MWANA WANGU ANE 4YEARS ANOITA MWEDZI ARIPASI PEMVURA ANODZOKA NEMISHONGA ORAPA VANHU ZVIRI NORMAL

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 28. 08. 2024
  • MWANA WANGU ANE 4YEARS ANOITA
    MWEDZI ARIPASI PEMVURA ACHIBVAPO
    ANODZOKA NEMISHONGA ORAPA VANHU
    ZVIRI NORMAL HERE IZVI VEDUWE
  • Zábava

Komentáře • 46

  • @ciecie-bw1kl
    @ciecie-bw1kl Před 2 měsíci +6

    Musarambe muchifamba nemwana achashinhirwa agotorerwa chipo siyai varikumhepo vanogadzirisa vega

  • @harutizwemushavatu7215
    @harutizwemushavatu7215 Před 2 měsíci +3

    Wekuuraya vanhu. Nhasi wakufunga mhuri yako asi mhuri dzakawanda dzawakaparadza vanga vasiri vanhu? Mwana wakosikana wawakutarisa uchinzwa tsitsi kovawairara vana, ana baba wavo vakatarisa avasi vana? Ripinde gehena iri usati wapinda rinwe zve watongwa naShe. Dai ukanyasotambudzika faani uku uchiteerwa ne zvipoko zvevawakauraya, zvirume, zvikanzi, ne zvipoko zvevanawo futi uye uku uchirwara zvekudya maronda ako. Waifunga kuti Mwari ndewako wega. Hyaaaaa..imboripinda gehena ro. Dai oakashaya vanokubatsira umbonyaso shaya hope maziso ako angotsvuka semuswe wa satani..😮

  • @fadzaidickson58
    @fadzaidickson58 Před 2 měsíci +6

    Leave that child alone.you will face problems ikanyanyo zvipindira.during your pregnancy you were a courier kureva kuti you were a transport paano twasiswa(didziswa hurapi ari mudumbu) mwana wako.anotori murapi mukuru mwana uyu.vedzinza rake havazvi zibi nokuti mhepo iri paari yaiva yakagara munhu akasofa kudhara tongoti centuries ago hapana munhu angaite hufakazi pazviri.huye mhepo yakadai haigare pamunhu anetsvina that is muroi mhondi pfambi etc.better imirire kusvika pazvarwa munhu akachena.its a cryptic puzzle you will never decode this *healer* siyana nazvo

  • @AdelaideSamaritan
    @AdelaideSamaritan Před 2 měsíci +3

    Makadii mwana uyo ane 4yrs arikurapa musiyeyi akadaro pane zviri paari musanetseke naye

  • @PK74681
    @PK74681 Před 2 měsíci +1

    Mbavha iwewe gara wakadaro. Hausati watambura ba. Waideura ropa risina mhaka uchidya zvausina kushandira.

  • @margaretnyarambi7066
    @margaretnyarambi7066 Před 2 měsíci +2

    Arikupi mwana uyu tisvikewo ikoko . Ndiye achiri pachokwadi uyu

  • @shawnmash8585
    @shawnmash8585 Před 2 měsíci +2

    Hello Auntie Mamoyo munokwanisawo here kundisanganidza nemwana uyu maybe ndinga batsirika please 🙏🏾

  • @FaniNoreen
    @FaniNoreen Před 2 měsíci +1

    Hide wemwana ndokumbirawo kubetserwa nemwana vako please

  • @preciousmpofu1410
    @preciousmpofu1410 Před 2 měsíci +1

    Mai vemwana siyai kushambadza chipo chemwana anourairwa chipo ichocho kana kutochitorerwa

  • @NomamMthombeni
    @NomamMthombeni Před 2 měsíci +2

    Hidey wemwana anorapa plz ndokumbirawo kubetserwa nemwana wako its obvious 14:53 murapi mukuru kwete vemanga manga

