RUSHINGA.......... ZVIDHOMA ZVOURAYA MUNHU PA "BUS STOP"

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 18. 05. 2023
  • SEKURU VAKAONA MUDZIMAI WAVO AINE ZVIDHOMA
  • Zábava

Komentáře • 828

  • @isaacchibe7611
    @isaacchibe7611 Před rokem +23

    Haaa Gogo zvidhoma vanazvo ah sei vasingade n'anga kkk

  • @isaackambarami6368
    @isaackambarami6368 Před rokem +19

    As for me sekuru even if hes guilty or not varikubvuma but gogo is refusing in all corners nekuti dai vasina chawanacho vaingobvuma kuti ngaiuye vachenurwe full stop😢

  • @grabby420
    @grabby420 Před rokem +14

    Gogo varikuramba kuti ñanga iuye kkkkkk hanzi handisi kuramba shortba kkkkk Good job Shumba . , Drewmas Media taking us to another level 🎉🎉

  • @Jahlady
    @Jahlady Před rokem +12

    Asi kuzomanikidza gogo kuti vabvume bhoo here, ko vakazowanikwa vakachena muchadii

  • @Jahlady
    @Jahlady Před rokem +24

    Haaa vanhu vemadhuku machena ava vanetsa🙌🙌🙌

    • @DailyChristianRap
      @DailyChristianRap Před rokem +1

      Ma 1 ndovakutoroya zvidhakwa zvichiita one love

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 Před rokem

      Why

    • @PaloSant
      @PaloSant Před rokem

      ​@@maiyeukai9346musi uno vaive mai Grant.

    • @joycemafigo3517
      @joycemafigo3517 Před rokem

      Yaaa pakaipa

    • @joycemafigo3517
      @joycemafigo3517 Před rokem +1

      Kkkkkkk hanzi "ndiri mwana mudiki ini;haaa vatya kuita dodo pamberi evanhu vabata muromo wena nkagunwe ivo gogo🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @gogokazima3547
    @gogokazima3547 Před rokem +21

    Andre you are threatening This old lady that is not fair

  • @uhmtapza5635
    @uhmtapza5635 Před rokem +11

    Kule 😂😂😂😂 kwanzi kana Une kwawakazvitora ask me ndizivewo kule kule varamba zvidhoma pamba pavo

  • @annahchaingeni2632
    @annahchaingeni2632 Před rokem +2

    Neshamba keep up the good work so that the government must know kuti uroyi huriko

  • @sharonkwadiwa4459
    @sharonkwadiwa4459 Před rokem +4

    gogo wane nyaya awa handiwachenese hangu sekuru wane zvawowo futi sekuru wangu waitamba mabhiza wakapedza mhuri nayo mishonga yeraki iyi inopanduka hapana akachena kkkkk gogo wakutya

  • @tabethmariwasamatha
    @tabethmariwasamatha Před rokem +7

    😢Zvakaoma gogo vanoziva kwakabva zvidhoma why hama dzamai vavo vakaramba kutora hembe .

  • @lynelee3859
    @lynelee3859 Před rokem +4

    Hanzi nditoona waka waka waka 😂😂😂😂😂tudhoma tuchitevera mujivha wagogo

  • @troy2737
    @troy2737 Před rokem +16

    Something fishy, why Andrew ukumhanyira kuwiisa munhu?

    • @PaloSant
      @PaloSant Před rokem +3

      It's just a tactic yekuti mbuya vabude pachena. Mbuya vari kunyanya kujamba jamba. Neshamba anenge atorine vamuudza nyaya iri kutaurika muraini nezvambuya ivava. Aakungotaura zvekuti mbuya vabude pachena. You see vari kuramba ramba

    • @chiponyosi3241
      @chiponyosi3241 Před rokem

      😂😂 zvakaoma

    • @schumieelf3232
      @schumieelf3232 Před rokem

      @@PaloSant he should be neutral and not be too involved as a journalist in my own opinion…

  • @samangamemory8110
    @samangamemory8110 Před rokem +15

    Gogo ndimi mune zvidhoma fullstop

  • @alicemukudo3512
    @alicemukudo3512 Před rokem +7

    Sekuru surrender kkkkk hanzi ndakatoona zvidhoma zvifamba😂😂😂😂

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa Před rokem +6

    Inga zvakaoma. Thanks drewmas media taking us far

  • @brianmazorodze4860
    @brianmazorodze4860 Před rokem +6

    Does this line of questioning acknowledge that gogo could be innocent in all this? sorry for the poor woman.

