PROPHET T MADUNGWE INTERVIEW WICKNEL AKUPINDA DENGA AUTO | NDINI NDAKAITA KUT ZANU PF IPINDE RENT 🤣🤣
Vložit
- čas přidán 2. 06. 2024
- #prophettmadungwe #prophettfreddy #prophettmadungwerent #prophettmadungwelatestvideos #prophettmadungwe
IF YOU WANT TO ADVERTISE YOUR BUSINESS CONTACT 0774045235
follow us on FACEBOOK link / djsparkszw
EMAIL US trustysparks@gmail.com - Zábava
Madungwe always answers all questions without fail and amicably even the question is an insult
Uyu dai vakambomuvharira mungutsheni for life😂😂😂🙌🏼because atingarege mupengo achifamba musociety apa asingamwi mapiritsi ekupenga🙌🏼😂
😂😂
Haaa Madungwe panebasa hanzi kungozhezheudza kkkkkkkkk dzinonakidza
Madungwe, R truth, silent killer 🙌
Tengesai Aqua motenga stand nekuvaka imba
I can sit with the Almighty,
This one is a mental health case,the pressure of speech tells me a lot about his mental health wellness
Imi vana Sparks munoshaya vamwe vanhu veku interview here
Uuuuh tenge tichatorasawo njere tese senyika,zvinhu zvinganake sei munyika tichiterera munhu akushaya mari ye rent achiti anogara meeting naGod
Ini hangu handisi we zanu
Hanzi I stay most of my time in heaven kkkk Madungwe really needs help.
Ndivanaani vanopinda kuchurch yaMadungwe
First like and comment
Thank yu for supporting thank yu
Kkkkkkk madungwe mbanj dzaunorowa ndedze kwa Blah monya here idzi kkkkk level racho munenge muri high kusvika kudenga chaiko
Ngutsheni GPS 🚧
It was fair kuita interview iyi after landlord apiwa zvinhu zvake cz muchipedza murikuwana door raka lockwa
Kkkkk pakaipa
Handitka handitka handitka for me😂
😂😂😂 sparks uri kuwirirana nezviri kutaurwa hr kamutarisiro kako
Asi njere dzichakanaka here vanhuwe
@ 15:00 - i stay in heaven and if im on earth im in prayer. so this interview is prayer? Hayi, we need a 24 hrs a day in the life
Mwari huyai mutiratidze hupenyu pano pasi takundikana 😂
Zvirikuitwa maDungwe ndizvo zvaitwa Jesus , imagine Madungwe womuona ari pedyo naMusiki iwe waimushora unoita sei....?🤔
Why does it feel like there is a “script”, a “formula” to this madness. And the longer you listen to his consistence to his script, the more you start arguing yourself whether or not there could be something “sensible” in what he’s saying 😢😢😢😢😢
Kkkkkkkkkkk rega ndiseke Madungwekaaa
Zanu pf is not ashamed imagine munhu achishandiswa kusvika paextend yokuva mupengo sezvizvi..... Those guys are capable of even using a dead man's bones vanokusiya watsakara.... Dai Mwari atibatsira
Haadi kusekererwa madungwe
ukazonzwa munhu anotaura achiti handiti ka 😂tiza usati wanyeperwa
God hears everyone.musade kizviisa pa level risiro.ndosaka michizoshaya mari ye rent.
Unfortunately I stay in haven 🤔 anodaro hake Madungwe
Akatanga hanyarari iyeyu 🤣🤣🤣🤣ummm uyu panebasa guru
😂Haaaiboooo madungwe chii newe
Madungwe haanyariwo here neku nyepa kwakadai ummmm ..
