I watch you videos with tears running down. Somw very rich people drive up and down the roads, see these women and oay no notice to their plights. It humbling mwana waAmai vangu. May The Grace of God be unto you.Thank you my brother.
Ini uncle ndaita mubvunzo vakadzi avo vamati vazotora they are selfish vatadza neyi kudaidza vamwe pamati ko hamusi kudaidza vamwe here. Yeah mweya we hoarding uri muvanhu. Thank you uncle nebasa ramuri kuita. Dai vakadzi ava vadzidza kufungawo nhamo dzevamwe
much love uncle saint tatodzidzao zvakawandisa frm u. are the reason wy ndichigara ku youtube.muwanirwe nyasha . moyo wenyu vashoma vanao zvokwadi. saint tv..shema tv.. magtom media and Tilder live muri zvidadiso .and not forgetting aka kedu the Slick Pastor Nijo 🙏👏👍💥❤️
Uncle thank you so much maratidza kuti mangwana munhu dzidza kupa. it happened in south africa .pane munhu aka kumbirai food vakamunyima akava afira ipapo. madzimai ayo vadzidza chidzidzo
thanks saint tv you are better than clown passion java. God will surely bless u. dai zimbabwe inevanhu vakaita sewe so dai tirimberi. you should open your party so that we put u in charge. am inspired
Kupa kune mufaro kunokunda kugamuchira❤
Amen
Who is with me here l watched this more than 5 times what a lesson Uncle . watching from 🇧🇼
Eish im the one
Ndakungoti ndikakumbirwa mu road ndakupa zvinozouya zva double 😂
😂😂😂😂😂 wandinakidza
Kkkkkkkkk
Wandisetsa yoh
I watch you videos with tears running down. Somw very rich people drive up and down the roads, see these women and oay no notice to their plights.
It humbling mwana waAmai vangu. May The Grace of God be unto you.Thank you my brother.
Thank you uncle Saint ❤ .this is a lesson even to me !!!
Uncle saint may God bless you and give you more years to live
Uncle this really touched me, keep doing the good works, God is going to bless you more
Hanzi zvichiri zvekupa zvirizvoga here kuzotaurisa pakunzi chitorai wakumhanya kuita number 1 iye amboshora munhu haunga mugone🤣🤣🤣🤣🤣🤣 thank you sekuru
This is a lesson to us all.thanks uncle
Yaa😂ndozvaitika kkkkkkkkkk kupa kunemfaro🙏🙏🙏🙏🙏🙏
God bless you Uncle,kupa kunemufaro kunokunda kugamuchira
Havasivo vakambopa futi hembe pamagaya turn off kwamurehwa here be blessed my brother
Kudzidza hakupere . God bless you uncle 🙏🙏
Thanks a lot uncle saint God 🙏 bless you all the time.
Haaaaa imika handidi nemi one day will give a hand shame everytime i watch I shade up tears 😢 love my uncle
Kkkkkkkk ndafunga hama yangu inonyima😂😂😂😂 Be blessed Uncle
Uncle i was so happy to meet you paAngwa City last week
Ini uncle ndaita mubvunzo vakadzi avo vamati vazotora they are selfish vatadza neyi kudaidza vamwe pamati ko hamusi kudaidza vamwe here. Yeah mweya we hoarding uri muvanhu. Thank you uncle nebasa ramuri kuita. Dai vakadzi ava vadzidza kufungawo nhamo dzevamwe
Good lesson uncle Venyika.
Vadzidza
Ndimimega vamwevarwa dziwa kkkkk 🇧🇼🇧🇼🇧🇼🇧🇼🇧🇼
This is a lesson learnt ,thank you Uncle venyika
The power of giving ❤❤❤
Much love 💕 God bless you uncle Saint ❣️🙏🙏🙏
Kubva nhasi ndaakupa ,ndadzidza
Thanx uncle saint
Kkkk Mai vatanga kupiwa vatora zvishoma
Magona uncle.kupa kunokunda kugamuchira🙏🙏
Sekuru vevazukuru Mwari wekudenga vakuitirei zvakanaka vazadzise zvishuwiro zvemwoyo wenyu
This is very nice ndadzidza veduwe
Sekuru saint god bless you 😂😂
much love uncle saint tatodzidzao zvakawandisa frm u. are the reason wy ndichigara ku youtube.muwanirwe nyasha . moyo wenyu vashoma vanao zvokwadi.
