Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
I like the composure, God works in mysterious ways, You are up to the task, May the God of your fathers continue to guide you.
Mwari ngaakudzwe kufanana na baba vake zvose ne voice 🙏🙏mwari chengetedzai mumutungamirire munzira dzemuvengi
Amen.yera yera yera powerful my Bishop
Thrown into the deep end... may the Lord guide you young fellow.
Mwari vamuchengete ndachema hangu mwana uyu. Mumakaereke mune mapere umu🎉🎉🎉🎉❤
Ropadzai mwana wenyu vakuru vose varipasi ndimi maona zvakakodzera kuisa mwana wenyu mudiki hatidi rufu apaa
God bless the priest. Ngaararame amire nesimba nehuMwari
Amen ndikafungisisa ndodzoka ku church kwababa vangu
amen and amen ,ropafadzwa mambo wangu Jacob
Bishop Jacob chengetedzwai nayeMwari ndiye azvitendera mutingamirire vanhu
Chengetwai mambo. Handina hangu mashoko. Asi Mwari vanoziva havo
ndatenda mambo
Ndatenda mambo
Mambo ngavararame chose
Amen Amai vangu
Vatogadziwa here
Ndatenda mambo Mwari wekudenga ngaakuraramisei chose
💥💥💥💥💥💥 Ngariende mberi basa
Amen Moyo
Amen tatenda
Mwari wakanaka veduwe chengeta moga mwari
Amen 🙏 Zion
Iye akabata basa maari acharipedzisa . Mwari chengetai henyu muranda wenyu
Asi baba vakashaika kahi
Amen
Amen 🙏
Hemhen❤
Shuwa
Hapana ane full speach here?
Mwari ngaakuchengetei uye akupei simba pakunamata
Mwari chengetwai munaziri
Unekakudika mukomana wechidiki uyu nyasha ngadziwanzwe
Ati chiiko Mashoko acho
Hezvo asati akwanisa kana 6 months afa havasi kumirwa chose 😅😅😅kupondana chaiko
@@user-bh7rs3tl3cseems like you're off side
Sorry shamwari ita basa ramwari chete usaita zvevakadzi uchararama zvizhinji
I like the composure, God works in mysterious ways, You are up to the task, May the God of your fathers continue to guide you.
Mwari ngaakudzwe kufanana na baba vake zvose ne voice 🙏🙏mwari chengetedzai mumutungamirire munzira dzemuvengi
Amen.yera yera yera powerful my Bishop
Thrown into the deep end... may the Lord guide you young fellow.
Mwari vamuchengete ndachema hangu mwana uyu. Mumakaereke mune mapere umu🎉🎉🎉🎉❤
Ropadzai mwana wenyu vakuru vose varipasi ndimi maona zvakakodzera kuisa mwana wenyu mudiki hatidi rufu apaa
God bless the priest.
Ngaararame amire nesimba nehuMwari