Huya Munzwe Ndino danana Ne Njuzu Ndiri Muroora Weku Ma Dziva

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 6. 08. 2023
  • Huya Munzwe
    Ndinodanana Ne Njuzu
    Ndiri Muroora Weku
    MaDzinza
  • Zábava

Komentáře • 23

  • @user-yo2gn1jb8y
    @user-yo2gn1jb8y Před 7 měsíci

    Chivindi chekutevera kwarira ngoma ari manheru chakatanga sei

  • @choicendoro7937
    @choicendoro7937 Před 11 měsíci +2

    Muroora wenjuzu ari born again here? Nokuti hondo yenjuzu haiperi nekushandirwa, inopera nekuziva shoko. Aripo maverse anoita kuti unyaradze ngoma inokuusvitsa ikoko. Zvandingataure zvinoshanda chete pamunhu azvipira kuraramira Jesu.

  • @MercyTMangisi-cb9pm
    @MercyTMangisi-cb9pm Před 11 měsíci +1

    Njuzu rudzii amai makagadzirwa muri kushandiswa nemweya wakaipa njuzu yandoziva ini une lucky nevarume ,kubatsira vanhu pachivanhu ,kuhura daka yako njuzu rudziii musazvipembedze nemweya wesvina

  • @user-ur8en3rp9m
    @user-ur8en3rp9m Před 11 měsíci

    Endai kwatasvu uyo akautaya mukadzi. Nehurombwa

  • @user-vo8ey9vm8b
    @user-vo8ey9vm8b Před 11 měsíci

    Tete makadii kune nyaya 2 dzekutanga idzo kuti zvipere dai vangoenda Kuna prophet w Magaya ku PHD ministries

  • @Fellistus-ls9jf
    @Fellistus-ls9jf Před 11 měsíci +2

    Uyo anabakuru benzi becareful ukaramba uchigara naCC vako avo uchapedzisira wapindawo mazviri hongu wait cc vako vakati zvemushonga zvakashata ki Shamwari dzavo idzo dzinosvika 10 or kudarika you never know what they think about you maybe they will think you will expose them one day so they might harm you or force you to join them

  • @amutaks
    @amutaks Před 11 měsíci

    The fallen angels and the njuzu and knows their times are running short. Remember Jesus said it will be just like Noah’s time they defiled with women thry doing the again today in these end of end times

  • @brightonmugarisanwa5971
    @brightonmugarisanwa5971 Před 11 měsíci

    😮😮😮 I heard this content from Nash😮😮

  • @PK74681
    @PK74681 Před 11 měsíci +2

    Ngatimbotiyi urikutaura chokwadi. Iwe muroora wekuMadziva, wadii hako kubva wangogara ikoko kumvura? Sei uchidzoka?
    Unevana here kumvura ikoko? Ko murume wako anodii kuuya newe semukwasha advise pfuma kuvabereki wako?
    Chinotadzisa kuti mugare mese pamwechete semurume nemukadzi chiyi?

  • @carolynmashingaidze3365
    @carolynmashingaidze3365 Před 11 měsíci +1

    Last confession, handiti u have tried to warn her asi havasi kuda kusiya asi we all know how it will end. Hope u never follow into her footsteps . U have done and said what a good sister would and that’s all u can do.

  • @lillianmbaserah5995
    @lillianmbaserah5995 Před 11 měsíci +1

    Ko ma confessions mwamwe acho zvakungo fanana ne ayo apa Zim Confessions amkoma Nashe. He directed us some of us here to support but zvakungofanana wani?

  • @angelakwaramba9752
    @angelakwaramba9752 Před 11 měsíci +2

    Everyone is doing secrets and confessions and zvekuti hidey zvinondibhowa sei?

  • @makanakamaenzanise3602
    @makanakamaenzanise3602 Před 11 měsíci

    Confession THREE: Vanhu vanoromba for various reasons, for funny for adventure or as a SOLUTION to a problem. Sisi vako vakura zvakadii? Pamwe pane zvakawanda zvavakaona muupenyu kusvikira vawanawo benzi iroro. The fact that she advices you not to do hurombwa proves that she is NOT mistaken on she is doing.

  • @ostenfungaimabhure9420
    @ostenfungaimabhure9420 Před 11 měsíci

    Veronda ngaende kwaprophet t freddy .

  • @alphamangwiro6429
    @alphamangwiro6429 Před 11 měsíci

    Nhaiwe saka unevana here uyezve zvichaguma nei wadii kuudza vabereki vafambe newe zvipere sure hungava hupenyu

    • @stellabanda8967
      @stellabanda8967 Před 11 měsíci

      Vabereki vake vanoziva nkt mwanasikana kusvika 35 yrs

  • @stephaniejones7438
    @stephaniejones7438 Před 2 měsíci

    1#Njuzu you are already denying help saka hawu batsirike hapana chisingaperi where there is a will to heal.Wakanyura mazviri and une help yawuri kuwana kwazviri
    2 and 3#Kugara kwako ipapo uri mu teritory ndiwo mutangiro wacho wozongonzi huya umbonzwawo wobva wanakidzwa izvezvi uchiri pamari wakadekara.Iba ipapo usiyane navo kana uri serious unoita life yako

  • @makanakamaenzanise3602
    @makanakamaenzanise3602 Před 11 měsíci

    Confession ONE: I'm not sure kuti hidy arikutaura nyaya idzi kuti azvisiye here kana kuti apembedzwe. Kana uchida kusiya spiritual husband pane nzira mbiri (1) Kurasa mweya iwoyo uchishandisa N'anga, or (2) Kugamuchira mweya iwoyo woita zvaunoda asi woukumbira kuti uve nemurume mupenyu anokuchengeta, again, N'anga dzichakuudza how it is done. PLEASE NOTE THAT kurasa mweya iyi usually kunemuripo, and usually the punishment may be something you wish you hadn't done it.

  • @Fellistus-ls9jf
    @Fellistus-ls9jf Před 11 měsíci

    Iwe wekumadziva zvawakaudzwa kunva Uri mudiki unezvawakaita kuzvifzivirira here Kuti zvisakusvitsa pawava nhasi but anyway imbozama Vana sekuru kanengo they might help you on this

  • @makanakamaenzanise3602
    @makanakamaenzanise3602 Před 11 měsíci

    Confession TWO: Advice inonetsa apa, nekuti wasanganisa pfungwa dzako pamwepo nema facts. Facts and opinon should be distinguished and separated. Urikuti chino nechino kakaita ndava neronda here there , this that,,,because of ...."Akakuudza izvozvo ndiani?Dai pasina hurombwa vanhu havaiita maronda here, kana kurwara kana kufa?

  • @user-yo2gn1jb8y
    @user-yo2gn1jb8y Před 7 měsíci

    Chivindi chekutevera kwarira ngoma ari manheru chakatanga sei

  • @user-vo8ey9vm8b
    @user-vo8ey9vm8b Před 11 měsíci

    Tete makadii kune nyaya 2 dzekutanga idzo kuti zvipere dai vangoenda Kuna prophet w Magaya ku PHD ministries