Mbuya Vangu Vakabuda Demon Pamuchato Wangu Kuchinamatirwa Food. zim confessions latest

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 28. 08. 2024
  • A wife narates kuromba kwakaita murume wake ,zim confessions latest

Komentáře • 36

  • @chidzombapearl6641
    @chidzombapearl6641 Před dnem

    #1 gogo vakatofumurwa ne prayer ye food vakamanifester...iwe go to your pastors wonamatirwa daughter and reverse zvese zvakataurwa ne demon... and continue to fast and pray mega mumba menyu... there's nothing God cannot do... Mwari havakundwe ne munhu

  • @jennychekeche1138
    @jennychekeche1138 Před rokem +2

    Sisi fambirai imba yenyu mbuya vanoroya ende varikudakutoparadza imba yenyu

  • @angelakwaramba9752
    @angelakwaramba9752 Před 10 měsíci +1

    Umm Veronda avo. Nhaimi chivindi chenyu ndecheiko nhai. Moti ronda, moti kurarwa nemi muri kumwedzi umm Ko pese apa manga murpi. Umm ndazuzuma.

  • @user-jp7wx4mr3l
    @user-jp7wx4mr3l Před 5 měsíci +1

    2/ confession tiza kani iwewe, dzoka kumusha kwenyu

  • @victoriamarufu3953
    @victoriamarufu3953 Před rokem +2

    Haaaaaaaa shame Mwana vangu enda unobatsirwe kuti uite mwana uye kuti mugare zvakanaka mumba mangu

  • @user-ym6tw8mt6k
    @user-ym6tw8mt6k Před rokem

    😢 mainini vemurume we roda nhaimi zvivindi mukuzvihodha kupi nhai run for your life red flag hamusi kuiona hr

  • @charitysibanda7306
    @charitysibanda7306 Před rokem

    Sister vekuchàta vanambuya vanoroya endai ku harare kwasekuru tasvu imba inoparara makagara zvinhu zvamakapihwa nagogo dhai makazvipisa vakatarisa dhai vàkabva vanyatsonamatirwa too much gogo vako zimuroi

  • @pillyncube3544
    @pillyncube3544 Před rokem +1

    Auntie munogeza henyu

  • @charitysibanda7306
    @charitysibanda7306 Před rokem

    Muchafa nerich man yako iyo tiza my dear tora mari utize

  • @evelynsatumba3648
    @evelynsatumba3648 Před rokem +2

    8yrs vakashinga kugara nezvadaro

  • @TafadzwaMoyo-hm6bi
    @TafadzwaMoyo-hm6bi Před rokem

    Avo venemurume aneronda......Ummm torai enyu mabag mudzokere kwamakabva.... munotsvaka mwari uye kubatsirwa

  • @Leonie-95
    @Leonie-95 Před rokem +1

    Avo ve pregnant aaa maii makatotambwa akutoshandisa imi akatoromba uyoo fambai fambai

  • @victoriamarufu3953
    @victoriamarufu3953 Před rokem +1

    Auntie thanx with this confession we are learning more things

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 Před rokem

    Yooo first cc sorry pray this all people u need to go get help

  • @user-rq9kw6jv8x
    @user-rq9kw6jv8x Před 6 měsíci

    2nd confession kwako kuri kuda mari haa zvivindi zvako zvandityisa 1st confession enda unobatsirwa dia

  • @linnettutaumire1085
    @linnettutaumire1085 Před rokem

    Pa confessions number 3 umm motoshinga askana because ma married man ndozvavanoita kana vasasakude.

  • @evelynsatumba3648
    @evelynsatumba3648 Před rokem

    Yooh zvinotyisa

  • @MercyTMangisi-cb9pm
    @MercyTMangisi-cb9pm Před rokem

    First conf ngashinge kunamata nekutsanya uye kubatsirwa Kuma porofita akazouya kuzimbabwe nganditsvage mwana anomuita mbuya iyo ikanyara

  • @TafadzwaMoyo-hm6bi
    @TafadzwaMoyo-hm6bi Před rokem

    Cc vemuchato .....tsanyai muchinamatira imba yenyu hakuna chinokunda simba ramwari

  • @esterdube8894
    @esterdube8894 Před rokem +1

    Muchapera nema rich men enyu ayo. You r not suspecting u know exactly what is happening with yr rich husband. Enjoy the benefits dear uchadzoka hako ne part2 yacho

  • @KudaNjenjera-kn5ny
    @KudaNjenjera-kn5ny Před rokem

    Iiiii akaromba uyo

  • @jennychekeche1138
    @jennychekeche1138 Před rokem

    Hide tiza nehupenyu murume akaromba uyo

  • @EdwardSibiya-pn1qy
    @EdwardSibiya-pn1qy Před rokem

    First confes rasai mazvuma iwawo

  • @Leonie-95
    @Leonie-95 Před rokem

    Sis avo veku suspect murume kut akaromba ma 1 tizai mainn I think mwar achir kutokudai koz zvamaona zvikuru makazoona zvakadarikapo muchapinzwa mazvir musingade makazot dai dai but it will be toolater mainn

  • @davidmungofa4512
    @davidmungofa4512 Před rokem

    Confessions 2 akaromba kuti ayite Mari neronda rake notice kuti parinobuda honye ndoopaanoita Mari zhinji

  • @linnettutaumire1085
    @linnettutaumire1085 Před rokem

    Confessions yechi 2 vakaromba havo baba ivavo u need to pray dear

  • @victoriamarufu3953
    @victoriamarufu3953 Před rokem

    Conf 2 Murume vako akaromba paidi zvotyisa

  • @upstatecanyon
    @upstatecanyon Před rokem

    Koo iye zvuma izvozvo aizvi gamuchirirei Dai akavavaudza gogo vake kuti noo izvii handizvide

  • @bluelilly5995
    @bluelilly5995 Před rokem

    Akaromba rich husband uyo.

  • @MercyTMangisi-cb9pm
    @MercyTMangisi-cb9pm Před rokem

    Akaromba kudyiwa kwaari kuita uko mhedzisiro yacho kufa mukadzi uyu ngatsvage vanomubatsira

  • @evelynsatumba3648
    @evelynsatumba3648 Před rokem

    Hakuna Simba rinokunda munamato

  • @linnettutaumire1085
    @linnettutaumire1085 Před rokem

    Tete bvunzi renyu rakanaka

  • @carohamandishe9798
    @carohamandishe9798 Před rokem

    Wekumuchato uyu wakafumurwa kare saka inda kusly media vakuindise kwatasvu. Chivanhu chopedzwa nechivanhu