ZimNews Beat Tv
ZimNews Beat Tv
  • 701
  • 9 569 730
Mai Sasha Speaks, Gogo Vari Kundishandisa, Hapana Basa Ravanogona
By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
zhlédnutí: 54 798

Video

Sekuru Vave KuNyenga Muzukuru Kuti Vazadzise Makuhwa eVanhu Kuti Vanodanana
zhlédnutí 3,6KPřed 2 hodinami
By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events 263775964849
Vanonamata Vachituka Vavakidzani Kuti Mahure Vanhu VeChurch YeSpiritual Movement
zhlédnutí 6KPřed 2 hodinami
By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events 263775964849
PART 2: Mushonga Wekutamba Makasa Wapanduka Tateguru Tasvu Vobatsira Mukomana Aparara Sikarudzi
zhlédnutí 7KPřed 2 hodinami
By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events 263775964849
Rice Taidya Ka3 Pagore Kumusangano
zhlédnutí 846Před 2 hodinami
By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events 263775964849
Part 2 Sekuru Vakandivhara Cash $1200
zhlédnutí 658Před 4 hodinami
By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events 263775964849
Ndakarara Naye Ka3 NeCondom Asi Ane Kadora Chikomba Changu Ichi
zhlédnutí 18KPřed 4 hodinami
By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events 263775964849
Murume Ari Kuita MaDhodho eNhoko eMbudzi, 27 Mapositori, 11 N'anga & 13 Hosp Vazvitadza
zhlédnutí 8KPřed 4 hodinami
By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events 263775964849
Vana Varikurarwa NeKamba: Sekuru Chamunorwa Vosunungura Mhuri
zhlédnutí 2,7KPřed 4 hodinami
By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events 263775964849
Amaiguru Vakaba Pant Rangu Vakariboora Pakati
zhlédnutí 691Před 4 hodinami
By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events 263775964849
Headmaster Arikuunza N'anga Pachikoro
zhlédnutí 651Před 7 hodinami
By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events 263775964849
PART 2 Murume Akanditi Haunake Unongobuda Mvura Ndakuroora Chembere Ndidzo Dzinonaka
zhlédnutí 7KPřed 7 hodinami
By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events 263775964849
Pane Chinhu Chaigara Mudumbu Chichidya Bvudzi Rangu: Prophet Kudakwashe Jose Thank You
zhlédnutí 7KPřed 7 hodinami
By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events 263775964849
Mushonga Wekutamba Makasa Wapanduka Wakuvadza Sikarudzi NeMusana WeMwanakomana
zhlédnutí 5KPřed 7 hodinami
By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events 263775964849
Uyu Chikomba Changu, Uyu Murume Wangu Zvose Bvuu Mudare
zhlédnutí 1,8KPřed 7 hodinami
By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events 263775964849
Handichada Kuroya
zhlédnutí 1,3KPřed 9 hodinami
Handichada Kuroya
Mai Sasha Chenai Ovigwa Kumusha Kwavo KwaChikwaka
zhlédnutí 79KPřed 9 hodinami
Mai Sasha Chenai Ovigwa Kumusha Kwavo KwaChikwaka
Akabatwa Achiita Bonde Pasi Pemuti NeMukadzi WeMunhu & Offered Beer As Bribe
zhlédnutí 1,4KPřed 9 hodinami
Akabatwa Achiita Bonde Pasi Pemuti NeMukadzi WeMunhu & Offered Beer As Bribe
Tateguru Tasvu Vodzero KuChikafa Border Moza ne Zimbabwe
zhlédnutí 9KPřed 12 hodinami
Tateguru Tasvu Vodzero KuChikafa Border Moza ne Zimbabwe
PART 3: Samas Wekupedza Mhuri Auya Kuzo Surrender Zvinhu Zvake Kuna Tateguru Tasvu
zhlédnutí 24KPřed 12 hodinami
PART 3: Samas Wekupedza Mhuri Auya Kuzo Surrender Zvinhu Zvake Kuna Tateguru Tasvu
Maiguru Votora Advantage Yekudhakwa KwaBamunini Ndokurara Navo Pungwe MuBedroom Mavo
zhlédnutí 1,7KPřed 14 hodinami
Maiguru Votora Advantage Yekudhakwa KwaBamunini Ndokurara Navo Pungwe MuBedroom Mavo
Mushonga We Lucky Wakabuda Mubhodhoro Ukatiza Ukadzoka Yave Nyoka: Sekuru Nyangatayani Vobatsira
zhlédnutí 9KPřed 14 hodinami
Mushonga We Lucky Wakabuda Mubhodhoro Ukatiza Ukadzoka Yave Nyoka: Sekuru Nyangatayani Vobatsira
Ngochani Hatidi Mu United Methodist Church Zimbabwe
zhlédnutí 2,6KPřed 14 hodinami
Ngochani Hatidi Mu United Methodist Church Zimbabwe
Ndaneta NeMukadzi Wangu Handichamude Aoshaudha Amai Vangu Kuvasiya Vakashama
zhlédnutí 3,7KPřed 16 hodinami
Ndaneta NeMukadzi Wangu Handichamude Aoshaudha Amai Vangu Kuvasiya Vakashama
Breaking News: Muporofita Akaponda Mukadzi Wake WeChidiki KuNyanga
zhlédnutí 27KPřed 16 hodinami
Breaking News: Muporofita Akaponda Mukadzi Wake WeChidiki KuNyanga
Chenai Afa: Mai Sasha Mazvinzwa Here?
zhlédnutí 78KPřed 16 hodinami
Chenai Afa: Mai Sasha Mazvinzwa Here?
Vakachinjana Mombe Parufu Nhasi Zvakunetsa
zhlédnutí 2,6KPřed 19 hodinami
Vakachinjana Mombe Parufu Nhasi Zvakunetsa
Ndakapa Murume Mari Yekuti Andiroore Akandivhara
zhlédnutí 9KPřed 19 hodinami
Ndakapa Murume Mari Yekuti Andiroore Akandivhara
Marondera Church Yakachatisa Mwana Wangu Ndisipo Inonzi Assemblies of God Spiritual Movement
zhlédnutí 2,8KPřed 19 hodinami
Marondera Church Yakachatisa Mwana Wangu Ndisipo Inonzi Assemblies of God Spiritual Movement
Dotito Mudhara Akabata Mushonga Wekusimbisa Musha Wapanduka, Sekuru Chamunorwa Vosunungura Mhuri
zhlédnutí 5KPřed 19 hodinami
Dotito Mudhara Akabata Mushonga Wekusimbisa Musha Wapanduka, Sekuru Chamunorwa Vosunungura Mhuri

