He fooled you too. Don't be naïve. Can't you see this is a scene choreographed at the CIO red bricks to bring the foolish white garment sects members and the die hard traditionalists together in rejecting Chamisa. Do you actually believe the whitemen is a factor in the problems facing our nation today or tomorrow? Ask yourself why they are so afraid of Chamisa taking over? He will send all of them for looting the nation's resources bcz they are all criminals. True identity is to identify your present oppressors and not perceived ones.
Some people are used by politicians to pretend as if they prophets when they are not. Let's leave it to God.Chamisa is a Zimbabwean and child of God.If God wants him to rule,he will rule.If Zimbabweans want him ,he will take over.
Inotovewo n'anga inoda kubatira vanhu pachurch. Kupenda at highest level ngavajoine vaprofita n'anga vana ndunge, magaya, and T Freddy That's why nyika yedu ichitambura so vanmwe varikutika Mwari like this
To be honest munhu uyu tingarambe zvaanotaura asi ichokwadi ,maprophet edu nemaporofita vanotinyepera vachienda kun'anga vachishandisa shavi renjuzu,mbuya nehanda vaisvikirwa saka torasirei tsika dzedu ,kana Jesu anoti tangai magadzirira zvedzinza mozonditevera that's why some of us we are suffer coz tikuramba mudzimu wedu
He is saying Chamisa hatendere chivanhu chedu. He probably doesn't like ED either but the fact is ED respects chivanhu chedu. Maybe if Chamisa did......🤷
Register to vote for change. Ngaapinde hake mukomana. How many innocent people killed and jailed without committ any crime by Zanu. Zanu must go. CCC ahoyii☝️
chamisa is the one going to rule this country..Mwari haasi wekumasvikiro kwenyu inga zvakaoma this guy anoita kuchikidzira vanhu so that zvese zvaanotaura pple will listen to him
@@dunmorerashayi3890 suit yourself. I don't care whether you believe in God or not Jesus is coming soon. I believe in everything that God said in His word and His word is true and everything which was said on the bible is happening now. I didn't know God before and I used to think like you. Now I am saved. I now see why others were worshipping God whilst I was mocking them. May the Lord have mercy on you He loves you Jesus died for you so that you will have eternal life. I pray that Jesus touches you. I will not hate you for not knowing God or what you have said to me. Time is coming you will know Him soon. His word says that every knee shall bow down and confess that He is God. It is going to happen and I know that because I believe in God. God loves you He wants us to repent so that we are saved
@@lucksonmatariro5433 plural noun: ancestors a person, typically one more remote than a grandparent, from whom one is descended. "he could trace his ancestors back to James the First"plural noun: ancestors a person, typically one more remote than a grandparent, from whom one is descended. We don't worship dead people they are not God. We respect our ancestors but not worship them
But pa time apo ngatingwarirei kuziva kuti kuti kune time dzakawanda. Ngarangarirei kuti muporofita we chokwadi haaonekwi nekutaura zvinoitika but anoonekwa nekutaura zvakanzi or zviri kinzi na Mwari zviitwe
Madzibaba ini ndarasika apa baba johwani achisvika panevanji makurukota nemasvikiro ana matangira nana goronga vakatura vanhu kuna baba johwani. Vakati isu taikuchengetaitichinaisa mvura asi uyu ndiye anoziva kunorongedzwa mweya yenyu. Chimuteverai zvino zvomodzosera vanhu kumidzimu ndasara apa
2 Chronicles 7:14 If my people, which are called by my name, shall humble themselves, and pray, and seek my face, and turn from their wicked ways; then will I hear from heaven, and will forgive their sin, and will heal their land.
1 Timothy 4:1-2 “The Spirit clearly says that in the last times some will turn away from what we believe. They will obey spirits that tell lies. And they will follow the teachings of demons. Those teachings come through people who tell lies and trick others. These evil people cannot see what is right and what is wrong. It is like their conscience has been destroyed with a hot iron.”
Yoooo todiiko nedemon rabuda pachena iri nhaimi raona kuti rakundwa OUR GOD IS AT THE ENTRANCE OF ZIMBABWE yoo I feel shame ko turasta kurasisa vabereki vedu kupfeka zvichena ma church enyu aya epasi pamvura ohhhhhhh
Having an identity through totem is not believing in ancestral spirits. It is mere lineage. No one goes to the father except through Jesus Christ. Either you are for Christ or the devil, there are no in betweens. Kudos to that woman who stood alone .
