Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Inini ndinoziva kuti poverty is a dangerous disease ndatopedza
Yes wataurisa
Dzikoroora futi
Kkkkk sure
Uncle mune uchenjeri.zvenyu.rukudzo,tsika unhu dai vari vamwe vatorotomoka ipapa
Zvauchafa nezhara voice roenda
Chihanzvanzi chamai vedu
Mabvepiko netsoka 🙄🙄🙄 kkkkkk zvimwe zvinhu zviroto munenge madya maputi akawandisa mofufutirwA🙌
Kkkkk
Kkkkk 😂😂
Wow..aint you rude???😮
Uncle murisei ,uuu ndatya nazvo mweya kungodzika pasina verse raimbwa uuuuu nhamo ikanyanya vanhu vanotemderera pfungwa.kana kuda Gabriel,Elija,Andiria,Eriya kana Moses kkkk much love
😂Mweya haudziki cz paimbwa vrs sorry kkkkk mweya wakatodzika paActs chapter 2 so takutogara nawo haudzike uchikwira futy noooo
Uncle munenge maporofitiwa nhemha dzega dzega 🤠🤠🤠🤠🤠🤠🤠🤠👐
Amen ndozvataiziva kuti vanhu vepostori vanofamba netsoka
Kwanga kusati kwaane mota
Chiporofita nhaii uncle vatadza chipiyaniso 😂😂😂😂😂
Mmmmmmmmm jizos 😂pazanu ndazviona kuti mukupoterwa namunangagwa hakuna muporofita akadaiii😂😂😂😂😂🙌🙌🙌🙌
Idi
😂😂😂😂😂😂😂😂😂kupoterwa nasatan
i saw this man nezuro around 6 pa fly over seke road asina kana bhutsu,
Shuwa here dear
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@@elliotmukozhojaravaza7508 nothing funny here. Wisdom is bliss
Ndakanga ndavaona pasaint tv pamurume werukawu wakabva Joni budisai vanhu vechokwadi avana kanakundibatsira kungondit varimudarevhikiyose😢😢😢😢2000 yangu
Tsananguro mapihwa mwari ngawakukomborerei
Ini munhu akangotaura zvamunangagwa shuwa ndinomuvenga
MAROHWA NEMWEYAKA SAINT
tiri vakomana veregiment🤣🤣🤣
Pa Acts 13 :6 aivapo futi umwe ainzi Bar jesus uye pa Acts 16:16 aivapo futi aizviti munhu mukuru nhasi umwe uyu tamubata futi.
Amen madzibaba
Vanhu .vakushupika pusana pembava idzi iyewamunoti ED. ..mhonñdi
Uncle makanyanya ngaende mberi nerwendo rwando
uncle piwai matombo ekuisa muhomwe .nemamwe ekuzesa mazuva matatu
Ndopati murwere wepfungwa kusagera musoro bhoo here
Ini zii hangu Mwari ndovanoziva
God 😂
Mwari vana venyu voparara nekushaya zivo
Yeso, I can't help sure
Kombirerwai Uncle🙏
Zii zvangu semunhu asina zvaanzwa
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣sekuru aaaaaaaaa àpa matotenda sure aaaa chiporofota icho bho here
Ndokuguta uku hameno nyika yakatakura kurema iyi
Uncle makamboita Mari hr kna ma business hr kana kuti mangobvumira nhema lol
Kkkkkkk uncle chipiyaniso er kkkkk
WENYU nani nhayi madzibaba 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Mweya wetsvina munoshandisa vanhu shuwa
Kurasika njere uku what is ed.vane nzara madzibaba
Kkk chiporofita chekushandisa pfungwa
Nhema dzine vanhu kana Uchida kufa uchitambura vateedzere puuuu ndakazvisiya izvi
Neniwo ndakazvisiya Emily Newone kkkkkk vanhu vane nhamo they are content with their poverty how could a normal person walk long distance without shoe's
Kkkkkkkkk kwa where is the bible how come you believe in God but does not believe in his word I'm just asking maybe I biased handizive hangu
Mweya rudziiko unoti ngatinamatire ed nzara yega yega pasi nemi madzibaba
Aaaaah mwarii sunungurai vanhu wenyu
Hakuna chiporofita chakadai .....
