Ndaka Bata Mukadzi Wangu Achidyanana Bhinzi Na Amai Vangu Mu Garden

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 28. 08. 2024
  • Ndaka Bata Achidyanana Bhinzi Na Amai Vangu Mu Garden
  • Zábava

Komentáře • 85

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 Před 9 měsíci +8

    Mkoma newe hauna kukwana ungati mkadzi wamuona achiita mashura akadaro woramba ugare naye Mai vako nemkadzi wako varoyi vanoda kubatsirwa fonera slymedia or Drewmass media uwane rubatsiro but haufanirwi kuramba ugere nemashura ayo pamba chisioneke Icho .

  • @Sthandwa-dk3xh
    @Sthandwa-dk3xh Před 9 měsíci +3

    Yooh manenji chaiwo🙀ndashaya remuromo

  • @tinevimbo8751
    @tinevimbo8751 Před 9 měsíci +3

    Yooh zvakaoma hazvo ndosaka vachiwirirana ..mai vako muroyi mukadzi uyo muchenjererei nekuti haadi iwe anoda mai vako

    • @user-ll2cp7yj9r
      @user-ll2cp7yj9r Před 7 měsíci

      Taurira sekuru hanzvadzi yaamai vako nezvechiitiko ichochi nokuti zvakawanda zvakashata zviri munzira amai vako ingochani yakaromba

  • @user-qr4od4zj6n
    @user-qr4od4zj6n Před 9 měsíci +9

    Honestly Mai wako wakavajaidza
    Why dd you allow your mom to choose a wife for you worse still Why uchigara naMai vako under one roof??

  • @alphamangwiro6429
    @alphamangwiro6429 Před 9 měsíci +2

    Ummmm ndarwadziwa mai venyu mukoma muroyi mukuru zvakaoma hazvo hupenyu uhwu

  • @KudzaiMabika-zu7rb
    @KudzaiMabika-zu7rb Před 9 měsíci +1

    Nyika haisi yakuguma here nhaimi 😮😮chii Ichocho chinenge ngozi

  • @AnnahChipiro
    @AnnahChipiro Před 8 měsíci

    Siyananengochani iyi then endaunovka pkowega maivkovanoroyesa potanenyikauchibatsirwa chaizvo uroorewaunodauchinamatauchibatsirwa garakurenavo nemkadzi mutsva kweteizvo ahhh kuitiswa ndimaivko avakujaidzwa uku

  • @MiriroManatsa
    @MiriroManatsa Před 9 měsíci +1

    Vamwene avo vakaoma chaizvo ndavatya handisati ndambozvinzwa zvakadaiingochani chaidzo vamwene nemuroora ko nhaiwe zvawakaona mashura ini ndashaya nemuroora

  • @user-sl8uo9wy2h
    @user-sl8uo9wy2h Před 6 měsíci +1

    Mai vako muroyi wavanoda iyeye ziva kuti vanoroya naye .kana ukasazvifambira uchapedzisira wapinda mujira navo vachikuita murume . wavo.

  • @collenbold5976
    @collenbold5976 Před 9 měsíci +1

    Newe mudyewo. Uye mudye zvinesimba kudarika mai vako.

  • @mutsachokururama6187
    @mutsachokururama6187 Před 9 měsíci +4

    Bro ramba mukadzi uyu that’s my advice and tell her the reason wotsvaga mumwe and if your mother’s still against your new marriage famba kune vechivanhu

  • @netsaikaja-sn9vv
    @netsaikaja-sn9vv Před 9 měsíci

    Yoh yoh yoh paiita zveVaroyi apa kkkkk

  • @juliadhlakama6810
    @juliadhlakama6810 Před 9 měsíci +2

    Zviri nani usiyane nemukadzi uyu cz pane hushereketwa apa wacharonga kukuuraya kuti wachida kusara wachienderera mberi nebasa rawo. Ramba mukadzi uyu

  • @margaretnyarambi7066
    @margaretnyarambi7066 Před 6 měsíci

    Zvinoita zvinoshamisa part2 yakazouuya here

  • @annahmudzengerere6038
    @annahmudzengerere6038 Před 9 měsíci +2

    Kuti havatoroyi vose here vamwene nemuroora ava nxaaa sies zvoosemesa

  • @PricillaDube
    @PricillaDube Před 9 měsíci +1

    What a shocking story..they need deliverance .