Komentáře

  • @NyaradzaiMutuvi-co9jg
    @NyaradzaiMutuvi-co9jg Před 28 vteřinami

    Tiudze zvawakataura chaizvo pawakanzi taura zvauri kuda nagogo ipapo ndopawakataura zvinhu zvavo zvikatoshanda

  • @sifundilemhlanga1755
    @sifundilemhlanga1755 Před minutou

    mai Dasha I'd saying Chenayi imhondi,mbavha muroyi,akazviita kunani,ndiye ari zvonhu izvi,ndiye an kauraya ndiye who di,anotyisa

  • @EdithBondera3
    @EdithBondera3 Před minutou

    Boss lady makabvuma kushandiswa wo😮😮

  • @HildahMuhamba
    @HildahMuhamba Před minutou

    Uchafa uchitambura kayume kako iwe muchafa muchidya nhoko dzezvironda mu carbin satan

  • @chiheramaialexis2510
    @chiheramaialexis2510 Před 2 minutami

    Bvapo muroyi

  • @politenyambara6237
    @politenyambara6237 Před 5 minutami

    Uri dofo shuwa ungaendese 200us unopenga chokwadi dai akanotenga bhero ukutengesa soooo uri dofo

  • @colleenndoro5934
    @colleenndoro5934 Před 5 minutami

    zvakangooma

  • @ruvimbomoyana5842
    @ruvimbomoyana5842 Před 7 minutami

    unoita kunge ndiwe watanga kuita murume seiko.kuita kunge anochururika gold

  • @hazelfadzi
    @hazelfadzi Před 7 minutami

    Mai Sasha vanofarira word rekuti HURE sterek ..............guys always remember its easy kuitawo hure varume vanokuitisa chihure iwe usiri hure. Taona zvizhinji. Nhasi wave muroyi nenhau yemurume , hatina zera navo varume.