  • @InviolataMakwinja-wf2fi
    @InviolataMakwinja-wf2fi Před rokem +3

    Gogo is guilty her actions yooooh 😂😂😂

  • @perseverance9096
    @perseverance9096 Před rokem +16

    Veduwee zvino rwadza , mhuri yasiwa na Baba ndine urombo😢

  • @mellanyaningwe878
    @mellanyaningwe878 Před rokem +4

    Drewmas media ka song kenyu keku pedzisira kanonzi "goodbye my friend" kanondifungisa kurefu

  • @neliarubacha4056
    @neliarubacha4056 Před rokem +3

    My favourite song thnks drewmas media

  • @shyletmakundamhuka6677
    @shyletmakundamhuka6677 Před rokem +8

    Kkkkkkk gogo makangwara pakutsvenga zvavo vanogona😂😂😂😂😂 gogo ndimi zvenyu

  • @Precious-xz2nj
    @Precious-xz2nj Před rokem +10

    Hanzi zvekuitawo tsvina pane vanhu andidi ini 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Mogoita tsvina seiko nhai gogo kana musina 😂😂😂😂😂😂😂Uyu

    • @elsiehovahova725
      @elsiehovahova725 Před rokem +1

      Andrew akatocha gogo apa 😂😂😂😂 ndaseka😊

    • @pmuringa1
      @pmuringa1 Před 9 měsíci +1

      😂😂😂😂😂😂 ndasekaa 😊

  • @tmatz6467
    @tmatz6467 Před rokem +3

    Gogo Taking us to another Level

  • @memematomz4242
    @memematomz4242 Před rokem +14

    Gogo vatova ne stress kkkkkk

  • @langdontroy
    @langdontroy Před rokem +4

    Avo gogo varikuziva chkwadi chese ndivo muridzi wezvidhoma

  • @celcinfor3534
    @celcinfor3534 Před rokem +4

    Musatambudze vatana muchivapomera pomera. Kuchembera haisi mhosva. Dementia is real muchinyeperana kuti zvidhoma zvidhoma. Please let us respect our eldrerly

    • @Erube-pr7bb
      @Erube-pr7bb Před 7 měsíci

      Aaaaaa nhaimi hant kule varikutaura zvavakanyatso ona hr Saka moti vanopenga kani

    • @Erube-pr7bb
      @Erube-pr7bb Před 7 měsíci

      Ende vanhu sei muchiramba zviri pachena gogo vanazvo zvidhoma kule havapengi avo vakazviona

  • @annachivandire6725
    @annachivandire6725 Před rokem +26

    Gogo vane stress yekuti n'anga irikuuya😂😂😂 thank you drewmas media❤

  • @AnnahClearance-bm3wh
    @AnnahClearance-bm3wh Před rokem +1

    Good my friends kanonditora to another level❤

  • @gilbertguzha5373
    @gilbertguzha5373 Před rokem +6

    Vana havana chavanotora parufu rwaamai zvinhu zvaamai zvinoenda kumusha kwavo hembe hazviite hakuna zvakadaro hadzipinde mumusha wemukwasha

    • @queenofsheba3978
      @queenofsheba3978 Před rokem +2

      saka just because amai vafa zvinhu zvavo zvakutyisa kugara nazvo 🙄

    • @vaidachipere977
      @vaidachipere977 Před rokem +3

      Vekumisha kwacho vakatozviramba nekuti vaiziva Kuti ndomune tools dzacho imomo sekuru is right

  • @givenmpoto2511
    @givenmpoto2511 Před rokem +6

    Zimbabwe yakanaka sure kkkkk Neshamba zvauri kuita gogaz avo hauzviite SA izvi kkkkkk unorara watonhora by JP😂

  • @PamelaForoma-su1vm
    @PamelaForoma-su1vm Před rokem +4

    Haaa gogo vanazvo avo ende vakangwarisa.dremas Media taking us to another level

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 Před rokem +12

    Hahaha Gogo vadikitira panzi n'anga yakuuya

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 Před rokem +12

    Mr Neshamba you are doing a wonderful job. Kp it up! You are one of my best; OK! In as much as some incidents like this one may portray the negative side of Traditional African Science they still confirm its existence. So, as a researcher what do you say??

  • @edsonmazira4656
    @edsonmazira4656 Před rokem +3

    I'm touched to hear that the maponga issue hasn't yet been solved. It's like making fire without enough water to put it out. Drewmas, take real action.

