pawataura zvekuty mukadziwako aku replacer queen Elizabeth apo ndopandazokubata kutu ishuwa kuty wakupenga shamwari ende kupenga kwako kuri very dangerous coz unogona kunopasa test yekupenga but iwwe hako uchitopenga zvezvakufda vanonyatsooona
Nhaiwe Ollah kuuya kushow kwako vanhu ndovanobhadhara here or une select yako ummmm I wonder kune vanhu vekuti vakauya todzidza but it seems vanhu vakuuya kwako ndevemutoriro vega vega
Lord have Mercy 😭😭😭 pangosara izwi munhu apachina ma drugs àparadza vana
Mukadzi waDr Bond ndiye ave Queen
Umm from Madzibaba Bond to Dr Bond,Mambo Zano ,Gombwe renyika ,Mhondoro now wa Chaminuka 🤦♂️confusion at its highest level 😅😅😅
Dr bond haaaa ndevedrama Hanzi ndrikupega hre inini
Ko muzerere pa chair🙆. Last year's Madzibaba Bond presented himself more composed. Ma drugs aya apedza vanhu
Arikutengesera Dr Bondy ma drugs shuwa Mwari awe newe😢😢
Kkkkk haas kutodzikama ndozvoita madrugs izvozvo
Dr Bond - " Ollah nditori ne pfuti 4 dzina sekuru vangu "
Ollah - " asi makapa sekuru sekuru venyu pfuti nekuti mava kupenga " 😂😂
😂😂😂😂😂😂😂
Kkk unokurova nemubvunzo mukomana wacho kkk
Zvakaoma vedu veee. Sad. Madrugs ma1 😢
Aya
This guy's needs serious rehabilitation 😢😢
Aah ndiBond here uyu ende achinja,akuita kunge dzisimo
Cry my beloved Zimbabwe 🇿🇼 😢 💔
Yea mhepo dzirikoo shuwa ndiye Bond wandaiziva uyu 😢
😭😭😭 Painful. Our country needs rehab, this is not bond we used to know
Shuwa💔💔
He is being real.Mbanje dziri nani pane mutoriro.This guy is knowledgeable its only that Ola is judgemental #No to drugs
Ola imhata
🙆🙆🙆🙌🙌🙌yaaa regai ndimbodzokorodza mayb ndobatawo nyaya sofar handsati ndanzwisisa😢
Thanks Owen nyaya dzacho dzakawandisa
Bond awonda + akupenga 😢😢 mutoriro ma1
Ehe sha he is not looking good at all
😂😂😂😂😂😂😂hanzi mukadzi vangu ndiye Queen 👑 kkkk
Bond haasi kupenga ari very normal
dr bond 😂😂 majokosi chaiwo kuvhura hombe kuyedza kuvhara diki😢
Saka pakanga achimanya paya waiva mutoriro here netumbwa😂
Ummmm Ollah munhu wawaka interviewer ari right right. Ummmm ndirikuona vabenzi. Munhu arikupenga nemutoriro uyu. Tarisai zvaaave munhu aigeza zvakanaka uye very good looking. Haaa apa paita zvebenzi apa.
He’s trying by all means kunzi anzi haasi kupenga but haa ma1 painfall 😢
It's so sad hey😢
Its so sad
Akarohwa nemutoriro munhu uyuuuu boiz
Ko ndivo madzibaba vaye vaigeza sooo shame😢
Ndanga ndamushaya mutoriro wakaipa
I remember him aigeza wena
Asi ma Zimbabweans senyika titore ne probrem hombe. How we give these guys popularity is absolutley ridiculous
Kkkkkkk
Oooh God have mercy upon our nation, vanhu vakunyeperwa mumachurch umu not sure what exactly chikuvatungamirirara
😂😂😂😂😂😂Song ya Bond ndaseka ndisingade 😂😂😂😂😂mukoma Olla mune basa pabasa penyu😂😂😂😂😂😂😂😂😂😅iyeeeee
Makuimba mave chaminuka makurova madrugs😂😂😂😂
Zimbabwe ikutoda rehab nevanhu vese 😅😅😅
Taura hako everyone is going through something
Uyuu akudhomoka uyuuu 😂😂😂😂😂😂 akupenga uyuu
Ola vanhu ava mukuvatora kupi
Hasi riye ane prophecy yakapihwa naDr Ian Ndlovu,vanhu vachiti pakataurwa Passion Java😂
Ramba wakadzvanya,ndiyeyu
Is Ian Ndlovu a true prophet?
Ndatomboti asi ndiri kuresva kuona? Aaah muchinda uyu chii chiri kunyatsoitika paari. Amana siyanai nemutoriro
Vanhu ngavasie mutoriro please, nyikainofana kugadzirika vanhu vaakupenga
😂😂😂😂inyaya ngani dzamune muchitaura kooo😂😂😂😅
Ollah wakuita basa rekutinzwisa mupengo 😂😂😂
Zvikutirwadza
Bond wave wemadrugs ka muchinda uyu,, waakupenga uyu ,,vakomana chizimbabwe chakamama ichi eish😢😢😢😢😢😢
Ola wandigonera unonanga straight pa point , kwete zvana spacks
Mune mudzimai here Baba Bond in Ollah's voice it says all
Uyuu haasii akupenga here nhaii🙆🙆🙆🙆
Inzwaka iwe Chaminuka aigara Chitungwiza unenhema dzinonhuwa ,usanyanya kunyepa enda Mhondoro wakaromba iwe huya Mhondoro urimuroyi wakaromba
Kudenga kuchandorohwa mbiti Itai henyu
😂😂😂 mwari pindirai
Kana akazofa anenge afa😂😂😂😂
Haaa bond bodo
Chitungwiza inopisa haiwa
Bond
Makandiwa
Magaya
Java
Grant wemu ceiling
That reaction says it all
😂😂basa hombe chairo
Ollah imbomira kutidanira mapenzi
Hamheno zvaave iye bond wacho awonda zvekuti
Tbh Ollah was defeated by Dr Bond
Bond bond Aaah zvinorwadza
Bond akuda rehab,ukanzwa kutaura kwaakuita izvezvi nezvaambove zvasiyani,ambenge achitaura ari composed now ari kungo jamba jamba
This Guy akamhura Mweya,mubairo wacho ndiwoyo-unopedzisira warasika-Mwari havasi vekuita dambe navo-shamhu yaMwari inorwadza-
Akupenga uyu bond
Yaaaah mahwani chaiwo eeeey 😢😢😢😢😢😢😢PAINFUL😢😢😢😢
Ollah wakapenga wakanokumbira date remvura 😂😂😂 urichibaba iwe.
