MADZIBABA CREBY VANOTI VAKATORERA GOMBWE BOND MASIMBA NE TSVIMBO YE NYIKA NOW NDIWO GOMBWE RENYIKA
Vložit
- čas přidán 29. 08. 2024
- MADZIBABA CREBY VANOTI VAKATORERA GOMBWE BOND MASIMBA NE TSVIMBO YE NYIKA NOW NDIWO GOMBWE RENYIKA
#madzibond #bhozhongora #starfm #tetetildahlive #tetetildahlivestarfm #karangandatv #drewmastv #slymedia #madzibabamagirazi #madzibabamoze #madzibond #bhozhongora#starfm #gombwebhonda
Zimbabwe inonakidza kana uine data chte 😂😂😂😂 this country needs help xem
😂😂😂😂😂😂 can say that again and again
You nailed it
Tsvimbo iyo dzinotengeswa ku Kariba dam, dzinotsanangura history yenyami nyami according to the information at Kariba Musium
Izvo zvemhiko izvo zvekt tsvimbo iyo haibatwi nevakadzi izvo hurombwa uhwo
Haaa apa vanhu vachibvuma kunyeperwa
@@SyenaMagaya-iy3nf is true
Ichokwadi iye DJ anozviziva akamboita interview imwe nenyaya yetsvimbo iyo ku karibha ikoko.
@@SyenaMagaya-iy3nfzvekuti tsvimbo iyo haibatwi nemukadzi ndakaona yakadaro mu interview inemukadzi anonyepa uyo.
Yooo mabasa emutoriro, hanzi ndini Jeso
Unofanira kunoona Bond futi Sparks timbonzwirira futi ...
Ini naBond wacho andina mbogara ndamunzwisisa zvachose now kwakuuya umwe ft haaaa itai mega tichaguma takuzvinamatira umwe neumwe mumba make taneta kuitiswa zvisizvo
taura hako
Zveshuwa
Matoto evanhu Ava ..now anoti haaasi wenguwo tsvuku Seiko iye Ari wenguwo tsvuku ....... And vanondinzisa hasha vanhu ivava
Futi zvakaoma zim tirikuenda kupi senyika.
Masatanist aya atanga
Mufana uyo ndomuziva akandivhara mari yangu haana mweya mutsvene akaromba uyo aive kuno Capetown
Yhooooo
Kanoda kumamiswa aka kambavha kemunhu aka
Kari kutsvaga mbiri kuvanhu
Zvinoonekwa ,he's confused ,he mix mashavi and mweya ,kureva kt mwari haapo paari, uye unogadxira bhodhoro roiswa zvinhu,hakuna mweya wamwari apo
JesusChrist inga zvakaoma
THE DAY IS COMING muridzi wevanhu arikuuya vanhu igoridhe kuna Mwari our God is a jealous God not all who wl sae Lord Lord wl enter the Kingdom of God ngwarirai ngwarirai vanhu vaparara nekushaiwa ruzivo your Bible is the only weapon
Musatambe nemidzimu yenyika guys. Haisi tsvimbo yeZimvabwe iyo. Tsvagayi chokwadi kwete kutamba muchidaro
PamaNzuzu yaita pwere Spuks wamutenga marii munhu uyu asingazivi nepaamire chaipo❤❤❤
Chitsvimbo chekuti anoda anongonogadzirisa ega wakutoti urigombwe renyika gara iwe dyira mari vakapusa
Urombwa zvichapera zvichavapandukira tarisai Bond
I blame imimi vana sparks munounza vanhu ava kuvanhu nxaaa wats the purpose of these stupid interviews
Vapfana ava vanoda kutongo mamiswa ngavasa tambe naMwari
Kkkkkk haunyepi
Anababa imimi mukwane. Endai munodzorera hurombwa hwamuinahwo. Murikutopenga izvozvi. Baba amicho vanepavakatangira kuratidza kuti vaiva vakatumwa nenzira yavo. Manuwere mudyiwa aivawo nenzira yake bios na dhasiwesi vaivawo nenzira yavo yavakatumwa nayo. Wimbo pagora apo aivawo nematumirwo ake. Ko iwe creby wakatumwa saani urichii. Gombwe haripfeke machira matsvuku. Iwe nabond munemazita anenge endege maakurwira chisipo pamuri. Mbiri nehosana zvichakumedzai ngatigarei muone. Mabasa achaverengwa pazuva reperero. Musatambisire vanhu nguva muchitaura nhema. Tsvimbo yenyika yaiva nababa micho ko imi murivaviri nabond makaiwanepi kubva zvafa baba micho. Makagadzwa nani uye kupi. Hatikuzivi hauzivikanwi zvachose unongoziikanwa negirl friend yako nevekumba kwenyu. Musabire vanhu mari kusouth ikoko. Munotongwa namwari nenhau yamurikuita iyi.