    • @SibongileNdlovhu
      @SibongileNdlovhu Před 2 měsíci

      Ndiudzewo kana wamuwana mwana uyu ndoda rubetsero

  • @margaretnyarambi7066
    @margaretnyarambi7066 Před 2 měsíci +1

    Dai Mwari akasakurumidza kukuurara dai atoita kuti upenge chaiko

  • @oliviakutsira356
    @oliviakutsira356 Před 2 měsíci +1

    Hidey we ngozi , you will reap what you sow. Ko mhuri yawakaraper mhuri yese, nekuzovauraya.Manje ngozi inopedza dzinza rese including mhuri yako iwe ndiwe unozopedzeserwa.

  • @christineferewa5115
    @christineferewa5115 Před měsícem

    Mbavha idzo ifai now wava kuti vana vangu vafa ndinorwadziwa " ko mhuri yaiwaiuraya " .

  • @getrudewariwa2734
    @getrudewariwa2734 Před 2 měsíci +3

    Ko vanhu wavakauraya nhaiwe

  • @emmasithole4674
    @emmasithole4674 Před 2 měsíci

    You asked a very good question aunty

  • @BrendaMoyo-tt9wb
    @BrendaMoyo-tt9wb Před 2 měsíci +2

    Arikupi mwana ndiuyewo kuzorapwa zvangu number please?

  • @obeydzafunwa4476
    @obeydzafunwa4476 Před 2 měsíci +1

    Uyu wekuponda vanhu shamwari rauri ndiro gehena racho,,waidi kufunga pawaiita zvese izvi uri benzi

  • @EddyBusu-qm5bh
    @EddyBusu-qm5bh Před 2 měsíci +2

    Mbavha, muurayi, why would you expect to enjoy life iwe wakauraya vanhu, ko wawakauraya vana vembwa here? Why do you want peace? Dai ukatofa waora uchibuda honye.

  • @user-iu1xz5qo1s
    @user-iu1xz5qo1s Před měsícem

    Zvekuti mhuri yangu ikafa inosara nani ndizvo zvawaifanirwa kufunga usati watanga mabasa ako etsvina ekuuraya vanhu.Unoda kutsipika ngozi unozvigona iwe uchirikutamba!.Ndinonzwira tsitsi mhuri yako nevedzinza vawaparira ngozi inemoto iwe mazvokuda mavanga enyora...

  • @shamisomatsvaire5925
    @shamisomatsvaire5925 Před 2 měsíci

    Tete mabvunza exactly zvandanga ndichida kubvunzawo wakuewadziwa manje ngakuure hausati watanga

  • @carolinechirima
    @carolinechirima Před 2 měsíci

    Wengozi uyo saka vawakauraya vaisada kurera mhuri dzavo.unoitsipikirei mweya yavo rega ikuvhiringe chaiko ndiwe wakavauraya.ndomweya icharoora mwanasikana wako iyoyo unzwe kunakidza kwazvo.

  • @nessakaitano3241
    @nessakaitano3241 Před 2 měsíci

    Mukoma mbavha you are not serious ityai mwari 😢😢😢

  • @tre642
    @tre642 Před 2 měsíci

    Gororo iro most of these rich people vakaromba. Manjana ese atarisana nemi. Mwari vega ndovanogona

  • @Chichi_Lyons08
    @Chichi_Lyons08 Před 2 měsíci

    Nhai iwe mhondi ! Zwipoko azwisati zwatanga kukumhanyisa uchiri kurota zwako🙄 very soon uchavaona mumba mako wait and see

  • @user-sc3yy6yk4q
    @user-sc3yy6yk4q Před 2 měsíci

    Hello aunt Mamoe ❤❤

  • @RutendoChanzenza-fr8jv
    @RutendoChanzenza-fr8jv Před měsícem

    Wati watanga here hide akatororwa mwana mwana wacho iii lucky wakatovasorera maproblems ngozi haina zera ne munhu uchafura Sora chaiyo kana uchiri kuvanzira mukadzi zvichiri right uchamuudza hako

