Ane Vakadzi 9, Ini Number 2 Ngatisheyane Zvinhu Ndaneta NeMarriage Iyi
Vložit
- čas přidán 19. 06. 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Zvaokaoma varume mukombe weutsinye munotora zvenyu akutenderana neni siya like atina zera navo ava vanhu
Apa ndiwe wekupedzisira apa wakuda kugoverwa zvakashandiwa nevamwe dzikama iwe kuda zvunhu ungaenda pamunhu azere nevanhu kudaro how kuda mota dzacho idzodzo hr
maBoy kungoita tumari busy nevakadzi nxaaa
Waiting
Waiting ✋️
Uyo mukadzi agona akurumidza kungwara nevakadzi 9 ari kutooonekwa kuti irombe zvaro basa rekusuffisa vana vevanhu zvake
Hatizonyare hr apa
vapfanha ava vanoshaina nemari dzehurombwa mari inoiswa muchijira
Akabeliviswa
Volume
Nxaaa age yacho vakadzi 9 ko vakadzi vacho kusafunga here kuda murume ane vakadzi vakawanda kuzvipa nhamo uku kuita mkwasha wenyika here iwe uri murombo
Handeyi
Aaa takariona mukoma Robbie tipei zvitsva plz
Saka munenge muchinowira apa munenge muchida zvinhu nhaika?
Mwana akanyeberwa kuti ndine ma property
Anoda mota nemba bva apa
Mbiya yekajira ndoine mushonga wekudiwa
Ma book emota zvatodhakwa
Varume kana zvekuroora zvaramba zviri nane kuita bhachura