So what of Moslems, Hindu, and hundreds of other faiths? Remember Christianity is a religion just like other 100s of religions. So are you saying people in Dubai and their faith will not enter heaven yet God blessed them her under the sun. Don't you think that you have decided on behalf of God and God is hearing from you.
@@matfoprecisionelectronics3663 when the question was asked I had the same understanding that you have until he went on to attack the lady who stood up . That’s when I got the full meaning that he meant to follow the practice of ancestral worship. Please rewatch
@@wilf_moyo I am not sure I follow this line of debate but there is only one way to heaven. You can not believe is Jehovah and Jesus Christ and still think those other religions worship the same God. If you fully reflect on the statement… no one comes to the father expect through me then you will know there are no multiple roads to God (if you are of Christ’s) .
So Chamisa prays for you, it's sad u have no understanding of time and religion. Chamisa shares the ignorence of this preacher but in your eyes you can not identify.
VEDUWEEEEEE !! I church ya Jesus Christ here sure. Tinonamata Mwari akasika Denga ne Nyika ne zvese zvakasikwa kwete Mwari Wekumatonjeni ANONZI akasika munhu CHETE JESUS IS LORD AND KING OVER ALL THIS Kana zvakadaro Hondo yacho ngaiuye zvayo . Daniel 3:18
Madzibaba Bond Zim kudiwa naMwari??? We are among the poorest people on earth, we have no dignity, no respect, tinonyombwa, kushorwa, kusekwa kuuraiwa nevanhu venhando vasina kana chikoro paSA apo. Ummmm
35 If God called your ancestors 'gods' - and Scripture doesn't lie. Thou shalt have no other gods before me. You shall love the Lord your God with all your heart and with all your soul and with all your might.
1 Timothy 4:7-8 “People tell silly stories that don’t agree with God’s truth. Don’t follow what these stories teach. But teach yourself to be devoted to God. Training your body helps you in some ways. But devotion to God helps you in every way. It brings you blessings in this life and in the future life too. We hope in the living God, the Savior of all people. In particular, he is the Savior of all those who believe in him. This is why we work and struggle.”
This man is putting something called IDENTITY in place, take it or leave it.
He fooled you too.
Don't be naïve.
Can't you see this is a scene choreographed at the CIO red bricks to bring the foolish white garment sects members and the die hard traditionalists together in rejecting Chamisa. Do you actually believe the whitemen is a factor in the problems facing our nation today or tomorrow? Ask yourself why they are so afraid of Chamisa taking over? He will send all of them for looting the nation's resources bcz they are all criminals.
True identity is to identify your present oppressors and not perceived ones.
Kunyepa uko
He is true
He is saying the truth i mean
Kunyepa arikutoisa confusion
Jehova acharova vanhu vasingagoni kutaura chokwadi 🙏. Tendeukayi Umambo hwekudenga hwaapedo 🙏
Anopenga.unyu
Jah man tsvimbo iyo chikwambo chenyu,Chamisa achatonga chero zvikaita sei
Gemenzi renyu ndere manjuzu iri stop this nonsense yu are confusing us now. Aaa
Some people are used by politicians to pretend as if they prophets when they are not. Let's leave it to God.Chamisa is a Zimbabwean and child of God.If God wants him to rule,he will rule.If Zimbabweans want him ,he will take over.
Let's register to vote
@@johnmsimango8402 very true people are being manupulated by this guy
I support you Dia let God control his people tiri padandaari Muno munyika
I loved paati Ndizvo zvinoita nyika iri kuwanza chivanhu asi ichichiziwa. Thats a true fact.
Rasta varikuita zvechurch here, compaign yezanu pf kana kuti zvemasvikiro? 🤣😂🤣😂
🤣🤣
Unopenga in Grace's voice.