  • @NyaradzaiMutuvi-co9jg
    @NyaradzaiMutuvi-co9jg Před 7 minutami

    Mai Sasha munochinja statement chokwadi ndochamakataura kare ikozvino zvamakutaura hazvichanzwiki

  • @gladyschivanga2017
    @gladyschivanga2017 Před 8 minutami

    Problem wakabuda ychitaura wega..uchiganza. Nhasi wave neconfussion but wakataura wani wega..

  • @user-xz7mz3vt7s
    @user-xz7mz3vt7s Před 8 minutami

    Iwe mai sasha unofarisa masingle mothers adii iwe uri second wife wani kuna baba Sasha

  • @TraceyNgwenya
    @TraceyNgwenya Před 8 minutami

    Nyaya yakaoma hayo

  • @Blessingblessing-tv1zs
    @Blessingblessing-tv1zs Před 8 minutami

    Mokoma robert kana ava vakuda kufamba semhuri ngavaende kwatasvu mai vanogona kutenga maprofta

  • @LeonHondoyemoto-bm8ir
    @LeonHondoyemoto-bm8ir Před 9 minutami

    Zvatotanga so akupenga uyu

  • @brightonmoyo6766
    @brightonmoyo6766 Před 11 minutami

    Akupenga mai Sasha

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 Před 11 minutami

    I think it's very sad when it comes to such a situation. To be honest this business of locking ppl kills. It can backfire even to the person who did it. In particular borrowed powers as there's a devilish protocol.Everybody had a part to play. Remekedzai varume vevamwe. Asi kuuraya munhu hutsinye. N'anga dzakaromba kazhinji azdigone kugadzira. Sokuti masimba ekutenga. Sad situation. Chenai azozora zvake. Gogo vekuromba vanozviziva kuti ndivo vanotevera.

  • @jamesongjshamuyarira7328
    @jamesongjshamuyarira7328 Před 11 minutami

    Ndopanotangira kuroyana ipapa apa

  • @user-yr5eg9tv5b
    @user-yr5eg9tv5b Před 13 minutami

    Hurirwa iwe basasha hurai chaizvo hamusati matanga mukadzi hre iyeyu anoshambadza kuti murihure rinevakadzi 17

  • @mitchellrudhanda3483
    @mitchellrudhanda3483 Před 14 minutami

    Varume hamuna zera nazvo sis 😂😂😂

  • @user-qm4ef7pn9z
    @user-qm4ef7pn9z Před 15 minutami

    Chenai akutopfuka zvake

  • @marymakwarimba7130
    @marymakwarimba7130 Před 17 minutami

    Well done mai Sasha. The truth will always set you free. God is very patient but time will deal with that mamoyo.

    • @Mamiemuzah
      @Mamiemuzah Před 13 minutami

      😂😂 mamoyo kudi waitsvageikoo mai sasha wacho

  • @yvonnechimhanda4411
    @yvonnechimhanda4411 Před 18 minutami

    Apa wakutozvigadzorira rimww bhomba tsvuku chairo nekutuka gogo vako kut imbavha ,kahure hapana chavanogona ,uku Chenai ari munzira kuuya haaa wakabata magetsi chaiwo .Uri kuzvisikira umwe moto nekutuka gogo avo iweeeeeka . Wait and seee

  • @Faith-vc4vc
    @Faith-vc4vc Před 20 minutami

    Kana vaneta nechihure vakadzi vari mudzimba voenda kun'anga kunoroya magirlfiends evarume vavo...aaagh futi nikisi 🙈🙄🙄🙄

  • @Prophetess241tosavelife
    @Prophetess241tosavelife Před 20 minutami

    Varikunzwa mubvunzo here ava

  • @NyaradzaiMutuvi-co9jg
    @NyaradzaiMutuvi-co9jg Před 21 minutou

    Mai Sasha kutaura chokwadi makaroya chenai card rake mayiritorereyi murume wenyu makamufuratidza kuti asatarisa chenai ndozvandiri kuona zvimwe zvese izvoo zvamava kutaura murikuyigochera pamoto

  • @essiemandizvidza7784
    @essiemandizvidza7784 Před 21 minutou

    These kind of songs promoting prostitution in the family...manje mukaramba muchipembedza chihure munopera

