Ndakarara Naye Ka3 NeCondom Asi Ane Kadora Chikomba Changu Ichi

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 4. 06. 2024
  • By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Komentáře • 239

  • @zimondidarlington4370
    @zimondidarlington4370 Před 28 dny +56

    Ini hangu mukadzi akahura,handimboendi kudare bcz handidi kuripwa,chandinoda ndechekuti mukadzi angonyangarika,akatoenda,,kumba kwavo

  • @talentnyamadzavo
    @talentnyamadzavo Před 28 dny +12

    Haa vanhu vakange vabatwa so vanonyadzisa dzinza shuwa vanhu vanoita chihure muri pa varume chivindi chenyu chii chaicho better kurambana henyu frst mozonyengwa izvi muchazvirega shuwa uzivikanwe pasi rose nechihure

  • @user-dm1tg8ew8v
    @user-dm1tg8ew8v Před 28 dny +11

    Sei murume vachirivese nemukadzi iye akahura, kufuma nemombe dzechikomba ,mumoyo make arikuttoti amai makagona pasa,2 sei dare risinga vudze mukadzi kuti wakahurirei achiziva kuti anemurume

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 Před 28 dny +7

    Mash central sando dzenyu 🏆🏅🥇but ndakuona chihure chemashonaland central neimwe angle vakadzi vanenge vasiri kuguta bonde cz barika rawandisa plus varume vacho futy vakabata tumari twegold nefodya vakuwanza vakadzi plus magirlfriends voshaya time yakakwana nevakadzi vavo chaivo vongoitwa hwejongwe saka anamai vakusara nenzara regai vahure

  • @clariskumba3538
    @clariskumba3538 Před 28 dny +12

    Vakadzi vari mudzimba vatora chimuti pakuhura vari kubura mbishi zura nezuva ma singuru ndovatodzikama zvavo😅😅😅

  • @forbesjese2101
    @forbesjese2101 Před 28 dny +6

    humbowo haisi evidence here.mudzimai angamzi apa humbowo here? dai vameasurer nhengo

  • @saulmhoka8907
    @saulmhoka8907 Před 28 dny +6

    Uyu muface wekutora mukadz wemunh anoda Chief Nyamaropa,,, Mutasa,, Bushu & Madziva those guy's they don't tolerate nonsense

    • @tariromagwaza
      @tariromagwaza Před 27 dny

      Taura zvako
      Chief Nyamaropa vanobva vasheedzera NONSENSE MHANI ine kusvotwa kusvika pabhonzo remoyo

  • @melodyzvimba7050
    @melodyzvimba7050 Před 28 dny +14

    Mukadzi uyu kuita kunge murume

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 Před 28 dny +7

    Weduwee... hutano chaiwo achikomba apana ....ngatidzikamei vanhu Weduwee

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 Před 28 dny +2

    Chikomba chinoda mambo Nyamaropa dzungu rake iro raipera nemaseconds kana vari mambo Bushu vanobva vawedzeda futy imwe mombe pamusoro😅zvino blaz ava varikudheerera mambo kandeya nekuti havataure vanotaurirwa nema accessors.

  • @user-fw7kl9yh2q
    @user-fw7kl9yh2q Před 28 dny +4

    Moo fire zim news beat

  • @honestrufu5354
    @honestrufu5354 Před 27 dny +4

    ICHI CHIKOMBA CHANGU😮😮😮😮😮 UYU MURUME WANGU bhoo here apo kudyiswa here kunoita usarambe mukadzi anohura

