Hana manager Bond dai anga ana manager vaimbokoshesa kumurapisa pfungwa ne kumuitisa reyebhu yemadrugs b4 kumuitisa ma interview by the looks nematauriro zviripachena kuti he was not ok and still the same
This guy akaroya mwana we brother yangu achitori mudumbu. My bro believed in him zvekuti achishandirwa naye. The wife however did not like him coz she believed kuti hazvisi zvaMwari. He wud mention big politicians and rich pple as his clients. So wen makoti got pregnant rimwe zuva nhumbu isati yavakuoneka vakasangana naBond vakamupfuura akati kwavari feya feya munodada sterek tichaona mwana wenyu akabuda ari right. The child was born disabled. Bond uya kwakuuya zve wen the child was about 5 hanzi ndipei mwana wenyu ndiende naye 2 weeks mugomo ndione kuti handigamurape here. Vakaramba, a girl child mugomo neman vari vega
Muporofita wese or n'anga kana adahake hutsinye anoroya not only uyu but a lot of them vanemasimba ekusunga or kushandura zvinhu for worse.... These days it's bad kwazara varoi kunze uko! Sorry dear
Ini ndine mubvunzo wekuita Gombwe ava muporofita here kana kuti in'anga uye kana vari n'anga mhepo iri kutaura pavari ndeyani uye kutambura kuri kuita mhuri yeZimbabwe varikukuona here sesvikiro nekuti sekuona kwangu mhuri yeZimbabwe haina mufaro munyika yechizvarwa
Handsome yese iya hapachina, angove mazuruzuru.
Ee nhaimi aonda zvinhu zvacho
Ko tsvina aimbi looker looker
@@ellenjames1069 manga mati mawanaka ende mamama
@@emmanuelsithole8767😂😂😂
caro usadero...ungangoona under 40 years ichivhotera zanu pf ziva kuti akatombouraya..kutsvaga kuvharirwa nyaya dzavo..but ngozi haizovharike
Ko Kupera kudai chii😮life has a funny way of showing its self, tisatambe nezita ra Jesu , uku ndokunonzi kurangwa kupera nekunzwisa tsitsi .
Say no to drugs baba ava zvavapera kunge sipo pangosara voice 😢😢😢😢😢
Kkkkkkķ
Apera Kani zvakaoma hrnyu Anga asina kumbodai
Uuuum vaonda shuwa vakambo penga😂😂
Sahwira hoyeee gara muberevere ❤❤❤much love shumba ..soko ...mandlovu .....naro gombwemutekwe renyu rakaromba kushatisa zvunhu munyika ndonzwa hasha
I feel sorry kuvanhu vose vaitenda Bond kuti munhu wamwari vachidaira hamen nekuturikwa ruoko pamusoro vachinzi mizita rajeso ezvino zvavapachena kuti Rasta aiitisa nyika
Ini handina kumbobvira ndakamubeliver uyu
Kupera kudaro ku mabond😂😂😂😂 akapenga uyo
😂😮
Past tense hameno but present tense arikumhanya mushini 🏃♂️🏃♂️🏃♂️🏃♂️🏃♂️🏃♂️🏃♂️🏃♂️🏃♂️
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂
😂😂😂😂😂😂yoweee zvanguu mhayiii hweeee
@@agnesjokonya1405 🤣🤣🤣🤣
Ndiye Bond watinozova tese here team or ndiBondlite😭😭😭😭Satan ane simba kana kuseka kwacho kunge akutofa wan
Ndisekuru hre kna ndimadzibba endai mogeza uko,rain season ino mvura yagara inotonaya doro rinobikwa Sept kna Oct
Ini ndrikutoona benzi rakapfeka bhachi rehanga
Rehanga 😂😂😂
Akuita kunge lucky dude mushakabvu kkķkk
Its a song for me ,please provide with more details,inonaka zvokuti
Hapachina bond mad person will never know kuti arikupenga ...kokuonda nhai chii bond 😢😢😢apa wabva wanyangara
Arikuti haana kupenga iye ariBengo kudaro 😊
Kkkkkkkkkk ndiyani anozviziva kuti hauna kupenga😂😂😂
😂😂😂😂😂 wazvionawo kaaaa
Even ukatoona anodya mumabin anotoramba anokuudza kuti handipenge ini 😂😂😂😂😂😂
Ko kusviba hanzi nabond complexion.
😂😂😂🤔😏🤣🤣🤣
Ko gombwe raonda nei rachinja apa ziso
Itii gagaga Endrew, ka song kenyu mukukarebesa data mukukuvadza vanhu pa zim apo
Huhandsome hwese gone I used to adimire this gombwe but now 🙅🙅🙅🙅
Kupenga ndokwavari kutoita, kuonda nekusviba munhu aibuda akatsvukira kudaro sure. Pavaipenga vaisageza
Ko vadopera tisat taona queen of our land
Hana manager Bond dai anga ana manager vaimbokoshesa kumurapisa pfungwa ne kumuitisa reyebhu yemadrugs b4 kumuitisa ma interview by the looks nematauriro zviripachena kuti he was not ok and still the same
Saka zvamakaita bira remvura yakazonaya here musatipusisa imi
😅😅😅😅😅😅😅,,,inga asviba tsikamutanda wenyika uyu nhaimi.Heee ndini Gombe heee ndini ndonaiyisa mvura .Ityai mwari imi musiye mbanje dzinodhaka .Kamunhu kaitaura zvakanoda aka kachiitisa vanhu zvisizvo .heee ndini ndakauraya n'anga dzese nhasi uripi nhaiwee Gombwe .Huye bodo ko akuzora matayi here kusvipa paye akanga akableacha handiti .Ahhhhh ndamunyarira Gombwe uyu.
