Ndakaita Dhiri Ne N'anga Yaida Kunditengesera Musoro Wemunhu

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 28. 08. 2024

Komentáře • 31

  • @user-kk8bu5qc9s
    @user-kk8bu5qc9s Před 6 měsíci

    Mwari vanokuda hama yangu tendeuka nguva ichipo

  • @user-cw8ei5pg3n
    @user-cw8ei5pg3n Před 6 měsíci +5

    zvakaoma veduwe kushandisa mwana mudiki kudaro

  • @brendanzombe3859
    @brendanzombe3859 Před 6 měsíci +6

    Nyika yaipa

  • @user-vf6bv3wt1i
    @user-vf6bv3wt1i Před 6 měsíci +1

    Uummm ko Ben 10 achazovei nhymi haaa😢😢😢

  • @cecilliakanhukamwe7472
    @cecilliakanhukamwe7472 Před 6 měsíci +4

    Nyika yakatakura kurema shuwa mwari pindirai

  • @rumbi6789
    @rumbi6789 Před 6 měsíci +1

    Dzimwe nyaya vanhu vanombotanga.vafungawo here vasati vaposter nekuti kunedzimwe byaya dzinoshatirisa mukoma Nashy

  • @Moniquechiqous8052
    @Moniquechiqous8052 Před 6 měsíci +3

    Muuum pasi rakatakura kurema

  • @destinyabels8548
    @destinyabels8548 Před 6 měsíci +1

    Zvakaoma hazvo asi 😢😢

  • @fadzaimacharaga98
    @fadzaimacharaga98 Před 6 měsíci +2

    ita hakoo.asi zvirinani kutsvaga mwari

  • @Ashley-up6xy
    @Ashley-up6xy Před 6 měsíci +4

    Ko mwana wamurikushandisa muchamusunungura rinii

  • @user-dz3bk3zv6k
    @user-dz3bk3zv6k Před 6 měsíci +1

    Nhaiwe mwanasikana zvauri muroyi chaiye nezera rako roita zvakadaro

  • @pascelinefibion6592
    @pascelinefibion6592 Před 6 měsíci +5

    Hidey you should know people are not the same you shouldn't make others suffer nekuda kwababa vako but 1 day khama will come for you

  • @SibsChishongo-hj3jo
    @SibsChishongo-hj3jo Před 6 měsíci +2

    Zvakaoma sure

  • @gracempofu526
    @gracempofu526 Před 6 měsíci +2

    Yah ndabvuma hangu mmmmmm🤔

  • @Nokutenda774
    @Nokutenda774 Před 6 měsíci +1

    Ndaita kunonzi kushatirwa but hell I hakugadzirisa iwe satan iwe.

  • @tatendagwata9768
    @tatendagwata9768 Před 6 měsíci +1

    Such a Horror story mkoma Nashy aaaah hanzi kuita deal ne 😈 👿 devil😳😳😳😳😳😳😳😳🙆‍♀️🙆‍♀️🙆‍♀️🙆‍♀️🙆‍♀️🙆‍♀️ such a Disturbing 😔 Story

  • @ciecie-bw1kl
    @ciecie-bw1kl Před 6 měsíci +1

    At least we are learning ma Ben 10 changamukai uko nyika yaipa

  • @lovemzah
    @lovemzah Před měsícem

    0:59 1:00 1:0 1:02 0 1:00

  • @lovemzah
    @lovemzah Před měsícem

    3:01

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 Před 6 měsíci +2

    Yaaaa 🐍😺😈👿👹💯

  • @lovemzah
    @lovemzah Před měsícem

    3:53

  • @PropheticChannel-cl9jc
    @PropheticChannel-cl9jc Před 6 měsíci +1

    Hurombwa hupenyu hwako hidey asi ndabatikana nevanhu vasina mhosva Mainini Ne mwanakomana haachawana matambudziko here nehurume hwake wakashandisa muneramangwana rake kana mazogara vanhuvashe musazodaro haasi ma funnies mari dze ma university ndopanenge paine Tariro neziso rangu semubereki wotoona munhu kutogadzirisa life yake ne mwana wangu God forbid

  • @esterdube8894
    @esterdube8894 Před 6 měsíci

    Tsvaka Mwari nguva ichiripo

    • @joggamun9238
      @joggamun9238 Před 6 měsíci

      Ariko here mwari wacho achisiya vanhu vachitambura kudaro

  • @lovemzah
    @lovemzah Před měsícem

    1:32

  • @indramakumbirofa162
    @indramakumbirofa162 Před 6 měsíci

    😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @adhocprojects
    @adhocprojects Před 6 měsíci

    Vatete makanenga kumoto. Kana dzenyu pfungwa dzakagumira pakufunga zvepasi pano chete regai tikuudzei kuti zuva rerutongo rinosvika manje manje. Vakaipa vachakandwa mumoto asi vakaregererwa vachawana hupenyu husingaperi. Zvimwe zvese idrama iro zvekuti manunura mai venyu. Haaa Satan hamumuzive here kuti munyengeri. Wakatambiswa bhora hanzvadzi. Akanga asina simba rekuuraya mai vako iye Satan. Wakashishidzirwa ukanokatanurana nezvikuru. Kununura business renyu uko haiwa hapana chitsvazve. Satani akati kuna Jesu ndinamate ndokupa zvese izve. Ishe vakaramba asi iwe wakabvuma. Good thing you realise you made a deal with the devil. Repent when there is stil time of wait to enjoy the heat. Zviri kwamuri tete.

  • @lovemzah
    @lovemzah Před měsícem

    0:59 1:00 1:0 1:02 0 1:00

  • @fadzaimacharaga98
    @fadzaimacharaga98 Před 6 měsíci

    ita hakoo.asi zvirinani kutsvaga mwari