The sec man anenge arikutaura zvinobzwika bond ,ngareurure ataure chokwadi ayiitisa wanhu muchinda uyu ,maonero angu bond akawedzera bemushonga otherwise angadai atori pa ne inwe stage dai akatewedzera chipo chake zvisina hurombwa nekuda kukasika kupfuma.
😂😂😂😂I can’t believe myself that at first l believe his theory ah nhai Bond kudaro ngei Inca waiti Kune masimba ekunze kwenyika, Jesu agere zvake pachigaro chake chenyasha achitonga …..let’s receive Jesus Christ mazuva achipo he remain as king of kings!!!!!!
Dzungu chete kutibvunzawo povho maifanira kuvheneka kuti akabva nepi Madzibaba Bond kwete kuti hatizivi akangonyuka modakuita Simon here achiramba Jesus
Truly speaking Bond takanamata naye achiri mudiki still in school achirota nekuoneswa mbiya kuchikoro akasiira chikoro panzira coz of that Don't know where and what went wrong with him but takasiyawo masowe ari muporofiti achiri kuita zvechokwadi
Big up drewmas munodzifambira nyaya dzacho haaa sando dzenyu.
I verify stories via drewmas ndobva ndaziva kuti its a real story.
Big up drewmas ❤
Drewmas media taking you to another level 🎉. Tiripo pakuona chimunya hope dzakandikunda
Thanks for always taking us to another level
prophets of doom; what goes around comes around.
Saka sangano ramakasiirwa Na Micho ndorine vanhu 15 hr iri 😂😂😂 hazvichataurike anamadzibaba
Drewmas taking us to another level 🙏
The sec man anenge arikutaura zvinobzwika bond ,ngareurure ataure chokwadi ayiitisa wanhu muchinda uyu ,maonero angu bond akawedzera bemushonga otherwise angadai atori pa ne inwe stage dai akatewedzera chipo chake zvisina hurombwa nekuda kukasika kupfuma.
Anosanganisa bond be aware.hakuna chinamato chakadaro kusanganisa mashavi nechinamato zvinhu 2 ngatinamatei Mwari VOGA.
Bond anga akazhangandira achidhomoka aitonetswa nengozi 😅😅😅
😂😂plus kutsomwa mutoriro chaiwo
Vakuru vekudzungaira
Bond ndakatomunzwa nemi kwaaaaa pakaipa havasi kudyira uroyi mukunyara varume Ava
Madhara Ayo akungirwadziwawo nemasimba aBond maivepi pese paaitaura kuti ndotungamira sangano iroro tumadhara tunorwadziwa nemwana mudiki
Asi mazovaonaka vana vadiki vacho? Zvevana vadiki hazvipere mushe 😂😂😂
Mwana mudikisa chaizvo to having tsvimbo yenyika.Mwana va 1989.chiiko chaanoziva ne history yenyika yezim.Crazy ne urombwa hwake.
I think it's 1996
1994
Bond akwbarwa 1994 14may
1994
Chokwadi hurombwa chaiwo hapana zvehu Mwari apo
Havawirirani vanhu vacho vese haiwawo,apo zuro ndizuro paaigadzwa vaivapo wani,zvashata nekut pakuitika zvisinganzwisisiki musabatwa kumeso
😅Bondi akanyuka se hohwa kkk Mwari anoti usatambe ne zita rangu , let’s watch and Pray 🙏.
Taking u to another level
Kasi wakasiya kuzanupf Kani?
You look good on that outfit Andrew it's like ndimi Bishop wepa sangano. Maybe start worshipping there kkkk
Lol mufaro kwamuri
@@drewmasmedia3856 areroya
@@violetmaluleke183 KKKK
@@drewmasmedia3856 amen madzibaba 🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂I found this interesting ##the interviewer and the interviewees did a 👏 job!!excellent
Nhasi nderimwe zuva.. Haa makutaura nhasi Imwi arume vanoteera maidhona makuramba mubiya wenyu
Bond angaakanyanya hanzi mukadzi wangu ndiye Queen Elizabeth wemuzim
What a lovely man. Anodada nemukadzi wake...
