Huyai Munzwe Nyaya Yemurume Uyo Aka Chekeresa Vana Ma Twinz

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 28. 08. 2024
  • Zim Family Secrets and Confessions
    Deep Secrets and Confessions Google.
    In this first episode, we hear a story of a .
    Please listen, like, comment, subscribe and share.
    Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
    Link down below
    @goromonzitv
    If you have any confessions please feel free to contact us on
    +27678702658
    #Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions

Komentáře • 17

  • @raychibvongodze5283
    @raychibvongodze5283 Před měsícem +5

    Kana bible rakataura wani kuti leave her akahura

  • @fadzaimacharaga98
    @fadzaimacharaga98 Před měsícem +3

    Mukadzi wako haazivi kuti wakachekeresa mwana ASI Mwari anozviziva

  • @carolinegozo6541
    @carolinegozo6541 Před měsícem +3

    If kuzungaira was a person munoitirei zvinhu zvamusingagone 2 conf

  • @MhamhaVoxy
    @MhamhaVoxy Před měsícem

    Zveupenyu ma1 chokwadi mmmm kuuraysa mwana sure

  • @preciouskofi5782
    @preciouskofi5782 Před měsícem +1

    Une problem mukomana iwewe,kuhurirwa wotora munhu back then wonotora hurombwa wotadza kutedzera mhiko dzako uri dambudziko chairo. Ko iyo mishonga waizoidii

  • @rudomugadza1228
    @rudomugadza1228 Před měsícem

    Zvakaoma veduwe and anenge achitochema newe iye ariye auraya zvake mwana

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 Před měsícem

    Hanzi Sekuru ndipei mafuta ndimboponda nhamo🤣🤣🤣🤣

  • @Patricia-z7b
    @Patricia-z7b Před měsícem

    Mukoma vatanga kutaura Ava mukadzi wavo ihure chairo Shiri inemuririro wayo hairegi siyanayi neye mukadzi uyu amboita zvemujolo

  • @user-ck5uz4di8m
    @user-ck5uz4di8m Před měsícem +2

    Umm kushaya mari kwakangooma hako

  • @blessingbikinyaamidu5224
    @blessingbikinyaamidu5224 Před měsícem

    Mashefu anoodya bota haamise

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Před měsícem

    Zvakaoma chokwadi

  • @lovemzah
    @lovemzah Před měsícem

    2:04 2:05