Nzara zvay
Malume marirwa here
Saint sekuru bhutsu yesimbi vakadya Mari yangu yandakatumira last weekend 2000 proof ndinayo
Aaaaaa mwari kwaari anomboseka hke nezvatinoita
Zvakaoma vari kuda kunamata asi sirivheri hawana mukoma.Nyaya yechipositora inoda anozvinzwisisa
Amen
imiii zviriko here izvii
Madzibaba muchanyepavo imi
Madzibaba vakangamwa kukupai nhombo kkkk
Kkkkkkkkkkkkkkkk kkkkkkkkkkkkkkkk kkkkkkkkkkkkkkkk kkkkkkkkkkkkkkkk kkkkkkkkkkkkkkkk kkkkkkkkkkkkkkkk kkkkkkkkkkkkkkkk kwaaaaa
😂😂😂 kule kaa boe hre namadzibaba
Vakapihwa Nyembe Namwari here
Kkkkkkk pasi rakatakura amanaaa
Chiporofita chemugotsi matsuro nenhamo tatinayo oramba uchingoti munangagwa nxaa wakazungaira iwe
Tihwinhise vamunangarwa kkkkkkkkk futi sorry kwazvo kutanda botso
unonzwa tsitsi nemunhu akadai anoda kuhwinisa munangarwa iye achifamba netsoka kkkk
@@reminddzama9239 kupusa kwacho so vagere kudutu sembeva
Ndati kanakuri kunyepa kunevanhu ivava kkkk
kkkkkkk. sekuru kirikuda kuporofitwa here
Saka Uncle Matadza kuvapavo $2 zvayo kuti vagozovedzera ...??
Kkkk iweee
Kkkkk iro ibanga here
Itai basa tione madzibaba
He is not a prophet but a familiar spirit .
Bipolar🙏🏽🙏🏽🙏🏽
Yooweee fambai mega just kutambura kunoita munhu afambe kudaro
Kkkkk cuz.kaaa plus kana uri mazviri unoti zviri right izvo hapana
@@emilynewone2414 kurwara fungwa
Kule Kule
Dzaimboteedza radio dzemastreets dzichitamba ,,,ndakaona sedzirikutaika
Mapositori muchatikoniwa imim
Ndokutorwara kwacho ka uku, Mwari ngaanzwire vanhu vake tsitsi
Kuhwinisa wenyu munangagwa futi iye wa wondomora nyika hr nhai madzibaba
Kwaii ndine dhora chete muhomwe; asi mweya unonditi ndimbofambe zvangu neshoka. Hooo nhaiii???
Ndewekumama uyo
Avo madzibaba murwere varikuda kutoshandirwa varikutopengao zvavo
Pakungoti Zanu apo tapesana
Kkkk uncle mavharwa
Wakadhakwa
😂😅😅😂hokoyo nechiporofita
Indaza😂😂
Ancles murisei
Akusi kwakupenga here hama
Huye zvimwe zvinhu sooka moshandira mhuri nguvai zvakaoma
Zvakaoma kkk uncle kuda kuporofitwa hre
Zvinoreva kupenga
Murisei hazvanzi yamai yekupedzira
Kkkkk haaaa muporofita wenhema hapana zvaataura apo
Akatakurwa kereke
😂😂😂😂masatisekese please
Yeah nyika yakatakura iyi akatiroya tinzwirevo tsitsi amwe mafungireka
saint wadii kuvapa rimwe dollar
Musatanist uyo pasi nezanu
Khule madiro enyu echiporofita ayaa kaaa kkk
Dread indaza akomana kaaaaa
Muvasoneserewo gemenzi kulee
Kanorwara kababa aka
Madi kule saint pihwai kundiso on behalf of the whole nation.
Netsoka hre amana😢
Ndomaisirwo emuchinjikwa here amaita nhai sekuru namadzibaba? Kkk
Hameni
🤣🤣🤣🤣 haaaaaa uncle prophecy yamapihwa bhooo here
Pakuzoti tihwinise nhingi apoooo
Kkkkkkk khule maropafadzwa
Uko namatai mega uko
Madzibaba
Akupenga uyu
MWARI PINDIRAI
Ndiani angade kubatdirwa nemnhu uyu kufunga kwedu angapedze dambudzo redu here iye asati apedza rake
Prophecy iyo its general knowledge nekut munhu wese ane matambudziko aanosangana nawo vavengi variko 😂this is psychology