    • @ShortCircuit05445
      @ShortCircuit05445 Před 27 dny +1

      @honestrufu5354 taura hako I think murume uyo akutoda zvemombe kuburikidza nechihure chemukadzi that's y he's not leaving her and quick to forgive coz rinenge ritori zheti between husband and wife kuti vapfume nechihure chemukadzi,coz under normal circumstances,other women have been told kuti varove pasi just for talking to another man and what more someone who is not even denying kuti akararwa 3 times,so I zheti rine ka skilful kaka push mukati,coz I myself as a man if I was to catch my wife cheating I would send her packing bags and back kumba kwavo coz it's not normal for a man kugara nehure pamusha coz this guy is the type of those guys that allow their wives to go and act in pornos and justify it that it's a job and it's acting just coz mkadzi will be bringing a lot of money at the expense of sleeping with several different men.hamenho but pakaipa 😂😂😂😂😂😂😂. 😊

    • @honestrufu5354
      @honestrufu5354 Před 27 dny +1

      @@ShortCircuit05445 I think mukadzi wechikomba should counter sue mukadzi uyo otiwo akarara nemurume wangu ndikudawo mombe 5

    • @ShortCircuit05445
      @ShortCircuit05445 Před 27 dny

      @@honestrufu5354 100 you are absolutely 💯 right she should definitely sue as well coz the law has to be fair to both sides coz it's usually us men who get sued for kukwata bota remumwe murume and then the law just expects the other wronged part to deal with it and move on and forget about it

    • @munyaradzihastingsmusungwa2179
      @munyaradzihastingsmusungwa2179 Před 12 dny +1

      Chief akaneta neta why

  • @eniakaduwe3554
    @eniakaduwe3554 Před 28 dny +12

    Lkk hanzi handina diki ndine hombe...

    • @talentnyamadzavo
      @talentnyamadzavo Před 28 dny +1

      Kkkk dzangovewo nharo kkkkkk

    • @dennisjon9340
      @dennisjon9340 Před 27 dny

      😂😂😂😂Achiri kuda kurikita dzimwe nzenza dzinoda hombe

  • @user-gq5wt6es6v
    @user-gq5wt6es6v Před 27 dny +2

    Yuwiiii chikomba wacho zvaanototyisa. Kusiya murume musvinu uchida bhinya iro zvivindi ndezvei. Mash central vakadzi asi matove ne class yekudzidzisana chihure.

    • @emmanuelmahove9989
      @emmanuelmahove9989 Před 21 dnem

      Yaaa murume uyu ibhinya unoshaya kuti mukadzi akadayi pamurume uyu iwo mukaka wemombe

  • @user-qd1sc6ln5l
    @user-qd1sc6ln5l Před 28 dny +6

    Mukadzi ngaripe iiihure

  • @user-fz9ww9vm8c
    @user-fz9ww9vm8c Před 28 dny +6

    Mash central 🏆 🙌

    • @netsietumu7767
      @netsietumu7767 Před 28 dny

      Kkkk dhariweni

    • @user-fz9ww9vm8c
      @user-fz9ww9vm8c Před 28 dny +1

      🤣🤣🤣🤣 pakaipa ndokirwa nekusanyara kwavo madzimai sure nyikayoparara

  • @LorraineKatelizm-gc5bd

    Mash central ndasarenda hangu

  • @user-cz1qc6jt1f
    @user-cz1qc6jt1f Před 28 dny

    Vakadzi chihure manyanya
    Mash central umm inobuda kugan'ga kwakanyanya

  • @priscillamurenjekwa539
    @priscillamurenjekwa539 Před 28 dny +7

    Haa Mash central vanohura havo madiro😅😅😅🙌

    • @ricardogaricai-nl6im
      @ricardogaricai-nl6im Před 28 dny

      Pakaipa...paShamva pabushu type dzese dziri kurohwa nyini rough..but inhau yegold chete chete...and vari kuhura full time..hapana anoramba ...shiri,nemhuka dzesango dzirikuonerera...😮😮😮😮

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Před 28 dny

      ​@@ricardogaricai-nl6implus barika saka vakadzi havachaguta bonde varikusiiwa nenzara

  • @mekidhliwayo874
    @mekidhliwayo874 Před 28 dny

    Mash central chihure haaà munogona henyu

  • @user-bb5xx7md4l
    @user-bb5xx7md4l Před 28 dny +3

    Uyo themba mliswa anojairira dare

  • @user-tv1ed5zn1i
    @user-tv1ed5zn1i Před 28 dny +4

    Madzvinyirira munhu apo warume iye arikuti anehombe mukadzi arikuti anediki maifanirwa kutarisa muchibuda nechokwadi

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Před 28 dny

      Kutarisei hanti mkadzi aneproof here😅😅

  • @shanazchipanga4101
    @shanazchipanga4101 Před 12 dny

    Mambo nyaya iyi ngavai endese kune rimwe dare...

