MADZIBABA BOND NDIANI UYE MICHO NDIANI?

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 13. 06. 2023
  • CHOKWADI NDECHIPI
  • Zábava

Komentáře • 271

  • @zimharomunyaradzi4416
    @zimharomunyaradzi4416 Před rokem +10

    Vanàbond ndovanoporofita nemisoro yemakoro haasi muporofita.ndirikurangarira pamakambotaura naye achitaura zvachamisa. bond zvakudzokerai manje zvamainyepera vanhu muchitoorera vanhu Mari dzavo yapanduka misoro yemakora . Dreams media thanks you guys good wark

  • @lingiwemhlanga2497
    @lingiwemhlanga2497 Před rokem +5

    Ko iyo imba yekwaMicho yose yakaparara here, would like to hear from them as well.

  • @cephaskanyuchi4674
    @cephaskanyuchi4674 Před rokem +8

    Ndinotenda Shumba nekutipawo zvatakanga tine mibvunzo nazvo, now tanzwisisa chikamu ichochi chenhoroondo yababa Micho, now takuda kuziva nezvetsvimbo yenyika kuti inani uye iri kugara nani? We can't wait for part 2 yacho. Toisa maoko kuna Shumba naChihera muri kubata basa remandorokwati👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨

    • @knoemushore9413
      @knoemushore9413 Před rokem

      Zvetsvimbo yenyika zvinovanzwa it's a secret yenyika mufafumure nyika , zivai chete zvinoda kuitwa nemaitirwo azvo ndinoti ariroya

  • @Kaswa1
    @Kaswa1 Před rokem +2

    I’m from chiweshe kuBare. VaMicho Takakura tichivaona vachiita basa ravo . Asi ataura arikurasika zvizhinji.

  • @clemenceymufundisi4848
    @clemenceymufundisi4848 Před rokem +4

    Kkkkk munin'ina wamicho changa aripo mupenyu kwete chihera akauya kuzopotera.dickson mwana wa zebhedia aripo,kwete uyo anonyepa akafanana na bond haana chanoziva uyo Andrew kkkk

  • @djnodza3420
    @djnodza3420 Před rokem +3

    Umm Amanaka ginatsiyo ndiyaniko

  • @toncheemusiczw5230
    @toncheemusiczw5230 Před rokem +2

    Great history, thumbs up 🔥🔥🔥

  • @eniamubairo7203
    @eniamubairo7203 Před rokem +5

    Murume uyu nhoroondo yaari kutaura ndeyechokwadi neni ndakamboinzwawo Ari kureva chokwadi

    • @HhhHhh-zo6hx
      @HhhHhh-zo6hx Před rokem

      So u are a fan just like this guy ??

    • @leechim8750
      @leechim8750 Před rokem +1

      ndiyoyo chaiyo uyu anoziva chaizvo chero ane zvishoma zvaasirira zvishoma

  • @handirovichavhunduka9936
    @handirovichavhunduka9936 Před 2 měsíci

    Thank u andrew neshamba nàchihera.dzimwe ingano zvimwe zveshuwaa

  • @user-mj2hl5zb1m
    @user-mj2hl5zb1m Před rokem +6

    Chinonzi tsvimbo hachisi chimuti asi isimba rekugadzirisa matambudziko ose

  • @tendencymunemo5248
    @tendencymunemo5248 Před rokem +1

    Vaneshamba,,,,, muri nhumwe imi ndatenda zvangu,,,,, avo Vahera vamunofamba navo aiwa ndowana zvangu ini,, ndizorore

  • @user-vf5zx3kk1q
    @user-vf5zx3kk1q Před rokem +4

    Drewmas dai maenda ikoko chaiko kuchiweshe Ava Baba vamurikubvunza avasi kunyatso tsanangura zvakanaka endai kwaamicho ndokwamuno nzwa zvakakwana

    • @davidmambo3496
      @davidmambo3496 Před rokem

      Vatori kuzvi confuser mutsanangudzo yavo. Zvavarikutaura hazvisikumbobatana.