Kkkkkk
Kunenge kuri kutotanga kupenga kwaaiita
❤❤❤
🤣🤣🤣🤣🤣
Muhacha,Johani Emmanuel,mashavi hondo,mutumwa these names are going to be heard more often in churches who practices spiritism
Kkkkk nhasi rarimwe zuva drewmas taking us to another level
Hayaaaa, hanzi mbiri yaBond hatina takatoinzwa kubva kwamuri imi
Aaaah hatimizivi. Kotsvimbo yacho yakadiii yaiita. Sei.
Nhasi ndaseka hangu 😂 nemakwazisiro ,mufaro kwamuri ,mufaro kwamuri 😂
@@sebruzvidzo9852 😂😂😂😂😂, zvakaoma kani
Drewmas media taking us to another level
Drewmas media taking us to another level ❤
Vanhu namatai Mwari, zvana jendimero izvo. Munotadza kupinda denga. Zvanyanya
Denimero denimero denimero baba x 100
Aaaa a kathousand chaiko
DENMERO LEAD THEM aaaaaaaaa US🚶♂️🚶♂️🚶♂️🚶♂️🚶♂️🚶♂️🚶♂️🚶♂️🚶♂️🚶♂️
I dont understand masowe denimero denimero ndokutii
Kkkkkk
Ndatozvishaya😅😅
Taura hako zvinomboreveii lkkkk
Taurai chokwadi imi mapositori nanga ndidzo dzazara mumasowe makapfeka
magemenzi
Thanks Drewmas media murikubata basa.
Dzorerai vanhu kuna baba Abraham ,ndataura zvakawanda kune vanoziva
Abraham ndiyani?
Amen wakambotonga Nazareta chiuya utonge nyika ino
Jenimero jenimero baba❤
Dhenimero
Song bho here....Denimero Denimero Denimero baba
.......James Bond zvamunyanyira chosee ......ndafarira hangu kuyimba kwemadzimai echurch iyi....so talented
So talented ka asi varikumboimba kt chii
@@batiez.mlambo3215 fabricated names of Jewish characters or heavenly beings
This doctrine is too dangerous than I thought! Damnit! Vanotobvuma futi kuti mwari (emanuwere) wavo murungu nhaiii?
Kķk imagine .positori saka vazhinji tichizotambura tirimo .ndovadzimu vavo amanuere
Handizvo hama tsvaga anogona kukutsanangururira ,,unogona kuzvibzwisisa
Nhasi Neshamba wasangana nazvo, madzibaba avo vagona kukuudza chokwadi kuti iwewe Neshamba ndiwe wakauya naBond.... wanga wamuwanepi iwewe Neshamba😂
Ndapera strong wena
😂😂😂😂😊
Vana Baba regai ndikudzidzisei chinamato , zvese zvamunoita muchibuda pazvizviti hamusatii mavakunamata ,Mweya mutsvene hauzvishambadze
Drewmas mogona basa tokumbirawo musvike pasowe pake madzimai waye waitsigira panga akapfeka zvemasvikiro tinzwe wanotiwo kudiii
Dhenimero ndiani zvimwe zvoimbwa so ndimwari upi iyeye kkkkkk
Was about to ask kkkkkk zvimwe zvinhuka dhenimero Chii ichocho hayaaa
😂😂😂Imiwe
Ndaona dhenimero yaiswa ku comic Awad😅
@@fadzosadiki4364myb ìndimi dzemweya DHEMINERO maverse emweya
😂😂😂😂I can’t believe myself that at first l believe his theory ah nhai Bond kudaro ngei Inca waiti Kune masimba ekunze kwenyika, Jesu agere zvake pachigaro chake chenyasha achitonga …..let’s receive Jesus Christ mazuva achipo he remain as king of kings!!!!!!
