Iwe urimuroyi chaiye ungati tuvana kubvira Hama dzako hapana chaurikugona apa kuvaka dzimba neropa rehama urimbwa yomunhu iwe zvichapanduka kwauri it's just a matter of time ,unoda sanhu kana pfuti chaiyo kukuparadza imbwa ,gudo ,dhoti gora remunhu wandirwadzisa iwe dai urihama yangu ndaikuisa sanhu .
Asi mhuri ingapera nekuda mari hre veduwee unehutsinye iwe woti ndakapiwa mari ndakabatsirwa ,kupiwa mari yakawanda kudaro nemunhu wakambozvionepi kukundwa nebenzi rakatiza kkkk unonyadzisa namata mwanangu mari inotsvagwa nekushanda kwete yekupiwa enda Kwa sekuru Tasvu unosarenda zviro izvo
Veduwee musadaro vasikana kuuraya vanhu mmmm zvichakudzokera chete one day unezvivindi muroyi iye muprofita ndoye mumwe muroyi futi go to hell uchakaura kudenga
Saka urikutofara uchiona arikubatwa achichema asina mhosva zvisineyi ukaita chakanaka wazviitira chakaipa wazviitira chaunodyara ndochauchakohwa inguva chete ichasvika Mwari hadhakwe uchaona hako kuti arikudya muriwo usina mafuta arinani panewe uri kudya Mari yeropa
One is one day uchadyirwa wakowo mwana mudzoke muchiti udza kuti hamusati makupenga ere
Zvakangooma hazvo mari iyii muroyi
Yaa zvichakudzokerai kuvana vako neva zukuru, uchachemawo hupfumi hwako, wakazonhuwa.
Iwe urimuroyi chaiye ungati tuvana kubvira Hama dzako hapana chaurikugona apa kuvaka dzimba neropa rehama urimbwa yomunhu iwe zvichapanduka kwauri it's just a matter of time ,unoda sanhu kana pfuti chaiyo kukuparadza imbwa ,gudo ,dhoti gora remunhu wandirwadzisa iwe dai urihama yangu ndaikuisa sanhu .
Dzidza kushanda iwe Siya hurombwa urikuganza nekupedza hama unoroya iwe
Kutoganza zvakaoma hazvo hama ndovaroyi vakuru Kani
Mwari havadhakwi Tete...zuva richasvika haro... Mwari ngavaitire uyo anopomerwa nyasha 😢
Vanhu tisajaira kupihwa pihwa honai makarombeswa manje
Kkkkk hamayanyu hupenyu hwekushandisa hama izuva rimwe
Urimbwa
Sure kugarika reropa revanhu better kuita rombe une mufaro dai zvakadya iwewe
Saka Makati benzi rakatiza raisada Mari here kkkkk
Kuti hausi kubatwa nenyanga hazvirevi kuti Mwari akarara, enjoy it while it lasts dear. Every dog has its day
Muroyi iwewe
Asi mhuri ingapera nekuda mari hre veduwee unehutsinye iwe woti ndakapiwa mari ndakabatsirwa ,kupiwa mari yakawanda kudaro nemunhu wakambozvionepi kukundwa nebenzi rakatiza kkkk unonyadzisa namata mwanangu mari inotsvagwa nekushanda kwete yekupiwa enda Kwa sekuru Tasvu unosarenda zviro izvo
Soft life yeropa revanhu.Chandoziva kuromba chero dai zvikambouraya vamwe kwamuri zvichasvika chete.Mwari variko askana
Saka zvinokunakidza Kuti hanzadzi dzirikufirwa nevana. Your day is coming.
Imboita uchaona kt kudenga kunaMwari zvinopera izvo ichafa sembwa iwe
Kutoganza nehurombwa one is one day to make it worse waka blamer munhu asina mhosva
Nyika yashata veduwee. Vanhu musatambire zvinhu zvevanhu
Hakuna chemahara ndogara ndichiudza vanhu usada kubatsirwa neMari usina kushanda kwereta uchidzosera kwete kungopuwa Mari waiita rei basa siyai zvemahara
Yowe ko kumberi uko muchaitasei
Mmmm vamwe vanhu vakaoma moyo 👐
Akakupai iyeyu akatoona kuti moyo wenyu ndewehuroyi nakudhara. Kukupai handiti it means zvaivanetsawo
uchadzoka hako
Kuda zvakapfava uri honye here mira uone pazvouya kwauri iwe vakagara uine mhepo pauri inokoka nhamo...une jambwa harisi lucky kungopihwa chikwambo chauina kuplaner enda unodzorera asi manje vakapinda nemoyo kunyura musi vauchaona nyoka iyoyo ichikuita mukadzi usazocheme icharqrara nevanakadzi vako vachagara vasina dzimba uzoona kuti uchaita rombe rekupedzisira uchaurava nevana vako iwewe
Aya saka zvekufa kwevanhu zviri kukufadza nxaa
Usadiridza rugare rwake nekuchema kwavamwe ukudeura ropa vachapera zvichauya kuvana vako iwewe ndopauchaona kuti iwe nen'anga yako haasi Mwari
Mwari vanoona zvavo inguva chete
Repent before it's too late
Vamwe vanhu havana tsitsi
Dai one of your relatives anoziva nyaya iyi ,akaona confession yako
Tingati kudii Uri muroyi kutoti tuvana Dai mwari akutora
Ukukuya family uchibudirira muthakati
Mai vane hutsinye avoo ....kuita kugadza chaiko
😢😢😢😢😢😢😢
Ungwarire kuzosiira vna vko nhamo unoti zvicharamba zvakanak kusvka riini
Mwari dai vakuitirai nyasha
Ummmm kana nemi sister munoti zvinhu kwazvo hr muchiteura ropa rehamadzenyu sei musinganzwire varoora venyu tsitsi vamuri kupedzerera Vana rasai chikwambo icho murarame nenhamo yenyu asi muchiwirirana nevamwe 1day is 1day gava richadambura musungo murikuteura ropa zvinogwadza shame 😊
Hi aunty, God bless you 🙏
Ndokumbirawo song yaWinky D yekuti karma karma,,,pane pandoda paanoti *karma haidhibhe address* watchout amai munhu iyeye wamakasairira mhepo yekupomedzerwa achafambawo nekuti mbuya Nehanda vakasiya vati gonna ana gona wake zvichabuda chete yangwe hangu ndakuziva
So you are happy next going be yo kids 😂
Veduwee musadaro vasikana kuuraya vanhu mmmm zvichakudzokera chete one day unezvivindi muroyi iye muprofita ndoye mumwe muroyi futi go to hell uchakaura kudenga
Haa haisi mhosva yasista ava vakapihwa zvavasingazivi