Amai Vasati Vafa Vaitodana Sekuru Vakuru Vari Pano Ava Kuti Vauye Vatore Nyama - Chief Mutasa

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 13. 09. 2024
  • Mumusha mhuri yotadza kuwirirana, vana sekuru havasi kuwirirana pachavo vega uye pamwe chete nehanzvadzi dzavo.

Komentáře • 5

  • @TrymoreMaruma
    @TrymoreMaruma Před 18 dny

    Thomas anenyaya haasi right kubva pakafa mai vake hhaana kunovachema

  • @Vincentkamhips4875
    @Vincentkamhips4875 Před 17 dny

    Vazukuru varikunanga ana sekuru varikuhwanda havo. Ko interest yavo ndeyeyi paguva rambuya vavo.

  • @TheChekas
    @TheChekas Před 18 dny

    Ndirini asekuru ndomuripisa muzukuru, ibenzi. Mambo akarasika futi, haasi kuona kuti vazukuru vari kuside ramai vavo