Achangobva Kutengera Mukadzi WeMunhu Phone Abva Abatwa NeMurume Wacho Asati Adya Bota
Vložit
- čas přidán 9. 07. 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Mambo nemakurukota muri mbavha you have no right kutora fon idzoserei munhu akatenga
Mbavha kkkk
Mbavha dzinoba maskat machena zvonyadzisa
I agree with you kuda phone ye munhu humbavha pamusoro pazvo voripisa mukadzi uyo $50 very very unfair. Kudya zve vapfupi ne kureba
Nhai mbavha dzevanhu havagone kutonga
He's the worst greedy chief ever. There is no justice in this case. Imagine grabbing a phone and demanding USD 50 from the co accused lady.
Kamambo ako kachiva foni!! Zvavatorera murume akapfimbirwa mukadzi foni vadii kutorera nemukadzi akatengerwa foni kuti avhare muromo uye kuti aite kuti vanhu vaviri vahure!!
Fon haidzoke ndokut muzive mukadzi wemunhu haanyengwe saka chief wanekodzero yekutora fon
Ko mukadzi wemunhu unobvumirei ko ukamutuka kuti ndoudza murume wangu ukaramba uchitaura zvaurikuita izvi mukadzi anenge achidawo kunyengwa kwako varume vanoedza
Like yangu ndochekutanga ndisati ndanzwa nyaya
Unofana kupiwa chidzvimbo because apana nyaya inokijamba wena
Foni dai yatengeswa mari yacho yopihwa muridzi wemukadzi nekuti ndiye akahurirwa. Mambo vakwana papi pakupihwa foni
True phone yopiwa mambo pakudii, pane kaumbavha apoo
Dare mukupa example yehudofo handi unotanga kubisa malobolo wozopiwa mkadzi so murume akatangaka kutenga foni ozopiwa bota itai mushe madhara imi
Changamire vaba foni masikati machena. Whats new? Thats the Zanu way. Pamberi nembavha! Pamberimberi nekudzvinyirirwa, pamberi nemhondi, pasi nerugare!
Iwe musoro bhangu regedza kuramba uchingowombera-wombera mawoko zvenhando, unotitadzisa kunzwa nyaya zvakanaka mhani.
Ayiwa fon inotengwa hayo pasina kurara asi hapana paunodanana ne mukadzi we munhu 2 months usina kurara naye, aida kuzoroora here kumbomira kurara naye
Pa phone apo maba changsmire hazvisizvo aaah kupamba zviri pachena imi makaitirwa mhosva yei ipai murume uyo phone
Kwedu kana munhu akakwirirwa mombe kana mbudzi yake, inotoita mombe yamambo, wobhadhara futi imwe yemakunakuna then imwe yekuenda munhondoro
Apa wahudyire changamire Fon munoidii imi kumba kwenyu changamire munenge muchiti foni ndeye chii pa trick apa
Ayewa guyz musadaro ,iyo Fon ipai murume uyo akadyirwa bota not kupa mambo ,for what ,,,?.sometimes zvimatare izvi zvinoita nhema.,,
Ndochivanhu chacho
@tmaktmak1464 Hakuna chivanhu chakadaro. Imbavha iyo.
@@caswellshoko4617 Isu kwedu mombe, huku, mdudzi, dhongi dzakararwa yatove property yamambo. Ukabatwa nemkadzi wemunhu ukasiya property yako haudzoserwe once zvauya kudare se evidence
@@caswellshoko4617 kana ma condom ako anotoita a mambo,anosara mudare. Usafe wakatongwa kwedu coz Hapana chinodzoka wangu
@@tmaktmak1464 Ini izvo ndizvo zvandiramba manje. Inopedzisira yava personal issue tomboisa zvimwe zvese pa side. Zvekupenga handibvume.
Harahwa dzanamambo idzi dzakadhakwa dai dzafambiranawo nenguva hadzisi kuziva maslay queen anokupukuta yese mari usina kudya kana bota
Kkkkkkk zviriko here?
@@frankmoyo7267 ndozvatozara
Chamusingazive vanhu kana vasina kunetsana pachavo havafe vakarambana
Makambozvionepi kuti a judge or magistrate grabs or benefits property from litigants before him. Chimbavha ichi.
Mai avo why charged $50 ...this is the worst chief and his assessors.
