Mhiko Dzangu Ndakashandisa Mwana Wangu My Secret Zim Confessions

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 28. 08. 2024
  • Zim Family Secrets and Confessions
    Deep Secrets and Confessions Google.
    In this first episode, we hear a story of a .
    Please listen, like, comment, subscribe and share.
    Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
    Link down below
    @goromonzitv
    If you have any confessions please feel free to contact us on
    +27678702658
    #Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions

Komentáře • 34

  • @tatendagwata9768
    @tatendagwata9768 Před 4 měsíci +1

    First to View yeeeeeeeeh 💃💃💃💃💃💃💃💃💃

  • @user-sq3dc1pv7u
    @user-sq3dc1pv7u Před 4 měsíci +3

    Imi baba imi tsvinurai makatororerwa pfuma uye makakuvadzisa mwana wenyu zvakudiwa kutsvaga Jeso

  • @ciecie-bw1kl
    @ciecie-bw1kl Před 4 měsíci +7

    Hapana satan akaba pfuma yako but n'anga iyo yakakutorera chipo chaiva pamwana wako ikakupa mbereka yemubobobo.

  • @PK74681
    @PK74681 Před 4 měsíci +4

    Vanozvigona variko ku Ghana uko. Tsvaga unovawana. Ini ndofunga kuti iwewe pachako namata zvakasimba every day uchikumbira Mwari ruregerero wogamuchira Jesu patsva. Unogona kuzviita for 40 days. Mwari vanokupindura muzviroto zvako. Ivo Mwari vanokuratidza pane munhu wavo wavakapa simba rekusunungura vanhu vakaita sewe.
    Just be serious about it upedze mazuva 40 iwawo uchinamata paunomuka kuseni nepaunorara manheru.
    Wozodzoka neimwe confession wapedza munamato wako. Komborerwa iwewe. Usashora.

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 Před 4 měsíci +2

    Ko madini kudzokera Kuna Sekuru vakakupai mbhobhobho wacho regai nyaya dzekuda kufamba nemota izvi rarama upenyu hwako .
    Saka mhosva munopa kuWiFI kana kuti ndimi makarsvaka dambudziko moga .

  • @beatriceyvettewaziliwa3565
    @beatriceyvettewaziliwa3565 Před 4 měsíci +1

    Imi team rakuda zvemanjuzu in the name of kutora hupfumi hwakabirwa guys let's work for our lives there's nothing fo free pano panyika for a record devil doesn't give wealthy fo free theya sacrices to be made

  • @esterdube8894
    @esterdube8894 Před 4 měsíci +1

    Vanhu munozviparira shuwa😮

  • @PatienceMupfurutsa
    @PatienceMupfurutsa Před 4 měsíci

    Zvakaoma guys

  • @tatendagwata9768
    @tatendagwata9768 Před 4 měsíci +1

    Thank you Mkoma Nash for uploading 🙏 ❤️

  • @user-le7qe4yt7d
    @user-le7qe4yt7d Před 4 měsíci

    Endai kwa sekuru Tasvu vanozvigona izvooi

  • @tearsmusekiwa3768
    @tearsmusekiwa3768 Před 4 měsíci +1

    Hapana kana vasikana vekumvura vachauya hanzvadzi wakatorombesw iwe
    Itotsvaga munhu anokurasisa zvawakapihwa kwete zvako zvekuda pfuma yausina kushandira

  • @preciousprecious263
    @preciousprecious263 Před 4 měsíci +1

    Ndomene hayichemedzi my brother wakazvipinza wega

  • @tatendagwata9768
    @tatendagwata9768 Před 4 měsíci

    Morning mkoma Nash nemi vedare 👏 ♥️ ❤️

  • @Nosickness.He.cannotheal
    @Nosickness.He.cannotheal Před 4 měsíci +1

    My brother let me give you advice tha can help you.
    You can find n'canga iyoyo but your problem will remaining the same.
    JESU wakauyira watadzi seve.
    Bvisa kushora mwari
    Ureurure.
    Nemoyo wako wese feel that guilt.
    Hakuna muporofita anobhadarisa anopedza dambudziko rako
    Insted kuvedzerwa kwemamwe maproblem.
    Namata kunamwari wega.
    Nekuti mweya wako
    Ndirikuona watovharirwa mugomba
    Remoto.
    Please i beg you in the name of Jesus Christ.
    Come back to God Almighty.
    Save your SOUL.
    Im telling you by experience.
    You also heve access to God.
    Just beg for mercy.
    Let your stone heart removed and place new heart

