Imika tsvimbo yedzinza saka ndiyo yamunoshandisira vasiri vedzinza renyu hre munhu waMwari taurai shoko zvazviri muririkuita zvedzinza nechinamato zvofanana hre
Mazimbavha aya mugamuchira million dollars vanhu veZimbabwe vachitambura saizvozvi church dzinotora vanhu vasina kudzidza Mtendi uri mbavha chaiyo dzosera mari yawakapiwa na Chivayo
Amen, tinotenda shoko benyu
Powerful. Mwari vatichengetere mambo Jacob.
Totenda mharidzo inesimba
Powerful sms
"Mwari wemadzibambo edu aribatsire ,,,goriyaty avape pasi " in baba makuwa 's voice
So beautiful and unity in zion 🙏
Amen Mambo 🙏🙏🙏
Powerful words
Amen mambo ngavararame
Amen
😊😊
Hamenii
Mharidzo yakanaka chaizo ❤❤❤❤❤❤❤
Mambo Samere
Ndinotenda bishop Makuwa kkkk sabhuku wangu pamandadzaka apo
Tinotenda mharidzo ine simba iyi Mwari chengetedzai mambo vedu
Tinokutendai changamire
Totenda nyasha munhu waIshe
Zadzisa chirevo
Imika tsvimbo yedzinza saka ndiyo yamunoshandisira vasiri vedzinza renyu hre munhu waMwari taurai shoko zvazviri muririkuita zvedzinza nechinamato zvofanana hre
No baba kana kanzi tsvimbo yedzinza hazvina kunzi chivano anogoreva kt it's itsvimbo yakashanda na Samere
Mazimbavha aya mugamuchira million dollars vanhu veZimbabwe vachitambura saizvozvi church dzinotora vanhu vasina kudzidza Mtendi uri mbavha chaiyo dzosera mari yawakapiwa na Chivayo
And that is a 5 pointed star on his gown. A satanic pentagram.
Havasi o vakapiwa na chivhayo
Iwe uri kubvira Nehemiah mhani,uyu haaana Mari yaakatora
Haasiriye aka pihwa
Vakomana munozvitorera nhamo nevanhu vamunotaurira zvamusingazivi imi munofa nengamo pupurai zvamakaona