Bushu: Mukuwasha Wotuka Ambuya Kuti PaMh^ta, Pakazara Mvura Ny^ni

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 29. 08. 2024
  • By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Komentáře • 195

  • @ClarahMakusiro-nv9ue
    @ClarahMakusiro-nv9ue Před měsícem +16

    Nyange ukatukwa na ambuya kusvika papi ita respect seiwo wafungirwa kudanana ne mukadzi wemunhu . Vakwasha vasina hunhu kusanyara

  • @Godislove-dk9mq
    @Godislove-dk9mq Před měsícem +10

    Haa ini marriage yacho ngaipere zvayo kutuka mai vangu nxaaaa

    • @tapiwachindanya2672
      @tapiwachindanya2672 Před měsícem

      Taura hako kutukirwa amai kureva kuti kana newe wacho haudikanwe.

  • @keithmutanhuri1751
    @keithmutanhuri1751 Před měsícem +7

    KwanaMambo Bushu kunonakidza nyaya dzacho soo😅😅😅

  • @FelixdiamondsDiamonds
    @FelixdiamondsDiamonds Před měsícem +2

    Chero ambuya vaimutukira chihure ndopihwirwa Aisds mwana wangu ndakatarusa iye dai aivhara muromo wake aifa here,ambuya vakadii wo kumutuka zvemu bhurumgwa,Ambuya munhu mukwasha anoda mvuu

  • @LuckyMuzvare
    @LuckyMuzvare Před měsícem +6

    Mkoma Robert good Job from Zaka Jerera with TASVU 1❤
    1TASVU❤❤❤❤❤❤🎉🎉

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Před měsícem +12

    Mkadzi wake munhu kwaye asi haana murume shame.Ari kutoita nyaya yekugadzira.

  • @Werra2006
    @Werra2006 Před měsícem +2

    Upon viewing this episode, I felt compelled to share my thoughts regarding the case at hand. This situation exemplifies a chief's failure to accurately read and comprehend the events unfolding before them.
    There are numerous red flags throughout this case. The plaintiff, Ambuya, is supported by her daughter, who also alleges that she was assaulted by her husband, the defendant. The witness for the plaintiff is her own sister-a rather convenient arrangement. Allow me to elucidate my perspective. I harbour no sympathy for the defendant, as he exhibits emotional immaturity; however, this is not a sufficient basis for presuming his guilt. His failure to present independent witnesses to substantiate his defence only exacerbates his position. The plaintiff, on the other hand, did not hesitate to employ offensive language and shed crocodile tears to magnify the severity of her case. Her daughter and sister were equally complicit in this display.
    Given that the incident allegedly occurred in a public space, the plaintiff should have presented an independent witness, rather than her sister, who is both related and has a vested interest in the case. Consequently, the case should have been dismissed, with instructions for all parties to procure independent witnesses. Moreover, the plaintiff ought to be charged with contempt of court for using indecent language. We already have substitute words for our wotsits and nether regions……..Just disappointed that Bushu is getting big headed now. Defendants are never given a fair hearing in his court or opportunities to explain. Him and his gang heckle, threaten and force admissions of guilt.

    • @user-es1ur8bp4v
      @user-es1ur8bp4v Před měsícem

      That's the major flaw with the traditional court system, the defendant is almost always threatened to admit guilt, especially if the defendant is a male

  • @user-ku6pz3pm7p
    @user-ku6pz3pm7p Před měsícem +5

    Kanhinhi kamukwasha aka dai ndri ini ndakaisa danda chairo

  • @MaonaKaiser
    @MaonaKaiser Před měsícem +4

    Chipenzi hapana zvemukuwasha apa kakachaidzwa chaizvo

  • @user-zz8hv7wc5h
    @user-zz8hv7wc5h Před měsícem +3

    Imi muri kubvunza Mai ava mashoko akadaro makatadza kunyarawo nyika sei mambo

  • @promiseshadaya3886
    @promiseshadaya3886 Před měsícem +3

    A fruit doesn't fall afar from the tree, mwana koma uyo akafana mai vake.

