BREAKING ! MADZIBABA MOZE & JATIWERO WAITA MASHURA PA HIGHFIELD PAMUSHA UNOCHENGETWA MACHEMBERE UMMM
Vložit
- čas přidán 2. 11. 2023
- #madzibabamoze #jatiweronaizaboom #jatiwerofourseasons #jatiwerocomedy #jatiwerovideos #madzibabamozelatest #madzibabamozesowe #madzibabamoze #jatiweronaizaboomfilms #naizaboomfilms #naizaboomcomedy #naizaboomfilms #fourseasonsmedia #fourseasonsmediavideos #fourseasonsmedia
BREAKING ! MADZIBABA MOZE & JATIWERO WAITA MASHURA PA HIGHFIELD PAMUSHA UNOCHENGETWA MACHEMBERE UMMM - Zábava
Vadenha Denga varume ava 👏👏 kana vozorohwa neRopafadzo yaMwari muchanzwa zvakunzi vakaromba.Regai varombere Mwari wavo👏🙏🏻🙏🏻.God bless you all 🙏🏻🙏🏻🙏🏻
Vakatoromba kare avo, kana musikuzivawo.
@@wrsmiriam waivepo vachiromba kna waivepo totenda
Taura hako vamwe ndovatotanga kt vakaromba
But shoko raMwari rinoti kana wapa norudyi ruboshwe harufaniri kuziva izvi zvenge show off like so 😮
ndona kunge varikushanda ne zanu vanhu ava
Ndovanonzi vanamati avo kwete vanongotiratidza mari dzisina zvadzinobatsira munyika kuda kungovhaira kuti tinemari.. God bless you Baba Mose
God bless you madzibaba moze na mukoma jatiwero ne team yenyu yese more years ❤❤❤❤❤
Madzibaba Moze ndoda kukutendai nemabasa ramakaita iro ,,, Mwari ngavarambe vachikudzwa nekusingaperi ,,,, ichi chidzidzo chamatidzidzisa chikurukwazvo ,, Mwari wekudenga ngavave nemi nekusingaperi amen 🙏🙏🙏
Gwasaz chibaba chechokwadi icho komborerwai madzibaba mozi.vemasowe vakudadisawo nguva yatave
Mwari muwedzere baba wedu mazuva ekurarama ndachema nekudyara nezvaitirwa anasekuru nanambuya wedu ndinotenda vakatambanudza ruoko newose vakawepo paungano iyi. Muitirwe nyasha zhinji zhinji🎉🎉
Rinoitirwepi sowe ravo titendeuke he is a real man of God
Zvinofadza izvi jati netimu tako❤
Vanofanira kutendwa ngavatendwe Amen
Zvinotendwa izvi wari ngaarambe achiropafadza kasingagumi ❤❤ndokunamata zveuku❤
Zvinotendwa madzibaba moses.god bless you
Thank you madzibaba Moze nerudo rwenyu... Mwari ngaawedzere pamatapudza... Maratidza nyika kunamata Mwari wechokwadi
Mwari ngavaropafadze ruoko rwapa itirwai nyasha Madzibaba Moses nesangano ravo❤
Komborerwai madzibaba ne team renyu mese
Ko hapakwanisikewo here kuitwa ma project ekuchengeta huku dzenyama nedzemazai. Tichitenda baba Moses nezvavaita
Good heart madzibaba Moses Mwari ngavakuchengeteyi nekushinga Peri
It's rare these days to see people like you. Can you help me to come home as I wish to come home but yebus hapana.
Where are you staying
Good example May the good Lord bless you
Well done terry and chipo❤❤❤❤❤❤
Baba Mozzy ndinovatenda nebasa guru ravaita ndokunamata . Asi muverengi ngaapfeke zvinoratidza basa rababa Mozzy ravaita zvinodarika mabvi kumuverengi.
Tinotenda baba vedu ndosekere tichikuteerai 👏
Wow wow thank you guys mwari vawedzere pamatapudza
😂❤❤ Terry usatambe nemoyo Pliz wachipo kkkk guy's munopisa kani BabaMoses isai ruoko kani ndati ropafadzai hwai dzenyu idzo babaravo riendeke ndafara ini voice ravo kani ndezve❤ kani 😂
Chipo ure very beautiful ❤❤❤❤❤❤❤❤❤
😂😂😂😂😂🎉Well done guys, God bless you baba mozzy
More years to come o zimbabwes 👏👏👏👏👏👏 thank you speaks
Madadisa mkuru wangu mwari ngakuwedzerei pamabvisa rambai muinemoyo murefu kune vanoda rudo rwenyu u where born to save life
Rudo rwakadzama, thank you Madzibaba Moze❤
God bless you Madzibaba Moze .
Terry and Chipo keep up the good job
Madzibaba vedu pamagamu paGwanzura apo. Komborerwai.
This is amazing
God bless you mwari vawedzere pamatapudza
Jati the best man ever
Tipeio # dzacho ndiendeseo gogo vangu
Chengeta gogo vako iwe
Brilliant ❤
Amen amen basa mberi
Ropafadzwai baba moze❤❤❤❤❤❤ denga rikuitirei nyashq
Terry ane wisdom yakanyanyisa uyu
🙏🙏🙏 wedzerwai pamatambudza madzibaba
God bless u muranda waishe
Thank you madzibaba Moze kwete vamwe vatungamiri vemasangano vatinoona
May God bless madzibaba Moze nekubatsira kwamaita ❤❤❤❤❤❤❤
God bless you madzibaba mose
Thank you baba Mozi
MaZimba tiri gullible. Ana Moze ava team ZANU pane zvavari kunyangira mirai muone!
