Video není dostupné.
Omlouváme se.

UMP......MWANA AKARERWA NEMAKUDO NESHATO KWEMAZUVA MASHANU MUGOMO

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 23. 10. 2022
  • NZVIMBO DZICHIRI KUERA DZIRIPO

Komentáře • 315

  • @odrichmavanda3580
    @odrichmavanda3580 Před rokem +17

    Ini hangu chivanhu ndochida and ndochibvuma zvakanyanya. Keep it up vadzimu vedu

  • @selinamkandatsama8362
    @selinamkandatsama8362 Před rokem +3

    Ini hangu chivanhu ndochibeliever uye ndochida, cz takabarwa chiriko

  • @Kbkariso1365
    @Kbkariso1365 Před rokem +51

    Chivanhu chiriko,,, just cos we have shifted our mindsets to believing in Christianity does not guarantee us not to follow or just respect our roots

    • @ordimamedia
      @ordimamedia Před rokem

      It's very true,we've lost our identity.Everything to do with our culture our beliefs is now labelled demonic by those pushing for the religious agenda.

    • @sekaimashaira1655
      @sekaimashaira1655 Před rokem +3

      Ndaisa zvanza Mukuru wangu

    • @hermisphasha5404
      @hermisphasha5404 Před rokem +2

      Midzimu iriko asi zvimwe , hurombwa, vanhu havasi gonna mhiko, kusvika pakutadzira Satan chaiye

    • @margaretmagaa473
      @margaretmagaa473 Před rokem

      Tumhutu

    • @graciousmupfururirwa2549
      @graciousmupfururirwa2549 Před rokem +1

      I respect my roots we follow Christianity we don't know the roots and reasons why the white people introduced Christianity harusi rudo they had hidden agendas

  • @selinamkandatsama8362
    @selinamkandatsama8362 Před rokem +3

    Im happy kunzwa kt isu vazumba tinedzinde redu munyika, gomo remarove revazumba, isu sevazumba tinoti hatirase chivanhu chedu 🐵🐒🐒 nyahuma

  • @stephamate3888
    @stephamate3888 Před rokem +17

    This headman/ local school teacher is two - faced. He is now praising the rituals that were done; yet he was against it, going as far as summoning a member of the distressed family so that he can exercise his authority by punishing the family for doing the rituals. Ummmmm, I’m absolutely embarrassed for him, yes for him headmaster ~

  • @royalblency8870
    @royalblency8870 Před rokem +11

    Ago Tarzan here guys😂😂🤣

  • @muchenyuradorcas4538
    @muchenyuradorcas4538 Před rokem +10

    Kumusha kwangu ikooooko...dada nerudzi rwakoooo chimiro chako nedzinza rakoooooo...Chivanhu chiriko ndatenda hangu

    • @patrick051273
      @patrick051273 Před rokem +2

      Tumurumuru in Zezuru yekwaMurewa

    • @queen7008
      @queen7008 Před rokem +3

      Ndookwanguwo kani sandi kufara ikoko.Mashambanhaka Uzumba

    • @actionmuskwe4428
      @actionmuskwe4428 Před rokem +2

      @@queen7008 kana neni..Uzumba. kwaMuskwe

    • @queen7008
      @queen7008 Před rokem +2

      @@actionmuskwe4428 iii shuwa l know that area.hama yangu wakadini hako

    • @actionmuskwe4428
      @actionmuskwe4428 Před rokem

      @@queen7008 Mushe mushe hama, I also know kwese ikoko .ku Mashambanhaka ndokuziva

  • @mancuesokolate9989
    @mancuesokolate9989 Před 7 měsíci

    ❤❤❤❤i love the song,Drewmas ndodziwanawo sei nzimbo idzi veduweeee ndpeio

  • @emmersomgomo7241
    @emmersomgomo7241 Před rokem +11

    Manyanya one of the best original organic foods in makorekore where I in the physical originated.