Muchinyanya vanhu jeso wakati maporofita enhema achauya mayiti varikunyepa hr
Ndiwo azara aya senge uyo handimunzwisise zvanoita
Ava vanhu ava vakafana vari two madzibaba Norest
Havasi kuda wo kutobatsirwa wo hr avo
Vanhu vakuzvipa masimba asiriwo ndijesu wevanhu vatema nhai vakuru hamubhadharise here nhai jesu wevanhu vatema
Cannan Yako Creby ndiyo ya Madzibaba Ishmael..nguva dzenyu dzirikuenderana
Sebeqalile abantu bamadrugs 😂😂😂😂😂😂😂
Say NO to Drugs
False prophets 🏃♀️🏃♀️🏃♀️🏃♀️🏃♀️🏃♀️🏃🏃🏃🏃
Musanyeberwa mfana uyo anorwara njere itsotsi.
An artist who was trained at Drieforntain mission mvuma in the early 80s ndiye akaita Tsvimbo iyo.. apo haisiri original. Anopenga uyo
😂😂😂it's very funny 😁 😂 sekuru vangu Rynos Taonameso vanogara ku kariba ndiye anoveza tsvimbo idzo 😅😅😅nhy zvakaoma veduwee akaiwana kupi mari yekutenga tsvimbo iyo. We call it Nyaminyami snake , nyoka yaigara mu kariba dam🐍
Another version of Madungwe😂
Madungwe arinani aite chitsotsi
😂😂😂😂😂 madungwe ari nani pane ava
Haana Manama menus vakarombesa havana kumupa mutemo yeunhu❤❤❤ unhu hapana apa
Aaaaa nhema hapana kana chinozikamwa apa ndakaendako munoshandirwa nawo ava kungo bira vanhu marii mahara
Hoo vakatoyendako nhai
Kupenga kwave muzim mwari tibatsirei mbanje kupela😂😂😂😂🎉🎉
Imbavha iyo
Ehe 200 rand yangu yakaendera mahara @@misheckchidota6663
Ummmm mazirokwe matsvuku ayo ndeeyi.ririko here svikiro remachira matsvuku????after covid vanhu havasi kuita mushe
Saka nhamo yemuno munyika haipere kusvika vanhu vakutya Mwari,kuchenjera kwese paarikuya Jesu kuchapera zvekuti gombwe haudi kuzvinzwa musi iwowo Shumba inenge yasvika
Kubatsira vakarongeka mmmmmmm ambience achinwa wine here uyu ❤❤❤ hapana hunhu akakura nambuya here daikwaibatsirwa vakarongeka vasina taipera kufa❤❤❤
Hanzi ndinonz madzibaba creby but arikubva kunoti handisi madzibaba 😂😂😂😂😂
Nhayi Kirebi Jesu watinoziva Airapa nokuporesa pachena uye vaapostora vakapiwa Mweya Mutsvene pachena vachiitirara vanhu zvose pachena saka iwe hujesu hwako ndohupi Urikuda kuti vanhu vadzokere kuchivanhu kunopfeka nhembe nokugara mumapako . Kirebi Mwari akasika vanhu ndiye arikushandura zvinhu kunamata kwakanaka kirebhi hauswero kokorodza vanhu ndiri 1 ndakatokwana na Mwari wangu anogara mandiri
Jesu aishandisa passport hr mambo wangu munoda hr kufira zvitadzo zvedu
😂😂😂😂😂zvindhindo zvepassport yajeso zvakawanda 15:03
😂😂😂😂
This one needs help also ,
Madzibaba Bond aiumburidza uye aigona kutaura nekwaakabva zvino uyu kwaakabva mmmmmmmm anoziva kuti tingamutiza haadi kutaura❤❤❤ pa map haapo anobva South Africa kkkkkkkkkk kupi