  • @maipraise
    @maipraise Před rokem +11

    Its gogo's face for me😂😂😂😂😂😂😂pakati n'anga apo pavashupa

  • @rudobee6137
    @rudobee6137 Před rokem +3

    Ndinomupfa umu😂😂😂😂😂...ndakamira poi😅😅😅...zera racho rekurara vasina kupfeka😂😂😂

  • @tektekchihera8466
    @tektekchihera8466 Před rokem +2

    Oh Gogo wadikutira ava. Havadi makuwamikidza wakutyira zvinhu zvavo kuti zbinopiswa. Gogo mune zvidhoma imi mu kudii kungoti n'ganga ngaiuye mucheneswe

  • @euphrasiamuchuweni7497
    @euphrasiamuchuweni7497 Před rokem +3

    Drewmas media taking us to another level.Rushinga yakatakura ndapa kutenda kufa asat asvika kumba dai akateerera hake zvakataur namanager zvorwadza.

  • @tanakamatepo6375
    @tanakamatepo6375 Před rokem +1

    Gogo vaku bata bata 😮😮😮 n'anga ngaingouya chete zvipere ...sekuru vakubvuma kuti ngaiuye

  • @samuelzamani1293
    @samuelzamani1293 Před 8 měsíci +1

    Andrew keep up the good work bro

  • @ibwe
    @ibwe Před rokem +4

    You're taking us to another level vanhu imi. Zvidhoma kusota vanhu pabus stop shuwa ere

  • @vimbaibhokoro5439
    @vimbaibhokoro5439 Před rokem +3

    I am the second one to comment yeeee DREWMAS MEDIA taking us to another level

  • @florancechirara797
    @florancechirara797 Před rokem +2

    Haaa gogo vane zviro atidi kupoterera apa 😂😂😂 haaa vabatwa nestress gogo vakaruma zvigunwe vogaya kaviri katatu 😂😂😂😂😂

  • @jimmychamboko4896
    @jimmychamboko4896 Před rokem +2

    I like this EV...

  • @user-nf5so6pu5s
    @user-nf5so6pu5s Před rokem +6

    This couple i wonder kuti mumba vanogara sei😂😂😂😂

  • @Jahlady
    @Jahlady Před rokem +11

    Gogo kutambisira vanhu nguva, ndambenge ndichikunzwirai tsitsi

    • @priscillakampiyawo
      @priscillakampiyawo Před rokem +1

      vanacho munhu asina chaanoziva anongoti n'anga ngaiuye ndicheneswe

  • @user-bv8dg5nt5z
    @user-bv8dg5nt5z Před rokem +3

    NeShamba usanetse gogo avo iwe ingotiratidza nyaya kwete kubvunzurudza gogo hapasi pako ipapo unoda kuvamanikidza kuti vabvume

  • @user-qn2wq5gv9k
    @user-qn2wq5gv9k Před rokem +3

    Drewmas media taking you to another level hurumende ngaitendere kt varoyi variko uye ngavapihwe mutongo cozy zvinorwadza

  • @theophellusmvicha2038
    @theophellusmvicha2038 Před rokem +4

    Andrew ndiwe watova judge,thts poor journalsim.

  • @sarahmazhindu7249
    @sarahmazhindu7249 Před rokem +5

    Gogo is guilty..why vasiri kuda n'anga 😅😅

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Před rokem +1

    Mbuya mbuya mbuya yàaa Neshamba kuita hasha nekuti firo yeakafa inorwadza Sekuru vanozviziva Kuti mukadzi wavo ane zvidhoma vatya nekufa kwe mwana umwe adonha

  • @MaureenNdlovu
    @MaureenNdlovu Před rokem

    Vaneshaþba sekuru vachauraowa nambuya ava protect sekuru valafa þbuya ngavadungwe nemutemo

  • @user-mk6jm1vt3m
    @user-mk6jm1vt3m Před 8 měsíci

    Keep it up Andrew dear

  • @gracekusikwenyu6253
    @gracekusikwenyu6253 Před rokem +5

    😂😂😂😂 ndezvawo y vakuramba kubatsirwa

  • @makarobbie7870
    @makarobbie7870 Před rokem +1

    Pamberi n'anga ngaiuye tione sekuru vari kupenga here kana kuti asi gogo not bhooo zvidhoma zviripo ndonhakanyavakanopiwa kkk vakasiirwa nam....i🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @elliotjonasi5094
    @elliotjonasi5094 Před rokem +4

    Gogo is worry about n'anga kuuya kwayo 😂😂😂😂

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 Před rokem +13

    Kkkkkkk Rushinga yakatakura. Thank you Drewmas media for taking us to another level

    • @gmuusha1
      @gmuusha1 Před rokem +1

      Ma1

    • @tristar3842
      @tristar3842 Před rokem

      Hapana another level apa. Anga achimbunyikidza vanhu.