Apa dzakapfeka gemenzi re errooooo💛💛💛💛💛
Kkkk gold
Its gold weduwe
Ccc iyo yellow 💛
@@phillismasiyazi6415 🤣🤣🤣
Hahahahha wange wazviona sei 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Inotovewo n'anga inoda kubatira vanhu pachurch. Kupenda at highest level ngavajoine vaprofita n'anga vana ndunge, magaya, and T Freddy
That's why nyika yedu ichitambura so vanmwe varikutika Mwari like this
To be honest munhu uyu tingarambe zvaanotaura asi ichokwadi ,maprophet edu nemaporofita vanotinyepera vachienda kun'anga vachishandisa shavi renjuzu,mbuya nehanda vaisvikirwa saka torasirei tsika dzedu ,kana Jesu anoti tangai magadzirira zvedzinza mozonditevera that's why some of us we are suffer coz tikuramba mudzimu wedu
Kuititswa uku, kunyepera vanhu Chamisa anotonga muchida musingadi
ka1.taneta nemaporofita enhema nxaaa
ukwane mface iweee chamisa anotonga kupiiii
Kkkkkkkkkkkkkk
CCC zvongoperera mukutaura sezvakaita Pana Tsvangirai.
Kune wa Mwari chaiye arikuuya vese ava varikuita zhowezhowe it's just a waste of time.
@@blessedblessed3474 This time Mira uwone chakachaya becouz Vana vevhu vatswamwa shemu..plus ndangwara takuzviva zvatoita so more 🔥
Pamwe pese tobvumirana kwete paChamisa apa, siyana naChamisa. CCC woyeeeee
He is saying Chamisa hatendere chivanhu chedu. He probably doesn't like ED either but the fact is ED respects chivanhu chedu. Maybe if Chamisa did......🤷
Njuzi mweya yesvina , siyanai nekurumbidza mweya yesvina muparidze JESU vanhu vaponeswe
Nyapota uchinzwisisa usati wareva
Ameeeeeeeeeeeeeeeeèeeeeeeen!!
Apa zvakuda kukangamisa vanhu chokwadi ndechekuti Zanu ngaibve fullstop
Tsano avo vanoshandiswa mezanu, kuvako kwemudzimu kana kusavako hatinei nazvo nekuti tinoraramiswa nezita raJesu . Ko Vaya vakaisikwa naMwari vasina kuzvarwa nabba namai midzimumi yavo irikupi
Amen
Register to vote for change. Ngaapinde hake mukomana. How many innocent people killed and jailed without committ any crime by Zanu. Zanu must go. CCC ahoyii☝️
Ngaapinde hake mukomana
Chamisa haayitonge Zimbabwe wanzwa
Pamberi ne ZANU PG✊
Une mweya wetsina demon
I support ccc
Ndikutenda Kuti next yr by this time tinenge tave muhupfu chaimo 👏👏👏👏
😜😜😜😜
Njuzu ingozi dza satan dzakawira mvura
@@priviledgevunyungwi3279 yes x 3 ndodzirikupa kablaz aka dzungu but the Most High is going to embarrass. Servant of satan
chamisa is the one going to rule this country..Mwari haasi wekumasvikiro kwenyu
inga zvakaoma this guy anoita kuchikidzira vanhu so that zvese zvaanotaura pple will listen to him
iiiii boys idzo makadzitedzera dzinonyepa manje
Havanyepi....havazivi....it's out of ignorance....Talking about God at the same time talking about midzimu....this is pure nonsense
Thank you for reminding people where we are coming from
Missionaries found us here doing our own things, we are not from them neither from their Adam
Ichokwadi wena,
Mental healthy patient
True
maSatanisit akutamba nevanhu ndaikumbira midzimu yeMasvingo svikiro guru repa Chivi rakambotaura chiporofita pakuuya kwevasina mabvi kudayi radzoka zvakare
Bond help as tidzokere pachivanhu urimutumwa of our time I respect you
Chamisa achatotonga muchida musingade jar man
Nhai zvako
Taura hako iwee
Hezvo hanzi wopenga ,Mwari haasekwi, makaita zvamakaita ndikaramba ndinyerere mukafunga kuti ndakafanana nemi...anodaro Mwari
Ndiyo big CCC member iyoyi, Mwari ka vanhu Zim hatichaziva zvokuita toda imi, nokt taneta nevanhu vanongotaura kwavasinakuswera
Madzibaba bond vakati tinotsigira nekunamatira bato riripo saka PAKUTI ccc apo Handiziyewo hancu
Havasi Vose vanoti Zanu or CCC vachidzivhotera ivava verasta ndovanotovhotera pavasinakutaura kk
Kkkk Hanzi nyika ibhazi rakafa, sakangatigadzirei bhazi kwete kuchinja Driver, meaning voterai ED kkkkk Zvakawoma
Ko pamasowe panopururudzwa here. Lord have mercy on us. Politics pamasowe chii chakadaro ichocho .
