Huyai Munzwe Zvandakaita Vatete Vangu

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 6. 07. 2024
  • Zim Family Secrets and Confessions
    Deep Secrets and Confessions Google.
    In this first episode, we hear a story of a .
    Please listen, like, comment, subscribe and share.
    Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
    Link down below
    @goromonzitv
    If you have any confessions please feel free to contact us on
    +27678702658
    #Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions
  • Zábava

Komentáře • 14

  • @ropafadzozinyurugwi1777
    @ropafadzozinyurugwi1777 Před 10 dny +7

    First confession why kuitira vana vasina chavanoziva utsinye ummmm makaoma asi zivai kuti karma will knock on yo door one day

  • @preciouskofi5782
    @preciouskofi5782 Před 9 dny +2

    Wekupedzisira huya ndoda hangu

  • @JamiaSamu
    @JamiaSamu Před 10 dny +3

    Grudge raatete nemuroora aripere even mukavaudza vakawana futi mkana vachakutsivaiwo kuva deportesa kwamakavaita. Hondo yakadai aipere mushe

  • @SashaShama-ji4kw
    @SashaShama-ji4kw Před 10 dny +3

    Vakoma makaoma neutsinye munoziwa kuti mwari ariko hre zvimwe zvinhu zvamunoita tangai mufunga chokwadi mwana anoziwei

  • @Auntie134
    @Auntie134 Před 7 dny

    Confession yekupedzisira mukoma endai kunevanhu vanobatsira nekuti problem yenyu is spiritual. Hope dzamunorota muchitorerwa sikarudzi yenyu dzinotodudzira dambudziko renyu. Sekuru venyu vanogona vakakugan'irai

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 Před 10 dny +2

    1#Confession wekuitira vana utsinye wakaoma Moyo..Na vatete ava dai magara henyu apart cos hondo yenyu ichatora nguva yakarebesa kupera..Kutumira mari kuti vauye ummm pakaoma unless bhudhi vavo vari ivo vaita nemari yavo

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 Před 10 dny +1

    Mainini mune utsinye vana Havana mhosva. Kupenga kuna Mwari nevadzimu mune mhosva. Vana vamuri kuzvara nevazykuru vachaona Moto..

  • @melodychidawanyika3155

    Muroora nyarara usatomboburitsa manzwi it will back fire again. Madzitete asiri mumarriage vanotorwadziwa nevaroora. Vhara muromo wako maReturn soldiers pane basa

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 Před 10 dny +1

    Vekuromba avo advice yatinga kudai ndeyekuti tsvagai Mwari nguva ichiripo cos zvekuromba hazviperi mushe

  • @EddyBusu-qm5bh
    @EddyBusu-qm5bh Před 8 dny

    Hanzvadzi yangu iyo ine mukadzi waasirikuziva kuti chii chinonetsa paari, mukadzi anogona kunge aine ma mental health problems which have not been diagnosed. Kune mhando dzakawanda dze Mental issues like Bipolar, Alzheimers and many more manic disorders. Saka endayi kwaChiremba munobatsirika once there is a proper diagnosis then she will be started on medication.

  • @RutendoChanzenza-fr8jv

    Ukaita chakanaka wazviitira vabatsire atete avo dear munhu anochinja wena plus anotenda ndiMwari

  • @blessingkapfumvuto3607
    @blessingkapfumvuto3607 Před 10 dny +1

    Go to men's clinic last confession

  • @fadzaimacharaga98
    @fadzaimacharaga98 Před 8 dny

    Ummmm

  • @tre642
    @tre642 Před 10 dny +1

    1# kids are innocent usadaro iwe moyo wakashata . Thank God they're back kuna mai vavo. Nah u don't deserve advice wakayipa