  • @giregrace317
    @giregrace317 Před rokem +1

    Kufudza shumba 😮😮 history yacho irikuvhiringa iyi ....imboshamyirai Chihera tigonzwa another version of the story/history

  • @emmanuelmushonganzou4135

    Uyu murume anenhoroondo yechokwadi Achihera variko ndinotofamba nava nguva zhinji varimo muchikandira drewmas media makakwanisa kunotaura NaAchihera Muchikandira munenge masvika padestination yenhoroondo yenyika yese.

  • @hokoyochikwenya7678
    @hokoyochikwenya7678 Před rokem +4

    .....taking us 2 another level ye story telling from these young ppl wasina mabasa ,age yake akazviwana kupi plus mazita arikutaura ayo ndechirungu .......kusanganisa Noah the Ark pa mwura apo and Jesus and his disciples...woti nhewe kutorera kufamba kwa Jesus achifamba mumvura ......wasatambe nepfungwa dze wanhu kudai

    • @melissarunganga1312
      @melissarunganga1312 Před rokem

      thank you for saying this l thought um the only one akuona izvi. Vari kungotaura nyaya dzemubible havo and then you wonder kuti ska vanhu ava can we really rely on them or all this is just is just drama kwavari hazvina kunaka

    • @newtondume6730
      @newtondume6730 Před rokem

      @@melissarunganga1312 if u want to rely on them u can do

  • @victormuhwati-ni3zf
    @victormuhwati-ni3zf Před rokem +12

    Ngano dzamunotaura munodziwanepiko idzi.

    • @crispenmufungimutsakanyi8981
      @crispenmufungimutsakanyi8981 Před rokem +1

      Hadzisi ngano bhururu,ndicho chokwadi ichocho

    • @newtondume6730
      @newtondume6730 Před rokem

      @@crispenmufungimutsakanyi8981 ndimi maimbotenda bond nhasi aripi.

    • @crispenmufungimutsakanyi8981
      @crispenmufungimutsakanyi8981 Před rokem

      @@newtondume6730 Hapana akambotenda bond nekuti kwaingova kutsvaka mbiri kwaaita kuya,,chakwodi chaicho varikuMasowe vanochiziva

    • @dhereckmherekumombe1945
      @dhereckmherekumombe1945 Před rokem

      Kana usina zvaunoziva unongosiya wena bcoz kune vanotoziva nyaya idzodzi seakutaura iyeyu problem is Westernisation yakavhiringa zvikataurwa nevarungu moti zveshuwa ndonyaya

  • @wondermundangepfupfu7062

    I lyk this song good my friends iwe Magie mkaranga 👍

  • @makanakamaenzanise3602
    @makanakamaenzanise3602 Před rokem +1

    While I don't agree with the illusion of '"Mutumwa waMwari" being on any of these touted names (including Jesus) I have GREAT respects for the historical wisdom/knowledge in this man giving this account vividly like he is reading a book. Thanks DREWMAS Media, you continue to light your lamp without diversion: educating the nation; kudzidza hakuperi.

  • @victormuposhi4635
    @victormuposhi4635 Před rokem +1

    Dzonyepa idzi kuvharira shumba dzese dzesango mudanga 😂😂😂 vaWimbo ndivo vakaporofita Gabriel Mugabe.

  • @Nope35788
    @Nope35788 Před 7 měsíci

    . Baba Nyashamba makadii. Ndinokumbirawo kubvunza pane vamwe baba vamakambotura navo kukaroyi vaitaura ne chinyakare ambuya vavaiti vanhu vose vakafa kukasara ivo nevana vaviri mukomana nemusikana. Chichemo ndine anzvadzi mbiri dziri kuita hanganwa dznorwadza ko sekuru ava Havanga gone kudzirapa here ndicho chikumbiro changu ndibatsiriwp

  • @williamjogo2573
    @williamjogo2573 Před rokem +1

    Drewmas you're doing best.
    Bond hana zvaaita zvakachena .