Imi hamusi kuwona kuti anopenga ndezvekuromba izvi tarisai maziso ake nekuvhunduka plus madzibaba upi anopfeka hembe yehanga ne dread zvakawoma weee
Kkkkkkkkkkkk
Neshamba chenjera ziso raukupiwa na Bond 😂😂😂😂
My thoughts too.
Iko kuzvida zvida kkkkk
Kkkkkkk mwari pindirai munhu uyu akutorwara zvesure ummmmm
Usandione kunonoka ndanga ndichauya.....Drewmas taking u to another level
Pane benzi rinoziva here kuti ririkupenga?
Siyanai nekuromba asviba awonda shem
Angatadza hre kusviba iye achiti anotarisa zuva kkkkkkkkkk😂😂
Akutonzwisa tsitsi
Zvoratidza kuti padzakadzoka hadzina kudzoka dzese kusakura kudaro ko smile yacho ungati akutotanga kupenga zvakare
😂😂😂😂😂😂you are very correct
Aah ndofunga arikutopenga right now as we speak, aikazve
The man is definitely high on drugs. Next time tell him to get high after the interview so he can fool a lot more people.
Unotanga uchinzi uri kupisa kkkkkk wotozoona wapera kutsva kuita rasha😂😂😂
Ndichambonobvunza Madungwe kuti isure here zviri kutaurwa izvi.
Kkkkkkkk
😂😂😂😂
Kkkkkkk makuda kutangawo zvimweee😂😂😂😂
Aaa kupenga kwakusakadza hama yangu nedrudha iyo zvabva zvaita worse 😂😂
Zvinhu zvacho sooo pakaipa thank u drewmas media😅
Nhai Madzibaba Bond. Ko mazuva amainzi manga muchimbopenga maivepi uye maiva muchiitei.
Usandione kunonoka ndanga ndichiuya❤❤❤
A disgusting song
Maziso arikuratidza kakupenga
Smile 😁 iyo iri kutaura zvakawanda madzibaba 😅
Ndeyebenzi chaiyo
Shying away like a bishu something is fishy
😂😂😂😂😂😂😂😂 zvemweya siyanai nazvo izvi weee zvinorema
Mmmmmm vapera bsa avo kuonda kudaro uye kuit black..vanoziw cy kt havan kimbopenga
I love drewmas ❤ you take us to another lavel
Akutopenga
Uyoo apera neikudaroo kunga sekuru asi mari yaapera
Rega ndigare ndangoti rest in peace bond 😢😢kupera kwacho hapana kwatiri kuenda
Arwara uyo
Hapana chisina mugumo ajujuka uyo
Jeri rakaoma auya achinja
😂😂😂😂
Itogera hako mazinhu are mumusoro ayo
Asi aonda zvake zvaanga ambori naizvozvi uuum zvasiyana😊
Haa uyu mupengo uyu kkkkkk chibhachi kurikupisa kudai mmmm
Haiwawo ndiwe unomboinaisa here mvura hausi mwari iwe fact prophet
😢ummmmm ndiri kunyatsoona here munhu awonda uyu
Anenge arikurwara achifamba
@@netsietumu7767 yaaaaa zvakaoma chokwadi
Zimbabwe is cursed chokwadi, we have Madungwe, Bond and Chiwenga that is enough evidence kuti takaroiwa.
Asi Neshamba iwewe ndiwe wanga uri paGround ukuzvionawo sei uyu akuda 3 years rehab madrugs awo atori high
After all m happy kty ahuskupenga zvaitondibata
Uyu munhu uyu Mwari tinzwewo tsitsi.
