Ndaka Gariswa Mu Dish Na Garden Boy But Before Me Munhu Uyu Akaita Vakadzi 5

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 28. 08. 2024
  • Zim Family Secrets and Confessions
    Deep Secrets and Confessions Google.

Komentáře • 68

  • @irenewashayabunha5417
    @irenewashayabunha5417 Před rokem +5

    Last confession Shandai zvenyu Bamudiki zvenhaka izvi zvisiri zvaziya zvine makuwa mukati ndosaka Mwari wakati unodya cheziya kwete chenhaka.Muno fira mahara nekuzviti ndimi mukomana mukuru chengetedzai hupenyu hwenyu nekuzvi shandira zvenyu

  • @veronicamarowa6584
    @veronicamarowa6584 Před rokem +5

    Bhudhi tengai stand kana yekumusha musiyane nezvenhaka munofira mahara

  • @paulinemckenzie9594
    @paulinemckenzie9594 Před rokem +2

    Second confession, dai vangobviswawo minyama vobatawo chinobatika. Do not be so fixed, nezveimba yenhaka. You can build yours and leave this inheritance house.

  • @vamediaproductions08
    @vamediaproductions08 Před rokem +5

    #last confession: mukomana wakarasika wakasara kumashure zvisingaite, let me tell you chokwadi chisingaputsi hukama: imba haisi yako. Vana vasekuru vako ivavo kunyange varivasikana, they are entitled to their father’s property (the house), not you…..no no no. Ndiyani arikukufurira zvinhu zvakadhakwa kudaro nhai? Imba haisi yako, you still have an ancient/archaic mentality yekuti vana vakomana chete ndivo varidzi venhaka yemhuri, you are backward mwanangu!
    What you can do is to seek help kuti mari yako igone kushanda utenge stand yako and build your own property-ndokuti murume ikoko- that’s the definition of a man.
    Being a man does not imply wearing a trousers or having beareds all over chin, it implies responsibility and the capacity to handle and solve things accordingly, not claiming that which does not belong to you.
    Munhu anoshanda nemaoko ake ovaka imba yake. Rega kunyadzisa varume vese varipano mwanangu, it’s not late, organize yourself!

  • @VaidahChipere-go1qb
    @VaidahChipere-go1qb Před rokem +2

    Vekugadzikwa mudish nagarden boy avo kana usina mimba move on ugadzirise life yako .izvo zvekuti akakuudza chokwadi kuti ndigarden boy ehe hazvina Basa .dai arigardenboy asina ruchiva hake rwekutora vakadzi 5 munguva diki maironga mese motanga life mese .manje pekusazorora kuroora ipapo hapaite .Ko iwewe unogoti mukomana wangu seizve ASI hausati wabvisirwa tsvakirai kuno here dear ?vanonzi daddy. Daddy kana kuti murume wangu

  • @shupikaiziwange3079
    @shupikaiziwange3079 Před rokem +1

    Move on love don't settle ne bishu garden boy uyu une luck hauna mwana or nhumbu

  • @davidzopamberi7092
    @davidzopamberi7092 Před rokem

    #1 urizibenzi, unoda kubatsirwei Iwe wenga hauoni kuti ucharabwawo, handiti akuudza kuti mhepo dzake dzinodzinga vakadzi.

  • @mbospady6062
    @mbospady6062 Před rokem +2

    Pa5 months matonzwa zvevakadzi 5, mwedzi umwe neumwe une mukadzi munyowani. Ko makazogara kwegore. Musapuse mhani imi, kuda kunzi muri mai nhingi here

  • @tsitsimutombo2216
    @tsitsimutombo2216 Před rokem

    #2nd Iyo imba iyoyo ndiyo yauri kukuvarira.Shanda zvesimba rako usiyane nazvo izvo unouraiwa ukasiya mukadzi iyeye nemwana.Ko ivo tete vacho handiti pamba pababa vavo here,asi dai vanga vari vana vatete yaa waiti vabve.Hameno chimbonzwa Kuna sekuru Samaita kuti vanoti kudii.