Kana asingadaviri number yaasingazive vanhu vobatsirwasei mmmmmmmmmm haana kana power yaBond uyu ❤❤❤
Tswimbo iii inyowani haizi yekudhara chero kuibata oityora hana chaunoona kana one
50years ndichinamata but ndiri kutambura mareva ini Baba Crabby
Vatanga vanhu vaye
Mamboti mapenga hre nekungoti tsvimbo tsvimbo. Iwo mutii iwoyo ..wekungotenga kumbare ...pengai pengai makaenda .......Bond ..wacho chakazomuoengesa chiii ? Ndiwe next netsvimbo yako iyoyo
Uyu ashandisa mbanje mujira instead mu khakhi paper
Madzibaba ava ngavatye Mwari..Tsvimbo iyo musoro nNyami Nyami....dzizere kuKariba
Kn wakuda zvekutukwa nevanh ramb uchitaur zvauri kutaur izvozvo zvisin musoro
Jesu wevanhu vatema kudii ,imbwa yemunhu
Wotaura Jesu woda futi njuzu kkkk uku kupenga uku uyo mufana uyo in'anga iyo
Haaa uyo arikutodawo kubatsirwa ane zviri kumunetsa
Uuuu Guys tirikuenda kupi NaBaba Krebie
Ndinokumbira Zim Reality kuti usanganise vanhu vaviri ava Bond naMadzibaba Creby totangira ipapo.......
Kkk kubirwa mari bvunza kuti matare imarii ipapo chete unobva watovona mhinduro
Imi baba musatijairiri munotiudza kuti ndimi mwari wevanhu vatema ini hangu handina mwari akadai
Wakandidyira marinyangu hapana chozivikanwa apo imbavha iyo
❤❤❤ kkkkkkkkkkk saka iyi ndiyo mbavha yakabìra Bond ikamupengesa but mm.
Mmmmmmmmm thus nonsense kunyepa uku washaya nyaya
😂😂😂 Sparks vanhu vako ava unovawana kupiko 😂😂😂😂
Baba vanonyepa ivava kkkk 😂😂😂😂
Ndatokuudzayi karikubhadharisa kan'anga ako kachiromba munhu wese arikuzviti n DC iye Mwari
Mbavha 😂😂😂 idzi 😂😂😂😂 kuna mwariii hakuna misikanzwa haari kuita iyi
Vanopenga matsotsi
Manager???😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
This guy is mixing chivanhu netsika nemagariro akanaka😂😂😂😂 form 4 inodiwa baba
Yeah kudenga kure chaizvo ...nxaa Jesu wani iwee tikwanire
Nhova ikaregererwa inopengesa,.. This boy is loosing it 😂😂😂😂😂😂
musarasise vanhu imi ndimi makarehwa kunzi kuchauya maporofita nhema ngwarirai vanhu ava
Fokofu iwe madzibaba venhema shamhu irikushota kuZimbabwe
Uri Jeso wekupi
kuchikoro hakuna kuendwa kungomuka uchiti unesimba nyeberai vanhu vasina kuenda kuchikoro
😂uchabirwa zitsvimbo iroro nemumwewo ouya oti ndini gombwe dhemeti wenyu mhani ,wakutanga zvecannan futi kunge ishumairi
Gegegegege ini ziiiii zvangu🤐🤐
Saka gombwe rogarirei kunze kwenyika kkk. Horight ya sparks yandinakidza 😂😂
Pachine zvimwe kkkkkkkkkkkk Jesus akaroora ❤❤❤ mutoriro
Mafunnies murikuanyanya bhoyz rangu.
