NdakabatwaNdichi Shanduka Kuita Nyoka Inzwai Zvakazoitika

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 27. 08. 2024
  • Ndakabatwa
    Ndichi Shanduka Kuita Nyoka Inzwai Zvakazoitika

Komentáře • 41

  • @khotsomakokotlela8002
    @khotsomakokotlela8002 Před 8 měsíci +6

    Aewa nhau dzehurombwa kana huroi its real, kunamata kwakakosha hamadzadiwa, ngatigarei tichinamata,

  • @PK74681
    @PK74681 Před měsícem

    Tinotenda nebasa rengu Auntie Mamo. Tiri kudzidza zvakawanda 🙏🙏🙏
    No comment pa confession iyi.

  • @millicentnzanga3322
    @millicentnzanga3322 Před 8 měsíci +5

    Thank you Auntie Mamoe ❤️, ummm vanhu vakatakura kurema

  • @TendaiChinyama
    @TendaiChinyama Před 8 měsíci +1

    Yooooh nyaya iyi ichaita kuti ndichinje the way of praying nyika yakasenga yooooh

  • @esterdube8894
    @esterdube8894 Před 8 měsíci +4

    Nhaka yacho isingakupe kana Mari zvayo, I feel sorry for those witches

  • @paulinesuemazano8727
    @paulinesuemazano8727 Před 8 měsíci +1

    The world is no longer beautiful.Dai Mwari vatibatsira

  • @LindahTavengwa-sp5ok
    @LindahTavengwa-sp5ok Před 7 měsíci +1

    Uuummm

  • @user-qe9uf4wf3p
    @user-qe9uf4wf3p Před 8 měsíci +2

    Hi auntie mamoyo tinokutendai nechirongwa chenyu ❤

  • @TariroMamina
    @TariroMamina Před 7 měsíci +2

    Chitoshinga kuramba kuchibatsurwa mwari vanokusunungura uroyi hauna kunaka zvachose zvichaita chete inguva isati yakwana as long wapupura chokwadi chako chose

  • @adhocprojects
    @adhocprojects Před 8 měsíci +1

    Uyu munhu akarombeswa ari mudiki. Handimupi mhosva. Kubuda mune zvakadai hazvisi nyore as Mwari vakudzwe ari kuzama kuzvitiza. Veduwe kana totsvaga kubatsirwa ngatiende kuna Jesu. Tsvaga sangano rinonamata kwazvo richiverenga bhaibheri. Pafeya vemagemenzi avo nen'anga is the same club. Ukavashandisa unongochinjirwa chidhimoni chiri pauri asi usina kupihwa solution/deliverance. Resist the devil and he will flee.

  • @carolinemuyambo8705
    @carolinemuyambo8705 Před 5 měsíci +2

    Hide enda kwa sekuru TASVU uno batsirika dear

  • @MiriroManatsa
    @MiriroManatsa Před 8 měsíci

    Zvinorwadza zvawakaitirwa nagogo vako vakakupa nhamo hapana shura rinoitwa pasi pezuva rikasabatwa midzimu yemumusha imomo yaida kuti zvibude pachena kupiwa uroi kuomeserwa kwechiraramo uye munyama mukuru nokuti unokuitisa zvisizvo

  • @carolynmashingaidze3365
    @carolynmashingaidze3365 Před 8 měsíci +1

    Yooh, Amai😱😱

  • @conniejam5575
    @conniejam5575 Před 8 měsíci +1

    Nxaa mabasa asatan chokwadi ingava nhaka here yekusiiyira muzukuru mbuya hamupinde denga science idzodzi makadzi dzidzepi .kubva gadzirayi mari ka kwete kuuraya innocent people

  • @loycemazhindu8782
    @loycemazhindu8782 Před 8 měsíci +2

    Muri cy Aunt mamo

  • @AndiswaNkomo-pi9iw
    @AndiswaNkomo-pi9iw Před 8 měsíci +2

    Yowe nyikayakatakura kurema

  • @fadzaimacharaga98
    @fadzaimacharaga98 Před 8 měsíci +1

    Zimbabwe yakasenga veduwee

  • @majorymakubika9745
    @majorymakubika9745 Před 8 měsíci

    Izvi zvinototyisa izvi. Mukazonzwa man of God achiti, Hedge of Fire mavakunzwisisa handiti?

  • @user-yx2oj2gl9o
    @user-yx2oj2gl9o Před 2 měsíci

    Aunt mamo muriseyi

  • @EustinaChimana-oy7dc
    @EustinaChimana-oy7dc Před 8 měsíci

    Ummmm izvi zvnotyisa ndosaka mazuvano vanhu vazhinji avachadi vana vanogara nanagogo nenyaya dzekupa vazukuru huroyi

  • @margaretnyarambi7066
    @margaretnyarambi7066 Před 8 měsíci

    Enda kwasekuru tasvo

  • @user-ub8ch2vg4z
    @user-ub8ch2vg4z Před 8 měsíci +1

    Ummmm wakatadza pakuuraya vamwene vanga vatadzeiko

  • @sheilajohn1026
    @sheilajohn1026 Před 8 měsíci +1

    Haa pasi rakataura kurema

  • @user-si8hz1ht4m
    @user-si8hz1ht4m Před 8 měsíci +1

    Dark world indeed.

  • @trevormoyo-pu1kk
    @trevormoyo-pu1kk Před 8 měsíci +2

    Pakaipa fun thing is Satan anokushandisa patina any reward , munyengeri chete

  • @sithulisiwendlovu1088
    @sithulisiwendlovu1088 Před 8 měsíci

    Uuuuuuummm zvotyisa yooowwweeee

  • @user-si8hz1ht4m
    @user-si8hz1ht4m Před 8 měsíci

    Hi aunty Mamoe

  • @chiedzamatumba9130
    @chiedzamatumba9130 Před 8 měsíci +1

    Chengeta mwana wako wega munhu vabereki vedu hatichazivi zvavakasenga.

    • @BelindaChizanga-zm2xs
      @BelindaChizanga-zm2xs Před 8 měsíci

      True Dia zvakaoma ndozvirikuitwa mwana vngu nambuya vakr now ndkatora ndkutombofamba naye zvisati zvaemderera

  • @user-xu1oe1hx9r
    @user-xu1oe1hx9r Před 8 měsíci

    Haa zvkaoma hazvo sure ummm kuroya kwakaipa hkp

  • @clivechigaba663
    @clivechigaba663 Před 8 měsíci

    Tswanga jesu

  • @user-uj2nl8sp6h
    @user-uj2nl8sp6h Před 8 měsíci

    Yooo kutanga kuroya usati wakura iii ma1

  • @Sthandwa-dk3xh
    @Sthandwa-dk3xh Před 8 měsíci

    Ma 1 shuwa

  • @ShellaChipetu
    @ShellaChipetu Před 8 měsíci

    Vanhu vakatakura zvinorema

  • @user-hb2oe5pr5y
    @user-hb2oe5pr5y Před 8 měsíci +2

    Murcy Aunt mom

  • @stellabanda8967
    @stellabanda8967 Před 8 měsíci

    Ndashaya masoko ekutaura nazvo

  • @lorrainchanda6803
    @lorrainchanda6803 Před 8 měsíci

    Zitete repa corner yangu moverenga rinhi

  • @user-fb6kv1js5g
    @user-fb6kv1js5g Před 8 měsíci +2

    Kunyepa mhan, iwe munyori do we look like fools kwauri ku believer such a stupid story go to hell mhan nxaa