  • @elvishungwe92
    @elvishungwe92 Před rokem +1

    First confession....you must be able to read mared flags in a relationship ..uchazosiiwa nguva yaenda..it's now or never...buda urove Pasi ..we live once and life is too short..pingo🎉

  • @sachihera1743
    @sachihera1743 Před rokem +1

    Hidey we last confession batsirwa uchenurwe utenge yako imba nhaka isina kushandirwa ne vabereki vako ukui chemerera pakudii shanda utenge chero kumusha kunovakwa unofira mafufu segonzo nekuda zvemahara

  • @nancyncube2656
    @nancyncube2656 Před rokem

    2nd conf.....unofunga kuti sekuru vako vangapa iwewe muzukuru imba iye wavo mwanasikana aripo asina pekugara. Muroi ndiwe urikuda kubvisa mwana wemunhu paimba yababa vake. Iwe sekuru vako vakakusira shavi iroro ririkukushungurudza. Enda kumusha unogadzirisa shavi uchawana zvose zwaunoda

  • @mbospady6062
    @mbospady6062 Před rokem +4

    Sisi imi imarriage here iyoyo, simukai ipapo zvisati zvawedzera. Shuwa mungafira kuti akataura chokwadi kuti iGarden boy🤦🏽‍♀️ ko manyepo amwe ese ayo

  • @esterdube8894
    @esterdube8894 Před rokem

    Last confession that house is not yrs saka unoda kufira kuti ndiwe mkomana mukuru. Forget about that house and do yr own thing zvisina family mukati. Zvenhaka siyana nazvo u r still young man

  • @sharonmboma6543
    @sharonmboma6543 Před rokem

    Last confession....hanzvadzi shanda utenge yako imba,imba yasekuru hayisi yako ndeye munhu wese tsvaga rubatsiro ugadzirirwe zvehupenyu hwako

  • @esthermpofu6326
    @esthermpofu6326 Před rokem

    Second confesion tsvaga Jesu achawanika .zvenhaka izvi siyana nazvo shanda zvako.
    Akati mukomana ndiye anodya nhaka ega ndiyani?

  • @leahgurira2516
    @leahgurira2516 Před rokem

    Garai ku SA my brother imba haisi yenyu pamutemo we nyika unless iri imba yeku musha. Shandai muvake yenyu mozo siirawi vana venyu.

  • @maximumdube2953
    @maximumdube2953 Před rokem +2

    Maproblems mazhinji anokonzerwa nekupusa...zvimwe zvamunoti ndisatan kana kuti kuroyiwa, kana kuti hama dzinondisayirira mweya hazvizi izvo...kumitiswa kunokonzerwa nekupusa, kurovorwa nechidhakwa chisina plan kupusa, kuyitiswa vana uchirambwa kupusa futi...uyo mukomana wejoni arikutayimira imba yenhaka kupusazve shanda yako..ndomushonga wandinawo nhasi...don't say mari yangu hayina zvayinota apa budget chaiyo hawuyigoni, apa pay yese unomwa ...imika. nyengeranayi ikoko

  • @urielchance8692
    @urielchance8692 Před rokem +1

    Last confession,urimuGwere

  • @joycekaseke7805
    @joycekaseke7805 Před rokem

    Last confession, mati mune basa rinoshamisa. Ko tengai yenyu property simple. Izvi hazvidi kushandirwa kana maprofita. Ndasiririswa nemafungiro enyu

  • @thandiwedube2379
    @thandiwedube2379 Před rokem

    Itsotsi rinonyepera mhepo ok zvinhu zvemukadzi zvaakanyepa imhepo futi aripo mukadzi iyeye hope haagare kumusha hapana kuchena chenjerera kuona mukadzi nevana vachiuya

  • @melodymurwira6051
    @melodymurwira6051 Před rokem

    Mukoma varida kurwira imba yaAsekuru imba yefamily inonetsa mukoma shandayi zvenyu munoti vana vemuridzi wemba vangafare kuti mapihwa imba hazviite izvozvo
    Ende munoyifira imba yefamily mukadzimara matanga kurwisana nezvayo

  • @user-eq3uz3qw9d
    @user-eq3uz3qw9d Před rokem

    Mukoma vemba yasekuru shandirwai kuti zvamunobata zvibude imba yasekuru munoifira masikati machena .tete varipo ivavo vasiyei vagare nokuti baba vavo ndiye muridzi wemba musarwadziwe varikugara pasimba rababa vavo .Shandirai vana venyu vasare nenhaka yavo yakavananga kwete nhaka yasekuru venyu

  • @lorrainchanda6803
    @lorrainchanda6803 Před rokem

    1st confession ibva ipapo iwe use your brain ungashandiswa na garden boy
    2nd confession try to put your oudio kwa sisi Melly it’s better

  • @peembano253
    @peembano253 Před rokem

    Ukangogara wazviudza kut ndiri kuroyiwq kut ndisadzokera ku musha ka oooh🤞🤞 zveshuwa haukuendi 😂

  • @billychombe7067
    @billychombe7067 Před rokem

    Conf #2 Hauna munyama mwana bvisa fungwa yekut unemba usina .

