Ndaiva Mu Satanist Huyai Munzwe Zvakaitika Pandaida Kuparadza Imwe Church

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 16. 06. 2024
  • Zim Family Secrets and Confessions
    Deep Secrets and Confessions Google.
    In this first episode, we hear a story of a .
    Please listen, like, comment, subscribe and share.
    Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
    Link down below
    @goromonzitv
    If you have any confessions please feel free to contact us on
    +27678702658
    #Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions
  • Zábava

Komentáře • 35

  • @user-ud5bf2lh1n
    @user-ud5bf2lh1n Před 29 dny +12

    Mmmmmm zvinotidzidzisa kuti haasi wese munhu Ari nu church anonamata mwari I will continue to be prayerfully

  • @JamiaSamu
    @JamiaSamu Před 29 dny +2

    Saha vese vanoconfessa pano about these bad guys how safe are they now. I don’t think everyone is that strong

  • @raychibvongodze5283
    @raychibvongodze5283 Před 28 dny +3

    Haa imari zvayo irikudiwa nevanhu nowadays but hurombo uchinamata Mwari unorarama zvinerunyararo

    • @llions5633
      @llions5633 Před 25 dny +1

      @raychibvongodze5283 Chokwadi chemahara chamataura😢

  • @ShupikaiMasukume
    @ShupikaiMasukume Před 29 dny +5

    Zvakaoma

  • @tatendagwata9768
    @tatendagwata9768 Před 29 dny +1

    Yaaah ummmmmmmm I'm Speechless 🙊

  • @tatendagwata9768
    @tatendagwata9768 Před 29 dny +4

    Morning mkoma Nash nemi vedare 👏

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 Před 29 dny +7

    The whole point is munhu wese ndewa Mwari God can take u back chero zvivi zvakatsvuka sei..Kubvisa mark iyi in Jesus Name do this for 7 days:
    Tengai mvura ku shop 500mls or 1 L..Motenga sea salt..
    -Take 1 handful sea salt, put in white bowl 🥣 then moisa mvura imomo..
    -Moizviisa panze zvimbotora masimba e Universe panze or kuisa pa Window kana zvepanze zvisingaiti.
    -After 1 or 2 hours motora Bowl iya motora Bible movhura Psalms/Mapisarema Chapter 51 moverenga asking God for forgiveness..
    Then moverenga pana MAPISAREMA/PSALMS Chapter 121 kuti Mwari vanzwe prayer yako..
    Monamata kuna Mwari kuti chese chakaipa chakaiswa ne Muvengi pa Body,Mind n Soul neupenyu ngachiparadzwe..
    Mark yakaiswa pameso pangu, munyama nejambwa ngazviparadzwe ne Ropa ra Mambo Jesu Kristo rakadeuka pa Muchinjikwa..
    -Mapedza kwavageza face muchidana zita renyu 7 times,
    Gezai maoko muchidana zita renyu 7 times.
    Gezai tsoka muchidana zita 7 times plus kutaura kuti pese pandino famba chiedza cha Mwari chinditungamirire ndisafambira pasina..

  • @TafadzwaMutsaru
    @TafadzwaMutsaru Před 29 dny +2

    Uuumm pasi rino rakaoma hama woye, morning morning family

  • @user-fh7ob3jd3e
    @user-fh7ob3jd3e Před 29 dny

    Pakaipa.But always pray mkoma.Keep on praying God is there and one he will accept your repentance.

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 Před 29 dny +1

    Hi Mukoma Nash nevamwe vedare

  • @natashaweaper4370
    @natashaweaper4370 Před 28 dny +1

    Mwari tibatsirei ma church Aya zvakaoma tivhurei meso tione amwe ma pastor Aya soo

  • @faithmapope9404
    @faithmapope9404 Před 29 dny +2

    Hama dai taziva Jesus Christ muponesi wedu

  • @SamazZim
    @SamazZim Před 29 dny +5

    Professor EH Guti is the man being given thumps up

    • @sharontangirai1262
      @sharontangirai1262 Před 29 dny +9

      Ummm dai mamborega zvekureverera vanhu vamunotii vana man of God ava pliz

    • @BeaularMurahwa
      @BeaularMurahwa Před 22 dny

      Iiiih not baba Guti my dear ,he was true messenger of God ,try to go through his life before he died he was full of holy spirit​@@sharontangirai1262

    • @MemoryMuchakazikwa
      @MemoryMuchakazikwa Před 21 dnem

      😂😂😂😂😂

    • @brendaziyenge207
      @brendaziyenge207 Před 13 dny

      ​@@sharontangirai1262sure ummm unonyara mangwana😅

    • @brendaziyenge207
      @brendaziyenge207 Před 13 dny +2

      Munhu wese anotokuza man of God weku church yanopinda,dai mambomira zvekunamata vanhu.

  • @margaretmacheka607
    @margaretmacheka607 Před 27 dny +1

    Kana munhu ava muna Kristu chava chisikwa chitsva tarira zvekare zvapfuura. Kana wakapira hupenyu hwako kuna Jesu you are now a new creature. The seal of the devil will be removed and you will be given a new mark by the Holy Spirit and unopiwa simba rekuti unzi mwana wa Mwari. Fear not

  • @primrosemandimutsira5908
    @primrosemandimutsira5908 Před 29 dny +1

    Nhay mkoma tiudzei mamwe mashandisirwo anoitwa vanhu eg pride yamataura

  • @varaidzomurerwa2971
    @varaidzomurerwa2971 Před 29 dny

    😮

  • @ajabaphiri8069
    @ajabaphiri8069 Před 25 dny

    Zwakahoma mufunge we don't no what is happening in our church plz

  • @yeukaimusunza3023
    @yeukaimusunza3023 Před 28 dny

    Saka Hamutye MWARI handiti???

  • @sharontangirai1262
    @sharontangirai1262 Před 29 dny

    Iwe usade kunyepera vanhu kana mufundisi achiroya anoroya full stop

  • @sharontangirai1262
    @sharontangirai1262 Před 29 dny +1

    Ahh dont lie to yourself kana makatadza kudestorya the church for the first tym it means you wont be able to destroy again coz vavekuziva kuti you are after there church

  • @preciouskuworashumba3895

    G
    c
    c