Huyai Munzwe Zvakaitika Pandakawona Chipoko Cha Sisi Vangu Zim Confessions

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 28. 08. 2024
  • Huyai Munzwe Zvakaitika Pandakawona Chipoko Cha Sisi Vangu Zim Confessions

Komentáře • 46

  • @maiyeukai9346
    @maiyeukai9346 Před 4 měsíci +14

    Wese ane zvikwambo ngazvidzokere kwaari iye muzita RAJesu. Wese aneurombwa ngazvidzokere kwaari muzita raJesu. Namatirai mhuri nevana venyu nemasis and bro enyu..namatai vanhu vashe..nyika yanyangara

  • @PK74681
    @PK74681 Před 4 měsíci +6

    Mukadzi ana Mwari wake uyu. Well done. Ramba uchinamata sekudaro uyambutwewo vamwe🎉🎉🎉

  • @EustinaChimana-oy7dc
    @EustinaChimana-oy7dc Před 4 měsíci +7

    Ndanzwa tsitsi mwana wamai usaneta knamata namata kusvika wasunungura dzinza rose mwari vanechekuita newe, uri mudziyo wamwari shinga usaneta 👏👏👏👏

  • @nancysimango5328
    @nancysimango5328 Před 4 měsíci +6

    Go to prophet Miracle Paul zvinopera izvo

  • @raychibvongodze5283
    @raychibvongodze5283 Před 4 měsíci +1

    Thank you mkoma Nash tadzidza huroyi hurimudzinza umu. Takafanira kunamata zvazvokwadi kuti tukunde hondo dzaSatan idzi

  • @violetcharry8478
    @violetcharry8478 Před 4 měsíci +8

    Uno mudzimu wemumusha wenyu ndiwe unosunungura vanhu vose vedzidza pray kuti babamukuru vsurayiwe nezvinhu zvavo

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 Před 4 měsíci

      Wese ane zvikwambo ngazvidzokere kwaari iye muzita RAJesu. Wese aneurombwa ngazvidzokere kwaari muzita raJesu. Namatirai mhuri nevana venyu nemasis and bro enyu..namatai vanhu vashe..nyika yanyangara

  • @EdithBondera3
    @EdithBondera3 Před 4 měsíci

    Happy birthday to you Zimbabweans 🇿🇼 I'm not a Zimbabwean but pa far muzimbabwe tiri kukanga waya nenhamo🎉🎉🎉🎉🎉

  • @preciousprecious263
    @preciousprecious263 Před 4 měsíci +1

    Namatayi my sister uye ne kubatsirwa kuchipositori mwari anechokuyita ne upenyu hwe mhuri yekwenyu

  • @tinevimbo8751
    @tinevimbo8751 Před 4 měsíci +1

    Uuumm vanhu vanoromba ka musazodaro hamuna moyo ...asi kudenga kuna mwari wangu muchawana mununuri

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 Před 4 měsíci +8

    Happy happy independence day to u all Zimbabweans.

  • @paidamujuru5055
    @paidamujuru5055 Před 4 měsíci +2

    Ndozvirikweduwo izvi veduweeeee zvakaoma tatambura

  • @preciousprecious263
    @preciousprecious263 Před 4 měsíci +1

    Amen and amen Zimbabwe yedu takasungunurwa neropa, ropa ramadzitateguru ezimbabwe happy independent month and day

  • @vhodionne
    @vhodionne Před 4 měsíci +2

    Happy independence day

  • @ZANDIJOHNSON
    @ZANDIJOHNSON Před 4 měsíci +2

    Maifanirwa kuudza mukoma wentu hope dzenyu kuti mese mukwanuse kugeza ne ihvu .parizvino gezayi ne ihvu yakasanganiswa ne salt

  • @peakays3507
    @peakays3507 Před 3 měsíci

    Heyi ngatitsvagei Jesu achawanika tiriri vapenyu nekuti heaven and hell is real, there is this lady called Erica Mukisa kimani ane similar testimony about hell and heaven she's from Uganda haaa kubva zvandanzwa her testimony ndakutya chivi ndakuvavarira kuenda kudenga

  • @Daviso-ig7ml
    @Daviso-ig7ml Před 4 měsíci +1

    Yaah zvakaoma hama yangu zvakaoma madzinza edu akatakura aya

  • @kudzaimakono-sj9nw
    @kudzaimakono-sj9nw Před 4 měsíci +1

    Mwari ngaaitire nyasha kumurume wako mwana waamayi vangu tsitsi ngadzive Newe vachakuchengeta sisivako

  • @branbran9129
    @branbran9129 Před 4 měsíci +2

    Famba mwana waamai ugadzirise sisi vako newe .Enda kwatasvu . Enda unomutsa sisi vako varwe hondo yavo chakasina chete isimba kana ukatsaka munhu anogadzira guva ravo ndokupera kuchaita baba mukuru vako nezvinhu zvavo ndovachasungura vanhu vese vakafa mukushandiswa kwavarikuitwa