  • @cdechirume2979
    @cdechirume2979 Před rokem +6

    Like and subcribe to support this awesome content.

  • @handirovichavhunduka9936
    @handirovichavhunduka9936 Před 2 měsíci

    Ndatendaa ,ko shumba dzakazopera ceyi dzakavharigwaa mudanga

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 Před rokem +1

    Drewmas Media taking us to another level ❤❤❤

  • @wondermundangepfupfu7062

    Manyepo ese ayo iye akazviona kupi mwana mudoko zvaari kutaura ,Tsvimbo yenyika uuuuuu ndinemubvunzo

  • @munyaradzitafirenyika3203

    More life to drewmas job weldone mr Andrew and chihera

  • @sirclassics_uk
    @sirclassics_uk Před rokem +6

    Musatsvage zvakawanda chirikutambudza nyika it's Gold Mafia period!!

  • @kudakwashekadzinga7504
    @kudakwashekadzinga7504 Před rokem +1

    Bond is a hustler akutotsvagawo kurarama

  • @romegeephraim7899
    @romegeephraim7899 Před rokem

    ❤watching from UK

  • @mashashaveeh3746
    @mashashaveeh3746 Před rokem

    Another level taking us to Drewmas

  • @cephaskanyuchi4674
    @cephaskanyuchi4674 Před rokem

    Drewnas Media, taking us, to another level.

  • @WilliamZW
    @WilliamZW Před rokem +2

    Kwakatanga Johane

  • @bakikiNashe
    @bakikiNashe Před rokem

    Ehe thanks drewmas

  • @johnpac9411
    @johnpac9411 Před 3 měsíci

    God is greater than Masvikiro Baba Micho chikwata chaBaba Johhane susupenzi varume ava ndivo vakatibvisa kubva muchivanhu chedu tinamate.Vakuru vedu vakanyanyokukudza masvikiro ne Midzimu vasingakoshesi Mwari.Magomwe haana simba .Mwari mukuru.Wimbo mwana mudiki pana vaMicho.

  • @user-iz9gk5vk8f
    @user-iz9gk5vk8f Před 5 měsíci

    The best person to talk to about baba Micho is aDickson , he is still alive and is the one who lived with him.

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 Před rokem +7

    Gore rino tichadzidza zvakawanda 😮

  • @ngorimasithole7032
    @ngorimasithole7032 Před rokem

    Drewmas Media taking to another Level, takaterera tiripo pa Gweru,mwari vanotonga voga

  • @user-jr7kp2tw9q
    @user-jr7kp2tw9q Před rokem

    Chihera mukoma wangu❤❤❤

  • @silibazisomahunger6833
    @silibazisomahunger6833 Před rokem +1

    Big up drewmas media

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 Před rokem +1

    Sekuvigwa kunoitwa , madzimambo❤

  • @chingombedaries
    @chingombedaries Před rokem +3

    Bond hana kuti akapiwa tsvimbona baba Micho asi akati baba micho vakamuudza svikiro raiva netsvimbo yenyika akaenda kunoitora

    • @garikaichuru160
      @garikaichuru160 Před rokem

      Ndizvo chaizvo zvakataurwa na Bond kuti akapihwa tsvimbo yenyika na Micho. Iam now confused