😮 Hezvoooooo jesu chaiye haaa nhamo zvainotiitisa soookah
Anopenga uyu
Amen madzibaba murikuziva zvamunoita
mazezuru vava kupenga ,vese vanongoti vakatumwa netsvimbo ,nani akavatuma wacho?manyanya ku high jacker zvese munyika,mugabe aka kuwurayai pfungwa achikutiyi ndimi makakosha muZimbabwe ,
Ungachinja number haadavire haasi Gombwe itsotso ❤❤❤ haaoni sei mumaziso emweya mmmmmmmmm anodakubatsirwa avakutopenga anotaura hupwere
Pfutseki iwe Jesu unomufananidza nemi n'anga here. Musatambe nezita ramwari mhani
Kupenga chaiko
Kwatove kutopenga uko
Bond anga ari well complicated uyu nyere ishoma kkkkkkkkkkkkk
Kana uchida chivanhu pfeka nhembe manje chete
Regai Sora nesawi zvikurirane zvinoonekwa pakuchekwa, mwaka wakwanira vene vepasi vacharatidza zvavo masimba avo uye tichaona mhepo dzaka va nyikadzimu ne manyukira he he he hanzi ndine simba anenge pane simba chairo harirehwi nemuromo rinoonekwa nemabasa
Doro bikai mega INI ndinonwa rakabika ku De
Ndombanje manje dziri kupfutwa nemfana uyu musoro wenyaminyami wakunzi ishiri kkkkkk iri ibenzi chairo
Iwe tsvimbo iyo inyaminyami , dzakazara ku vicfalls uko . Itsvimbo yema Tonga iyo . Musade kunyepera vanhu . Kana achizviti anesimba rekunaisa mvura sei kwaita nzara gore rino . Fokoro mhani
Dj sparks musatipedzera data nembwa yo jesu wevanhu kupi ndisatan anobira vanhu
Simba rake ndere kuvhura
Umwe ishumayeri wadzoka zvakare sungai munhu uyo kuchiri early agare mukati
Haaa tsvimbo dzakazara muKARIBA idzi dzinotengeserwa matourists for them to know the history of Nyaminyami/KARIBA
Tsvimbo iyo yakaitwa early 80s anonyeba uyo
Izvi imhepo inotenderera kkkkk
I know this guy from kraaifontain Capetown
Dzakatikwanawo hre nhai
Wahala wahala 😭jehovha rwiraiwo nyika yekwedu....
Better ku enda ku Sangoma not zve kumbo tenderenzwa ne vanhu ve nhema ava
Dj sparks, mnhu vako uyo ummm handina kumunzwisisa,
Kunyeperwa kwese uko Jesu chaiye akataura kutii maprofita enhema achauya ndivo avo
Mkomana wepaKappa
😂😂tsano vanopenga avoo..hanzi tsvimbo iyi ndakaitora ndiyo yanga ina Bond saka ndini ndavanayo....from another statement he's saying tsvimbo yangu ihombe kudarika yaBond😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂does that make sense???
N'anga iyi inorombesa and munopedza mhuri chenjerai kurombeswa
Kuti muzive kuti kupenga chaiko zvaari kutaura ndozvaitaurwa na Bond kuti itsvimbo yenyika asi nyika iri kutambura chakataura Bond chandakaona kuti Chamisa haatongi pane shiripiti richaitika kuti asatonga ndakazviona.
Jesu ndedzipiwo idzi unotiita powered dzako ngai❤❤❤ Bond akarichenjedza urimbavha
Zimbabwe nyaya dzeko ndedzekupusisana
Tsvimbo idzi hadzina kana basa zvakazara kumbare uko duzvii
Haa zimbabwe maqq chaiwo
Mbanje dzenyu idzi munenge Madyira musadza here 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Njuzu bhoo papi Baba Krebie