Ndakadanana Nemukadzi We Shamwari Yang uNdisingazivi Kuti Ane Runyoka

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 27. 08. 2024
  • Ndakadanana Nemukadzi
    We Shamwari Yangu
    Ndisingazivi Kuti
    Ane Runyoka

Komentáře • 45

  • @christabelhakunavanhu
    @christabelhakunavanhu Před rokem +1

    First komouraya mukadzi waSahwira kuti adii handi waita zvinhu uchiziva hako kumbira ruregerero kuna mwari wobva wachinja nzvimbo wonogara kumwe wosiya zvekunyenga vakadzi vevanhu

  • @user-wb4zn1yb8f
    @user-wb4zn1yb8f Před 9 měsíci

    Amai vekuuraya mwana ini ndinokumbirisa nemutsa waMwari kuti musauraye henyu mwana iyeye ,chamusimgazivi ndechekuti uchitanga kugara nemurume anotarisisa paneweeknes yako zvekuti kana asisakudi iwe uchimuratidza kt waperera paari anokutamba yakapenga seiyiyi ,aitokusiya kwenguva achiziva kt hautadzi kuda umwe murume ende aizviva kt akasakubatai uchaita nhumbu chete obva akudzinga nemhosva kwayo yausinga vhiki zvachose zvawakaitwa izvi ,Hauna kuona kt murume wako akange atove neumwe mukadzi kare dai wakangwara waiito kanganwira mwana wako uyu wotovaka ukamahwakasimba nemwana wako zvekuti akuwachisa murume uyu mwana haana mhosva akapata mukadzi anodisa murume achirasa vana ziva kuti musi waunofa munhu aripanyika anochemazvemachokadi vana vako namai vako chete

  • @RhodaMushandikurwa-rk2sj
    @RhodaMushandikurwa-rk2sj Před 8 měsíci +2

    Hausi. Shamwari. Yakanaka

  • @sheltermhere6016
    @sheltermhere6016 Před rokem

    Usauraye mukdzi uyo imi chingofai mega

  • @rhodabodo7360
    @rhodabodo7360 Před rokem

    Bamnn ifai mega moda zve kuparira mhuri yenyu ngozi yekuuraya mukadzi wabhururu wenyu kana imi mukafa hamuna kuzvipedza nekuti ngozi yemukadzi iyeye inopedzazve hama dzenyu ndidzo dzichandoripa zve dai mabva nzvimbo iyoyo yamusingaoni bhururu nemukadzi wake

  • @ayanda4586
    @ayanda4586 Před 8 měsíci

    2nd conf u got off easy urimoroi waifanirwa kufa

  • @mercymupondiwa9426
    @mercymupondiwa9426 Před rokem

    Veduwee musavenge mwana haana mhosva ndimi makaita chihure mega please

  • @user-hl7sx2uq6o
    @user-hl7sx2uq6o Před 8 měsíci

    Iwewe wakazvinyanya

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 Před 9 měsíci

    Mwana haana mhosva iwe ndiwe wakaita chifambi plus kuuraya mwana achatobudirira mwana wako iyeye paupenyu uchafa nenhamo fambi mhondi yemunhu .

  • @tinevimbo8751
    @tinevimbo8751 Před 9 měsíci +1

    Veduwe Ka Mai vekuvenga mwana wavo mune hutsinye hwakaoma kuvengera mwana hubenzi hwenyu tibvire zvedu gadzirisai hunhu hwenyu musaite chipfambi

  • @ayanda4586
    @ayanda4586 Před 8 měsíci

    1st conf so heartbreaking

  • @nokhaanathi
    @nokhaanathi Před rokem

    Pakaipa yooooo ummmmm

  • @Leechina-wp5hf
    @Leechina-wp5hf Před 11 měsíci +2

    My brother hatikutuki because watukwa Kare 😢how can you do tht to your friend shuwa

  • @lovenesmugariri7033
    @lovenesmugariri7033 Před 8 měsíci

    Zibenzi remunhu zihure,zimhondi haunyare kuvengera mwana tsvina dzako,mucheri wegomba achawira mariri zvaunoda zviitike kumwana iyeye nen,anga dzako zvichakudzokera futi

  • @jenniferndlovu-pn1dw
    @jenniferndlovu-pn1dw Před rokem

    Haiwa mwana anozivei wakaitirei zvinhu zvako mwana arimo rumwe rudzi haruuraiwe wativa nemweya wekuuraya izvezvi iyeyu uchamuuraya futi yatongozi yawakapara usavenga mwana urihure waidanana nemunhu kusvika pakumiriswa mukadzi wemunhu dai wakanosiya mwana iyeye kuchildrens home ukangouraya uyu futi uchafa uchitambura hauzozvare zvachose uneshavi

  • @nancyncube2656
    @nancyncube2656 Před rokem +1

    Last conf ....mainini chasungwa panyika chasungwa nekudenga. Imi tendai mwana wenyu nekuratidza mapurisa kuti musungwe ikozvino you are free makasunungurwa ndofunga nekudenga makatosunungurwa. Dai mwana asina kukusungisai nanhasi dai muchizvidya moyo maerana nenyaya yekuponda mwana hei vanhukadzi takaoma moyo

  • @Sthandwa-dk3xh
    @Sthandwa-dk3xh Před 10 měsíci +1

    Munopenga mai imi.mungavenga mwana wenyu nekuda kwema decision amakata moga.kwanai

  • @allinadaysworkhakunamatata9187

    Vana vadiki ingirozi dzamwari

  • @sheltermhere6016
    @sheltermhere6016 Před rokem +1

    Makawoma mukoma

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 Před 8 měsíci

    Ummm 2nd confession 😢😢😢

  • @zanele905
    @zanele905 Před rokem

    Chero single lady harare pese pese
    Vanhu ngavatye nokuespector mhuri dzevamwe ita yako