Madzibaba ava havagoni kutsanangu kupedza nguva zvavo
Fast yemasong ayo inoburutsa nyasha here zvekutonzwawo kudzamirwa kana kut ndeyekunakwa
Mufaro kwamuri Mr Drewmas
Vanhu kana muchida kunzwa zvizere endai KuChiweshe kuchikandira munoona vatungamiri venyenyedzi nomwe vakuudzei nhoroondo chaiyo kwete zvekutaura zvamusingazivi.
Matarisa ndokuti vazive chaizvo
Mpfana uya anonzi bond akaromba anotoporofita nechokwambo saka akatyora mhiko
😂😂😂
Mose makafanana
Mweya waitaura ndewani uye uyo wakukuti anonzwa mweya anenge achinzwa uri mweya upi wacho
Wemudzimu wake 😊
Dremas media inedzidziso nenhungamiro inotiratidza gwara rehupenyu.....
How can i get full song ,it sounds good, takes my memories back to yesteryears
Amen Amen
Zvimwe zvacho zvakudawo mutibatewo tikubatsirei tikuudzeyi nyaya idzi dzemutumwa Bond akatambira pasiripo iko kuzviti ndine tsvimbo yemutumwa kwamuzvimbira hakuna zvakadaro haana kutumwa akatozvipa Jambwa nekuita ikoko kwaakaita achiunganidza vanhu achiti anetsvimbo yemutumwa Micho.
Zvinonetsa kutsanangurira vanhu vasingazivi nhoroondo yenyenyedzi nomwe. Apa vanhu varikufunga kuti Bond arikurambwa nhasi havasi kutoziva kuti mweya vakataura kuti zita raari kutamba naro muchaona magumo ake. Chinonetsa vanhu vanobatira nhau padenga inga bond aripo pamhepo apa ngavatarise kutanga kwaakaita kuti azosvika paari nhasi
Tsvimbo yakanetsa ichitsvaga munyika makuva akada kucherwa nekuda kutsvaga tsvimbo. Vakanyuka semota, marwadzo
uku ndokunyepera vanhu uku.
Imi munenge hama yangu,makadii
Amen
Denimero😮😮
Vakadzi avo varikuimba zvekuda kutendeutsa vanhu
Well clarified
Vakadzi vari kuiimba kani 💃💃💃💃💃💃💃
Mutauro upi uyo?Dzenimero dzenimero
@@georgebernardmmutanda311 😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣😜
Ndosaka.akupenga.netsvimbo.iyi.ngaidzorerwe.akaipihwa.nani.
@@georgebernardmmutanda311 Dhenimero 😂😂😂
Hamichamudi nekuti akasungwa angadzoka mangwana otaura nhirondo yeimwe zadzikiso hapana anotipwe munenge dzokorodzo inesimba
😂😂😂chokwadi
😂😂😂
💃💃dzimbo dzekumasowe so ka 😂😂😂👯👯💃💃
Hazvina kameaning
Lol😅 dhenimero dhenimero
Bond mero bond mero . maiti zvinosvika kupiko zvima bond izvii ahh
Drewmas muri nyanyest
Baba vanotaura avo vakangofanana naBond nokuti vanoti Johani johani asi vachiti Micho. Paridzai zvemweya kwete zvenyama pasi
Ndona kunge kwakuri kutotanga kupenga madzibaba bondi kuti vane tsvimbo yenyika nhasi rarimwe zuva
Well said kuna Madzibaba vataura vekuprdzisira avo ndomunhu I ari kuziva zvaarikutaura chete ingozi iyo hazviko kwababa jowani izvo vamwe 2 vataura avo varikutopoterera pachokwadi zvedi ngaadure kuti tsvimbo akaiwanepi
An eel fish doesn't change because it's been caught
Micho akatunwa before Johwani akanga atunwa nedare rei aiva chii nhay baba musaise manyepo ipapo zvoita ana Bond izvo. Micho raive Shave
Kupenga kwake kwakatangira pakuzviti Bond achitadza kuzviti Yuwesi Dhola
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Yuwesi dola Biden
😂😂😂Ndatotora chair mkoma Andrew huyai ne latest
Ini hangu kuona kwangu maybe Bond akazowedzerera hake nehurombwa asi paye paaiita zvechivanhu nezve church haana chaakatadza nekut madzibaba Micho vaiite zvese zvechivanhu nechipostori. Pane sekuru vanonz Bunzamukombe ukuenda pavaitaura nhoorondo yavo yekutanga kuita zvekubatsira vanhu vaiti vakatosimbiswa namadzibaba Micho. Chandoona mapostori vanoda kuwanda kut hatiite chivanhu ivo vazhinji vachiporofita nematateguru avo asi vari pachinamato chete not kuchivanhu. Ini ndoona chivanhu nechipostori zvimwe chete kungot kumasowe vanozotungamidza nhoorondo dzevatumwa chete chivanhu chichitungamidzawo midzimu yavo anova matateguru avo asi mukuru pazvose ndimusikavanhu.