  • @user-qd1sc6ln5l
    @user-qd1sc6ln5l Před 28 dny +1

    Vakadzi cmv
    Vakadzi vanohura ngavaripe

    • @JessicaMukora
      @JessicaMukora Před 28 dny

      Ndo chokwadi ipapo mutemo ngaupaone please varikuramba vachi hura nekuti havasi kuripiswa

  • @samuelrinomhota2692
    @samuelrinomhota2692 Před 27 dny

    Pfambi idzi 🙌

  • @clariskumba3538
    @clariskumba3538 Před 28 dny +1

    Mukadzi anorambirwa chihure 😅😅😅 . Shiri ine muririro wayo hairege . Chasara kuhura nababa vanova tezvara baba vemurume 😅😂😅😂. Anoda kuona kuona kuti mwana nababa ndeupi ane hombe 😅😂😂😅

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve Před 28 dny +10

    Seyko vanhu vachihura nezvipurunyenye. Zvemumakomboni so

    • @user-md7xb5pe5v
      @user-md7xb5pe5v Před 28 dny

      Ndozvairi nzvimbo yacho

    • @user-vh1rp8pv8p
      @user-vh1rp8pv8p Před 28 dny

      Taurai henyu vanopenga mudhara uyo

    • @Vincentkamhips4875
      @Vincentkamhips4875 Před 28 dny

      Ukatarisa mukadzi something is lacking pajuchengetwa nemurume uyu dressing yake shows everything saka pakadai chikomba chinopinda inyaya yemarii iyi wakanyengwa pakutenga mukaka ne madomasi

    • @user-gl4yp1cp7t
      @user-gl4yp1cp7t Před 28 dny

      Kana ingori nyaya yemuPurazi haaa kusangodzifambira nyaya dzacho. MuPurazi munoitwa zvakawanda....

    • @JusticeKunaka
      @JusticeKunaka Před 16 dny

      Rudo ibofu

  • @iedrenkodzevu4264
    @iedrenkodzevu4264 Před 27 dny +2

    Chikomba nehurekadzi vakafanana kushinga 😂😂😂😂

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 Před 18 dny

    Sei zvisingaremere vanhukadzi kupinza chikomba mubedroom memurume wako? Why is it so easy kudaira kuti ichi chikomba changu?

  • @it3788
    @it3788 Před 28 dny +1

    Ndo area yehuruwanga dze zanu pf central vakatakurahombe😂😂😢😢😮

  • @vimbaigumunyu2137
    @vimbaigumunyu2137 Před 28 dny +2

    Define 'Humbowo'

  • @nyarairukato3273
    @nyarairukato3273 Před 28 dny +3

    kkkkkkk asi zvimwe zvachoka shuwa ungati handina kuona nhengo nekuti yanga iri mucondom saka anga akatopfeka condom kudhara veduweeka chief onai nyaya zvakanaka.murume nemukadzi vane dhiri rimwechete rekuda kupiwa mombe

  • @user-bh5kv5ed4c
    @user-bh5kv5ed4c Před 11 dny

    Kana iwo mashavi echihure.Chikomba chacho hapana nezviripo futi zvinhu zvachoso

  • @wisdomtar
    @wisdomtar Před 27 dny +1

    Gogo MaMoyo hero basa

  • @lorrainemazhawidza6790

    Chihure chacho chakapusa shuwa kuisa chikomba mumba mako nemurume.....highest level of disrespect..