Nhau
Robert mambo uyo ndewekup anofanira kudzosera fone tikuda justice
zvimambo zvenhema nxaa why forcing
Munepfungwa dzakadhakwa vanhu varikudyiwa more than kaphone ikako achinzi ndiitire zviri more than zvandinoitirwa nemurume wangu saka madhara musanyebe imi
This chief is greeedy really
Mukoma Robby Chief ngavadzorete chikomba icho fon yacho . Uyo arikuripisa mombe akapedza kuroora here ko ivo vakaroorerwa vari kuti kudii nemombe three idzo Dai muridzi wemukadzi achifunga airamba mombe idzo.Chief Chief hapana mombe inoripwa vanhu avo havana kurara vese munhu kadzi atura chokwadi chake dai ndiri ini ndaivasungisa ku mapurisa toenda kwa magistrate court tonotongwa zvakafanira
Ko kana asina KURARIWA munoda kumumanikidzirei kubvuma.
Hapana anobvuma easy kut ndakapakura bota
Ko kana akarariwa asi achingoramba hake mhosva muchinyararire.
Kana muchingoziva kuti mukadzi wemunhu sei achibvuma kana anyengwa ini hangu kutaura chokwadii handipa nzwisise ipapo
Foni yeupombwe inopwanywa kana kuvesa moto yopiswa .hakuna achadzoserwa foni . Bamunini hunhu hwakaitwa ne mukadzi wenyu hunosemesa , ihure achakuurayisai ne chirwere .siyanai naye mumbodzidza kuroora mamwe ma Province not imomo mu Mashonaland central munova mu Headquarter ye chihure
Haiwa dare iri harina fair
Mambo vane hudyire
Dzorerayi munhu fon yake
Vatoichiva ava apa kumanikidzira munhu bvuma kti makarara mese
Mhosva imhosva chete chief wanogona awa hatikuridzire tsvina dze chihure
Musatanyoko mambo akakupai Simba rekufofeita zvinhu ndiyani , mugudhoyi nedare renyu mazimbavha ,munhu akabvisa mari yedare,onyengerwa mukadzi, imi MOBA
Kamambo kenzara nzara kuba masikati machena satan
Kunze kwekungotonga nyaya chete ndinofunga kuti couple iyo yaidawo kupiwa ka counselling sekuti pamwe mudzimai uyo ane zvaanoshaiswa mumba seizvozvi zvidikidiki sema phone nezvima buscuits kubva kumurume wake. Mai ava kwanga kuri kutotangawo kuchita, under the guidance of that mentor (mzukuru). Not saying vakagona zvavakaita. Voda kubatsirwa wayforward.
Kkkkk hure hure hama atanga kuhurira phone hr ko akazotengerwa nemurume anozohuri MOTA ka aka bva MOTA anopinda mundege zvee hapana kutauririna apo hama zvachose
Nxaaa Chief vekumama. Saka dai vakabata pant vanga vacharitora here? Very unfair
Changamire wenyu imbavha mese muri kutongera humbavha. Nyarayi mhani. Ipayi muridzi wemukadzi. Kamambo kenyu kapinda papi? Makaro ayo.
Kutodzidza kuti pane zvimwe zvitinoita tisingazivi kuti kutopara mhosva,like kupa.vanhu ava fon apa she knows kuti munhu akaroorwa ,horyt 50r yekumuripisa bhoo,ko fon yake yaktorwa for chii,mazimambo e zanu pf there always make sure vararama nehudyire fokoro mhani,ngaano sungisa mambo awa nedare rawo ,kutora phone yemunhu hwatohwa humbavha nxaa
Matsotsi eZanu kuba foni humbavha kusanyara kuba foni pachena
😂😂😂😂😂😂kudira munhu kutengerwa foni hre vakadzi chiiko vanhuwoyee kuchipa zvakadero nemivo varume tengerai vakadzi foni
Chatova chimbavha icho ipai mukdzi webenzi iro foni iyo mambo imbavha mukosho wake
Kuba zvechokwadi mambo voshandisa phone yechihure chemukadzi wemunhu vadii kupa murume wacho or kuitengesa vomupa mari
Hoyooo mbudzi inodya payakasungirirwa but apa ndakunyarirai mambo😂😂😂😂
Inini ndinoona sekuti zvakangonaka kuripisa wose chikomba nemukadzi anodanana nemurume wemunhu
Ah kumamisha vanhu vano dzvanyirirwa...mnxm
Baba vane zuda muri zitsotsi remunhu ndimi maudzira mambo Kuti torai fone ndakuonai muchivazevezera hamuna kukwana munoda zvinhu imi hamunyare zitsotsi remurume.....nemi mambo munongokutsirirawo kasoro bhangu kwanai
Haa imi vakadzi chii chinokutadzisai kuramba kana manyengwa muchiziva kuti mune murume haa yaa ndabvuma hangu murivaparadzi shuwa
Kurambaseizve ndichida kutengera foni😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Hatisi tese tinodaro
Unenge wagara uripfambi kubva kare haunganyengwe neumwe murure woti buy me a phone ndinyatsoona kuti unondida coz varume varipakupfimba chete zvekut uripamurume havanei nazvo zvakuda hunhu hwako iwe nyakupfimbwa
@@LindaMuzenda 🤣🤣🤣
@@user-wi9wk7fy8t nhai nhai hako munhu anenge agara arihure asi kungoti anenge asti awana mukana wacho chete .iko kusasema panhu panopindwa nemurume wako wawakati ndakudawo wobva wanopainha mumwe murume obva akuturira tsvina yake mudumbu rako apa hauzivi kuti hutano bhoo here kana kana kuti hutano dololo .