  • @angelinetakapareyi6188
    @angelinetakapareyi6188 Před 10 měsíci

    One ndiko kuroya kuri pachena zvakafanana nekuti warara nasister yako chete wati tisakutute asi ziva kuti akuruma nzeve anokuda pafeya chaipo wakatadza kubva nhasi utende mwari nevadzimu vako kuti uchiri mupengu zvinosvodese

  • @user-eq3uz3qw9d
    @user-eq3uz3qw9d Před rokem +1

    @last mwana wako haasirirei akazviita asi kuti akatungamirirwa nedzinza nemwana wawakauraya anga akatogarwa chaiko nemudzimu wemwana wawakarasa ukada kumuendera kun'anga uchenjere kupenga nokuti ane zviri paari chirega kuitira mwana wako hutsiye

    • @jenniferndlovu-pn1dw
      @jenniferndlovu-pn1dw Před rokem

      Ichokwadi rumwe rudzi haruuraiwe vamwe anigadzira vana vavo vachiri vadik midzimu yemwana mucheche hausati uchati eke

  • @ShielaMazarire-qr8dc
    @ShielaMazarire-qr8dc Před rokem

    Mukadzi uyu akakanganisa zvisingaite daiakachengeta mwana uyu muroi chaiye ko mwana wake anomuvengerei haana chaakatadza akaitakuti chakaipa chibude anopenga

  • @wendychatsama4868
    @wendychatsama4868 Před rokem

    2nd confession, so heartbreaking, zvkaoma hazvo😢

  • @makanakamaenzanise3602

    Nhai mujaya, wadii kutiudzavo kuti mukadzi weshamwari yako wakamunyenga sei? Wakanyengwa naye here or iwe ndiwe wakangomuchiva? Ndipo pane nyaya yose ipapo, uye SOLUTION inobva ipapo.

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 Před rokem

    Secind cc yoo yeka umntwana ngezenzo zakho ezibolileyo pliz

  • @stellamashandudze516
    @stellamashandudze516 Před rokem

    Unopenga iwe kumuvengera chihure chako satan wemunhu

  • @carolinechirima
    @carolinechirima Před rokem

    Komukadzi wasahwira unenge woda kumuuraireizve.kowadii hako kotsvaka kumwe kwekuinda.ubve pedo navo

  • @user-eq3uz3qw9d
    @user-eq3uz3qw9d Před rokem

    @first Tenda mwari kuti friend yako yakabvuma kukusunungura zvinhu zvawaiyita waitadza zvako zvekufa nekuuraya zvawakufunga rega unoita ngozi ukaparira vana

  • @princessmamthe
    @princessmamthe Před rokem

    Yah neh 🤔

  • @user-dq2oi2du3g
    @user-dq2oi2du3g Před 9 měsíci

    Hide anopenga uyo mwana chinhu chakanaka ngasiyee mwana uyoo iyeye ngaanofira kure uko nekuti mawooko ake akatsuka neropa remwana wakazvwara akasungirira mu plastic can you imagine after labor woiisa mu plastic dai waberekeswa spirit yemwana wawakaura nekuti huroyi akusikubata mushonga chete ikozvino wakutovenga mwana asina mosva wawumwe huroyi. I hate people who destroy those innocent sauls God will judge you for vamwe havatorina kana miscarriage zvayo iwewe wonorasa mwana like seriously vanhukadzi kwanai

  • @esterdube8894
    @esterdube8894 Před 11 měsíci

    I always question these types of marriages. How does a married couple stay for 6months apart in the same country??? If u can't handle being singly married just call it quits because kuhura uri married it's not on

  • @user-wu8oh5uc5r
    @user-wu8oh5uc5r Před rokem

    Uuuuummm mukoma makanyanya

  • @carolynmashingaidze3365

    2nd confession, nhaimi mother munovengera mwana mhosva yenyu yamakapara mega here. Hapana chamakadzidza ku jail handiti. Leave that child alone and deal with your problems first. Sure sure muri mai rudzii vanoda kukanganisa hupenyu hwemwana wamakabereka mega akataura chokwadi. U are not fit to be anybody’s mother. Kwanai mukawana time

  • @allinadaysworkhakunamatata9187

    Last confession venga zviito zvako. Unoroya , kuuraya mwana wako, now you want to kill the 2nd one .

  • @Ivom071
    @Ivom071 Před rokem

    Move away from that area , kurara nemukadzi weshamwari shura. Uno fanira kuripa

  • @esterdube8894
    @esterdube8894 Před 11 měsíci

    Unorwadziwa neyi yet it's u who betrayed yr friend. Ita zvekushanda Mari usiye kushanda vakadzi vevamwe nekudhakwa. Tenda kuti wakaitirwa runyoka rwekunamira chete u wouldn't be here to tell the story. Hope you learnt yr lesson

  • @mercymupondiwa9426
    @mercymupondiwa9426 Před rokem

    Vadii kuripa vogara far from your friend kusviuraya is not a solution

  • @allinadaysworkhakunamatata9187

    Why do you want to kill your friends wife , i think muchirikumuda saka you cant stand kuti anemurume wake.
    Please dont kill anyone, repent and turn to jesus.

  • @makanakamaenzanise3602

    Urikuvenga munhu asiri iye. Zvivenge iwe pachako, you are your own devil. each time mahure do this they cook up a twenty page false background story trying to justify what they did mukuhura, and yet chihure chakatobvira kare chakakombodza muhana make.

  • @obt2790
    @obt2790 Před rokem

    Hate yourself,,usavenga mwana....haasiriye akaita kuti uuraye rusvava