  • @judithmwatauseni5157
    @judithmwatauseni5157 Před 22 minutami

    PFUTSEKI MHANI IWE MURU.E WAKO IHURE full stop

  • @tabethmukombe
    @tabethmukombe Před 22 minutami

    Kuita rwaivhi chaoyo kuchinja

  • @mukaiwizha1235
    @mukaiwizha1235 Před 23 minutami

    Mai Sasha 25yrs kupfeka sechembere aaah moti murume aidiiwo pakadai

  • @JewelChibete
    @JewelChibete Před 23 minutami

    Arikudhomoka mukadzi uyu akutya ngozi

  • @user-su5uc1uh1s
    @user-su5uc1uh1s Před 23 minutami

    “Ngavarapirwe pano pavakagadxirwa” , “Gogo hapana zvavanogona” kwana

  • @tendainyoni4020
    @tendainyoni4020 Před 24 minutami

    Mai Sasha dressed by Chenai ...akushanda musikana😂

  • @rabeccamutangadura3276
    @rabeccamutangadura3276 Před 24 minutami

    This young lady is loosing it, she is all over she needs counseling and help

  • @JaneMahachi-ik6iw
    @JaneMahachi-ik6iw Před 25 minutami

    If kuhumana was a person 😂😂😂😂😂. Makanganwa kuganza kwese kwamaiita

  • @Mamiemuzah
    @Mamiemuzah Před 25 minutami

    Mai sasha cant stand for her self maprophet n'anga ..namata iwe .maAudio ako ariko you mentally disturbed. Nyararamurikut0tya iwewee noise ...namata wakaresva wakaresvaa.murume wako ihure ukutaura wega.hongu nguva yayakwana yachenai asi wakava muperekedzi...waimboonererwa pakutanga muromo wako .....uchakurayisa ungada vana iwe asingandidi mai vacho noise bow down and pray

  • @JaneMahachi-ik6iw
    @JaneMahachi-ik6iw Před 27 minutami

    Takuda face yako paprofile yezim celebs

  • @PatienceGwinhi
    @PatienceGwinhi Před 27 minutami

    Mai Sasha vakufumura Gogo hanzi Gogo itsotsi vanovhara vanhu umm nyaya yenyu ichanetsa mhayi

  • @laizachidindi-ej3vd
    @laizachidindi-ej3vd Před 27 minutami

    Saka wakaenda kunodii kana vanhu vaitaura zvekuti havagone murume wako asati adanana naChenai. Ko kana usina kuuraya ngozi inouya kuzodii mushonga haubate pasina chironda

  • @Faith-vc4vc
    @Faith-vc4vc Před 27 minutami

    Iri dare rinotongwa nemachinda ivo mambo vacho vanenge vakatokotsira zvavo🙈🙄🤣🤣🤣🤣

  • @MellisaMabara
    @MellisaMabara Před 27 minutami

    Haa zvenyoka izvi nemutyiro wandinoita

  • @mukaiwizha1235
    @mukaiwizha1235 Před 28 minutami

    Chasara kunzwa kuti mai Sasha vopenga kana kuti vachazvisungirira.Kutamba nen'anga,apa vanozviona uchivataura kuti imbavha.Zvemushonga hauna zera nazvo mai sasha

  • @DanielDzoriwa
    @DanielDzoriwa Před 29 minutami

    Let's go and see!

  • @Moniquechiqous8052
    @Moniquechiqous8052 Před 30 minutami

    Elizabeth basa unorova hako thank you wafamba nzira dzamukoma Robert

  • @judithmwatauseni5157
    @judithmwatauseni5157 Před 31 minutou

    Wakangwarangwanduka mwanangu URI JOJETI DRESS RISINA PITIKOTI

  • @user-su5uc1uh1s
    @user-su5uc1uh1s Před 31 minutou

    Sekuru Tembo vakutsvaka mari, vakuda kuchenura gogo mamoyo umwe wavo. Vanopenga

  • @immaculate-se9re
    @immaculate-se9re Před 32 minutami

    ummmm guys something is not right..confidence dziya dzakaendepi

  • @ellenjames1069
    @ellenjames1069 Před 32 minutami

    I think mai Sasha zvavakaenda vachida kuti gogo vaite nezvakazoitwa was not in agreement mai Sasha dint expect ku urayirwa munhu which was not tge agreement