  • @Eva3rt
    @Eva3rt Před 2 měsíci

    Nyika yakatakura kurem😢

  • @user-rs8nx7ko2f
    @user-rs8nx7ko2f Před 9 měsíci +1

    Zvorwadza

  • @MiriroManatsa
    @MiriroManatsa Před 9 měsíci +1

    Uri panhamo chaiyo murege aende zvake pamwe vaitoita mhiko dzavo dzeuroi

  • @belindashava526
    @belindashava526 Před 9 měsíci

    Hide dai abva pamba atsvake kwekunogara kure chaiko kwavasingambokuoni .mukqdzi unosiya pamba ipapo panevabereki ,

  • @mercymupondiwa9426
    @mercymupondiwa9426 Před 9 měsíci +2

    😢😢😢Kugera amwene mmmm akuna akuna zvakadero

  • @carolynmashingaidze3365
    @carolynmashingaidze3365 Před 9 měsíci +1

    Amai😱😱

  • @tapiwamuchuchu7291
    @tapiwamuchuchu7291 Před 9 měsíci +1

    Runaway

  • @tshinakahomuleya
    @tshinakahomuleya Před 9 měsíci +1

    Yeah life so

  • @esterdube8894
    @esterdube8894 Před 9 měsíci +1

    Vaizivana nemukadz wakoi kare vàchiroya vese.

  • @KaguviZim-qw4se
    @KaguviZim-qw4se Před 8 měsíci

    Ko tizaka ,ukutya kutiza but ukutya kugara futi .
    Manje manje muchembere vachapinda mubedroom urimo vagokudzingira panze vokudaidza vapedza

  • @RumbidzaiGarwe-mj8zb
    @RumbidzaiGarwe-mj8zb Před 8 měsíci

    Yeah zvakaoma vakagara vaitonyengana asati auya pamba ipapo Saka vaiwirirana Mai vako havanakiriwi nababa vako iyewo mkadzi wako haanakirwe newe vanhu kana varingochani vanotonaikra pachavo so wakatadza iwewe dai ipapo wakavati ko murikuitei anywhere wakatopadarika I advise you kungobva ipapo ovasiya vanyengane usadxokapo futi onotanga imwe life kumberi yavasingazivi kana waona zvekuroira zvichinetsa stay single broo uchinoita zvegirlfriend coz vako vakadzi havadiwi namai avanofa ivo vanomukwira vakatomuosa pedo kuti vaone kuramba vachinyengana vakatobvira kare kuzviita kusango Saka vakamuda pamba zvivaitire easy usakwira panokwirwa NAmai panosemesa vasiye onotambuta urikure vachazvitongesa Vega iye Mwari achakuoukuta misodzi yako iwe kugara ipapo kupererwa here fin something to do kuresa navo never come back vasare vachinyengana they regrete