  • @user-uf8zt3wy2b
    @user-uf8zt3wy2b Před měsícem +1

    Some of the things we do ndosaka vanhu vachizoita minyama musadaro amana chii chakadaro kuchemedza mbuya

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora Před měsícem +3

    Well done mambo bushu

  • @giftalutadosipani3637
    @giftalutadosipani3637 Před měsícem +2

    Iro zibvana ziganda ganda remvura mvura zvokuti harina girlfriend aiwa idzo inganzi kana zigadzi racho futi rakanaka nakawo futi .Mbuya ngavasiyane nekupindira mu marriage yemwana nemukwasha munotukwa same applies navamwene vakaita ruchengera nemuroora vanongotukwawo futi hatide kutsigura divi rimwe then rumwe rutivi toregerera .Dai ari muroora izvozvi akatuka amwene nokuti vapindira marriage yake izvozvi Dai dare rese richiti vamwene vakuda kuputsa imba yomwana.Ngavatukwe ambuya benzi vanopindira muzvinyaya zvevana zvekutuka girlfriend yomukwasha vakazviwanepi

  • @MoreblessingMisheni
    @MoreblessingMisheni Před měsícem +3

    Mkwasha benzi

  • @wandiemako9009
    @wandiemako9009 Před měsícem +6

    Ummmmm vakwasha vanoshaya hunhu seyikoo😢

  • @VhunzaiMachingauta-ji5jp
    @VhunzaiMachingauta-ji5jp Před měsícem +1

    What a wise traditional court.

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 Před měsícem +3

    Mukuwasha imboko arikutadza kutaura mhosva dzake kuti azvi justifaye pamusoro pazvo orova mkadzi wake haaa regai mukadzi arambe kubika nekuti ambhuya sure havangacheme mudare mahara vasina kutukwa regai aripe nekuti dzimwe mhosva unozoparira vana ngozi vakakura vachitambura pavanozofamba vanonzi baba venyu vaituka ambhuya zvinonetsa izvi.mukuwasha anetuhasha tusina msoro kuda kuzviita bhuru.

  • @unitymaqedaputsai4315
    @unitymaqedaputsai4315 Před měsícem +6

    Mukwasha akadyiwa hunhu nembwa uyu. Unoshoresa vabereki iwe

    • @nnnsandra
      @nnnsandra Před měsícem

      Shaaa vakawanda vakadaro. Mai vangu vaitorukirirwa na my ex husband pandakafiler for divorce.

    • @unitymaqedaputsai4315
      @unitymaqedaputsai4315 Před měsícem

      @@nnnsandra wakagona kumusiya unogarirei nemunhu ane disrespect kuvabereki vako. Vabereki ngatitsiure vana vari vadiki

    • @nnnsandra
      @nnnsandra Před měsícem

      @@unitymaqedaputsai4315 type yacho kazhinnji inenge iri pamadrugs

  • @user-yb6lm3ep6t
    @user-yb6lm3ep6t Před měsícem

    Dzidza unhuu mukoma wangu plzz

  • @BhaseraNorman
    @BhaseraNorman Před měsícem +1

    Uyu murume uyu arinomal here bcz chese chakutaura arikuchigumira munzira go to the point bro muchinda anehope

  • @user-iw3jp4xy5y
    @user-iw3jp4xy5y Před měsícem +2

    Mambo wangu wandinoda asinga tauri zvinyadzi asingadi zvinyadzi futi

  • @ClarahMakusiro-nv9ue
    @ClarahMakusiro-nv9ue Před měsícem +1

    Chimukwasha rabu kusanyara kushaya hunhu

  • @loreenmujuru7692
    @loreenmujuru7692 Před měsícem +2

    Mukwasha namai vake vese avana hunhu why mai kureverera mwana

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Před měsícem +4

    Musikana ngaachitosiya imba hakuchanogarike uko

  • @KingGivalo
    @KingGivalo Před měsícem +2

    Dai ndirini mambo ndayananisa ndichibvunza ambuya kut vane mvumo yekuteverera mukwasha here1, 2Mkwasha akatadza kurespecta amai vemukadzii saka vese havana hunhu asii mkwasha zviri pachena kut anofana kuripa asi ambuya ngavatonge musha wavo kwete wemukwasha ndatenda

    • @josephzhomwa9477
      @josephzhomwa9477 Před měsícem

      Thank you ndinoshora mukwasha pakutuka zvinyadzi asiwo ambuya Ava zvekufudzana nemukwasha hazviiteka nhai

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 Před měsícem +2

    What a sin! where we all & you too came through Godforbid!! Kwa Nyamaropa futi uno rangisiswa! Let no corruptible words come out of your mouth Ephesians 4:29. The Holy Scriptures God said Honour your Parents only Promise among the 10 commandments that grants Promise of Long Life Exodus 20:12, for if you can't Love you don't know God or Love Him, 1 John 4:7-8🙏🏽.