  • @medina3002
    @medina3002 Před 20 dny

    Ambenge achitaura kunge ane dambudziko reizwi apa akunatsotauraummmmmm

  • @user-wu8pp7ez1b
    @user-wu8pp7ez1b Před 22 dny

    Vakadzi vanoita chipfambi ava vanenge vakadyisa varume hre cz ini wangu kudare haatomboindi anoinda kunodii ukatobuda uri mupenyu wahura tenda mwari

  • @crispenrakafa6255
    @crispenrakafa6255 Před 28 dny

    Mombe dzechihure handitambire handidye zvakafa zvega.kana wahura rova pasi or tokuchengeta but mombe hatitambire

  • @acmfirst5481
    @acmfirst5481 Před 27 dny +1

    Mashonaland women chihure chacho is too much.

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 Před 28 dny +4

    But mukadzi uyo ano lacker something haasi kuchengetwa mushe pamwe baba vanosiyawo mukadzi kwenguva refu vachiita mjolo kuchikorokoza zvino mudzimai paanenge akudawo murume oshaya apa mudiki ozongohura zvake.

  • @asychiinhai
    @asychiinhai Před 24 dny

    Vakadzi Ava vakutohura kuti varume vavo vapihwe mombe 4 vodya kumba kwavo. Vakadzi vakahura ngavaende kumisha kwavo.

  • @portiachideya2950
    @portiachideya2950 Před 28 dny +3

    Yuwii chikomba chacho harahwa zvayo ende vakadzi vevanhu hindava so chipfambi so

    • @francischarewa2195
      @francischarewa2195 Před 28 dny

      nhy Portia.zvinoreva here kuti vakadzi ava kwavo kushaya zvekusvika pakuita chikomba harahwa yakadayi

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Před 28 dny

      ​@@francischarewa2195VArikuda service chete

  • @user-qc7js9zr2i
    @user-qc7js9zr2i Před 13 dny

    Mishonga ere,mwana mudiki kuda zimudhara rese iro

  • @tapiwaartmore5523
    @tapiwaartmore5523 Před 28 dny

    Kutoenda kwa Chief humbowo wekuti mukadzi akabviswa brugwa asi ndikumuda dhemeti

    • @francischarewa2195
      @francischarewa2195 Před 28 dny +1

      haa zvinhu zvacho zvinoshamisa.mkadzi anotaura pamberi pedare kuti ndakasvirwa mubedroom mangu.murume wacho obva ati mkadzi wangu ndinomuda.chii chakadaro