Ini hangu kutaura chokwadii chinononyanyo kundirwadza murume wauri kuhurira ndiye anozivikanwa kumba kwako plus ndiye mukwasha akakubvisira pfuma futi waurikuhurira uchinohura nemunhu asina kugara abvisa kana cent zvaro ahhh ndabvuma hangu ini .ndaiti kuroya kuuraya chete unogona kuroya zvekusatouraya munha asi achirarama hake .
Denga iri kana ririko zveshuwa vanoripinda vashoma oh 🤞namwari kudai
@11:36 😳😳😳😬😬😬 hudyire hwakashata ihwohwo! Again don’t see the reason of confiscating her phone. That’s a gift from this man. Yippies mambo on what grounds? Haaa zvimwe zvinhu sooo zvinokandisa mapfumo pasi. Iiiii aiwa machiva mbozhanhare apa. Hameno vamwe but ini handina kufara nekubatwa kwephone.😅
Udyire madzimambo,ne foni yese 😂😂😂 ndanyara zvangu
changamire nemachinda enyu munofanirwa kuonawo matare emamwe madzimambo achitonga nyaya vakaisa sa Chief Mutasa, Chief Nyamaropa, Chief Bushu & Headman Chigodora munogona kubatsirika mukabva pahumbavha, huwori uye kuve nenyadzi
Mambo avo havafanirwe kuti kutora phone vanenge vanodawo zvinhu
Mambo ngavape murume wekutorerwa mkdzi foni hakusi kutonga kwakanaka first time kunzwa matongero akadai
Mambo musaite hudyire dzoserai foni kumuridzi wayo hatisi kukurudzira zvavakaita momubhadharisa asi foni yake mupei mambo muri mbavha dare renyu rine huori hwega hwega yeah aida kuona kt chokwadi munhu andida bt zvekurarwa panga pasati paitwa bonde
Mambo vaba foni zviri pachena.Kuchiva chinhu chohupombwe shuwa.Saka foni iyoyo vachiiona vanenge vachiti kudii.Mbavha dzevanhu idzo.Dai vadzosera akatenga foni nokuti aripa mhaka yake.
Vanopenga varume vari kutonga nyaya iyo ,zvinoshamisa herekutengerwa something musina kurara mese , kune vakatotengerwa mota vasina chavaita nevanhu
Madzimambo munoshandisa mutemo mumwechete here mambo makoni vanoti mutemo unoti mombe one kanavarara nemukadzi vemunhu asi vakaparadza imba yemunhu zvozoongororwa uyu haana kurara nemunhu onzi mombe3 plus foni zvave humbavha shandisai mutemo mumwechete
Ndezvehumbavha izvi changamire hamunyari mboko yemunhu
Huh!!! Sei vatora foni yemuridzi? Aiwa apa ndipo panonzi paitwa corruption chaiwo. Foni ngaidzorerwe kumuridzi sezvo arikuripa mombe nhatu dzese idzo.
Vanhu vabirwa pachena chaipo, havanyare mambo avo😂😂😂
Mambo maita humbavha huri pachena. Munozotonga sei nyaya dze extortion . Mamurukota e nyu pamwechete nemi murikusupporter humbavha muchishandisa masimba edare😮
Ndogara ndichizvitaura kt ana mambo vamwe vacho dzave mbavha, hudyire toomuch, pamwe pacho vanocharger zvisiri necessary
This is unfair why kamambo ako kachitora fon iyo ndiko Kane mukadzi akanyengwa here ndo mbavha dzinohwanda noumambo
Apa maba mambo hamugone kuyananisa muri mharadzi dzoserai foni uko shandai kwete humbavha hwenyu ndarwadziva zvenyu
Changamire vanehudyire kamambo aka kambavha period
Enda kucourt nenhau yefon tengai fon mudhara inga mukubira vanhu Mari Wani dzematare now moba mafon dai yaiva ndiwe maitora hre imi nemachinda enyu muri mbavha
Rite chidare chenyu ndechemaguruvha fon haitorwe ndokuridzira iwe chikomba uende kupolice or court
😂😂😂😂. Haaa nhamo. Saka imi mambo ndimi munekodzero yekutora fone here? Dzoserai chikomba fone yacho ahhh, hamuna nyadzi sure.