  • @jamesmupfurutsa1324
    @jamesmupfurutsa1324 Před rokem +14

    Akawanikwa pai achiitei uye ndiani akamuwana

    • @hustlewithelector
      @hustlewithelector Před rokem

      Ndiwo mubvunzo wanguwo hapana kujekeswa ko kana akatorwa nemunhu akaenda naye kumba kwake mwana haaimborara 5days asina kudya I don't believe this mainterviewers hamuna kunyatsogona basa

    • @hustlewithelector
      @hustlewithelector Před rokem

      Ndiwo mubvunzo wanguwo hapana kujekeswa ko kana akatorwa nemunhu akaenda naye kumba kwake mwana haaimborara 5days asina kudya I don't believe this mainterviewers hamuna kunyatsogona basa

    • @kudakwashenyamtowo3168
      @kudakwashenyamtowo3168 Před rokem

      Mungatadze kuchera manyanya muchisapota Zanu

  • @lashzviko7540
    @lashzviko7540 Před rokem +2

    Probably the best content in 🇿🇼

  • @TalentMazuru-yb9sh
    @TalentMazuru-yb9sh Před 8 měsíci +1

    Murume uyo😂 arikufinhiwa notupunungira ndanzwa kaa wiiiiiiiii kacho tunofinha tunhu itoto

  • @chipomundava8735
    @chipomundava8735 Před rokem +9

    Saka akaona gudo neshato zvichirera mwana ndiani saka akadi kumutora drewmas nyorai zviro kwazvo.Nyaya yetaurwa nababa avo yekuti vanhu vachengetwe ndobasa remamp nemacousellor amunongovhotera but vasingaite basa

    • @johannesjohannesj.m9061
      @johannesjohannesj.m9061 Před rokem

      Kugona kuisa musoro wenhau kuti pepanhau ritengwe paunoozoverennga nyaya yacho wanikwe shato haipo, gudo kana rimwe hapana.

    • @portiashava3023
      @portiashava3023 Před rokem

      Register to vote haunyepi hama

    • @mercymanhando9364
      @mercymanhando9364 Před rokem

      Ndanzwa pachinzi vakakumbirira ndivo vakataura kuti shato negudo ndizvo zvakasunungura mwana ndobva zvaita kuti anochengetwa nemhondoro

    • @masclinemaposa4600
      @masclinemaposa4600 Před rokem

      Sabhuku imboko

  • @brianchimanda1652
    @brianchimanda1652 Před rokem +6

    mwana aboyeka ........meaning mwana awanikwa proudly kore kore from rush

  • @tracygwashawanhu7142
    @tracygwashawanhu7142 Před rokem +1

    Thank you Drewmas media

  • @Nyamuzihwa
    @Nyamuzihwa Před rokem +2

    Thx Drewnas, ndambonzwa dzemunharaunda yangu

  • @sharondonga
    @sharondonga Před rokem +6

    This family needs your help Zimbabwe

  • @specialchild775
    @specialchild775 Před rokem +10

    ndanonoka k o shato nemakudo ndiani akazvikna zvikne mwana

  • @joselinemuza1323
    @joselinemuza1323 Před rokem +5

    Soko you are beautiful and cool 😎♥❤.

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 Před rokem +4

    Those foods are medicinal

  • @yeukaimundonda7275
    @yeukaimundonda7275 Před rokem +1

    Nhasi nderimwe zuva

  • @auxiliachiranda8305
    @auxiliachiranda8305 Před rokem +17

    Thank God nevadzimu mwana mupenyu

    • @wilfredben8264
      @wilfredben8264 Před rokem +1

      Thank the abductor for returning the child alive!

  • @chigubun
    @chigubun Před rokem +5

    Mhunungurira

  • @mildredmharira8764
    @mildredmharira8764 Před rokem +2

    Persons with disabilities needs the help of the whole community . Local clinic can consult with this young lady's parents or brother womu bayisa Depo, kuti asaramba achizvara. Gogo is old apa ane 3 children, 2 of them with disabilities.

  • @ritahpaketi1146
    @ritahpaketi1146 Před rokem +2

    Manyanya ,madzungwa,tsombori our traditional food ,takakura tichizvidya.

  • @user-tc9pb7gl4e
    @user-tc9pb7gl4e Před 8 měsíci

    😅😅😅😅😅😅inini ndaandichitoti manyanya chinhu chinofema kana kubhururuka .Yoweee maiweee zvangu kutonochera twunhu itwotwo mugomo rakadaro .Iiiiii inini beta ndirege zvangu .Maiweeee ndaita kuperehwa idi nozano .Kuita kuchera muriwo .Itsau kani nai wabiyanguweeeee wabiyanguw

  • @melchesidekorder
    @melchesidekorder Před rokem +6

    Gomo rakanaka, rakachengetedza mwana. Mwana uyu atori murapi mukuru

  • @melodyziyambi4362
    @melodyziyambi4362 Před rokem +8

    Haaa masabhuku asada mari pane vnhu varipa dambudziko chiiko asi

  • @precioussavanhu7813
    @precioussavanhu7813 Před rokem +3

    $10 nembudzi kuvanhu vari padambudziko asi chii nhayi nehukuru

  • @graciouskwechete3569
    @graciouskwechete3569 Před rokem +3

    Tunonzi tu mhutu mkoma Andrew. Tunofarira kumhara muma ziso. T

  • @johannesjohannesj.m9061

    Masango emiti yemazhanje anovhiringidza nekuti miti yacho yakafanana yese it's very easy kurohwa nechadzimira kana kuti chahwihwi.