saint tv..shema tv.. magtom media and Tilder live muri zvidadiso .and not forgetting aka kedu the Slick Pastor Nijo 🙏👏👍💥❤️
Thank u uncle saint
God bless you
Makanyanya chibb vashoma vanozvigona
Kkkk vamwe vakunzwa moyo
Eee kkkk
Kkkkkkkkkkkk Hanzi chisarudzai
Mwari ngaavenemi mkoma vangu Wedzerwai makore panyika
Maita basa guru Uncle
Thank you good bless you bro
Ndozvinoita makomborero anobva kuna mwari, Uncle rambai makadaro
God bless this guy
Thank you Uncle Saint GOD BLESS YOU 🙏 , watching from South Africa
More years mkoma from southafrica❤
A very big lesson
Thank you uncle ssaint you are a messenger of God
This is a big lesson to those who are stingy out there
Makanyanya uncle😅😅😅
Thank you very much Uncle, be blessed sure
Thank you uncle saint 💖👏🙏
Thanks uncle saint rambai makadaro
Uncle saint kkkkkkkkkk makanyanya
Vamwe vakuvaziva sekuru Saint Saka munhu akavaona akuita action awanewo something kubva kwavari
Vamwe vainge vakutorwadziwa kkkk
ropafadzwai baba munotidzidzisa chigarisano
Thanks uncle Saint mai vamapa mbatya ndiasahwira wangu chaiwo
Havanyime mai avo
kungoimba zvemahara
Blessed is the hand that giveth than the one that receives
Kupakuturika It's a lesson to others
Izvi zvina jesu mukati kwarirai kusara hama
Mr Zim bi phakhati😂
It's a good lesson God bless you uncle saint
Uncle thank you so much maratidza kuti mangwana munhu dzidza kupa. it happened in south africa .pane munhu aka kumbirai food vakamunyima akava afira ipapo. madzimai ayo vadzidza chidzidzo
Vamwe vakurwadziwa 😂😂
thanks saint tv you are better than clown passion java. God will surely bless u. dai zimbabwe inevanhu vakaita sewe so dai tirimberi. you should open your party so that we put u in charge. am inspired
All the bless Mkoma 🙏🏿
God bless u and let's learn to give others
Much love Uncle !! Apa mapa chidzidzo ugoona vokutaurisa havapi 😅
Isandla esiphayo sibusisekile kulesamukelayo 🙏🙏🙏
haaa muzukuru Saint uri kugona. ndobva ndahwa kudada newe
May God Almighty bless you million folds 🙏🙏
Tadzidza apa 😂😂😂
Eee magona uncle God bless u asi vachatovengwa Mai avo😂😂😂
She is a prayer woman Chero vakavenga zvavo
Ummm ndadzidza
❤thank you our uncle
Kupa kune mufaro ndokunamata mhamha muropafadzwe nashe
Vadzidza shuwa kuti kupa kwakanaka
Hanzi mobvepi adzwadzi 😂😂😂😂😂😂😂😂
Uncle said haa musanetseke zvenyu 😂😂😂
😅😅
What a lesson
Maita mamditaridza nzira yekumba ndashuwa kumba
Mutoko and Shamva rd
Maitirwa nyasha amai ndidzidza something
Bless 🙏 Yu uncle
Avatovazive sekuru
hona manje kuita chipapata kutora masinhi😂 ngatingosheyana
Gore rechidzidzo
Uncle uncle uncle this is too much.
Mai vane mwana avo vatuta
Amazing 👏❤
saint shamwari wozopfurawo nekwatinoshandira tokupawo staff redu mahara😂
Thank you uncle,much love
Waal thanks uncle
Dai Mwari akubetserai Sekuru ndokuti mune rudo rukuru ini ndinozviitawo asi pamwe pacho ndinozongoguma ndakutadza ndotoshaya kuti zvikufamba sei.
Kkk vamwe vakuvara nemoyo kkk hanzi munobvepi vahanzvadzi
Thank you uncle
moms ava vanenge vakutotorera masahwira avo hembe😂
Mwari vakanaka, kupa kunemufaro
Thank you so much uncle
Sekuru mwari vakuitirei nyasha vanhu rudo rwakakura
Uncle vevanhu ropafadzwai nedenga
Kupa kuti koga here .kana kuti ndedzakasara kare achitengesa .uuuu why dzechikadzi dzoga .kupa???? Let's hope hakusi kurasira kwakangwara
Hesi Khule vangu
Sekuru ndatodzidzawo nezvaitika Mwari vakukomborerei
Kamusikana ako kuzo tenderera tsveee kunongawo
Avo mai venered uhhhhm
Paita muroyi apo