  • @user-lk1en3bl4p
    @user-lk1en3bl4p Před 4 měsíci +1

    Shame vanhu vanorombera vanhu hr bt vanhu vasadero😢

  • @sophiachida3361
    @sophiachida3361 Před 4 měsíci +1

    Chifamba kaa uzvisunungure zvinhu zvako zviendeke

  • @user-il7ze9ur4f
    @user-il7ze9ur4f Před 4 měsíci +3

    Wotogara uripamunamato nokuti ukangosuduruka chete wayenda

  • @tsitsimutombo2216
    @tsitsimutombo2216 Před 4 měsíci

    Heyi zvakaoma Mwari ngavakuchengete nemhuri yako usarege kunamata.Ukawanawo zvimari uende kuZim unobatsirwa nana the likes of Tasvu,Kanengo,Bunzamukombe kuti zvifambe mushe maybe ukabata Robert Tapfumaneyi kuZim News Beat tv anokubatsira kubata any of the sekurus.Ndoona kunge vanoziva basa ravo.

  • @Nosickness.He.cannotheal
    @Nosickness.He.cannotheal Před 4 měsíci +2

    My sister nyaya yako inorwadza . Asi ndinoda uzive kuti mwari variko kudenga.
    I want to be your prayer partner.
    If you are interested ill see your comment indicate

  • @LoreenMhofu
    @LoreenMhofu Před 3 měsíci

    Zvakaoma wotoshinga kunamata

  • @user-mg7rq7cr3j
    @user-mg7rq7cr3j Před 4 měsíci +1

    Namata usaneta kudenga kunamwari pasi panevanhu

  • @majurymashipe9688
    @majurymashipe9688 Před 4 měsíci +1

    Earth as in ivhu to cancel that spirit of death

  • @user-hc8kk4mr8c
    @user-hc8kk4mr8c Před 4 měsíci

    Ummm scary

  • @MoreblessingTorauyanga
    @MoreblessingTorauyanga Před 4 měsíci +3

    Enda kwasekuru Tasvu or sekuru Kanengo vavozipedza

  • @user-fc2no1ff3q
    @user-fc2no1ff3q Před 3 měsíci

    Ko ivo sis vako vadi kukubatsira

  • @JamiaSamu
    @JamiaSamu Před 4 měsíci

    Ok madai madzokerazve kune vakambosunungura pakutanga veikoko kuJoni

  • @maslinechigogora6917
    @maslinechigogora6917 Před 4 měsíci

    Keep on praying

  • @user-wp7fy1ji9i
    @user-wp7fy1ji9i Před 4 měsíci

    Happy independence for what independence like this 😭😭😭????

  • @mekong7529
    @mekong7529 Před 4 měsíci

    Mamwe maCurses anobviswa neropa raJesu... Iko kumaChurch edu amunoshora emagitare nemasutu.

  • @Joyce-ug7zv
    @Joyce-ug7zv Před 4 měsíci

    Ummmm zvakaoma shuwa kunze uku kwakaoma 😭😭😭😭😭😭😭😭😭

  • @Joyce-ug7zv
    @Joyce-ug7zv Před 4 měsíci

    😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢

  • @user-wp7fy1ji9i
    @user-wp7fy1ji9i Před 4 měsíci

    We don't have independence to celebrate

  • @yeukaimusunza3023
    @yeukaimusunza3023 Před 4 měsíci

    Never Trust to go to N'anga Amainini Munorombesiva kabisira imi aaa,sanoi kugeza nemvura yo Munyu vematombo vakanzi Thokoloshe salt .pamwe chete semhuri everyday.nokutsanya

  • @charityhwara1653
    @charityhwara1653 Před 4 měsíci

    Zvakaoma hazvo 😢

  • @clararity
    @clararity Před 4 měsíci

    Hermaphroditehachisi chinhu chinotyisa hapana kana hurombwa. Only kuti zvinhu zvisingazikanwe muAfrica. Very common in Asia and America

  • @user-ev5wm5fj2m
    @user-ev5wm5fj2m Před 4 měsíci

    Shame namata

  • @msrosegold7550
    @msrosegold7550 Před 4 měsíci

    Ko wadii wambodzokera ku n'anga yawareva pamwe unobatsirika to fight those attackes

  • @EustinaChimana-oy7dc
    @EustinaChimana-oy7dc Před 4 měsíci +1

    Namata kusvika zvavadzokera zvipedze vana vavo

  • @nyaraitaderera9369
    @nyaraitaderera9369 Před 4 měsíci

    Wadini kubata Robert tapfimai neyi ubatsirike nekurumidza