  • @psychologylimitless
    @psychologylimitless Před rokem +1

    Thank you Drewmas. There is something fascinating about Mutumwa aMicho and Mudzidzi Majinesta Wimbo's dates of births. All were born on Christmas. Micho 1909 and Majinesta 1922. Mutauri uyu arikuti Micho akazvarwa mugore ra1909 kwava kupera kwegore. Saka akazobatwa nemweya waimutuma riini from his date of birth? Akazvarwa achingoporofita here nekuti kana akaporofita kuuya kwaRobert Gabriel ichiri nhumbu yakazobarwa February 1924 iye Micho akanga ava nemakore mangani (14)? Zvandishamisa or mutauri negungano rese havatozive zvachose musi chaio wekubarwa kwaMicho as the norm with the old generations vaisabata mazuva ekuzvarwa kwavo. Nezera iroro vaMicho vakange vava kutohwisisa here nezvehutongi hwenyika yeZimbabwe? Some sources say Wimbo ndiye akaporofita zvekuzodzwa kwaRG asi nemazera avo zvakunetsa kubatanidza uye kuwana umboo hwechokwadi chizere, kuti sei uye riini kwazvakataurwa. Kuuya kwa vaMicho kwakaporofitwa nevarume vakanga vari pamusoro pegomo (Dheranji/ Dayrenzi) kwemakore manomwe: James Kanengoni, Philip, Daswetsi na Vaferesi nevamwe vaivepo. Drewmas Media: murume uyu anezwi iri (czcams.com/video/jJoYFyH8QYM/video.html) sounds very knowledgable in his reply to correct the history of Micho according to Madzibaba Ecos's narrations and mukamuwana uyu tinogona kuziva chokwadi chizere tikabatsirika. Izvi zvana bond ndezvekutsvaga mari haako zvachose kutsanangudzo nenhoroondo yekumasowe.

  • @smartchidyamuti2437
    @smartchidyamuti2437 Před rokem +2

    Akataura chokwadi murume takakurira pa gweshe ndai enda kunoibira mvura kwainzi kumafuwe

  • @smartchidyamuti2437
    @smartchidyamuti2437 Před rokem +3

    Kana muchinda kuziva nezvamicho endai kuchiweshe.vanhu vanongotaura

  • @AndrewMajoni
    @AndrewMajoni Před rokem

    Thank you drew mass media netsvakurudzo but ukukwave kudzingirira mhepo chokwadi hapana anacho.uyu arikutaura zvaakanzwao zvanga zvichida iye micho wacho

  • @user-mw8xb2es5g
    @user-mw8xb2es5g Před rokem +1

    Akutaura zvimwe achigona zvimwe achirasika bvunzai ini weguruve

  • @clemenceymufundisi4848
    @clemenceymufundisi4848 Před rokem +1

    Amicho vakafamba nevakunda vakawanda midress,sikesi,spodia, hagger mukadzi wachitsinde mudare mukuru.kwete chihera akauya kuzopotera kubva kunyika yeku mhondoro vachitiza nhau dzehuroyi

  • @munashematasva9784
    @munashematasva9784 Před rokem

    Love you team drewmas media

  • @munyaradzitafirenyika3203

    Can you explain the difference between performing rituals and worshipping vamicho ava vaiva mhondoro or maporofita. Why tisina nhoroondo yakanyatsokwana yava mitcho...

  • @tinashewilson8432
    @tinashewilson8432 Před rokem

    Dai mukambotsvaga murume anonzi Joel he can explain nhau idzi better the guy ane a lot of wisdom and good explanation concerning nyaya Dzamudhara Micho he once explained to me tichikura he was a great young leader of this church tichikura

  • @MaggieMombe
    @MaggieMombe Před rokem

    Drewmas media dzifambire nhasi raarimwe zuva❤❤❤

  • @williemazurutse1880
    @williemazurutse1880 Před rokem +2

    Micho amai vake vainzi ASkandi,anova umwe wemwanasikana waMapondera...Mapondera aiva nevana vaskana vakawanda uye nevana vakomana vakawanda...Micho ndana mufakose...rimwe zita rekumba kwavo ndi Changa...