Bless you for embracing our ANCESTORS🙏
Makaiwanep svimbo madzibaba vechivanhu
Hanzii namazuva ekupedzesera kuchava naivava vanaBond vanorava cherechedzai
Taurai henyu anonyepa uyu
Ichokwadi
God have mercy and protect the innocent people not to allow to be fearful . People perish because of lack of knowledge 💯 Who knows the mind of God?
Izvi hazvisi zvaMwari izvi, Anoda kunzwirwa tsitsi uyu. Dai Mwari amunzwira nyasha.
Zvinotyisa izvi madzibaba yakatanga riini kuridza ngoma ne mbira
Vanhu vasaite dambe so naMwari
Srs mangoma ne dreadlock kumasowe it's my first time
Vokwa Micho,iyo inonz nguwo tsvuku vanoita dreadlock
Do not turn to mediums or necromancers; do not seek them out, and so make yourselves unclean by them: I am the Lord your God
Kkkk u r joker right
Those people who are in the Bible died as well bcoz it's about our culture you call it fake wake up mhaniiii
Uyu anopenga chete anoratidza kuti arikupiwa mari nemapenzi ezanu ibharanzi iri.
@@dunmorerashayi3890 suit yourself. I don't care whether you believe in God or not Jesus is coming soon. I believe in everything that God said in His word and His word is true and everything which was said on the bible is happening now. I didn't know God before and I used to think like you. Now I am saved. I now see why others were worshipping God whilst I was mocking them. May the Lord have mercy on you He loves you Jesus died for you so that you will have eternal life. I pray that Jesus touches you. I will not hate you for not knowing God or what you have said to me. Time is coming you will know Him soon. His word says that every knee shall bow down and confess that He is God. It is going to happen and I know that because I believe in God. God loves you He wants us to repent so that we are saved
@@lucksonmatariro5433 plural noun: ancestors
a person, typically one more remote than a grandparent, from whom one is descended.
"he could trace his ancestors back to James the First"plural noun: ancestors
a person, typically one more remote than a grandparent, from whom one is descended.
We don't worship dead people they are not God. We respect our ancestors but not worship them
May l have the verse please. Thanks
Mwari akati zviya kuchauya maporofita echii zviya pedzisai menga
😂😂 enhema
I always say time is the biggest prophet of all. In the fullness of time everything will be revealed.
Mugabe akafa bt vanhu vakazozviziva kt afa papers mwedzi mitata bt varipo vakatoziva musi waakafa chaiwo dai vakada kuprofita dai vanhu vakagopusiswa
Ahhhhh this is heresy, Lord have mercy
But pa time apo ngatingwarirei kuziva kuti kuti kune time dzakawanda. Ngarangarirei kuti muporofita we chokwadi haaonekwi nekutaura zvinoitika but anoonekwa nekutaura zvakanzi or zviri kinzi na Mwari zviitwe
Iyi mhata yezanu kuwawata tibvire.ngozi iwe
😄😄😄😄😄😄😄😄😄😄😄😄wanguka
Izvi zvinongoitwa kuvanhu vekuMashonaland mostly vanotevera church idzodzi kuMasvingo kunova kwakatangira history yeNyika hakuna zvakadaro mudzimu unobata sei pamutorwa
Mwari zviratidzei muZimbabwe tanzwa nekuitiswa mhani nevanhu venyu Ava..Amen
I believe everything this man is saying. Hezvo Queen akafa.
Kkk affairs kurarama zveupenyu wese here
Zvaive obvious
Yes he might have clarified the background of Zim ,but paazviitira arasa vanhu
Are you serious 😂
Bobo wenyu uyu 🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌😭😭😭😭😭😭😭ndachema hangu ndapera strong yose dai Mwari vapindira chokwadi zvoti madudu ,java,bobo tinokunda here
I don't believe this man at all. Please clever Zimbabweans vote for a channge
Madzibaba ini ndarasika apa baba johwani achisvika panevanji makurukota nemasvikiro ana matangira nana goronga vakatura vanhu kuna baba johwani. Vakati isu taikuchengetaitichinaisa mvura asi uyu ndiye anoziva kunorongedzwa mweya yenyu. Chimuteverai zvino zvomodzosera vanhu kumidzimu ndasara apa
Hanzi voterai mhondi nembavha. Mapostori stop campaigning for ZANUPF
Nyika yotonzi yanaka nekuti Bond asimudza tsvimbo. Zvakaoma idi dai Mwari watibatsira
😂😂😂
Zimbabwe is a laughing stock.