  • @enockdzanas2420
    @enockdzanas2420 Před měsícem +3

    zvinoshura izvi

  • @LuckyMuzvare
    @LuckyMuzvare Před měsícem +2

    Good morning everyone

  • @Manueledridge
    @Manueledridge Před měsícem

    Mkwasha akafumuka uyu

  • @KellyMambo
    @KellyMambo Před měsícem

    Haa imba apa hapachina vanhu vakutonorambana

  • @rashychikwana6
    @rashychikwana6 Před měsícem +2

    Katsambarafuta kemukwasha

  • @nomathembasithole
    @nomathembasithole Před měsícem

    Yaah

  • @shanazchipanga4101
    @shanazchipanga4101 Před měsícem +1

    Am very very dissappointed nemukwasha uyu... Andigone kutaura zvinyadzi.. Mombe 7 was good...

  • @mistyma1chekudyahachidadir100
    @mistyma1chekudyahachidadir100 Před měsícem +1

    Mukadzi ibva waenda na mai vako chupeti😮

  • @ruzvidzovambe8624
    @ruzvidzovambe8624 Před měsícem

    Mukuwasha ari wrong pakutuka Ambhuya but ivo ngavamire kuteera mukuwasha, koo kana ari kutsvaga mukadzi wekuroora kuita barika

  • @nyaraichisuko807
    @nyaraichisuko807 Před měsícem

    Mai vemukwasha vakuda kudairira urombe hwemwana wavo.

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 Před měsícem +1

    Shamwari wazonyanya kutuka ambuya ummmmm

  • @esierayner533
    @esierayner533 Před měsícem +2

    Kamukono ketsambarafuta

  • @user-er5rj6jb4g
    @user-er5rj6jb4g Před měsícem

    Amai mwana hapupirirwe kurai pasi nzve kukumbira ruregetero mukadzi mukuru .muchaiirwa ngozi mumusha naye mukomana uyu

  • @tawandamapfunde8386
    @tawandamapfunde8386 Před měsícem

    Ndiye mkasha mboko uyo😅

  • @user-oo8tt1zh4d
    @user-oo8tt1zh4d Před hodinou

    Kamukwasha kamboko ako imba hapana apo

  • @Hamainyoka
    @Hamainyoka Před měsícem

    20:26 mambo: town centre yakawanda mahurè, asi muri kuramba kuti iro ramunaro ihure. Aaaa mambo kaa hure ihure mhani. Ngaamurambe mwana wehure uyo. Kahurana

  • @patiencechimwanda1204
    @patiencechimwanda1204 Před měsícem +2

    Ini ukanditukira amai vangu unoiripa ndokupisa nemvura 😂😂😂

  • @archiekushinga2721
    @archiekushinga2721 Před měsícem

    Mambo BUSHU, ndi mambo veMaBiSHU

  • @BhaseraNorman
    @BhaseraNorman Před měsícem

    But kwabushu uku kunehudzanyiriri ndoshaya kuti vanobvunzireyi vanhu kuti ndizvo here bcz haunanyaya unayo unogoripiswa nyamaropa haripisi zvaasina humbowo nazvo

  • @user-qs3qg8vq1p
    @user-qs3qg8vq1p Před měsícem

    Mukuwasha uyu irombe

  • @alicemukero4986
    @alicemukero4986 Před měsícem +2

    Mai Vacho ndivo vari wrong mai bajaden

  • @GlendarZebediah
    @GlendarZebediah Před měsícem

    Uyu mukomana rakagara riribenzi kubva tichirikuchikoro

  • @user-nq2ej6gt5w
    @user-nq2ej6gt5w Před měsícem

    Mukadzi nemombe zvinoenda zvese

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora Před měsícem +1

    Mai vemurume imboko

    • @Mels-rb9hu
      @Mels-rb9hu Před měsícem

      Isingaite...ndirini handaimbokwira bhazi kuuya kunyaya yakadai ummmm.

    • @nyaradzomarozva5715
      @nyaradzomarozva5715 Před měsícem +3

      Taura zvako iwe ndivo honzeri kupesvedzera mwana zvinhu zvinonyadza kudaro wanenge wasisade ft muroora

    • @giftalutadosipani3637
      @giftalutadosipani3637 Před měsícem

      But yemukadzi ndiro dafi chairo rinokwakukira mudziva rekaipa

  • @dianakarombo3717
    @dianakarombo3717 Před měsícem

    Ukasabhadhara unoenda kujeri here

  • @GraceMapfumo-ep9tx
    @GraceMapfumo-ep9tx Před měsícem

    Mkwasha akakurira mughetto uyo muregerereivo

  • @rejoycezinyama7963
    @rejoycezinyama7963 Před měsícem

    Ummmmmm zvakaoma. Isu hatina kumbokuea tiine hunhu hwakadaro mufunge.Tairemekedza vabereki vedu.Nanhasi ndozvatiri.Ndatya nazvo. 😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮

  • @ganyaz
    @ganyaz Před měsícem

    but marriage yemwana yabvayapara apa ,Mai siyanai nezvisiri zvenyu,honai masvika pakutukwa headquarters manje

  • @slydonkachepakomo4099
    @slydonkachepakomo4099 Před měsícem

    Ambuya Jayden makasavatsiura vacharamba vachitukwa because of makuhwa kutevererana nemukuwasha .ngavabve kumashure kwemukuwasha

    • @ruzvidzovambe8624
      @ruzvidzovambe8624 Před měsícem

      True, mukuwasha ari wrong pakutuka Ambhuya but ivo ngavamire kuteera mukuwasha, koo kana ari kutsvaga mukadzi wekuroora kuita barika.

  • @lovemoremuchingami7163
    @lovemoremuchingami7163 Před měsícem

    apa matonga mushe, mai vanga vasipo ngavanyarare

  • @loncychokera8274
    @loncychokera8274 Před měsícem

    Mambo vanotaura zvinonakidza ava , munogona kutonga henyu

  • @TalentKatsundira
    @TalentKatsundira Před měsícem

    Vanodana girlfriend ichimuudza makuhwa zvivindi zvake mukadzi wemunhu kuudza murume uyu kt hanzi tinodanana ndezvei

  • @pythonx100
    @pythonx100 Před měsícem

    poor sound quality please improve

  • @user-yn6wv1yh2y
    @user-yn6wv1yh2y Před měsícem +1

    Handigare ne rubbish yemurume yakadai...kungotuka Mai vangu vachibuditsa misodzi kudai imba yacho ndopaino perera

  • @MolinG-kd4qk
    @MolinG-kd4qk Před měsícem

    Marererwo tinotomaona ipapa namai vachivharira unotoona kwakabva hunhu. Zvonyadzisa

  • @MercyChamboko-h3y
    @MercyChamboko-h3y Před měsícem

    Arikutondandama mkwasha uyu. Ahana kana chekutaura. Akatuka

    • @ruzvidzovambe8624
      @ruzvidzovambe8624 Před měsícem

      True, mukuwasha ari wrong pakutuka Ambhuya but ivo ngavamire kuteera mukuwasha, koo kana ari kutsvaga mukadzi wekuroora kuita barika

  • @gladmoremasiwa7953
    @gladmoremasiwa7953 Před měsícem

    Inozo Mira here imba yacho

  • @nnnsandra
    @nnnsandra Před měsícem

    Same same with my ex hubby shame

  • @AnnaniasNyoni-u1h
    @AnnaniasNyoni-u1h Před měsícem +1

    I like this song

  • @FanazDema
    @FanazDema Před měsícem

    Vana ambuyanmusa kirosera kirosera Mumba yemwana dzenyu makagona or makakundikana hameno but chihure chemukwasha siirai Mwana Nana tete Nana sekuru mukamuronda achakusvirai Idi Katatu

  • @kellyzaranyika8263
    @kellyzaranyika8263 Před 27 dny

    😂😂😂😂amai imika itai mushe mkatukwa moti mombe

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 Před měsícem +1

    Mukwasha mboko

  • @tapiwachindanya2672
    @tapiwachindanya2672 Před měsícem

    Iri ndobenzi remukwasha.

  • @TaridzaiKutsirai
    @TaridzaiKutsirai Před měsícem

    Mwanasikana Siya dhambudziko iro

  • @user-eq6zh6uh4m
    @user-eq6zh6uh4m Před měsícem

    Mombe3 mukadzi vacho anoyenda futi ,,munoyinda mese

    • @MolinG-kd4qk
      @MolinG-kd4qk Před měsícem

      Anoda kugara nebenzi ndiani zviya😂

  • @TaridzaiKutsirai
    @TaridzaiKutsirai Před měsícem

    Mukuwasha wakatuka ambuya chete zviri Nani kushaya mukuwasha pane chimukuwasha Chisina hunhu chipedzi

  • @user-gf8yg8lk5w
    @user-gf8yg8lk5w Před měsícem

    Vana vedu varasika hunhu zvachose amai havatukwe, havachatya zvinoera vana

  • @ChristinaMavhusa
    @ChristinaMavhusa Před měsícem

    Apa ambuya kurwadziwa kusvika pakubuda musodzi haaa mukwambo ripa chaiko iwe uri zundu remunhu

  • @galegombarago9016
    @galegombarago9016 Před měsícem

    Mambo edzai kuita order. W

  • @user-er5rj6jb4g
    @user-er5rj6jb4g Před měsícem

    Uuuuu mukadzi rongedza uenda ikupedzerwa nguva .ibebzi iro akafanana namai vake

  • @liliangede2638
    @liliangede2638 Před měsícem

    Mukwasha akafumuka uyo yowe achisapotwa namai vake yoo

  • @alfrednyatsambo5385
    @alfrednyatsambo5385 Před měsícem

    Rombe remurume uri benzi rekupedzisira!