    • @clariskumba3538
      @clariskumba3538 Před 28 dny +1

      Akadyiswa dzinyu 😅😂😅😂

    • @user-ip1lk1ef4p
      @user-ip1lk1ef4p Před 27 dny +1

      Iduzvu remurume

  • @lorrainemazhawidza6790

    Kkkkkkkkk hanzi yangu nhengo ihombe .....maramba kunzi mune kadora here

  • @ssam1430
    @ssam1430 Před 28 dny

    Paininona ane hasha nenharo dzemhunu ane kadora katolotoko 😢

  • @ellahkasiyandima6547
    @ellahkasiyandima6547 Před 17 dny

    Dai Chikomba chiri chisvinu better Nxaa

  • @user-zg6mc2xt9c
    @user-zg6mc2xt9c Před 23 dny

    Circumcised....not sure
    Nhengo size......small

  • @tafadzwamuzhingi8496
    @tafadzwamuzhingi8496 Před 12 dny

    Kuipa kwakaita chikomba kaaa pameso haaa angazotadze kuita kadora her

  • @thegeorgemsnog5738
    @thegeorgemsnog5738 Před 28 dny

    Ini zvangu ndaspakwa ne zi moms re perm irooo😂😂

  • @user-if9zr1nu8l
    @user-if9zr1nu8l Před 27 dny

    Magistrate anoda ma V11 usatya iwe ukotorerwa mombe dzose

  • @user-rm9wv3di6v
    @user-rm9wv3di6v Před 28 dny +1

    Muendesei kwachief Nyamaropa aite bhoo

    • @TanyaMuridzo
      @TanyaMuridzo Před 28 dny

      Vanoudzwa kty usandipedzere nguva chpetii😂😂

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Před 28 dny

      😅😅😅😅😅 shut up yaibuda

  • @natashahweru9479
    @natashahweru9479 Před 28 dny +2

    Ndabvuma hnk uuuu Mash central ngaipiswswee weduwee😂😂😂😂😂😂😂

  • @hohozatashadube7426
    @hohozatashadube7426 Před 15 dny

    Ndururani chaiyo muface uyu ane Red t shirt

  • @user-rr7ti4ue3p
    @user-rr7ti4ue3p Před 27 dny

    yuwiiii

  • @reeghanmakuwerere3707
    @reeghanmakuwerere3707 Před 28 dny +1

    Aah kuzorara naye katatu kese pamusoro pazvo woti ane diki saka mukadzi uyu anoda diki here or hombe yaari kusiya kumba? Ana mambo:- With due respect potaiwo muchitibvunzira vanhukadzi kuti why vachiita chikomba vari pamurume nekuti pachivanhu chedu hakuna chipari chevarume mareasons ari kuhurira vanhukadzi zvaigona kutibatsira senyika
    Nekuti apa raakuita sebussiness kuti ada hupfumi anongonanga paada kuti awane mombe

  • @user-rr7ti4ue3p
    @user-rr7ti4ue3p Před 27 dny

    kanyika kedu kanonakidza fani mhani kkkk

  • @user-ps5fy4rj6w
    @user-ps5fy4rj6w Před 28 dny

    Kkkk ko zvairi hama yangu yekwamugabiwa apo pavheke ndaigara pa Tsengurwe p sh yoooo pakaipa

  • @user-if9zr1nu8l
    @user-if9zr1nu8l Před 27 dny

    Tarisai ka nhengo yacho plus ma V11 aripo here vanhu vava kuframera vanhu vachida mombe chenjerai madzimamho

  • @emmanuelwashaya3388
    @emmanuelwashaya3388 Před 15 dny

    SEIKO VANHU VESE VANOHURA HAVANA KANA MARI ARIKUTOSHAYA MARI YEKUUYA KUDARE SAKA VAKADZI MURIKUHURIRERI?

  • @rolandmoyo-yy3ok
    @rolandmoyo-yy3ok Před 25 dny

    Kana ukatowona mukadzi achigona kuDescriber nhengo yemurume ibva wangoziva kuti ihure. Because kana ukatonzwa achiti nhengo yababa ava idiki, zvinotoreva kuti kune kwaakotombosangana nehombe, nekuti haungazive hudiki hwenhengo kana wanga usati wakambosangana nehombe.

    • @Liberty.80
      @Liberty.80 Před 23 dny

      Or kureva kt yemurume wake ndiyo hombe so anga akutvagei kune chikomba

  • @medina3002
    @medina3002 Před 20 dny

    Ndosaka vanhu vachigadzira misha varume kanavakadzi vavo

  • @immaculatekawara608
    @immaculatekawara608 Před 28 dny

    Ndanyara vanhu vekumaraini kwangu😅😅😅😅mambo uyo ndisekuru wangu

    • @immaculatekawara608
      @immaculatekawara608 Před 28 dny

      Sekuru vakaitwa havo mambo nekuti vakasarudzwa asi vanyoro manje varikutodhererwa nevanhu munhu kutaura achidai pamberi pamambo