My dad used to tell me about vawimbo n vamitch ndichikura,,the big five.vaizvitaura ndichikura 🙏
2 Chronicles 7:14
If my people, which are called by my name, shall humble themselves, and pray, and seek my face, and turn from their wicked ways; then will I hear from heaven, and will forgive their sin, and will heal their land.
Nhasi nderimwe zuva.. Drewmas taking us to another level
Ummm that man akurasa vanhu ummm
NONSENSE at criminal levels
Haha Madungwe anevakoma vake shuwa🙌
Idzi dzinotopenga kudarika madungwe
Masondosi asatan akawanda
Pawangoti chamisa hatonge nyika wandibhowa siya politics
Kana neni ndabva ndasvotwa naye
Gombwe aivepi Zimba ichienda kumawere kwayaari,zvatotanga nguva yemaelections
Ko mapostori vakuridza mhururu pandaza 🤣🤣🤣 apa ukutaura zvemudzimu muripa sowe 🙌🙌🙌
Time to unbraiwash the brainwashed indeed.
Hakuna church yakadaro inoita zvematongerwo enyika
According to who?
1 Timothy 4:1-2
“The Spirit clearly says that in the last times some will turn away from what we believe. They will obey spirits that tell lies. And they will follow the teachings of demons. Those teachings come through people who tell lies and trick others. These evil people cannot see what is right and what is wrong. It is like their conscience has been destroyed with a hot iron.”
where's your Bible
Yoooo todiiko nedemon rabuda pachena iri nhaimi raona kuti rakundwa OUR GOD IS AT THE ENTRANCE OF ZIMBABWE yoo I feel shame ko turasta kurasisa vabereki vedu kupfeka zvichena ma church enyu aya epasi pamvura ohhhhhhh
Having an identity through totem is not believing in ancestral spirits. It is mere lineage. No one goes to the father except through Jesus Christ. Either you are for Christ or the devil, there are no in betweens. Kudos to that woman who stood alone .
So what of Moslems, Hindu, and hundreds of other faiths? Remember Christianity is a religion just like other 100s of religions. So are you saying people in Dubai and their faith will not enter heaven yet God blessed them her under the sun. Don't you think that you have decided on behalf of God and God is hearing from you.
Hahahaha ndatoshayawo kty zvinobatana papi blood lineage nemidzimu. Ukafa hazvirevi kuti watova mudzimu.
I think you think you know the question was do you know or agree that Ancestral spirit's exist not to believe
@@matfoprecisionelectronics3663 when the question was asked I had the same understanding that you have until he went on to attack the lady who stood up . That’s when I got the full meaning that he meant to follow the practice of ancestral worship. Please rewatch
@@wilf_moyo I am not sure I follow this line of debate but there is only one way to heaven. You can not believe is Jehovah and Jesus Christ and still think those other religions worship the same God. If you fully reflect on the statement… no one comes to the father expect through me then you will know there are no multiple roads to God (if you are of Christ’s) .
Hazvina zvina mhosva ivo mwari ndivo vanoziva
Bond itsvina yegudo
😄😄😄😄😄😄😄😄😄😄😄😄😄yowe
Jesus is coming back , ndatopedza nemi , dai ndakaziva on that day haishande
vakaromba vese ngavafe mhani Madzibaba Bond vakaromba ngavafe vese
Vadzimu vanoti nyika itongwe nevasina basa nevanhu , vanodzvanyirira vanhu , kuuraya , kutadza kutenga mishonga muzvipatara asi vachiba vachipfuma nemhuri dzavo havasi vedzimu venyika ino , kurasa vanhu .sandizvo zvakafira hama dzedu dzakaenda kuhondo. Tavenhapwa munyika medu , tichitongwa nemunhu akabva kuZambia , wekutanga aive wekuMalawi Robert Matibili .
Vadzimu chaivo veZimbabwe vachiri vakarara. Uyo muchinda uyo akutsvagawo kudya Mari dzevadzvinyiriri varikutonga izvozvi , vachauya havo vatungamiriri kana midzimu yenyika Yoda .