Musadzose 4n changamire ndokuti mupfidze kunyenga vakadzi vevanhu, kuto tenga 4n hombe mukadzi wako uribenz
Mambo vagona kutora phone nekuti ikadzokera kumba kweuyu wekunyengerwa mkadzi inozoita mutauro
Miss carried justice. Thus theft by convention. They should be removed from chieftainship
Hamuchatongi nyaya mavakuchiva foni yemunhu hamunyari
Injustice at its peak
Mambo vakadai soo haa noo mhani
Ndiri ini ndinomhangarira dare about my phone cos there’s no basis kuitora phone yacho.
Well done mambo
Yhooo at your age mambo zvimwe nyaraiwo. Ko kungozvitengera fone mobvei
Mmmmmm kuchiva foni here mambo ndanyara
Ko foni moitorerei nhai changamire imi piwai mombe yenyu one foni dzoserai muridzi womukadzi please
Mambo vevanhu venyu murimbavha aaaaaa
Chihure chanyanya pa Zim
Mambo vachiva fon😊
Umm murume anezimhino uyo urisascamu namambo wako mese matora foni kt zviite sei hamunyare kuchiva nemafoni evanhu matuzvi enyu
Mambo dofooo zvrooo
Ndimambo wepi anehudyire kusanyara kudya zvevapfupi nekureba
Endai kwachangamire chigodora kwete panehudyire
Kana tahurirana tipei mutongo not kutitorera Mari dzedu nemaphone saka zvimwe zvavakaitirana mucharecover hre
Ini zvangu muri mbavha imi chii chakadaro zvorwadza mabirei fone yemunhu ruchiva chairwo
Haaa chief ava havazive zvavari all cases dzavo vanondibhowa matongero avo
Magona kutonga changamire,magona matora phone mambo,
So the Chief vadziya moto wembavha. Vachenjere kujoina chibishu nekuda kushandisa phone yechibhishu
Zvinoitika izvo kana munhu akuda anotenga chaunenge wataura why madzimambo muchida kumanikidza vanhu kuti vabvume kuti vakarara vese ivo vasina
Dare iri rakadhakwa iri, ini handitongwe kwamambo never
Plus court yambambo neya magistrate zvakasiyana by far because nyaya idzi ndedza chief
Mbavha yamambo ko foni yemunhu waitorerei? Unongoona mabatirwo ayaramba yoitwa kuti yachiviwa kudai kari kambudzi mautora here?
Varume vacho zvavakangoshakara shakara vese 😊
😂😂😂😂😂
Muchitengera vakadzi venyu mafoni 😂😂😂😂😂😂
Hezvo ko mambo foni matoba henyu 😂😂😂😂😂
Humbavha hwakadai haudiwe ,,ndohunonzi huwori ipai munhu phone yake
Humbavha kuba foni pachena. Munhu mamuti aripe saka foni maitorereyi
Kokana asina kurara naye haanakaaaa kohanty hanzi fon yaiwe yekutanga kucommunicator here plus fon uneuchimuswededza padhuze,asi changamire dzosai fon ummmmmmmmmmm dai mapa murume wemukadzi pafon apaaaaa
Ndiri kudawoo ka song akoo pliz
Mai Avo ndovaito provider base😅😅😅xaaaa
Nokuti murimambo makuba masikati machena
😂😂😂😂 uku ndiko kubiira vanhu pachena yuuuwiiii
Phone unopihwa usati vararwa even iphone chaiyo,apo matadza
Apo wanoenda wese kuchurch chiii chakadaro vanhu vakuwana kwekunzvengera mumachurch ndokwazara mbavha mahure varoyi haaa vakadzi takunyadzisa isu
Mambo nehama dzake muri mbavha dzevanhu. Why matora phone yemunhu. Dzoserai muridzi phone yake. Muchaipa ani manje
Ishe imi hudyire siyanai nazvo fon iyo haisi yenyu
Mambo Moyo varembera kuphn hamunyareee