  • @abilitymatopi6654
    @abilitymatopi6654 Před rokem +2

    Sabhuku ndaikumbirawozve mundipirewo Andrew naShoko manyanya ndiri kuda kumbomaonawo kuti akaita sei

  • @muvirimig
    @muvirimig Před rokem +1

    Sure we want to see manyanya acho nezvimwewo zvakadaro. Anyway zvinonzwisa tsitsi mararamiro avanoita

  • @portiamaja6495
    @portiamaja6495 Před rokem +1

    Manyanya is my favourite

    • @Nunec
      @Nunec Před 10 měsíci

      Chii chinonzi manyanya

  • @user-uj4ns2fz2b
    @user-uj4ns2fz2b Před měsícem +1

    Tinotenda vadzimu vakachengeta mwana

  • @user-gv2cn3hx8n
    @user-gv2cn3hx8n Před 3 měsíci

    Chivanhu chiriko but chinondinetsa vanhu wakatsvaga mari ne mbudzi yekuripa kwa sabhuku na chief asi yekubatsira mukadzi uyu nevana vake havana nxa😢

  • @elizabethgezi1651
    @elizabethgezi1651 Před rokem +4

    Tupunungira

  • @noahchishanu917
    @noahchishanu917 Před rokem

    Munogona Drewmas Media Mr Neshamba naTete.

  • @sandrandlovu6431
    @sandrandlovu6431 Před rokem +3

    Those tiny 🪰 are called Dimokotsane in sotho , from Gwanda

  • @lovenessnkomeni
    @lovenessnkomeni Před rokem +1

    Hie drew team

  • @user-tc9pb7gl4e
    @user-tc9pb7gl4e Před 8 měsíci

    😅😅😅😅😅😅Amai hweeee ko zita manje Kwendambairi meaning Going together .(2)

  • @johnnmutseka1554
    @johnnmutseka1554 Před rokem +3

    Kusungirirwa kwakaitwa mwana kwakatsamwisa mhondoro thats a big warning

    • @wilfredben8264
      @wilfredben8264 Před rokem

      You believe that BS? Mhondoro yacho chii? Who has seen it?

    • @johnnmutseka1554
      @johnnmutseka1554 Před rokem

      @@wilfredben8264 Vangu kana usina kukurira kwazviri zvinonetsa kuti uzvinzwisise asi ini ndinozvinzwisisa kwedu Nyanga zviriko. Taiti kana tichifamba musango tikaona makudo akangotiza asina kuita ruzha taibva tadzokera or changing direction

    • @wilfredben8264
      @wilfredben8264 Před rokem

      @@johnnmutseka1554 Maiita 'mota' mukagara munzira here? What have you said about makudo (you seem to have been doing what you were told to do, growing up). Makudo have NOTHING to do with human beings, whether ku Nyanga or ku Argentina.

  • @Militarya549
    @Militarya549 Před rokem +3

    Twunyunyu kana kuti zvinyunyu

  • @aaroncharles4637
    @aaroncharles4637 Před rokem +1

    Mr Neshamba muriseiko tunonzi Mhunungurira

  • @marymuchabveyo5098
    @marymuchabveyo5098 Před rokem +1

    Tunonzi tunyunyu kkkk tshirt kuno Andrew

  • @TalentMazuru-yb9sh
    @TalentMazuru-yb9sh Před 8 měsíci +1

    Why mwana achisungirirwa imika thts abuse

  • @tatendasarucheratatendasar2619

    Chii chinonzi manyanya

  • @PrimaTauz
    @PrimaTauz Před rokem +1

    mayB kkkk the way he pronounces maybe

  • @ConstanceMangwiro-of2ec

    Ko sabhuku aida kubhadharwa vanhu vasat vawana mwana

  • @djnodza3420
    @djnodza3420 Před rokem +1

    Twunonzi tumurumuru or tumunungira😅😅😅

  • @nomsamasaiti2713
    @nomsamasaiti2713 Před rokem

    Muthu

  • @nyamasokanyambio3106
    @nyamasokanyambio3106 Před rokem +2

    Kumusha kwangu chaiko
    Gomo re Marowe rinoera zvamazvirokwazvo

    • @dumbakaterere2948
      @dumbakaterere2948 Před rokem +1

      chokwadi, ndakagara munzvimbo ye Uzumba mu village ya Chitengu (Chidyamudungwe) near Katiyo Township

