Mashura Huyai Munzwe Murume Ari Kuti Akaona Jesu Paakaromba
Vložit
- čas přidán 13. 06. 2024
- Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions - Zábava
Mkoma Nash nyaya dzamunowana dzinopisa Mabvirrrrrrrrri chaiwo😅😅😅
Keep the fire burning 🙌 👏 👍 🙏 ❤
Hi sisi thank you
#2 musatambe nezita rajesu bambo Jesu haarombese vanhu achakutongai
the devil can masquerade as the angel of light.
He is the master of deception. Anotouya achipenya penya but muudze ataure kuti Jesus Christ is Lord , he died for all sinner, resurrected and is name above all names, hazvigone. In fact mavisions ese vanhu ngavaidze what they see to make that confessions, zvisiri zvaMwari hazvigone
Nhaimi 😢imagine kuputsirwa imba nemwana ari form 4 Mmmmm nyika yaipa tiripamazuva ekupedzisira
Zvino Jesu vakafira kuponeswa kwedu ndobva vazomuka.ko imi makanzii achamuka here mukadzi wenyu.verengai bible mukati kwete kunze
Nhaiim saka chimoslem ma ritualist veduweka
muslim = Satanism
Ohhhh 1st confession, vamwe vabereki vakaoma. Sister mwari anoona zvese. Teacher vakakawura
😅😅😅😅Jesuuuu ukamuona unomuziva here ?.Kudenga kuchanorohwa munhu
that was not Jesus christ of nazareth.he does not condone idolatry
Unonyepa iwe Jesu haadaro
Jesu vapi vanouraya vanhu
First conf munamato ya maiguru yakashanda
First nyaya nyika idiki zvichabuda chete
First confession, iwe nevabereki vako murimatsotsi. You destroyed another woman 's house using juju after that ukatiza murume wacho, ende unehutsinye, zvichakuwana one day.
Uummmmmm Jesu
Akuna jesu akadaro
Kkk ayas Jesu mutsvina dzako idzo anokwana papi, wakambogara wakabatawo bible hre uripama 1 iwe
First❤❤❤
Vanhu ngavangwarire kutambira kunonyudza neZita raMwari. There is such a thing as an "unforgivable sin" in this life and the hereafter, and this man is threading on very thin ice😢
First confession nothing stays in the dark forever
Ah saka ndokuona jesu hre uku zvakutokunetsa haunazororo nezvawaka joina
Mhandu yemkadz mkadz yhoo
Kushandiswa nemweya yetsvina, musatambe nezita raJesu imi baba imika
Tibvire apa, Jesu upiko mxxxxm
lol
Kwaziwayi mumatare umu, vanhu va jehova muchero wese inemasvisvinwa hapana Ezy money munhu dzidza kusevenza mibato ye maoko yakawanda my brother hazviperi ipapo moto chete uchamuona
Chokwadi ndi Jesu here imimusadaro
2cor11 14-15: And no marvel; for Satan himself is transformed into an angel of light.
Therefore it is no great thing if his ministers also be transformed as the ministers of righteousness; whose end shall be according to their works.
Kuna Jesu akadaro hama
Yaa they say Devil is so beautiful and has a very good voice,but full of hatred.Remember the devil was one of God's angels.
Varume vacho vachinyanya kuda mujolo
Muuum last confession musatambe nezita raJesu zvekudero
Mademon enyu aya Jesu haaite zvehurombwa muri benzi baba imi
Hapana Jesu wamakaona..Zvamuri kutaura zvinoenderana ne Satanism..
Wakavagona ticha ava good girl wakangwara iwe .ndozvavanoda varume
Musatambe naJesu tsano
Tambai nezvimwe kwete Zita raJesu
The devil is a liar! 😤
Jesu muhurombwa???
Jesus anopinda papi apo
Ticha makawachiswa makaramba mkadz muchifunga kut makangwara
Wakaona mambo wekuMoslem not Jesu😂😂😂
Kugara nehure chigumbu
Muma church muzere ma hure
Ana Jesu vakawanda ma thrones akawanda makingdoms nematenga akawanda makaenda nekuona zvisiri zvaMwari akasika denga nenyika you were played
Mmmmm not my Jesus ,son of the most high ,that was Satan pretending 😅😅😅😅😅😅
Wakashandiswa na Satan
Namatai Jesu chaiye akusunungurei.. Uyo wamakarota ndisatani or idhimoni.. You were deceived.
2 Cor 11:14 "And no wonder, for even Satan disguises himself as an angel of light"
You are still being deceived and the blood of your wife will be required from you. I mean you will be sent to hell. Seek the true Jesus.
Ummm munhu anogadzira magic money anozoshandira muIndiya for what?
Can you imagine
Ndokupusa kwachoka
1st confession you are so cruel but do not worry karma is a bitch it will catch up with you very soon remember what goes around comes around,believe me sister when l say this nothing goes unpunished l am talking from experience.The punishment will be severe
Satan is very Clever, Moslem na Jesus i mvura ne oil, Rega Hosea at wanhu wanoparara nekushaya zivo idi. Makarombeswa nema Chawa, Christianity haina magic
Reader imbodzidzai kumedza mate awayfrom the microphone or try not to rush after a full stop. It's too loud ende hameno zvazvinongoita soo when listening. Please don't get offended l over listening to your confessions but masound emuaknwa menyu arikunyanya.
Vanenge vane flu
Ummm vekuona Jesus avo iiiii makotojoinosiwq Satanism chaiwo nekut Jesus haadi masacrifice kunamata nekuvimba Maari chet
sorry to burst your bubble, but that wasn't Jesus Christ, you were deceived....
Satan tricked you..that was definately not Jesus
Madii kungovhura imwe channel yevanofarira nyaya dzemahure. Vonodzinzwira ikoko dzisatinyangadzewo please.
Mmmmm not my Jesus ,son of the most high ,that was Satan pretending 😅😅😅😅😅😅