Huyai Munzwe Zvandakaona Pataka Ita Accident Ini Ne Mbinga Yangu

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 28. 08. 2024
  • Zim Family Secrets and Confessions
    Deep Secrets and Confessions Google.
    In this first episode, we hear a story of a .
    Please listen, like, comment, subscribe and share.
    Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
    Link down below
    @goromonzitv
    If you have any confessions please feel free to contact us on
    +27678702658
    #Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions

Komentáře • 63

  • @TendaiMaru
    @TendaiMaru Před 2 měsíci +24

    Kushanda ndichinzwa nyaya idzi kurara ndichingoterera life stories we are really in the end times

  • @christinakanyemba2797
    @christinakanyemba2797 Před 2 měsíci +10

    Vasikana manyanya kuda mari kudarika love.dzidzai kuti love chii first uye 1 day kuonana makutorara mese.siya basa apa hauna kuroorwa

    • @evysibanda3234
      @evysibanda3234 Před 2 měsíci

      True vanhu vanouya Joni kuzotsvaka varume kwete basa

  • @tatendagwata9768
    @tatendagwata9768 Před 2 měsíci +7

    Such a Sad Story 😔 Sister but we thank God Vakakurwirai 🙏

  • @christinakanyemba2797
    @christinakanyemba2797 Před 2 měsíci +8

    Mwari vanotaura nesu through dreams.dai wakatiza musi wawaona chipoko.zvino munokudza mari

    • @michaelmaziya2930
      @michaelmaziya2930 Před 2 měsíci +1

      Ko yaigotiza sei fambi iyi munhu kungonzi huya pano kwava kutevera wosvika wotorara nemunhu wamusingazivi ifambi Mai ava Iko kuzopinda mumaClubs mashaya nzwimbo dzokutandarira hre Joni iyi .

    • @mlamboz
      @mlamboz Před 2 měsíci +1

      Maybe akashandisirwa mushonga

    • @user-ew3ru9jj4w
      @user-ew3ru9jj4w Před 2 měsíci +1

      Hatirambi kuty mushonga iriko but mukadzi uyu ayifanirwa kutiza pamba apa paakaona chipoko

  • @AmosMoeng
    @AmosMoeng Před 2 měsíci +3

    Next tymdzidzai kuteerera vanhu vakuru whether u lyk it or not chivanhu chiriko musashora kana vachikuudzai munonyanyoda mari masigns waimaona

  • @spiwemars-ms9qs
    @spiwemars-ms9qs Před 2 měsíci +6

    Vese vano dater mbinga idzi vanotaura nhau yekutonhora mu room mavenenge vakarara

  • @user-cw3fp9jl3q
    @user-cw3fp9jl3q Před 2 měsíci +6

    Udzokere kuna bamunini vako vakugezese

  • @maximumdube2953
    @maximumdube2953 Před 2 měsíci +8

    Kuda mari kwenyu uko muchapera mese nhaka

  • @netsaigurure166
    @netsaigurure166 Před 2 měsíci +3

    Handisati ndapedza kuverenga #confession 1 sure kudanana neshamwari yemunhu ari shamwari ye boyfried ne chokwadi ? Waifungei kana mhepo dzacho yooh ndatya nazvo

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 Před 2 měsíci +6

    Babamunn vakakuyambira kuti munhu wako haana kunaka iwe ukati vanoita zvechivanhu chii chakaipa kuita chivanhu tenda midzimu yako kwete kuti Jesu ndiye wakakupa kundiso it wasn't not meant to be . Siyanai nechihure Mari Shanda yako kwete kudira munhu Mari .
    Next time haupabudi mashiripiti ose awaiona iwe wobva waramba ugere nemuroyi nokuda Mari shame .

  • @CarolineKarafu
    @CarolineKarafu Před 2 měsíci +2

    Mmmmm vanhu vanoda mbinga vakomana

  • @FaythChisekula
    @FaythChisekula Před 2 měsíci +3

    Ladies let's work hard to become our own mbinga stop zvekudanana nevanhu vane mari musingazive kuty vakazviwana kup or sey

  • @haroldmukomberanwa2827
    @haroldmukomberanwa2827 Před 2 měsíci +2

    Iwe unoda zvinhu; kuona horror yese iyi but kushingirira mari chete😢

  • @tsungayifurayi1677
    @tsungayifurayi1677 Před 2 měsíci +2

    Chemahara hachibhadhare mubairo wacho rufu chete ummm zvakaoma shuwa

  • @thelmakashanje7863
    @thelmakashanje7863 Před 2 měsíci +1

    Memovie here Aya kana kuti mareal stories

  • @vincentnyirenda7611
    @vincentnyirenda7611 Před 2 měsíci +3

    Sometimes usade munhu ane Mari yausingazive source of income

  • @stephaniejones7438
    @stephaniejones7438 Před 2 měsíci

    Many people are falling nekuda vanhu vanonzi vakarongeka ivava.Kuda zvakapfava life aint cheap kudaro walkin in someones life ane zvese.Totenda Mambo Jesu nekuchenhetwa

  • @ruthpartridge6314
    @ruthpartridge6314 Před 2 měsíci +1

    You see such things and you continue to live there all for love of money soft life zvakawoma

  • @ajabaphiri8069
    @ajabaphiri8069 Před 2 měsíci

    Praying is the best medicine in your life

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 Před 2 měsíci +3

    Cc baleka lempilo yakho imali Sebenza eyakho

  • @yeukaimusunza3023
    @yeukaimusunza3023 Před 2 měsíci +1

    How come to be TRUSTED Ma Nigerian Haa.