  • @user-bc5le5ly1b
    @user-bc5le5ly1b Před 9 měsíci +1

    Zvakaoma

  • @norahngwaru7762
    @norahngwaru7762 Před 8 měsíci

    Mmmm life

  • @MpumeleloRobert-rf6it
    @MpumeleloRobert-rf6it Před 9 měsíci +1

    This is too much dai waisiya hoenda kure kutanga kuenda ku church zvesrious

  • @AnnahChipiro
    @AnnahChipiro Před 8 měsíci

    Chokwadi vachakuyraya kutivnasekudanana diyananavo varoyivose

  • @EvelynTsitsiSatumba
    @EvelynTsitsiSatumba Před 9 měsíci

    Fambira nyaya iyi urikushandiswa nemushonga vanoroya vese nemukadzi vako

  • @nessakaitano3241
    @nessakaitano3241 Před 9 měsíci +1

    So sad 😢zvakaoma izvi

  • @user-hc9ix1jr1d
    @user-hc9ix1jr1d Před 8 měsíci

    Zvinotyisa izvi

  • @angelakwaramba9752
    @angelakwaramba9752 Před 9 měsíci +1

    You! Saka uchiri kugara naye naamai vako ivavo. I don’t know kuti who is worse, iwewe or amai vako?

  • @AnnahChipiro
    @AnnahChipiro Před 8 měsíci

    Maivko muroyi chaiye udzababazvose unamate

  • @sandrashoko5238
    @sandrashoko5238 Před 9 měsíci +1

    Uuuum ma1

  • @chelengwenya6965
    @chelengwenya6965 Před 9 měsíci +1

    Yoh that's sad story indeed 😢

  • @mercymupondiwa9426
    @mercymupondiwa9426 Před 9 měsíci

    Energy rekumira kusvik wapedza vakarionepi... Mai vako vakatokugadzira if it was me ndairowa vanhu or run away with my life

  • @fadzaidickson58
    @fadzaidickson58 Před 9 měsíci +2

    Dai wakatora video

  • @etheldulana...daughterofak434

    Mai nemuroora vane mhiko dzemishonga vese ndosaka mai validation iye marjoram vanobata bata

  • @user-rq9kw6jv8x
    @user-rq9kw6jv8x Před 9 měsíci +1

    Vanoroya vese zviri pachena

  • @lovemorezvemoyo5764
    @lovemorezvemoyo5764 Před 9 měsíci +1

    Vanoroya futi vese uripanguva yakaoma

  • @choicendoro7937
    @choicendoro7937 Před 9 měsíci

    Siya mukadzi uyu: uri kutambiswa front yekuvhara hungochani hwaamai vako. Imarriage yerudzii? Hakuna zvakadai.

  • @previousmamvura2690
    @previousmamvura2690 Před 9 měsíci

    Pakaipa

  • @kudakwashenyamande-kk3os
    @kudakwashenyamande-kk3os Před 9 měsíci +1

    eish satan arpabasa inga zvakaoma

  • @KenethPikire
    @KenethPikire Před měsícem

    Huroyi Hama yangu, ndiyo Satanism

  • @user-wf5qo2nn1c
    @user-wf5qo2nn1c Před 9 měsíci +2

    Ndine hurombo nenyaya iyi asi chokwadi ndechekuti vanhuvanoita chihure zvinonzi vanotoda kubatsirwa nekuti kingdom yekuhura hakusi kuhura asi kuroya zvinonzi pavanosangana varoyi vasati vaenda kubasa riya vanoita bonde chero nemkwasha kana vafundisi chaivo kana varume vari vashoma vakadzi vanorarao nevakadzi ndoopanobuda mweya yechingochani lesbian so ava vanozivana munyika yemweya aaaa

  • @tre642
    @tre642 Před 9 měsíci +12

    Your mother and wife are bisexuals ngochani . Plus vanoroya vese .

  • @rumbi6789
    @rumbi6789 Před 9 měsíci

    Nyika yakatakura.zvikukutu

  • @allinadaysworkhakunamatata9187
    @allinadaysworkhakunamatata9187 Před 9 měsíci +1