    • @user-cc4rj7uy9k
      @user-cc4rj7uy9k Před rokem +2

      Kkkkkk mbuya avo arikutsikatsika nyaya yavo ndivo vanezvidhoma zvacho zvapedza vanhu

    • @blessedsimbanai1820
      @blessedsimbanai1820 Před rokem

      Rushinga Rushinga Rushinga ndakudeedzai kangani Rushinga manyanya😂😂😂😂 drewmas media taking you to another level

    • @neliarubacha4056
      @neliarubacha4056 Před rokem +1

      Kwakaoma kurushinga ndiko kwaMelody uya wekurumwa nenyoka muclass nyaya dzeko dzakawandisa ummm kotyisa

  • @clotidamatope-uf2ed
    @clotidamatope-uf2ed Před rokem +2

    😂😂gege haa iyi yandityora mabhonzo iyi vachapeka mabag kusiya musha

  • @uhmtapza5635
    @uhmtapza5635 Před rokem +1

    Mbuya tsatsatsa muri kuiwanza, n'anga youya here

  • @nyikafreejoy3571
    @nyikafreejoy3571 Před rokem +1

    😂😂😂😂 pakuzoita tsvina pa wanhu hangu andid😅😅😅

  • @noahchishanu917
    @noahchishanu917 Před rokem +1

    Mr Nyeshamba. Mbuya inazvo inobatwa chokwadi.

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa Před rokem +6

    Mudhara uyu wandipedza ka strong kese kwai ndezva mai😂😂😂😂😂😂

  • @C.Z-fj8dk
    @C.Z-fj8dk Před rokem +3

    Siyanai nambuya ava havana zvidhoma ava. Kasekuru ako kava old age yakukanetsa

    • @queenofsheba3978
      @queenofsheba3978 Před rokem +2

      kasekuru aka ndiko kakabata mishonga now kakupomera mhosva kuna gogo.

    • @monalisamagudu9750
      @monalisamagudu9750 Před rokem

      Ehee sekuru vakabata mushonga wemalucky ukapanduka now vave Kuti take take nagogo why vari ivo varikuzviona vega

  • @rudobee6137
    @rudobee6137 Před rokem +2

    Neshamba, Neshambawoo... Iwe Neshamba iweee.... muNyaya dzako idzi ummmm... Uchenjere unomupfa umu👆👆😢😢

  • @cecilliamakombe
    @cecilliamakombe Před rokem

    Dremas gogo vakupinza busy Ava kwaaaaaaaa 😂😂😂thank you dremas

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Před rokem +2

    Ndambofunga kuti mushonga we luck wasekuru asi ndazoona kunge gogo vavanoziva nokuti pangonzi n'anga Kkkk vabva vatya kuitira tsvina pane vanhu.

  • @CallosBwanali-cb1mm
    @CallosBwanali-cb1mm Před 11 měsíci +2

    Part 2 yacho please Drewmas media

  • @kylebeans5234
    @kylebeans5234 Před rokem

    Go go n'anga varamba hanzi mirai ndikuudzei .zvekumwa muteo ndoxoita tsvina pamberi pevanhu haa kana gogo varamba

  • @fadzosadiki4364
    @fadzosadiki4364 Před rokem +1

    Ndatanga chit srkuru maybe vane dimentia but gogo matenderera zvandipedza simba😂....short handis kurambaba😂😂😂

  • @mumubee0086
    @mumubee0086 Před rokem +2

    Yeaaaaah good journalism..

  • @zimassetlogistics6796

    MUSHA hauna haranga here uyu🎉nzvimbo inenharo iyi

  • @stephenchaipa5177
    @stephenchaipa5177 Před rokem +10

    Haaa Andrew kule is getting old hapana zvidhoma munhu akakurisa anorasika njere

  • @PriscillahMangwende-je6ne

    Sekuru vane green avo makuhwa hanzi ndakanganwa tudhoma

  • @websterjani
    @websterjani Před rokem

    Asi dhurumasi kaaaaa mivunzo munomwaya pliz.... Mbuya zvidhoma vanedanga chairo kungoramba havo

  • @queenofsheba3978
    @queenofsheba3978 Před rokem +3

    sekuru is abusing gogo, maybe zvidhoma ndezva sekuru since varivo vataura vega kuti vakabata mushonga wemakasa newekuti vadiwe nevarungu pabasa. yese mishonga yatinonzwa sofar yaibatwa ne harahwa idzi kuti dzidiwe pabasa ine ma complications later on like this.

