Ndino ChekeresaMhandara 12Pagore Huyai Munzwe Nyaya Yangu
Vložit
- čas přidán 5. 07. 2024
- Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions - Zábava
Zimbabweans never listen and learn, I came to SA 1994 and quickly learnt kuti vakadzi vemuno havabatwe..never think kuti wawunaye ariright..she will eventually kill yu...these are pitbulls😅
#1 ko kana ariye akatuma hit man bro yenyu zvivindi zvake zvaive zvei kurora mukadzi we munhu.ngaataure chokwadi abatsirike #2 une mhepo wakagara une natural luck iwe wakuromba mhepo unayo iwe kwana wandibhowa
First confession pawakabva kuZim ikoko wakabva nemhepo straight nothing else
1st confession shingai kubatsira hanzvadzi yenyu nekuti arikubhadhara mhosva yaasina kupara mujere.ltoshingai kune vemasowe muchipiwa minamato he is a victim,,musarega kuenda kunomuona nekuti ndimi hope yake,kutsanya futi kunobatsira nekutoshinga pakunamata
Zvakaoma chokwadi shinga kufamba anobuda ivanekutenda mwari vanokubatsira
#1shame your brother is innocent imbobata mukotsanjera wekwa mutare anobatsira ina'nga
Sis vemanjuzu be very careful munogadzikwa mhepo dzakaipa
1# mishonga yakapiwa nasekuru haina kuna futi.
Kugadzisa hurombwa nehumwe hurombwa haaada😂
First confession shame zvinorwadza cc but God is for us he will help him abude mujere
Ummm zcakaoma first confession ma1 imbofambayi pamwe zvoita
Sis fambai zvenyu mutoita zvekuti uyo muroora akutsvagei bcz utsinye wakaita wakawandisa,musasiya achifamba ari free hazvigone
Zvirikaviri pa1st conf.....brother yenyu inokwanisa kunge iriinvolved smhw,akabva aenda kuZim akasiya vanhu vachibata basa achida to eliminate the man.....or mkadzi is th one akauraisa murume wake akazoimplicater brother yedu iyi,evn kusungwa kwake was a set up...maybe akanga akudanana nemumwe saka haadi anyone crossing her space,so she will eliminate waanenge asisada....
Vanhu varomba chokwadii kokushanda hanzvadzi unobvei chokwadii
Quick money
1st Con :: Batai vana Bhozongora muno Wana vaBatsiri
Ndibate kuinbox ndikubatsire for free uyo une hazvanzi iri mujeri
1st confession endai nePhoto yeBrother yenyu kwaApostle Blessing Chigodora
Ndekupi ikoko
Ummmm zvakaoma asikana
1st confession it was a setup.endai kuZim munoona Miracle Paul
Taura hako❤
2nd confession I always wonder kuti panopanduka hurombwa hwese ukada kunodzororera vanhu vacho unovashaya or unosvika zvichinzi vakafa
Chitori chidzidzo chekuti hurombwa hwakashata....
Set up. Mukadzi akamuchekeresa murume. Musamunetse just try get go back to sender bro vabude mujeri.
Nashe haupewo comment yakoo chero mafungire ako unongoti zvakangooma hazvo wedu wee watopedza after message isawo pfungwa dzako
Vanomboisa wani kune mamwe ma confessions
Vanozosounder kunge varikujudger hence program yavo haizoteerwi sterek nevanhu..... bcs most confessions dzepano ka....mmmmm unozvishaya kuti hushingi hunevanhu kunze uku vanohuwana kupi....