  • @malumejambase3755
    @malumejambase3755 Před měsícem

    Mambo mandigonera ini. Ndinobva kuZaka asi aya matongero enyu ndafara

  • @blessingzm396
    @blessingzm396 Před měsícem

    😮apa muakdz uyo akanak

  • @user-eq6zh6uh4m
    @user-eq6zh6uh4m Před měsícem

    Musha vaparara uyu,mbuya havasi bho 3mombe ,mah ure ese

    • @MolinG-kd4qk
      @MolinG-kd4qk Před měsícem

      Makajaidzwa dzimba hadzinyengererwi wee hahaha

  • @KhumbulaniNdlovu-gb9ix
    @KhumbulaniNdlovu-gb9ix Před měsícem

    Ambuya hamuna kuvakaimba iyo yaputsika vachiva mari

  • @user-ue7eu6ut3d
    @user-ue7eu6ut3d Před měsícem

    Ambuya nemwana mmmm???

  • @BhaseraNorman
    @BhaseraNorman Před měsícem

    Hes righit bcz muneproblem madzimbuya washa moda kutonga musha wemukwasha tuwai ini ndakarova zitezvara rangu

  • @Mels-rb9hu
    @Mels-rb9hu Před měsícem +1

    Ndinoona sekuti mkwasha shuwa anodanana nemukadzi ari kutaurwa uyo

  • @TrustChirimerime-mt7cw
    @TrustChirimerime-mt7cw Před měsícem

    Zvimwe tingaite Hedu mai chaivo

  • @KhumbulaniNdlovu-gb9ix
    @KhumbulaniNdlovu-gb9ix Před měsícem

    Ko mashoko aita kuti ambuya vatukwe vavambodiii tarirai kose kunavanambuya vanomhanya hakuna tete here

  • @user-in1ie9mf1k
    @user-in1ie9mf1k Před měsícem

    Mkwasha ari wrong big time pamashoko ake asi ambuya vane dambudziko

  • @BhaseraNorman
    @BhaseraNorman Před měsícem

    Mukwasha kutaura chaiko hanugoni unosiiwamunyaya chero uri corect

  • @AleckDube-iu6nv
    @AleckDube-iu6nv Před měsícem

    Mukwasha ibenzi,anoita chihure pamberi paambuya ovatuka zve

    • @giftalutadosipani3637
      @giftalutadosipani3637 Před měsícem

      No Dube you are totally wrong Hakuna chivanhu chakadaro ambuya ngavasatarise mukwasha mafambiro ake

  • @MarvellousMoyo-xb3mo
    @MarvellousMoyo-xb3mo Před měsícem

    Kamukono ketsambara futa

  • @TendaiMutenhi
    @TendaiMutenhi Před měsícem

    Ini hangu murume atopfeka mhete atova ma1

  • @MaggieMakoto
    @MaggieMakoto Před měsícem

    Morning morning

  • @WashingtonMugonderwa
    @WashingtonMugonderwa Před měsícem

    Amai vemukomana muri mbwa

  • @NetsaiMusendo
    @NetsaiMusendo Před měsícem

    Isai imwe mombe dziite 4

  • @user-gi6sn3uy4q
    @user-gi6sn3uy4q Před měsícem

    Madzimambo mukuwanza kudzvanyirira vanhurume chataurwa nemunhukadzi ndomunoteerera ko kana ambuya vagadzira nyaya teererai mitivi ose pliz musamura nevanhu kadzi chete

    • @user-er5rj6jb4g
      @user-er5rj6jb4g Před měsícem

      Aaaaa uyo murume anodherera why anga akuda kurova vanhu panze iro ibenzi chairo haasi munhu wekugarA naye imhuka

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora Před měsícem +2

    Kutuka ambuya kunge akamboita bonde navo Satan

  • @rosemaryjieman9302
    @rosemaryjieman9302 Před měsícem

    Garai mushe kkkk

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora Před měsícem +1

    Mai vemurume ndavanyarira Satan