  • @vhuranjero
    @vhuranjero Před rokem +1

    Nhasi rarimwezuva

  • @concilliasibanda5380
    @concilliasibanda5380 Před rokem +2

    Qoki qoki nkhaya🤝

  • @edmorekandemiri3302
    @edmorekandemiri3302 Před rokem

    Ndokwedu kumusha nzvimbo iyi inoyera zvedi haitenderwi kuita zvisina basa

  • @pettykarambwe9270
    @pettykarambwe9270 Před rokem +3

    tinotenda drewmas chivanhu chiriko veduwe

  • @bleemoyo5976
    @bleemoyo5976 Před rokem +4

    Imba yakanaka iyo asi chirugu chehuku icho ndochamakisa chete

  • @lindsaykaridozo9811
    @lindsaykaridozo9811 Před rokem +2

    Maswera sei

  • @muvirimig
    @muvirimig Před rokem +1

    uye vamwe vanoti mbadzi kana kuti kadon'era, hanti ndito tunoita huchi here?

  • @joakimzarma5616
    @joakimzarma5616 Před rokem +1

    Tunonzi tonyunyu kkk

  • @tendaikoofa8497
    @tendaikoofa8497 Před rokem +6

    We call them tunyin'inyira in maungwe.

  • @gibsonnmbedzi3294
    @gibsonnmbedzi3294 Před rokem

    Ok with all said and done. Mwana ari kusungirwei makumbo?

    • @nos__mas
      @nos__mas Před rokem

      maona muchimhanya ka...reason yapihwa panga pachinzi even kumba anosungwa

    • @chiponyosi3241
      @chiponyosi3241 Před rokem

      Umm.masango.anoera.aripo.shuwa.takamboita.chadzimira.tayenda.kumanyanya.ku.rishinga.kumatitima.chesa.20.yrs.back

  • @fansofdhafu8501
    @fansofdhafu8501 Před rokem

    😁😅😅😅😅😅😅😂 dhodhi muchiMbuzi. Hatidzore tsvimbo pahutsanana

  • @everestsimau4950
    @everestsimau4950 Před rokem +6

    Yaaa panzara ipapopo aifa but mwana haana chivi plus munhu vaainge Naye

  • @sekaigwamure3171
    @sekaigwamure3171 Před rokem +1

    Inga pakaipa

  • @shtldriver1692
    @shtldriver1692 Před rokem +1

    Tunonzi tunynyunyu utwo vaNeshamba kkkkkkkkk

  • @forexkingmaster5680
    @forexkingmaster5680 Před rokem

    Big up Sabhuku

  • @mavisdzvuke4453
    @mavisdzvuke4453 Před rokem

    Mdateera kunzwa kt mwana ainge arikumusana kwegudo sharp ichibika poridge

  • @NhereraYenyika
    @NhereraYenyika Před rokem +1

    Ummmm zvinotyisa

    • @doreenkanyenze6658
      @doreenkanyenze6658 Před rokem

      Ku dande zvoitika wakaenda kumunda uchinoita BSA Friday kna pane mwana anotorwa nemakudo or nyoka

  • @mollytarova1055
    @mollytarova1055 Před rokem +1

    Sabhuku asanyepa pple are hungry poverty ndoiripo

  • @rudavirokaseke-st7br
    @rudavirokaseke-st7br Před 11 měsíci

    Anowanika mt darwin

  • @websterjavengwa6932
    @websterjavengwa6932 Před rokem +11

    Sabhuku Kuda kuripisa munhu mwana arasika chivanhu hudzvinyiriri here ummm gadzirisai ipapo masabhuku

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 Před rokem

    Ko mwana anozosungitirwa cy haa vanhu musadaro

  • @tatendamugarisanwa1480

    Twunonzi twumwuru mwuru

  • @fansofdhafu8501
    @fansofdhafu8501 Před rokem

    twunonzi
    Twu Munumunu or Twunyunyu

  • @shupikaiziwange3079
    @shupikaiziwange3079 Před rokem

    Sabhuku itai mushe kubhadharisa mwana asati awanikwa. Drewmas Media madii kuvhunza kuti mwana akazowanikwa sei kuti nesuwo tione kuti gomo rakayera zvavave kutaura zvakaitika kare izvo hausiriwo musoro we nyaya time yaperera ku history .