Ngambomira kunyepera vanhu Chamisa akakona kutonga zuva rinovhara denga Bond
Kkkkkkk zanu ineudzvanyiriri chamisa anogona winner asi asingatongi tsvangirai aka winner rungani Haa ma1 anoziva ndimwari zvakaoma
Zanu pf campaigning skillfully
Cholwadi 😂
Izvi hazvisi zvekuisira hana parutivi ndezvemeso nenzeve.....🔥🔥🔥🔥 Kudenga hakuna weko
Tiudzeiwo kwakaenda 15 Billion Sekuru Bond
Taura hako shuwa
Kkkkkkkk
Vamwe vakaudzwa hondo nemurwere wepfungwa vakati anorwara uyu itai basa nyika inake ini nemhuri yangu takutendai
Paita diesel pachinhoyi ndivo ivava vana dollar tree but vanhu chii chaizvo kuunganira munhu arikuita zvokupenga
Chekutanga tanga wagerwa nekuti baba johane vaiti varume vose vaveurwe madzimai a sunge Duke zvako zvinobvepi iwe
Muchaziva chokwadi nechokwadi chichakusunungurai. Ava venhemha ava.
Madzibaba ndinoda dzidziso yenyu yakanakisa.Chokwadi midzimu iriko .Ndakazvionera ndega.Ngatdzokerei kuchivanhu chedu kuti zvinhu zvinake.Ropafadzwai madzibaba.
Me too 💛
I now understand why Chamisa is prayerful, it's to fix this nonsense, God is great🤷♂️😒😂
You are too shallow minded. I really wish you would deepen your understanding
Well observed
Taura hako
So Chamisa prays for you, it's sad u have no understanding of time and religion. Chamisa shares the ignorence of this preacher but in your eyes you can not identify.
You are the one nonsense.
Vanhu venyu Mwari vaparara nekushaya zivo 😢
Mukuvanza chivanhu chenyu imi because of Christianity
Gemenzi ropenya penya iro ndere manjuzu
Akupenga uyu umm toona yanaka nyika
Apostle Chiwenga vepiri
@@munndandawaz3530 kwaaniko kunyepera kuzungaira vanoiziva midzimu avo
@@melodymandava7902 chokwadi
Taura hako
Hondo inozouya sei mati chamisa ahatonge Hondo inouya zvaita sei tipei zvizere chiremba
Nei Uchida kunyaudza vanhu nemanyepo Mwari vekudenga vachakutonga. Shoko ramwari Hari tauri kudaro mudzimu naMwari zvinhu two zvakasiyana. Namata Mwari mumwe voga
😂😂😂😂Haaa muZimbambwe tatambura shuwa kuunganira raster muchiti madzibaba ava ndiSangoma🤣
Kungoendawo ku xul kuribo chero munhu akafoira 😀😀chirikutsvira ma postori ayo nezuva ndukuchishaya 😀
Vanhu vangu vachaparara nekushaya zivo vakafa Havana chavanoziva anodaro mwari wandinotenda
Register to vote Rega tione but Zanu pf hatichadiwa zvedu
This guy is now a politician, mudzimu waarikutaura ahauzive
Madzibaba tinokurovai
Zimeso😂😂
Mudzimu mudzimu kudii
Yahweh god of Abraham Isaac and Jacob ndiye akatirwira
Jehova Jaire
Madness at it's best that Jah man .
Akarova mbanje dzeCongo chaidzo uyu jaman kkkkk
Arikutsvaga zita mufana uyu memari
kkkkk
VEDUWEEEEEE !! I church ya Jesus Christ here sure. Tinonamata Mwari akasika Denga ne Nyika ne zvese zvakasikwa kwete Mwari Wekumatonjeni ANONZI akasika munhu CHETE
JESUS IS LORD AND KING OVER ALL THIS
Kana zvakadaro Hondo yacho ngaiuye zvayo . Daniel 3:18
Madzibaba Bond Zim kudiwa naMwari??? We are among the poorest people on earth, we have no dignity, no respect, tinonyombwa, kushorwa, kusekwa kuuraiwa nevanhu venhando vasina kana chikoro paSA apo. Ummmm
Uyu anohumana uyu dai Mwari watipa ruzivo chairo
Madzibaba Rasta, Mwari ndiye mukuru wazvose .... no spirit or power which is superior to God, the father, son and the Holy Ghost
Amen, this is called idol worship
Wapedza hawo raster tosangana kumashwede😅😅
Ko akuita zvechivanhu zvakare uye atove nerasta
Ndeumwe madungwewo futi uyu
I used to wonder why ma postori emasowe akavhiringika. Ndazviwonera kuyitisa vanhu
Zimbabwe repent please. Stop allowing the devil to deceive you
Hatichadiwa munedzimwe nyika hamadzangu toraramiripi gadzirisai nyika guzy mwari ndivo vanotonga chamisa haasi murungu mwana webvudzi pfupi
In the fullness of time 💗❤ identity timbori vanani tirikuendepi
haa gombwe ndaitenderana nemi kubva pama tanga kut mapuwa tsvimbo but pakut chamisa haatongi tabudana nenhamo yatiri kuona iyi moti zanu inoramba iripo ah tinzwireiwo tsitsi veduwe ah
Hondo ehe kuuya inouya nekuti vanobira maelections vakadyiwa vanouraya vanhu
Taura hako
Asi chii nhai . Mongotevera chero munhu zvaada nhai .