  • @miguelnehm5791
    @miguelnehm5791 Před 3 měsíci

    This thing or running away is common with ladies these days. These relationships
    Start on a bad note it’s all about money and what you have. Pray for a husband or wife kunze uko kwakutyisa

  • @maudenyamandi6239
    @maudenyamandi6239 Před rokem +2

    Shanda uzvivakire imba yako. Pfuma yenhaka inoparadza ukama. Tete vane right yekugara pamba pababa vavo.Mukutsvaga vanobatsira unopedzisira waromba.

  • @gracempofu526
    @gracempofu526 Před rokem

    Usabvuma kupusiswa na garden boy uyu mive on with yo life uchazochema 2mrw ukaeamba uchishingirira nhema idzodzo

    • @gracempofu526
      @gracempofu526 Před rokem

      Last confession : dai uri umwe washanda wazvivakira imba yako kwete ku batirira family house bicoz chero varikugarapo vatorivoo vazukuru sewe saka zvaiva zvakidahara zvekti mukomana imba bla blaa times have changed wena vaka ykao isina pamuromo

  • @sithabile3632
    @sithabile3632 Před rokem

    Iwe mukomana tsvaga stand yako uvake pako. Imba yasekuru ndeye vazukuru vese hazvina basa kuti vana vemwana sikana or mwana komana. Usanyanya kuda zvemahara, tenga ruzevha uvake

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Před rokem

    Iwe shanda zvako baba vako kana vasina kukuvakirai imba ma1 ako. Iyo yakasiiwa nasekuru vako ndeyanababa vako

  • @MmasterNyoni-se6pe
    @MmasterNyoni-se6pe Před rokem

    Mainini itai srs ne life mukomana wenyu hana future ibvai pa marriage iyo and move on with yh life

  • @carolynmashingaidze3365

    Saka imi moda kuita mhepo ye chi six here? Zvingori pachena kuti hapana kwazvinosvika saka madii kungosiya musati maita mwana which will then complcate your life

  • @vamediaproductions08
    @vamediaproductions08 Před rokem +2

    For one to imagine himself/herself as an heir apparent of his/her grandparent’s property is the weirdest thing ever. Parents and elders we have a critical role to educate our children/youngsters. This young generation mmmmm

    • @leahgurira2516
      @leahgurira2516 Před rokem

      Akatiza ari grade 7 so he didn't give them the chance.

  • @paulinemckenzie9594
    @paulinemckenzie9594 Před rokem

    Mainini murikuti makaroorwa, motizve mukomana vangu. Akatonobvisa mari kuvabereki venyu here? Anyhow, the decision is yours, hakuna munhu anoudzwa kuti siya murume. Iwe ndiwe unoziwa zvaunoda.

  • @tatendagwata9768
    @tatendagwata9768 Před rokem

    Hapana mhepo apa mukomana iyryo ane muchiuno makaregerera musiye iwe ar kukjitisa. Nxaaa

  • @tsitsichigoche3347
    @tsitsichigoche3347 Před rokem

    First confession tiza nehupenyu hwako

  • @shupikaiziwange3079
    @shupikaiziwange3079 Před rokem

    Pfuma ye nhaka inouraya tengai yenyu imba kwete yakatengwa ne mumwe

  • @Ivom071
    @Ivom071 Před rokem

    1# hapana chako ipapo rovapasi leave him alone. Usaite zvekupusa , hapana mhepo apa , anonyepa

  • @alphamangwiro6429
    @alphamangwiro6429 Před rokem

    Makazvionepi kuti midziyo yaamai yemukitchen inopiwa mwanakomana sezvinonzi amai vake havana hama

  • @user-rm2mw9hw6h
    @user-rm2mw9hw6h Před rokem

    Brother vekuda nhaka yasekuru mutori neproblem ndimi.Basa munoriwana ,mari munobata but chamusingagoni ibudget yemari yenyu.batsirwai kunyanya ipapo mugoshanda zvenyu not zvasekuru.sekuru vane vana vavo even vakave vasikana inhaka yababa vavo saka siyanai yayo.Itai zvenyu brother becoz muchazopedzisira mapiwa makona kana kurombeswa mukapedza hama

