosiya kudhakwa ufambe unobatsirika dear