    • @senzenikahari7330
      @senzenikahari7330 Před rokem +2

      Ichokwadi amai vaamai vangu mwana wema Mapondera zvokuti pakavakwa Secondary school vakabviswa vachiendeswa kuChaona,murume anonzi Micho uyu tinomuziva chaizvo uye waitombouya muchikomo chinonzi Chiburi chiri kwaGuzha mazuva iwayo kwaive neGombwe rainzi vaChimbikiza

    • @leechim8750
      @leechim8750 Před rokem +2

      @@senzenikahari7330 chokwadi mukuziva

    • @senzenikahari7330
      @senzenikahari7330 Před rokem

      Vana vaMapondera vandinoziva vakomana ndava Benny nava Murungweni

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Před rokem +3

    Drewmas Media taking you to another level

  • @petertaka2986
    @petertaka2986 Před rokem

    Anopenga mfana uyu
    Micho I svikiro kwete muporofita ukwane fana iwee

  • @tmatz6467
    @tmatz6467 Před rokem

    DREWMAS MEDIA TAKING US TO ANOTHER LEVEL RE NYAMBO

  • @nigelmapondera7590
    @nigelmapondera7590 Před rokem

    Muzukuru akakurira mumusha medu it's true.

  • @softwaretestingservices7851

    Sure shanyirai Chihera and vakafamba naye Micho neveimba yake. Thanks

  • @givenkwaramba4973
    @givenkwaramba4973 Před rokem +1

    Micho anga akatumwa kumakombwe then ozodzoka kumasowe

  • @TatendaSaruchera
    @TatendaSaruchera Před rokem +1

    Tadzidza sure kwete zvabond zvekudhomoko kwake

  • @fadzaidickson58
    @fadzaidickson58 Před rokem

    Well said chihera

  • @signalmuronga835
    @signalmuronga835 Před 18 dny

    Mutumwa ndibabaShonhiwa Masedza

  • @user-mj2hl5zb1m
    @user-mj2hl5zb1m Před rokem +1

    Bvunzai vari pa Mt Darwin pa chibondo apo pakaitwa muteuro naamicho mazuva akange akupoterwa vanhu pachibondo

  • @michaeltanaka2702
    @michaeltanaka2702 Před rokem

    kanyika kacho kane confusion zveshuwa. uku mhepo, uku mweya. zvese zvirikuvhuvhuta, vanhu ndovarikupeperetswa havo.

  • @lint8705
    @lint8705 Před rokem +1

    Eeh Ndugu!, how are you?

  • @medusahtaruvinga5971
    @medusahtaruvinga5971 Před rokem +1

    Hakuna hanoziva pakaradzikwa aMicho

  • @elizabethaaron1120
    @elizabethaaron1120 Před rokem +2

    Nhau yaMicho inoda kunzverwa zvakanaka

  • @MataireMerinah-ef6de
    @MataireMerinah-ef6de Před rokem +4

    Haa sure bond ane mhepo uyo hazviko zvaaiita zviya kumasowe hazviko Bond vachataura hake kwaakazviwana masowe haasi emu fananidzo

  • @shanteldineo
    @shanteldineo Před rokem +3

    Ko drewmas asi hamusikukwanisa here this tym kuendera iye bond wacho sezvamagara muchiita hapana chokumisai tinyatsonzwa from the horses mouth😊

    • @tanyamubaiwa1530
      @tanyamubaiwa1530 Před rokem +1

      Bond anonyepa uya ...ndkatoshama hangu achiti tsvimbo yaMicho .... YavaMicho yavayekudhara mukatarisa ya Bond irikutibwiya .... YaBond from Mbare ol Kariba

    • @chingombedaries
      @chingombedaries Před rokem

      ​@@tanyamubaiwa1530bond never say akatora tsvimboya Micho asi akaudzwana Micho svikiro raivarakachengeta tsvimbo yenyiya akaenda akanoitora inga he clearly say