Madungwe chitendeukewo Amana uchityawo Mwari.. Just say ndainyeba zvese zvandakaita,, just say I'm just a commedian
15:42 THE DUNGWES WAS EVICTED
Mukupenga kwake munechimwe chokwadi 😂
Munhu uyu anozviitisa ngashande asi achiiita basa ramwari
😂aaah spaks siyana namadungwe hapana zvemunhu
Kuzhezheudza 😂😂😂
Kapenzi kkkkkk veduweee ah
BLAZ AVA VARI PAMBERI KKKK NHASI NDAFA HANGU NEKUSEKA
Wangu tikazokushaya kudenga ikoko ndikuuya kuzgehena kuzokumamisa
kkkkkkk
😂😂😂 shuwa anotipa hasha uyu 😅😅
Heavenly candidate
Kkkk muface anoda shamhu uyu 😂😂😂
mface uyoo anopengaaa at large
Kkkkk akuna mupengo unopenga kudarika madungwe
Aah apa pane basa chairo😅😅😅😅 ndatenda hangu
I’m looking for that patient he ran away from the care home ,
what is a prophet? answer: a person who speaks for God or a deity, or by divine inspiration. (in the Old Testament) a person chosen to speak for God and to guide the people of Israel: Moses was the greatest of Old Testament prophets. what about the people of zimbabwe?
Ummm vehukama hwake vari kumuregerera Madungwe
Dzimwe hama hatina hukama nadzo
Ndogara ku heaven ouya panyika kukumbira mota ku chivhayo, idzivo idzi. Njere dzakarasika
A real believer
Ukuzviziya kkk
Madungwe is there to show us that there is no single prophet of God alive today. According to bible studies the last prophet was ezra
Havafe vakakudzai chokwadii varume they is secret behind their back pane madeals zvingori pachena they support Zanu PF
Kkkk
Tytie anoita nezvei😂😂😂😂
He might be telling the truth
yeah hazvina mashuwa kkkk
Akutopenga uyu
Nhamo inokutuma zvakawanda plaz kuchenjama 😅😅😅
Aka kanopenga kupenga chaiko kuti hiriii anoda kunotariswa pfungwa kumapenzi kugomo chii chakadaro chinenge ngozi yekatsi anofanira aita zvechadonha mutown or zviye zvekuti kune basa rekupeta majean uuuuuuum uyukaaaaa inzwai kungwarisa kwakaita mukanwa make apa zvaanotaura hapana kana one chobatikaa uuum iri ibenzi
🤣🤣🤣🤣🤣i stay in heaven 🤦
Ko haasi iye asina rent here uyo
Mugwere wepfungwa
Ummmm
Arwarei. He is very smart though.
@@karenmbidzo4766 really Karen so you agree with what he was saying kuti anoskwera kudenga most of the time 🙄 🤣 do you really believe that coz that alone is enough to safely conclude kuti dzinenge dziri kuita short somewhere somehow and another example where he contradicts the Bible is that,we all or most of us with a partial education know that in the gospel of Matthew there's a verse that says it is easier for a 🐫 to go through the eye of a needle than for a rich man to enter the kingdom of God, so that alone tells us that no matter how rich you are you cannot buy your self s place into heaven saka if he is saying give or donate cash or material possessions to the church then you qualify for an automatic entry into heaven which means kwakuto tonyoraka uko unless if there's another scripture in the Bible that I missed which talks about us being authorized to live in sin as long as we give some sort of material possessions to the church then we are pardoned and are free to continue living in sin Dungwez is a mental case that needs to be looked at stat
@@ShortCircuit05445 hahaha you take this so seriously. Learn to find a sense of humour in what other people do
@karenmbidzo4766 yes you have a very good point there I shouldn't take things so seriously especially when it involves our comedian prophets such as Dungwez and Java,they both got very good imagination and I should clearly find the humour in all they do and say especially Dungwez has got a very good imagination and sense of humour but office yaano tamba nayo magetsi eku Kariba aambo taura during this interview and I sincerely apologise for my comment if it offended you in any way shape or form wasn't meant to offend anyone,but just banter 😀 😊 😄 👍.