  • @rowayimaunganidze873
    @rowayimaunganidze873 Před 28 dny

    Munhu 1 ane maVoice 2

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Před 28 dny

    Tamirira hedu

  • @mahafrika7116
    @mahafrika7116 Před 28 dny

    Haisi mash central chete, dziri kubva kuManicaland hamudzinzwi here kkk

    • @mekidhliwayo874
      @mekidhliwayo874 Před 28 dny +1

      Haaaa kuMash vanovhura hombe musada kuramba zviripachena

    • @natifmobile2923
      @natifmobile2923 Před 28 dny

      Haaaaa mash central pa mjolo i number 1,zviri pachena izvi

  • @user-vo6wr3zn9f
    @user-vo6wr3zn9f Před 28 dny +1

    Mwana wekwa Mambo ndosaka ari kudherera

    • @immaculatekawara608
      @immaculatekawara608 Před 28 dny

      Apo kwainona vanhu vanoremekedzwa kumusha big brother yake aive body guard waMugabe

  • @RyanMachache-kg8mk
    @RyanMachache-kg8mk Před 28 dny

    Nhym vakadzi vevanhu chiiko nhy mvana dzizere dzrkuda zvikomba

  • @TanyaShumba-bz9cr
    @TanyaShumba-bz9cr Před 21 dnem

    Vakadzi vekuzim maita mbiri yekuhura chii ko nhai vasikana

  • @user-nt3qu3oc7v
    @user-nt3qu3oc7v Před 28 dny +1

    Murume uyoo anodherera mambo

  • @tambudzainechiwowe4968
    @tambudzainechiwowe4968 Před 28 dny +1

    Kudhara zvaityisa kunzi mukadzi wemunhu abatwa nemurume wemunhu but iyezvino rinenge ratove business i think inyaya yenhamo

  • @kristamusengezi3087
    @kristamusengezi3087 Před 27 dny

    Ndanyara

  • @PraiseMapfumo-jm7tr
    @PraiseMapfumo-jm7tr Před 28 dny

    Asi vkadzi chiiko kuhura uri pamurume ko kusiya murume wacho kana zvisingaite

  • @NomatterKamuchanyu
    @NomatterKamuchanyu Před 23 dny

    Naiye mkdzi uyo kuitq chikomba ngozi kudai😅

  • @user-up6uv7hg2n
    @user-up6uv7hg2n Před 8 dny

    Nhengo idiki muchishona ....kadora

  • @clariskumba3538
    @clariskumba3538 Před 28 dny

    Team rediki 😅😅😅 amunyare kuonerwa hre 😂😅😅😅 dzikamai

  • @dominiquemdawini9796
    @dominiquemdawini9796 Před 27 dny

    Dai kurikwamambo Makoni vaibuda naye panze kunoongorora nhengo Kuti idiki kana Kuti ihombe

  • @aaronmasukuma9632
    @aaronmasukuma9632 Před 21 dnem

    but vatongi ava havana njere vanokasira kutora ma side havashandisi ma facts. why mkudzai uyu achiti haazivi kut munhu uyu akachecheudzwa here kana kut kwete nekut anga apfeka condom zviriko here izvozvo munhu anouya angangopfeka condom here or unopfeka condom wakatomboona nhenge yacho semukadzi , plus maanoti mukadzi uyu aishandisa bedroom remurume wake obvious panofanirwa kuva pane communication between mukadzi ne chikomba through ma phones

  • @nnnsandra
    @nnnsandra Před 24 dny

    I dare ramambo ani iri?

  • @mariakatsande2403
    @mariakatsande2403 Před 28 dny +1

    😅😅😅vakadzi itai serious kunyengerwa mukaka nemadomasi

  • @runesurunesu5609
    @runesurunesu5609 Před 27 dny

    pakuti uyu murume wangu ichi chikomba changu ipapo ka

  • @FaithKamutsungira
    @FaithKamutsungira Před 28 dny

    Murume uyo akapara mhosva munyika yaMambo Kandeya, kusunhurira hwiza, nhunzi, madzvinyu, tutongo nezvipuka zvomusango kuonekwa muri pedzi kutadzisa mvura kunaya.