  • @tholalnkomo2648
    @tholalnkomo2648 Před rokem

    Mfana wekuchemera imba yasekuru warasika iwe tsvaga rubatsiro ubvisiwe munyama wawurkuti unayo

  • @kudzaimumvekeri3047
    @kudzaimumvekeri3047 Před rokem

    mnn vari kugara na garden boy tiza nehupenyu rwako before it's too late what makes you think Kuti iwe ndiwe uchazogara naye 5 failed marriage pane nyaya apo

  • @esterymusasa3992
    @esterymusasa3992 Před rokem

    Aaaaaaaa kkkkķkk ko kungozvishandira pane kutsvaga zvichakuuraisa coz zvinemakuva izvi

  • @prettinessmutongoreva2914

    Ko zvamati munoshanda Wani .tsvaga stand yenyu muite life yenyu musiyane ne imba yenhaka iyo😢

  • @omegnamhlanga4179
    @omegnamhlanga4179 Před rokem

    Unopenga kuda kurwira imba yasekuru here Dutye

  • @VaidahChipere-go1qb
    @VaidahChipere-go1qb Před rokem

    Imba yasekuru haisi yako dear unless Paine will rakataura izvozvo.ASI dai iri yababa vako.shanda zvako

  • @franciscademberere-6653
    @franciscademberere-6653 Před 11 měsíci

    Usade pfuma yenhaka dzidza kushanda iwe mainini siyai murume uyu kupedzerwa nguva chete

  • @angelinetakapareyi6188

    Mati murikushanda wani muri kuita mari ko mandi matenda pekuvaka zvenyu musiyana nezveimba iyo inemakuva pasi mwari anosimudza marombe kubva muguruma munozviziva ere

  • @mercyjefutala5064
    @mercyjefutala5064 Před rokem

    Musiye nemhepo dzake it means ari kuti newe haupagare

  • @queensibanda711
    @queensibanda711 Před 9 měsíci

    Hausi kutambura work hard and buy your own house mari sungirira

  • @user-td3jm5bn7g
    @user-td3jm5bn7g Před rokem

    Ndokutiiko kuti Garden boy?although wakatadzirwa why would u degrade him with that name? Ko kungonyora refering him as him not garden boy?

  • @user-td3jm5bn7g
    @user-td3jm5bn7g Před rokem

    Secon confesion, imba haisi yako iyo, tete ivavo ndovaridzi vemba ndeya baba vavo, work for yours, for the bad lucky tsanya kunamata nemabvi ako chakaipa chisakuwane

  • @SunflowerSky-hv1xr
    @SunflowerSky-hv1xr Před rokem +1

    Last confession though 😅😅😅😅

  • @paulinemckenzie9594
    @paulinemckenzie9594 Před rokem

    T

  • @susanmoyo-tn6nd
    @susanmoyo-tn6nd Před rokem +1

    I don't understand you ? It like you want the house only dear you will die for nothing just work hard and have your own hoi

  • @elvishungwe92
    @elvishungwe92 Před rokem

    Uyo arikuda imba yemagrandparents uyo my advice for you shanda utenge pako pekugara iwewe you don't have the right to inherit property yemagrand parents ako mwana Vawo achiri mupenyu...Ivo Tete vako she is the right heirs to her parent's property not you

  • @maudenyamandi6239
    @maudenyamandi6239 Před rokem

    Pamwe mkadzi ane zvinhu zviri mumba imomo anotori somewhere. Mind you he lied to you pekutanga. What makes you believe that he is now telling the truth?

  • @angelakwaramba9752
    @angelakwaramba9752 Před rokem

    Pawangoti ndiri kuda imba yasekuru vangu ndabva ndangosviba moyo. You are too young kuda zvemhuka izvi.

  • @alu-gengerald.9211
    @alu-gengerald.9211 Před rokem

    Kokungovaka yako nhai bhururu

  • @tsitsimutombo2216
    @tsitsimutombo2216 Před rokem

    #1st Zvisiye iwe pachiri pedo

  • @esterdube8894
    @esterdube8894 Před rokem

    1st u r not married get out while u still can. So u want to believe nonsense yekuti mhepo hehee ndiwa unogona kudzinga mhepo dzacho??? That guy is playing u he might be married iwe uchiti Ari honest, ibvapo uite zvelife Yako and stop confusing urself over nothing