  • @tatendazengenene8704
    @tatendazengenene8704 Před 2 měsíci

    Kkkkkkkkkkkk kana dzadai mukoma Nashy dzabhinga udhoooo ndinovimba kuti vakadzi out there muri kudzidza😂😂😂😂

  • @ciecie-bw1kl
    @ciecie-bw1kl Před 2 měsíci +7

    Lukewarm Christians munovhura hombe muchishoropodza chivanhu 😂

  • @ruthrunyararo
    @ruthrunyararo Před 2 měsíci +1

    Zvine nharo zvirikuitika munyika umu. Tendai Mwari kuti Mwari vakakurwirai my sister. Namatai munamatise munhu waMwari

  • @WinnieFaranisi
    @WinnieFaranisi Před 2 měsíci +1

    Beta singuru kugara hangu nenhamo

  • @VirginiaMakore-ph7zt
    @VirginiaMakore-ph7zt Před 19 dny

    Ko makarasirei zvaifanira kukuprotectai

  • @zacamari9607
    @zacamari9607 Před 2 měsíci

    You had all the signs but waida mari. Nungo chaidzo neruchiva. At least you learnt your lesson and vamwewo vachadzidza

  • @tonniekatsande3498
    @tonniekatsande3498 Před 2 měsíci +1

    The love of money is the root of all evil

  • @menoverse
    @menoverse Před 2 měsíci +1

    You see these things and you spend another second in THAT HOUSE???😮😮😮😮😮😮😮😮😮 Does money have this kind of power? Let me keep my wealth a secret! Handiudzi MUNHU!

  • @user-qe9uf4wf3p
    @user-qe9uf4wf3p Před 2 měsíci +9

    Good morning everyone.

  • @user-gy2yv6oz2t
    @user-gy2yv6oz2t Před 2 měsíci

    Nyaya iyi yakaoma vamwe tingada kutuka kushora asi it's too late now but thank God you survived. If you fall in love with someone you have to be careful until you make sure please don't act dumb out there and stop greedy because the world will swallow you especially women's are always blind

  • @user-vo1rb8ty1l
    @user-vo1rb8ty1l Před 2 měsíci

    Iyi yange iri shamhu yeku ignore iwe uchiziva kuti ugere mupoto. Yerufu chero iwo ma signes Mumba imomo mamairara ...vakadzi mune zvivindi kunyatsa kuona chipoko ..on the bed yawaka rara ..kwave ku ignore again chimwe ku kitchen .Ku continue neku ignore again .hayaa maka nyanya vana moms

  • @yeukaimusunza3023
    @yeukaimusunza3023 Před 2 měsíci

    Aaa Iwe Mukadzi iwe ka Chirarai Nyaya Yako ,vakanyanya kupusa chaiko hoo-oodo😅😢

    • @user-ew3ru9jj4w
      @user-ew3ru9jj4w Před 2 měsíci

      Ndachida kutaura the same, ungati waona zvipoko, nehari, nezvinhu zvausinganzwisise woramba wakagara pamba ipapo, pfungwa ngadzishande mhani,... Plus vakadzi kuda mari, shandayi mari dzenyu chero ikaita shoma zviri nani than kuda mazi mari ekuwanda

  • @Tendai-nb4eb
    @Tendai-nb4eb Před 2 měsíci +1

    Zvakaoma dai Mwari vatibatsira

  • @Marycheya
    @Marycheya Před 2 měsíci +1

    Hi mukom nashe

  • @Sibusisiwe-ncomanzi
    @Sibusisiwe-ncomanzi Před 2 měsíci

    Ma1

  • @aminahtapfuma1756
    @aminahtapfuma1756 Před 2 měsíci

    Iyi ndoinonzi horror mmm😮

  • @evysibanda3234
    @evysibanda3234 Před 2 měsíci

    Mahure anonetsa shuwa

  • @bhekilizwenkomo3859
    @bhekilizwenkomo3859 Před 2 měsíci

    Kuda zvinhu

  • @kudzisvosve2296
    @kudzisvosve2296 Před 2 měsíci

    Ndokusada kushanda muchida mbinga kuda zvinhu zvausina kushandira ndomubauro wazvo

  • @user-sc3yy6yk4q
    @user-sc3yy6yk4q Před 2 měsíci

    Bro Nashy

  • @givelashlychaluka4665
    @givelashlychaluka4665 Před 2 měsíci

    why nyaya dzako zhinji dzacho ndeku SA especially

  • @user-yu3do2su5e
    @user-yu3do2su5e Před 2 měsíci

    But wangawaudzwa kumusha dai wakateerera zvakataurwa maybe dai usina kukuvara

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Před 2 měsíci

    Zvakaoma

  • @kudzisvosve2296
    @kudzisvosve2296 Před 2 měsíci

    Inga vanhu vanobura hombe muno mujoni😂😂😂

  • @blessingbikinyaamidu5224
    @blessingbikinyaamidu5224 Před 2 měsíci

    Uhm you once played nema Gee, sadly you where once warned but nekuda kwelove yemari you didn't heed the warning, these girls of today ma1

  • @rutendochiwawa5957
    @rutendochiwawa5957 Před 2 měsíci

    I true story here iyi?

    • @babianvambe6573
      @babianvambe6573 Před 2 měsíci

      Munonyanya kuda fast money munopera uye hamudzidze

  • @user-wi9wk7fy8t
    @user-wi9wk7fy8t Před 2 měsíci

    Ifai ndombasa ekusada kushanda .muchazvirega zvekuda mbinga why can't you just work for yourself nonsense

  • @DavidRiggz
    @DavidRiggz Před 2 měsíci

    Urihure remakoko unongorohwa Galitos pese pese