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 Před 28 dny

    Chiii chakuitika nhai mwari wakadzi why takunyadzisa kudai 💔💔

  • @gidchelseangengeza
    @gidchelseangengeza Před 26 dny

    l think ndokudyiswa kwacho Hanzi ichi chkomba uyu murume wangu😂😂

  • @trymorejack077
    @trymorejack077 Před 27 dny

    Chikomba chinenge chakashandisira Mukadzi uyu mushonga coz mmmm

  • @pardingtonnyakunu2598
    @pardingtonnyakunu2598 Před 28 dny +1

    Mash central ndabvuma zvangu

  • @Faith-vc4vc
    @Faith-vc4vc Před 26 dny

    Iri dare rinotongwa nemachinda ivo mambo vacho vanenge vakatokotsira zvavo🙈🙄🤣🤣🤣🤣

  • @lorrainemazhawidza6790

    Ungavatirwa mugarden ko ukarumwa nenyoka 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329

    Brethren Don't LIE easily Please nhai, Revelation 22:15
    15 Avo vasingabvumirwi kupinda vari kunze: vanyengeri vane utsinye, nemhombwe, varoyi, vaurayi, vanonamata zvidhori, navose vanoda nhema.
    Vadikani zvanyore muvanhu sei kusatya Mwari. Kunyepa Chaiko haripindise denga , chitadzo chinyore chinenge chisinabasa asi chichi nyimisa denga.🙏🏽

    • @rascocky6366
      @rascocky6366 Před 28 dny

      @ntandokhayesumcnganashawa4329 You are the one who is lying, quoting some jewish book which was rewritten by the Romans to suit their own narrative. Not only that, but you are so ignorant that you attribute what you read in those books to our Mwari who has nothing to do with jehova/yaweh the jewish/Roman god!! Learn and do proper research then believe in whatever the colonisers brainwashed you to believe!!

  • @nyashadzashesibanda7334

    Chikomba chorakidza kuziva kuti mukadz ane umwe asi icho mhosva chinayo

  • @user-gt2sc6ou8l
    @user-gt2sc6ou8l Před 21 dnem

    Ko mukadzi waCharisi wacho zvaanenge murume

  • @user-zs9ii7ej7z
    @user-zs9ii7ej7z Před 27 dny

    Vakadzi vakuita business rekupfumisa varume kana kumbonyara kutaura kuti ane kadoko zvakaoma

  • @emmanuelwashaya3388
    @emmanuelwashaya3388 Před 15 dny

    VAKADZI MUNONYADZISA KURARA NEMUNHU AKADAI KKKKKK

  • @ClaudyMarwei
    @ClaudyMarwei Před 22 dny

    Chikomba chacho chakanyangara yoooooo

  • @jamessithole2932
    @jamessithole2932 Před 28 dny

    Ihure iro

  • @EmergeGwetera
    @EmergeGwetera Před 27 dny

    Mhosva haitambirwe se plate yesadza,akarara nemukadzi wemunhu

  • @MemoryZivhave-ns3mk
    @MemoryZivhave-ns3mk Před 26 dny

    Chokwadi chikomba chacho chaidiwa achisiya murume chaaka chiva chii veduwe kubva pamurume kuri nani kana uneshavi rekuda varume vakawanda

  • @Faith-vc4vc
    @Faith-vc4vc Před 26 dny

    Kana vaneta nechihure vakadzi vari mudzimba voenda kun'anga kunoroya magirlfiends evarume vavo...aaagh futi nikisi 🙈🙄🙄🙄

  • @TanyaMuridzo
    @TanyaMuridzo Před 28 dny

    Vkdzi vevnhu vari kusvirisa veduwe😂😂😂😂🙌🙌

  • @winstonmapungwana6517
    @winstonmapungwana6517 Před 10 dny

    Apa chikomba chacho kuita ugly sechinogara musango. Vamwe vakadzi vanoda deliverance zvavo 😢