Pandangoona direzi ririkuvaima iro ndabva ndatoona kuti hapana zviripo.
35 If God called your ancestors 'gods' - and Scripture doesn't lie.
Thou shalt have no other gods before me. You shall love the Lord your God with all your heart and with all your soul and with all your might.
Saka anechipenyu kusungura Nyika ndiyani vanhu vapararira kunedzimwe Nyika muchingotaura zvisina rramo kuruzhinji anechokwadi arikumusoro kwete kutaura nhando pamberi peruzhinji
Imi mapositori musaitiswe your vote matters, vote for change hapana asiri kumama nenhamo muzim
Madzibaba vanemukwende siya hondo iuye mhani iwe mbwaaaa tsvimbo ndoinokushandisa ndatozvionq hngu
What happened to us as Zimbabweans, have we been brainwashed??
Thank u madzibaba ndafara chose ndochokwadi chamurikureva,munowanikwawo kupi,ndinodawo kubatsirwa
Namata
❤️ Zimbabwe ndeyeropa uye ndeyedu isu vatema
Ndiani akagadzira ropa
Iwe, ukuparidza ukuitei
Unopenga!
Mashavi zvawo aya hapana Mwari apa
Vanhu vamwari musarasisa vanhu imi ko wakadii kuenda paMuzinda paChiweshe kuti upupurwe neChiweshe imika imi musaedza mwari
1 Timothy 4:7-8
“People tell silly stories that don’t agree with God’s truth. Don’t follow what these stories teach. But teach yourself to be devoted to God. Training your body helps you in some ways. But devotion to God helps you in every way. It brings you blessings in this life and in the future life too. We hope in the living God, the Savior of all people. In particular, he is the Savior of all those who believe in him. This is why we work and struggle.”
Very true. These teachings are so demonic related to fallen angels. How can mermaids help a nation? So demonic
Amen
Aiwawo zvimwe zvionoda CHIKORO.....KUSHAYA ZVEKUITA
I love everything machena ngazviyede mberi manake 🙏 ndaisa maoko
😂😂 you're so funny
Anopenga uyu
Madrama
Akadakwa uyu, ngazosere Mari yakapiwa, chiswimbo chako achina bass.
Madzibaba Bond dai mabvunza mukadzi ati haatende kuti kune mudzimu kuti surname yako inonzi ani. Handiti masurname edu izita ratateguru? Zvino mwana veZimbabwe anoti hakuna mudzimu asi anodaidzwa nesurname inova zita remunhu akafa, tateguru vake. Unonzwa munhu mutema veZimbabwe achiti hatiite zvechivanhu zvemudzimu tinonamata asi unoona pastor achicharger roora, roora hachisi chivanhu here ichocho? Mwana veZimbabwe akafonyorwa pfungwa nevarungu.
Sorry changamire surnames it's white people culture, mu history yedu zvakanga zvisiko. Ndatenda
Masurname akagara ariko kubva varungu vasati vauye. Vanhu vatema vakagara vachizivikanwa kuti vanonzi vekwanhingi, uko kunonzi kwanhingi, Sarudzai mwana vekwaMoto etc. Ndimi muri kurasika musingazive nhoroondo yevatema.
But hanty unoda kushandira varungu uchiti vanemari.....zvenge zvakarongwa neZanu kuti inda kunotavura izvi pakazar vanhu taneta nazvo izvoo nxaa mani I believe kuti chivanu chiriko but zvamukutaura andisi kupindirana nazvo
Apa wataura chokwadi kuto charge yakawanda futi 😀😀😀😀😀😀😀
@@kingsdaughtersaltoftheeart8986 Ahhh ndizwekupenga izvo taneta nazvo isu....😂😀😂