Zvakafa izvi zvanamadzidaddy izvi...kudzungaira kwacho kwakanyanya
Nziyo yekut Drewmas Media inondikomborera hangu
Madzibaba Neshamba👏🏼🙏🏼
Kkkkkk
Tirikuda vakatambira mhepo yaishandiswa nabond vabudikire apa
Dzungu chete kutibvunzawo povho maifanira kuvheneka kuti akabva nepi Madzibaba Bond kwete kuti hatizivi akangonyuka modakuita Simon here achiramba Jesus
Zvakaoma hko vakuda kuramba munhu wavo chokwadi
Pakaipaa yoooo
Madzibaba Neshamba
24:00 anorewurura seiko munhu ave kumhanya bani?.
😂😂😂🏃🏃🏃
Song irikutii😊
Dhenimero dhenimero baba 😂😂😂
Bond akatyora mhiko dzehurombwa hwake ndoo zvaakumunetsa
Kkkkk dhendimero haaaaaaa huyebodo shuwa😅
Thanks Drewmas media u taking us to another level
Mapositori hamuwirirani
Munhu wamunoziva munomuramba but paakasimudza tsvimbo achizviti gombwe maipembera
Mapihwa ripi zita madzibaba NeShamba 😂😂manzi madzibaba Maikoro here😂😂
Dhenimero zvinorevei?
Ndiye mwari wavanonamata
Hanzi nemazuva ekupedzisira kuchauya vaporofita venhema vachaporifita muzita raishe Jesu,vachiita zvishamisi gomo simuka unogara apo izvi zvinoratidza kuti nyika yaa pedyo nekuguma,hezvoka😢
Baba ava havana chavanoziva zvavari kutaura hazvisi kunzwisisika😅
Varikungohumana chozikanwa kunhau yekunamata kumasowe hpana
Second guy anoziva
Uku kwakurwira hukuru chete hapana cahavataura chinonzwika
Bond usazvidze ma CCC watch out
Mashave ayo zvichapera hazvo
Nhasi ndaona live ndaigona zvimunya
Dzimbo dzekumasowe idzi munodziwanepi pliz ndaedza kuteerera asi ndarasika dzinorasa
Muporofita uyu ane wisdom
Wakashaisha mhiko kwakaromba Bondi
❤
Yaaaaah kana uchida kuona vanhu vanenharo and confusion mapostori ..,.vatumwa vacho havaperi maiwee ....
😂😂😂Eeeh
Srs nhasi Bond mangwana RTGS next week yuwesi after 2 months yen mazita ese evatumwa notoona vakupererwa nemaflag anongoiswa pamagrounds awo
Ngirozi kkkkkkkkkk imikaa ityai mwari
Denimero😊
Uyo ataura hwepiri ataura nhau inobatika
Gombwe ropengeswa nemweya wemunhu warakauraya
Truly speaking Bond takanamata naye achiri mudiki still in school achirota nekuoneswa mbiya kuchikoro akasiira chikoro panzira coz of that
Don't know where and what went wrong with him but takasiyawo masowe ari muporofiti achiri kuita zvechokwadi
Maybe akazotora nzira isiri iyo
Vakomana huyai tinamate Mwari mumweya nemuzvokwadi
Uyu murume anonyeba zvemhando yepamusoro soro,haasi kuziva zvauri kutaura