  • @sarahblessingmpofu3223
    @sarahblessingmpofu3223 Před rokem +2

    Nemuporofita anozivawo zvaanoita

  • @fansofdhafu8501
    @fansofdhafu8501 Před rokem +1

    Gomo reMarowe rine badza rakanamira pamusoro rakasiiwa ne vaarungu vaida kuchera kubva ranamira

  • @mercymusatukana3195
    @mercymusatukana3195 Před rokem

    But mkoma Andrew panyaya ya rowai uuumm ndakarwadziw ini

  • @tamramtambonei1532
    @tamramtambonei1532 Před rokem

    So makapera mazuuvano

  • @ofiaschinyanga937
    @ofiaschinyanga937 Před rokem

    Nhau iyi yakakosha pakupa dziidziso yechivanhu chedu. Asi handina kunzwa kuti pakuwanikwa kwake akauya ega here kubva mugomo kana kuti pane vakazomuwana.

  • @Carltaps
    @Carltaps Před rokem +1

    Tunonzi tunun'unira

  • @edwardmoyo5047
    @edwardmoyo5047 Před rokem

    Sabhuku unokara mari

  • @tsanoandertv5430
    @tsanoandertv5430 Před rokem

    Manyanya munomaziva ere shumba na soko nditorinawo nema Pic acho ndokumusha kwangu kunonzi nyanzou uko

  • @marvellousmoyo1884
    @marvellousmoyo1884 Před rokem +1

    Pamwe mwana wacho anechivanhu chiripaario , maonereo angu. Totenda Kuti akadzoka arimupenyu

    • @wilfredben8264
      @wilfredben8264 Před rokem

      You should be asking kuti akadzoka sei? Child was clearly abducted and possibly (likely) abused, apa maakuti chivanhu (hapana chinonzi chivanhu...a human being is a human being, END OF).

  • @rumbidzaimauye9565
    @rumbidzaimauye9565 Před rokem

    Ok muporofita is the tittle giver

  • @tauraimushango6144
    @tauraimushango6144 Před rokem

    Gore rino tiri kunzwa zvakawanda, tino tenda Drewmas Media. uri sei zvako Sokostina.

  • @djbsa9436
    @djbsa9436 Před rokem

    zvamuri kurova izvo hazvisi utunga zvinonzi unyunyu

  • @charehwa6845
    @charehwa6845 Před rokem

    KO washayawo here hembe yekupfeka nhai iwe zera take irori UMP futi

  • @sallysibanda9683
    @sallysibanda9683 Před 3 měsíci

    Ukuphi umntwana sicela kumbona

  • @esiterymunzvengwa7878
    @esiterymunzvengwa7878 Před rokem +2

    Tunonzi umhutu

  • @pardietaurai4683
    @pardietaurai4683 Před rokem

    Next time musape mapenzi wana Ko hamudzidze seiko

  • @margarettsiga9614
    @margarettsiga9614 Před rokem

    Twunonzi twumonomono.teunogadzira huchi zvakare

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 Před rokem +1

    Manyanya chiiwo veduwe

  • @user-uj4ns2fz2b
    @user-uj4ns2fz2b Před měsícem

    Manyanya chiiko tiudzeyi

  • @jbzumba6829
    @jbzumba6829 Před rokem

    Ko kwamuri uku ndekupi

  • @clickngwere3647
    @clickngwere3647 Před rokem

    Tunonzi zvinyunyu

  • @shingiraitrevormboto2105

    Baba vavaakubvunza nekukumbira kana pangaita vangabatsira kuchengeta tete avo nevana, ko baba vevana vacho varipi? Haasi kubara ega hanzvadzi yangu uyo.

  • @tauraimhaka300
    @tauraimhaka300 Před rokem

    Yaaaa chivanhu chirimo muzimbabwe sure

  • @miriambanda1670
    @miriambanda1670 Před rokem

    Tunonzi mhunhumhunu