Kkkkkkk president wanotaurwa nezvawo apa, Dzidzo yakawandisa apa
Ko sei munhu waMwari vachingorohwa interview vari pasango
Go and see Victor again
😂😂😂😂😂😂😂😂😂iweka watangasooo
Kkkk
Akapedza kubhadhara rent hre madungwe
😂😂😂😂😂 blessed 2024 usina rent
Taura hako
Its faith lol
Kkkk
so since he's in heaven at times, like where will be his last seen?... anosiya aoneka mukadzi here?... do you just disappear ?... do u go with that mortal body coz from what i understand ur flesh doesn't go to heaven
Not even ashamed with the current crisis we are in someone busy applauding nonsense if the economy was stable Madungwe was supposed to have paid 3 months rent inadvance😂😂😂😂
Better still angadai ainemba yake
@TrevorPorcupine taura hako 💯 and if he can intercede for zanu pf and or ED,I don't know y he doesn't intercede for the country to be in better shape economically and like you rightly said kuti rent wise he should be in advance not in arrears kusvika paku buritsirwa midziyo panze pemba.😊.
😂😂😂
😂😂😂😂 uyu anorwara uyu batai murove
Aka ka saskam chaiko kanoda kumbowana anokakwidibira mbama yekuti kanoona nyeredzi ka mkono ke tsambarafuta aka kanopinza vanhu denga chirudziiko
This guy🤣🤣🤣🤣
Pashaiwa Hama yacho ingamudhonzera padhuze vaende naye kwaPsychiatric here?
😂😂
Is this madungwe normal
Uyo muregererei mupengo
Umm hakuna zvakadaro zvaari kutaura munhu uyu Mwari vanotonga nekutadza kwauri kuita chete zvinhu zvamwari zvakaitwa nenzira dzakasiyana makare
Uyo munhu mubatei mumuise muward yemapenzi or kuBulawayo kuIngucheni
Kkkkkkkk
Ko kungomubata tombomurova
kkk 😂😂😂😂
Ko rent makabhadhara hre
Dzinombotaurawo zvine musoro paevangelism apo! Heaven army commander aaaaa yaaa Mwari tipeiwo spiritual spectacles tisarasike mazuva okupedzesera! Vane manotes ebonde kkkkkkk
Iwe madungwe kwanira nyika mhani musorowa chenakureva wakura varikuku jaidza vanokupa zvinhu kanakuri kuromba kokupengesa waiva wega uchiromb
Chokwadi chirimo zvacho
Ummmm mental issue chaiyo
Wanya dj ... Waida kunyeyesa Tytie... Usarwadziwa iwe👎havaite porno mhani iwe 💩iwe
Kunyepa hakuna munhu anoenda kudenga chero akafa vakaenda kudenga ndi Eria na Enock kutsvaga vanhu ne mari uko tavekurarama nguva yekupedzisira vanhu vavekunyepa vachihwanda naMwari
Badhara rent yevanhu
Uyu anopenga uyu
😅😅😅😅😅😅
😂😂😂😂😂😂
Idzi. Dzinopenga
Hembe dziri panze ,chipiwai mari yerent naChivhayo
Haasati akuziva Mwari you need deliverence hakuna zvakadaro mu bible kuti ukatengera church or mufundisi chinhu che kushandisa pachurch unopinda denga uye you can continue doing whatever you want kana kuhura dzokerai munoverenga bible zvekare uye ityai Mwari mukoma
Madungwe msatanyoko
but bible dzotoziva
Ndozvinoita satan,anoda anechipo
Ko ye rent how far
Hanzi ndanga ndiri ku denga
@@ZimRealityEyeTviweka watangasooo 😂😂😂😂😂😂😂
Rent makazodii mukoma madungwe
Hhahahahaha its a blessed 2024
Iyoyo rent ndiyo yavakumanyisa sango
Madungwe hamumugoni
vadii kungotorahuri yavo amadungwe vaita mudungwe vanogara Heaven kusingadiwe rent gegegege
Kkkkk
isvi svo saya ndakazviziva kuti ndesve Zanu pf