    • @tanyamubaiwa1530
      @tanyamubaiwa1530 Před rokem

      @@chingombedaries haiwawo kunyepa chero zvacho izvozvo

    • @tanyamubaiwa1530
      @tanyamubaiwa1530 Před rokem

      Saka wakauraya Ndiye wakatorera tsvimbo by ginyaka

  • @tendencymunemo5248
    @tendencymunemo5248 Před rokem

    Vaneshamba,,, munehutumwa mibvunzo yenyu soka aiwa ndabvuma zvangu

  • @masciemudumo
    @masciemudumo Před 3 měsíci

    Zvimwe mukada kuzvitsvaga mungatopenga henyu maudzwa nhema dzega ipapa

  • @princemushayi8836
    @princemushayi8836 Před rokem

    Not chihera only, it's rasta chihera love your program

  • @tanyamubaiwa1530
    @tanyamubaiwa1530 Před rokem +2

    Bond mweya wamwari wekuporofita angasina .....asi ashandisa bvuri remunhu wakauraya zvetsvimbo yenyika kutohumana hake kuvhara vanhu vakapusa nevanoda zvinhu ndovakanotevera Bond but vavakunyara zvakre

  • @KweseNews
    @KweseNews Před rokem

    Kwazuvai Chihera👋👋👋, kwazuvai Shumba👋👋👋. Ko munhu uyu mamupa mbanje here kana mudzepete, kana kuti mamupa zvose zviri zviviri?

  • @julietchirova185
    @julietchirova185 Před rokem +3

    Ko yaairatidza akaitorepi

  • @TeeDoba-zq2gx
    @TeeDoba-zq2gx Před rokem

    Shumba

  • @user-mj2hl5zb1m
    @user-mj2hl5zb1m Před rokem +2

    Munogona kuenda kunonzi Kwa chimbikiza pabare kuchiweshe ipapo munonoona guta riripo ipapo paigara vanhu vechivanhu

  • @user-jv3uw8ld7d
    @user-jv3uw8ld7d Před rokem

  • @patiencesara9214
    @patiencesara9214 Před rokem

    Drewmas media taking us to another level..ichi ndicho chokwadi chataurwa baba avo Mugabe chaiye aiita zvinhu zvake zvese naMicho

    • @newtondume6730
      @newtondume6730 Před rokem

      Kupi. Saka chii chakabuda manje chipenyu. Chavakaita vari 2

  • @ladyk.b.2257
    @ladyk.b.2257 Před rokem

    How old was he opapo tokimbira kuziva ... Plus anhaakaroora here??? Baorwara nei...ko Kowami arikutaurwa ndewemu bible here ??? Tijeleserei please todakuziva

  • @dzidzaisibanda7069
    @dzidzaisibanda7069 Před rokem

    Ko iyo Zimbabwe inogochenjetwa netsvimbo seiko ini hangu ndine mibvunzo hobho

  • @makanakamaenzanise3602
    @makanakamaenzanise3602 Před rokem +2

    Ndinemubvunzo kwamuri mose hama dzangu: Chinonzi N'anga, MuPorofita, and Magician munozvizivavo here uye fanano kana siyano yazvo? It's abundantly clear that people meet a magician (munhu wemasaramuso) and they call that person a N'anga or a Prophet, or worse, they him/her 'Mutumwa WaMwari' SIMPLY BECAUSE HE/SHE HAS PERFOMED MAGICAL THINGS AND ILLUSIONS WHICH THEY CANNOT UNDERSTAND. Micho, according to all the accounts given here and elsewhere, is/was NOTHING OTHER THAN A MAGICIAN (VanaTsikamutanda vaya vanomora uchi pamupambare...saka tingavati 'vatumwa vaMwari' here?)

  • @bjorosi5050
    @bjorosi5050 Před rokem +1

    Pakuzoti mutumwa wekutanga nekuguma apo

  • @NhereraYenyika
    @NhereraYenyika Před rokem

    Tiri ana Thomas.Drewmas media endai ku village kwakabva amicho vacho mononzwa nevanhu vose vemunharaunda tinzwe kuti chokwadi shumba dzakauya here mudanga uye dzikazodii.bcoz kana Bond paakataura nyaya dzake zvaingoita kunge Chokwadi but taakutoona kuti pane nyaya