    • @PridePromise
      @PridePromise Před 4 měsíci +1

      Judging is not for us. Why kuti watoona avharirwa mugomba remoto???

  • @sindy308
    @sindy308 Před 4 měsíci

    Kusaziva kwakafanana nekufa wakarombeswa yet you still want kuromba zvakare . Kupusa kwakadii ikoko hamusikuona here kuti makanyeperwa nen'anga kuti mumhuru maive nehupfumi uye majuzu all this kwaive kunyeperwa. Tsvagai munhu anokubatsirai kubvisa chikwambo chemubobobo icho then you start you life afresh pasina mushonga or kuromba.

  • @nthabisengmasubey6115
    @nthabisengmasubey6115 Před 4 měsíci

    Endai pa church yekwa mwazha chero ikoko monobatwa msoro mpoihwa mvura ye alpha and omega ,monobhabhatidzwa zvinopera uye pfuma yamurikuda munoipihwa thru Jesu Christo, mwana wa Mwari, ndokwega kuchapera dambudziko renyu uye mahara

  • @user-kv4os3ne5c
    @user-kv4os3ne5c Před 4 měsíci

    Enda Unoitema Nedemo N'anga yacho yakakujairira too much but wambonzwawo variety yevakadzi

  • @FortunateChikepe
    @FortunateChikepe Před 4 měsíci

    Zvakaoma

  • @PricillaChidhanguro
    @PricillaChidhanguro Před 4 měsíci

    Kkkkk mari yemhiko ini handiide hangu to be honest

  • @tatendagwata9768
    @tatendagwata9768 Před 4 měsíci +1

    Ende Chvindi chacho kurara naamai Mufundisi mu Church futi iiiiiih makazvidza Mwari

  • @PatienceMakoni-iw9ql
    @PatienceMakoni-iw9ql Před 4 měsíci

    Kuda zvinhu

  • @user-kv4os3ne5c
    @user-kv4os3ne5c Před 4 měsíci

    Inga Uchavapedza Vanhu vose uchiboba hako

  • @adletmasuka2072
    @adletmasuka2072 Před 3 měsíci

    Go to sekuru kanengo

  • @user-kv4os3ne5c
    @user-kv4os3ne5c Před 4 měsíci

    I am sorry wakaiswa Mubobo Zvamungatoita kuenda Kwawakatora Mhiko dzako idzodzo

  • @user-kv4os3ne5c
    @user-kv4os3ne5c Před 4 měsíci

    Wakabva waboba Mai Mufundisi Inga watove Dangerous

  • @user-kv4os3ne5c
    @user-kv4os3ne5c Před 4 měsíci

    Urikuda help kun'anga again Iwe Wakaiswa Mubobo Huya Ndikubatsire inini Zvidzokere kwazvakabva I will help you very cheap

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 Před 4 měsíci

    Ukuthanda izinto kuzolilungisa 👿👹😈😈

  • @gagarmel1982
    @gagarmel1982 Před 4 měsíci

    Hapana hupfumi hwakabiwa na Satan hwemanjuzu can't you see kuti you were deceived and lied to nena'nga iyo ichida kukupayi ma demon emubobobo amave nawo ayo🤦🏾‍♂️, and emubobobo nepfuma ndizvo zvinhu zvisingafambidzane muchaita rombe kupfuura zvamuri izvezvi n'anga dzonyepa just like their father the devil.

  • @TeclaFrankson-lh6zh
    @TeclaFrankson-lh6zh Před 4 měsíci

    Tateguru Tasvu vanozvogona ,enda unobatsirwa