  • @EustinaChimana-oy7dc
    @EustinaChimana-oy7dc Před 2 měsíci

    Uyo wengozi tnongonzwira mkadzi nevana tsitsi vasna chavanoziva iwewe dai watokaura zvekudaro

  • @chipokatemauswa
    @chipokatemauswa Před 2 měsíci +1

    Mhondi iyo ngaife vaakauraya vaiwevasina ropa ngaapike jere rake arimupenyu haasati atanga

  • @user-hh1wn7pl7s
    @user-hh1wn7pl7s Před 2 měsíci

    Uyo wekuuraya vanhu ngaaitwe zvakapfuura nhamo yaarikuona now

  • @ChipoMarimo-sh2zu
    @ChipoMarimo-sh2zu Před 2 měsíci +1

    Mwana uyo murapi mukuru,ndokumbirawo numb dzamai avi vane mwana akueapa tete ndibatsirwewo matambidziko

    • @esthermpofu6326
      @esthermpofu6326 Před 2 měsíci +1

      Kana mopihwa number mozondipawp

    • @ChipoMarimo-sh2zu
      @ChipoMarimo-sh2zu Před 2 měsíci

      @@esthermpofu6326 ok

    • @cathrinemarwendo7654
      @cathrinemarwendo7654 Před 2 měsíci +3

      Chenjerai kudyirwa Mari nevanhu vanonyepera kudzungaira kuti havazivi zvinoitika kwavari. Kwaani kuri kutsvaga maCustomer. Obvious munhu akanyangarika semhuri munotofamba moudza Chivanhu chiripo. Saka zviri pachena kuti zvinoitika pamwana vanozviziva. Varikunyara kuti ndiri kutsvagawo maCustomer. Anyway mutange mabvunza kuti imarii kubatsirwa nemwana wenyu b4 musate madzifambira nyaya dzacho. Bcoz kune umwe akamboita the Same Confession achinyepa kuti haazive zvinoitika paari asi unobatsira vanhu. Vanhu vakazodzoka vochema chema kuti zvaani in'anga inotsvaga maCustomers and kubatsira kwacho zvange pasina chinofamba

  • @user-jq3dx5sk5n
    @user-jq3dx5sk5n Před 2 měsíci

    Ko vawakauraya vaida hre kufa iwe benzi ngozi inopera nekuripwa

  • @christinakanyemba2797
    @christinakanyemba2797 Před 2 měsíci

    😁😁😁😁😁 makutya kuurairwa vana nengozi.ko ivo vamaiuraya vana vavo vakachengetwa nani munodya zvamakadyara bro.

  • @ChipoMarimo-sh2zu
    @ChipoMarimo-sh2zu Před 2 měsíci

    Iwe wekuponda vanhu hauna help pano

  • @user-iq7ip6xh3n
    @user-iq7ip6xh3n Před 2 měsíci

    Uyo mhondi wakatadza kufunga zvese izvozvo usati wauraya vanhu ava I tea yako iyo unoipomhodza wega hapana anobatsira zvakadayi

  • @user-kz5vh5mr6u
    @user-kz5vh5mr6u Před 2 měsíci

    Rumwa nechekucbera kana kufa

  • @mutsachokururama6187
    @mutsachokururama6187 Před 2 měsíci

    #1 ifa hako but tanga wambo suffer

  • @shupikaiziwange3079
    @shupikaiziwange3079 Před 2 měsíci

    #1 hanty makaita rape vana nemukadzi mukasiya mauraya mhuri yese.iwewe ifa hako hatikubatsire

  • @preciousmpofu1410
    @preciousmpofu1410 Před 2 měsíci

    Zimbavha zidacha you're very selfish urikutofungira vana vako ko pawaiwuraya vamwe vakadii kuzvifunga ndinayo n'anga inorapa zvisingaite asi handiudzi dacha rinenge iwe nxaaaa mhondi yemunhu