  • @DerickADSON-zi3gf
    @DerickADSON-zi3gf Před rokem

    Ko Ishe Jesu kuma church enyu muno varangarira here

  • @simbisotachiona839
    @simbisotachiona839 Před rokem +1

    Konyayaiya yemombe yamaivaya vekugokwe makazodi chingoipedzisai

  • @PrestaDzangare
    @PrestaDzangare Před 2 měsíci

    Ok

  • @DestinDestin-km7dz
    @DestinDestin-km7dz Před rokem +1

    Bond haanakuti akapihwa tsvimbo na micho aka pihwa neumwe mudara akada kufanana na chipanga so

  • @RithMusandirangana-kd8ql

    Zvatairwa zvimwe ndizvo asi zvimwe hazvisi. Dehwe harina kukalwa mevnhu vakawanda asi ndivo bedzi vakarikaka uye havana kupinda ku Harare kuchipatara vakaenda ku Bindura asi havana kupinda muchipatara kana kuitwa admit.

  • @NhereraYenyika
    @NhereraYenyika Před rokem +1

    Chechi yemasowe iyi ka

  • @dzidzaisibanda7069
    @dzidzaisibanda7069 Před rokem

    Tsvimbo imbori nani chaizvo ndkut ngochani iya tatelicious anozvitiwo ndini

  • @togaramutandwa6664
    @togaramutandwa6664 Před rokem

    Aaaaa mamunzwa kutakura matambudziko ese micho evanhu mmmm ingotii inanga or svikiro mukupfeka zvakasiyana chete asi chinhu one

  • @vhuranjero
    @vhuranjero Před rokem +1

    Nyaya yamugabe haina kumbo profitwa namicho kana na wimbo yakaporofitwa na johan wemasowe ndiye aka zorodza masvikiro masvikiro akato chema kwanevanje akatoneka kubuda muhomwe dzaisvikira vanhu vanotera amicho variku side rezvechivanhu zvimwe zvinhu huromba hunenge hwakutonga mumitumbi yevanhu

  • @petroschimbunde6923
    @petroschimbunde6923 Před rokem

    Inii handizivii hngu but...vamichoo ndakambovaona paChiweshee apoo paNzvimbo...hamenoo zxenherondoo idzii...vaigara vanemachiraa akasiyana siyana...chandaizivaoo ndechekut havasekwe nekutii vaita seBenzi...😮

  • @signalmuronga835
    @signalmuronga835 Před 18 dny

    Micho raive gombe rekumadokero

  • @EileenMaugara
    @EileenMaugara Před 7 měsíci

    Amicho anga ari munhu mukuru waMwari zvana bond haakwani pana madzibaba Micho.

  • @batisongoliath7437
    @batisongoliath7437 Před rokem

    Waporofita Aya ese enhema truth shall hunt you soon

  • @movenmakumbe6093
    @movenmakumbe6093 Před rokem

    Ginatsiyo ndiyani

  • @anniemunofa7882
    @anniemunofa7882 Před rokem +1

    Uyu anonyepa uyu

  • @estonsouza6172
    @estonsouza6172 Před rokem

    haaa uyu anonyepesa ari kupikisanisa mashoko ake makombwe aya

  • @tatendabanda3692
    @tatendabanda3692 Před rokem +4

    @Drewmas Media, Kindly do a research for this man anonzi Micho, we have heard many different versions and stories about this man. What did he represent, where was he born, who was his relatives, Why is his name being abused by N'angas and Vaporofita, what contributions did he make to modern day Christianity, Did he play a role in the Liberation of Zimbabwe, because ka zvekufudza shumba kwaakutamba nepfungwa dzevanhu

    • @jayroyal3257
      @jayroyal3257 Před rokem

      Kufudza shumba 🤣🤣🤣🤣 asi vanhu so Ka.

    • @rolandmoyo-yy3ok
      @rolandmoyo-yy3ok Před rokem

      Idama iroro, they must shed more light, kuti tizive zvizere pamusoro penyaya yaElder Micho ava.