Chiiko chinenge ngozi kudai 😢 Bond kupera kudai hanziiko
Haaah kupera kunge nguva ye hondo zvinosiririsa izvii😢
Haa kutaura chokwadi vanhu musaromba muchitamba namwari anoda kubatsirwa uyu gombwe rokupenga ngarisiye misoro yemakora anofa akutoremerwa nerubhachi urwoo😂
Uyu awonekwa madzibaba echimwa wawa awundakwe sei iwe rega kunyep mani bond
Bond waidhomoka hako wanga uriwefake plus kusviba waipinda mugabaka wakabuda
Akutopengeswa nevanhu vaakauraya uyu ...hazvidi chikoro izvi kuti uone kuti akumhanya mushini uyu
Nhasi rave rimwe zuva Drewmas media taking us to another level
Imi tarisai zvaaari. Achinja.i.hope.haana.kupinda.mumadrug
Mbache varikudzirova mufunge n vaonda ummmmmmm ndaivaziva vakasimba zvisingaite dai Musina henyu kuita zvemudzimu
This guy akaroya mwana we brother yangu achitori mudumbu. My bro believed in him zvekuti achishandirwa naye. The wife however did not like him coz she believed kuti hazvisi zvaMwari. He wud mention big politicians and rich pple as his clients. So wen makoti got pregnant rimwe zuva nhumbu isati yavakuoneka vakasangana naBond vakamupfuura akati kwavari feya feya munodada sterek tichaona mwana wenyu akabuda ari right. The child was born disabled. Bond uya kwakuuya zve wen the child was about 5 hanzi ndipei mwana wenyu ndiende naye 2 weeks mugomo ndione kuti handigamurape here. Vakaramba, a girl child mugomo neman vari vega
Mmm nhai imi
Mmmm haa zvinorwadza sorry dear
Muporofita wese or n'anga kana adahake hutsinye anoroya not only uyu but a lot of them vanemasimba ekusunga or kushandura zvinhu for worse....
These days it's bad kwazara varoi kunze uko!
Sorry dear
Serious
Ndakamuona achipenga uyu,kutoramba ikoko,ndozvinoita kt tisateerera
Akungoramba asi bani akamhanya😂😂
@@TatendaSaruchera ndakamuona Inini achipenga kwete kuudzwa ndatorega kuteerera nyaya yacho jus because everything will be lies
@@mikemaestromangara5176 hambobvume kuti akambopenga ini ndakaona vid
Ini ndine mubvunzo wekuita Gombwe ava muporofita here kana kuti in'anga uye kana vari n'anga mhepo iri kutaura pavari ndeyani uye kutambura kuri kuita mhuri yeZimbabwe varikukuona here sesvikiro nekuti sekuona kwangu mhuri yeZimbabwe haina mufaro munyika yechizvarwa
Dzakamboenda muri kuya kuchitungwiza vachiita sevari kuita karati vakarapiwa
Sei uchimuti mambo
Vaneshamba mune musikanzwa ,shuwa mungaburitsa mupengo uyooo😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Munhu haaurawe uye pfuma yeropa yakashata ako kakupenga kumujaya aka
Uyu anotopenga
Ibasa chairokupenga hqkumboti ndouyako
Kuratidzirana masimba api nekuti vakatokurova kare pamasimba waita mutete tambira kukireshi haunganaki vakakukunda ungapenga
Akaromba mukomana uyo chero mukazviramba
Foetseki gombwe renhema hameno zvituta zvinotevera zvakadai
Aiwa muchinda uyu zveshuwa akambopenga ...ko iye angazviziva hre Kut aipenga
Achirikutopenga munhu uyu kurombera Zanupf mmmmmmm ma1 zvaramba
Vanhu taurai zvamunoziva. Zvamusingazivi nyararai. Makavaona kupi vachipenga
Aiwawo, newewo neShamba ungapedzera nguva zvakadayi izvi,uyu mupengo zvomene,
It seems Bond ari kutorwara.healthy yake yadzikira
uyu chi naye uyu bho here
😅😅😅 ko mazino hawo...zvakaoma hazvo Bond bvuma kusakara iwe
Baba chamisa vane mhosva yei uye mukoma adrew imi mongotaura mutupo wenyu pese pese hokoyo mukoma wangu
Baba Neshamba makadii ndibvunzireiwo kuti,, kana munhu aine hope dza anogara achirota dze mine achiratidzwa goridhe nzvimbo yacho achiiziva vanokwanisa here kunoiropafadza
Uyo unorwara uyo
Getaway with your Zanu PF. Uchiri kutopenga iwe
Kkk kokusakara chiyiko nhayi
Mvura yagara inongonaya tavrmunguva yemvura December ndewemvura uyu
Madzibaba Andbhai vanoti ndini ndakazviporofita Kuti Zanu ichahwina saka toteerera benzi ripi 😂😂
Kkkkk
vanhu vakawanda takazviona musiwazvatanga but mukurungavatende kuti zvangazvakurema kkkkkk but kezvino bhoo zvekuti
Shuwa kunge mushakabvu Dube
Thats not fair mkoma Andrew maifanira kutanga nesu vaera Shumba tisu tine chimuti
Ini ndoda kuvhunza Kuti havasivo here madzibba bond vaye vakamboda kuuraiwa nevanhu nzvimbo yacht handichadi I Kuti ndekupi kwavaiti vaigadzirisa nyika vakazopfura munhu nepfuti vakanyura mumvura vaine vamwe madzibba
Yoooooo ZANU pf haina kuhwina bond mudhara munangarwa akabata basa kuJuta ma election 🗳
Drewmas media taking us to another level nhasi raarimwe zuva ❤❤❤❤
Uyu amurwere wepfungwa nemuviri zvese.utano hapachina apa
Nhamo ichakupinza mu form
Kkkkkkjkkk ahhhh Bond usatipedzere data iwe wakapenga takakuona kuChitungwiza uchiita mafirimu ako mishonga Yako yapera
Mwari vachaziwa, zvavanoita,,vanhu ngavarege kupusiswa
Anonyepa munhu uyu