    • @priscillakampiyawo
      @priscillakampiyawo Před rokem +2

      sekuru mushonga wemakasa uyo unopanduka futi saka vese vanofanirwa kuchenurwa Gogo vakuziva Havana kuchena zvachose Ava kutya😂😂😂😂

  • @chiedzagracenyahuye838
    @chiedzagracenyahuye838 Před rokem +4

    Gogo is being violated nasekuru.

  • @joycemafigo3517
    @joycemafigo3517 Před rokem +2

    Handisi kuramba short baa' kkkkkkj😂😂😂😂😂😂😂

  • @williamjogo2573
    @williamjogo2573 Před rokem +2

    Onother level ........

  • @venanciamukanda3587
    @venanciamukanda3587 Před rokem +4

    Zvakaipa ngazvifumurwe. Neshamba keep up the good work

  • @maishandymaishandy7865
    @maishandymaishandy7865 Před rokem +9

    Drewmas media taking us to another level

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 Před rokem +6

    Reporting yemhando yepamisoro news to the public thank you mukoma enduru 😊

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 Před rokem +4

    Kuzokakama manje Gogo 😂

  • @Pettychilz
    @Pettychilz Před rokem +5

    😂😂 Part 2 iri kuuya nguvai VaNeshamba

  • @thandiwemoyo2592
    @thandiwemoyo2592 Před rokem

    Gogo vati ivo mwana mudiki😋 Ko hamunawo machurch here munzvimbo iyi vanhu ava vabatsirikewo vanamate. Tine hurombo kune vafirwa nehama.

  • @kingstonesamuelshowa4139

    Kkkkk kule vanotya kufa netudhoma😅

  • @catherinenyabeze7520
    @catherinenyabeze7520 Před rokem

    Uuummm ngapanyatsoongororwa pakaipa vanopabuda here Mai avo

  • @sattiehuni7397
    @sattiehuni7397 Před rokem +1

    N'anga yacho ngairege kupihwa lead . Sekuti moyiudza zvagogo na sekuru avo kwete ngaingouya yakanangana nemunhu wese ariumusha uyu . Kana iri yechokwati ichataura zvagogo avo yega . Kwete kufanoyiudzira kuti pane avo vatirikufungira

  • @monicachiwah2250
    @monicachiwah2250 Před rokem +2

    Kkkkkkk hanzi ndiri mwana mudoko

  • @tova4700
    @tova4700 Před rokem +3

    Sekuru ndivo vari kuona zvisingaonekwe nevamwe ndivo vane problem, visual hallucinations

  • @Jahlady
    @Jahlady Před rokem +5

    Sekuru avaka 🙌🙌🙌🙌, hanzi tumwe twacho tunobva musango.

  • @agnesjokonya1405
    @agnesjokonya1405 Před rokem +3

    Nhasi rarimwe zuva.. Drewmas Media taking us to another level 🎉

  • @swemarichardmakonope1532

    Kkkkkk sekuru vachiona havo zvitopotopo😂😂😂😂😂sekuru varamba zvemadhisinyongori

  • @portiamaruwa4260
    @portiamaruwa4260 Před rokem +1

    Mkoma Andrew gogo vanekaturikwa ngei varikuramba jamba

  • @user-oe1xu9xx3j
    @user-oe1xu9xx3j Před rokem +2

    Kkkkkk hanzi hndisi kuramba short

  • @beliefsinani8525
    @beliefsinani8525 Před rokem +1

    Neshamba ndiwe uneyese usateerere varoyi varikuti wadarikidza hapanakudarikidza varoyi ngawafumurwe gogo awo ndiwo muridzi wezvidhoma

  • @sokojena3348
    @sokojena3348 Před rokem

    Hapana bully apa , musha wakasviba uye vanhu varikufa , Drewmas haina kupusa ,mambo aripo uye ndiye apa permission kuti vatore nhau vaite basa ravo, this is good journalism nekuti we want this solved

  • @tshaka7
    @tshaka7 Před rokem +3

    She’s hiding a lot she knows Sekuru saw everything

  • @blessedsimbanai1820
    @blessedsimbanai1820 Před rokem +5

    Gogo varikushushikana 😂😂😂 vabata kumeso vabata zvee😂😂😂

  • @oliahkasvosve2490
    @oliahkasvosve2490 Před rokem +1

    Kkkkkk gogo varikurambireiko n'anga

  • @lilacmafumhe1857
    @lilacmafumhe1857 Před rokem +2

    Haaa gogo ma1 hanzi ndri mwana mudiki inin kkkkkkkkk aghhh zvakaoma