Nayisa mvura Drought ipere
Haa Dr Bond vakupenga ava
Siyanai nemadrugs mukuru matirwadzisa you have changed a lot 😢
Kakupenga karipo zvako
😂😂😂😂😂😂😂 chair Dai yaitaura Dai yaitaura yakataura Kuti iiiiih ndanzwa 😂😂😂😂 but he's a good man that's all
kkkkkkkkk ko swivel inotoda kujairwa kaiyi
@@kenMas123 😂😂😂😂 saka vaijaira but inofa kaaa wanku coz pane imwe Blaz yakazviita muoffice manku ikatyoka 😂😂😂😂 kunkoti ndedze kuziva Dai dzakaitenka
Munhu anopenga ano driver manual here??😂😂
Anoziva ma robots here😂😂😂
In SA we have Dr Matthew
In Zim Dr Bond 😂😂😂square
Ndokutopenga kwacho moda kupenga kuno darika zvamuri kuona
Tikataura zvatofunga haatipengese here murume uyu cz ari kuita kakutiremera senyika
Vanhu vemuzimbabwe ngatidzidzei kuzvinamatira tega mazvionera munhu aizviti mtungamiri vechurch change ave chaminuka apedzakudaro nzvimbo yainamatirwa akuda kuvaka bhawa chimwe chinhu pashoko ramwari hakuna chinonzi mapipi munhu vese anoita mapipi hazvisi zvamwari ndezvenyama
Please olla tanga wavheta vanhu before uchauraisa vanhu ndachema hangu
😂😂😂Dombo ma1 say no to drugs
Haaa Ollah mavhunzire acho ka😂😂😂
Kkkkkk ini handskumbonzwa msoro wenyaya yacho ini
Ndazoseka pekupedzisira haaaaaa, free style yacho plus mugodhi weDIAMOND and GOLD
Unobva wazvishaya veduweka 😅😅
Kkkkk diamond gold ndapera power 😂😂😂😂😂
Kuromba kwakashata weduweeee,, Ollar munhu wauri kutaura naye ngaambouya kuno kubasa kwedu ambogara muPsychatric Unit ,, he needs a Psychiatrist
Wazvionawo sei umwe wangu 😂😂😂
😂😂😂😂
Ummm madzibaba bond madrugs ndiwo Ari kushanda .gombwe rakatiza kare .raguruu rakapinda nyoka.
Ummmmm boyz iri ndovhurikomu last number chairo
No to drug abuse. Zim need rehab
Zvezvananiwo pakupenga but ma drugs ndoawandisa apa
My favorite d j
Bond tsvimbo iripi😂
Iya haisisona dhiri kkkk
Yakabiwa 😂😂😂😂
😂😂😂😂 kuromba hakusi bhoo
Eish 😪 God help us all.
Dj Olla 7 munebasa shuwa
Hmmmmm Jeso🙆🏽♀️🙆🏽♀️ apa kutogeza chaiko haachageze..wat a sad end to a young man
Ngoma iro hora🎉
Mweya wa SAURO urikubata vanhu,Akasiya anamatira Calaz ndopandakaona kuti aimuda
Bond anofanirwa kuokwa pfungwa dzake
Spinal cord aaaaaah varume😂😂😂😂
Imagine spinal cord mumusoro😅😅😂
Uuuu mukuwasha wangu iyeye
Homwe yacho yenyika ngazvibatewo nechiremerera
Uyu anorwara akuda kutobatsirwa kupenga anopenga
Staf Fm you had chance to take that Silent killer twin to rehab but you missed
Bond akuvhurika pa fair
pawataura zvekuty mukadziwako aku replacer queen Elizabeth apo ndopandazokubata kutu ishuwa kuty wakupenga shamwari ende kupenga kwako kuri very dangerous coz unogona kunopasa test yekupenga but iwwe hako uchitopenga zvezvakufda vanonyatsooona
Bond awonda wena.
Ko zvaaiva ari handsome ko adai nei? Ndomutoriro wacho ? Hazviite this is bad
Olla chinjayi macheya anovhuniwa ayoo vanhu havagarisike isayi cheya dzisingatendereri please please
ari right right here? Munhu uyu
Mmm no to drugs
Nhaiwe Ollah kuuya kushow kwako vanhu ndovanobhadhara here or une select yako ummmm I wonder kune vanhu vekuti vakauya todzidza but it seems vanhu vakuuya kwako ndevemutoriro vega vega
😂😂😂😂church yakuitwa bhawa😂😂😂😂
Pfutseki you not Chaminuka
uyu anotopengaaaaaaaaaa manjeeeeeeeeeeeeee
Kkkkkkkkk