God bless u madzibba
God bless you 🙏❤❤❤❤❤
❤❤❤❤❤❤❤❤ wooow 🙏🙏
Zviriko here izvio kumasowe kugara pazvituro here
Mwari ngakukomborerei madzibaba Mose nesangano ravo
Java arikuonawo here izvo
Madzibaba mozi mwari vakuropafadzei nebasa iri nokutambanudza maoko enyu
God bless u madzibaba moze
Born in Highfield clinic in 1964. I know where this place is located.
thanks to you munhu wa Jehovha
Mbiri kwamuri baba 🙏🙏🙏
Wow
Zvinotendwa Zvikuru
Murege kubata vana imi mabhinya ekwa mwazha
Heyyyyy maziHips amai vane pink avo haana Mwari mukati 🙌🏽
comment yandaitsvaka ndaiwana hnk
😂😂😂😂
Une ushingi ndatya kutaura kkkkkk
@@mercygambiza8590 🤣🤣🤣sure here ndemapiritsi kuda
Asiii chiii nhai pamwe zvakangoita zvega zvino voita sei
Munotendwa nedenga 🙏
Kune vanoti vekumasowe varombo vanotambura..so vari kubatsira avo vai.....ini ndorwadziwa nemunhu anongosvora masowe even chero ipi church iye asina kana ruoko rwarikuisa kune avo vanokumbira mumigwagwa
Hezvo masowe anofara Pasi petende here
But madzimai vaidaidzira zvinhu ngavapfekewo zvinoreva kuti madzimai kwete tuma mini utwo
Aiwa wanotendwa chose
Madzibaba Mozie iiiiiiiii murimutumwa chokwadi
Aiwa vaita zvakanaka kwazvo Mwari avakomborere.ndazongoti shorei kuverenga madonation.Munongoti tabatsira nezvinhu izvi chete hameno maonero angu
Well done guys 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Matendwa madzibaba
❤❤❤❤Sparks mukushanda
Ngavaropafadziwe kusvika amen
Sparks wakapenga
Durururai nyasha pavana venyu mwari
Kwete zva Sir Chivhavo zvekuromba chaizvo
Same team manje wangu! Bhurugwa ne bhande! Dont Trust All of them!
Maita basa. Waita zvakanaka wazviitira. Mwari ngaaropafadze pabviswa
Zvinokudzwa izvi
God bless you and open flood gates for you
Mwari ngavarambe vachikuweszerai mabb Mose
Mborerwai munhu waMwari
👏👏👏👏
Zanu controls them tis apity
❤❤❤❤❤❤
amaivatanga kutaura vakaisei kumasides ndozvatiri kunyika ikanaka ndozvinoda vakwegura chatiri kuita tirikukanganwa kuti tiri kuchembera
Atsatu achimwene, aiwa machena varambe vakadero nemoyo munyoro.
Ndiwo vana vapambadzi haiwawo dai mabatsira vana varikuraswa nevasirikuchengetwa nemazibaba iwawo akatiza mhuri dai masiya zvakadaro vatize botso rawo
Saka zvamaitaura muri kustate house munoreva here kut mnangagwa aiiti anoda kurarama kusvika rini?
Muranda wa lshe akabatanidza mapfupa, Mwari vakafemera mweya saka Mwari ngavamuwedzere kakapetwa
Zvinofadza ko baba vemwana waChipo varipi
Ngazviitwe munyasha dzamwari
Madzibaba Moses pamatapidza Mwari varopafadze
Tinotenda memutsa baba Mozee
Tinotenda mwari ngakudzwe amen
Ngazviende mberi ❤🙏
Ndokuti kunamata uku
Kwete zvana java zveekuonererwa nemar yekuromba fut
Pfuudzwai mberi Hama nemoyo murefu
Kumasowe mafaro anodiwa
Hapana ari kumbotaura nezve dress reari kudeedzera zvipo kuti idziki kuenda naro kuchurch
🫡🫡🫡🫡🫡
Batsirai vakaremara awo nevana not zvimadhara zvaitiza mhuri zvichisiya zvarova vabereki
😂😂😂
Batsira ka iwewe
Ita izvozvo iwewe nemari yako not kurongera mari dzevamwe
Ini mbuya vangu vaka svitsa 103 years ndivo vaibikira vana mukoma Mwazha akosha chiii
Kkkkk hayas kune vamwe vakasvitsa ma110 asi nekuda kwekuti havazivikanwi saka havashambadzwi haisi nyaya yekuti vakoshei vaMwazha kusashambadzwa kusazivikanwa
Vaizikanwa nembiri yei mbuya vko😆😆😆😆😆😆
Vaizikanwa nembiri yei mbuya vko😆😆😆😆😆
Bcz hapana aivaziva. Mwazha akagadxira zita rake musarwadziwe pls dai mbuya vako vakatambao women soccer pamwe vaixoziikamwao 😂😂😂❤❤❤
Zvinoda kutendwa 👏🏽👏🏽👏🏽
Mazvita henyu maDzibaa Moses denga ngarikuwedzerei zvipo zvemweya zvizere nemufaro