    😮😮 some mothers , iiiiiii
    Sorry my brother

  • @user-vs1on5ps1h
    @user-vs1on5ps1h Před 9 měsíci +2

    Satani ari pabasa you need deliverance iwe nemhuri yako

  • @joelpande1272
    @joelpande1272 Před 8 měsíci

    the greatest weapon is to bring the devil to light

  • @mutsachokururama6187
    @mutsachokururama6187 Před 9 měsíci

    Dai wakatora video woratidza mudhara wako

  • @heizellkudzai4708
    @heizellkudzai4708 Před 9 měsíci +3

    Your mother and wife vanoroya vese

  • @wendychatsama4868
    @wendychatsama4868 Před 9 měsíci

    Zvkaoma

  • @user-cm2gb5ty3e
    @user-cm2gb5ty3e Před 3 měsíci

    Ndosaka amai vako waramba vakadzi wose wawairoora endi sorry zvako

  • @user-yo2gn1jb8y
    @user-yo2gn1jb8y Před 6 měsíci

    Uchaurawa its satanism, ibvapo pamba ipapo, ramba mukadzi iyeye

  • @mercynyakatangure2481
    @mercynyakatangure2481 Před 9 měsíci

    Vatakati vese ngei vachidero makuna kuna chaiwoo... sorry bro

  • @user-dq2oi2du3g
    @user-dq2oi2du3g Před 9 měsíci +3

    Aaaaah they all lesbian siyana naye uyoo

  • @noreenmoyo7754
    @noreenmoyo7754 Před 9 měsíci

    Zvotyisa nhaimi musiye murambe vanoroya

  • @user-rs8nx7ko2f
    @user-rs8nx7ko2f Před 9 měsíci +1

    Tag me part 2

  • @bobbyegumbo6900
    @bobbyegumbo6900 Před 9 měsíci +2

    It's satanism happening in your presence wangu. The next thing they will both kill u becoz hakuna varume two vanochinjana mkadzi. Tell your father whats happening before its too late. Your mother and that girl are evil. Im sorry bro

  • @allinadaysworkhakunamatata9187
    @allinadaysworkhakunamatata9187 Před 9 měsíci +1

    Your mum already fixed you, you are under her control.
    Both are varoyi

  • @dorcasmushango4713
    @dorcasmushango4713 Před 9 měsíci +1

    Aaaaaaaa🥺🥺🥺🥺🥺

  • @vongaimapengo
    @vongaimapengo Před 9 měsíci

    Vakagara vachitodanana.Ndizvo zvavaimudira iwe usingazivi. Vose vachauraya iwe kuti vaenderere mveri nebasa ravo reungochani. She was a virgin nokuti there was no male penetration saka wakazozvinzwisisaka. Mudzimai wako ndewamai so DIVORCE is your option. Asu unotanga wagadzirira kumbofamba kune vangakubatsira otherwise ukatangirwa ndiwe unoenda.

  • @machings
    @machings Před 9 měsíci

    Hapana sound or it's my phone

    • @auntymamoyo
      @auntymamoyo  Před 9 měsíci

      Hi please try again yangu foni iri kuita

    • @machings
      @machings Před 9 měsíci

      @@auntymamoyo charamba chizama it's still the same asy amakuseni ariku player

    • @melodymshuqwana2684
      @melodymshuqwana2684 Před 9 měsíci +1

      I think it's your foni cause Ini ndiri kuyinzwa sound

    • @machings
      @machings Před 9 měsíci

      @@melodymshuqwana2684 yazoita dea

    • @user-qr4od4zj6n
      @user-qr4od4zj6n Před 9 měsíci

      Sound is coming dear
      Restart yor fone dea

  • @user-yp8ml1yw8m
    @user-yp8ml1yw8m Před 9 měsíci

    Mai ava chekutanga mu satanist.Mukadzi wake mu satanist.Arikufunga kuti havasikuziva kuti vakavaona varikuzviziva.Vakatopedza newe hama semapedzero avaiita nevakadzi vose vakaenda.Hapana marriage apa.Haana ma feelings newe.Kuti umisiye vanokuuraya but it's better kusiya ngochani iyi.You are sharing wife namai next your father will be recruited nemishonga yamamai ava.Vakajoina satanism usati watomuroora.Please Siya zvichiripedyo but zvoda deplomacy kusiya kwacho