(PART 2 ) MUTOKO......NYAMUZIZI....VARUME VATATU VEMHURI IMWE VODANANA NEMUKADZI MUMWE CHETE
Vložit
- čas přidán 27. 05. 2024
- MAPFUPA OREMERA VATAKURI VEMUTUMBI
WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica - Zábava
Mukomana weku SA ari kurwadziwa zvakanyanya, I don’t think achadzoka pamusha apa
Nhai EVA. zvawasiya waparadzinisa vana vanyamunhu .......ngati zvibatei vakadzi
Vekurara namaiguru vanoziva nezvefiro yemunhu
1. Babamunini avo vekuSA vakaudzwa zvose nemufi uye vari kurwadziwa zvakanyanyisa
2. Bamunini ava vakadzokera SA kudzoka kwavo pamusha apa ndaona kwatora nguva yakareba kwazvo
3. Trust nemabrothers avo ndaona yapera kuti peepeepee dhuuuuuu
4. Vhiki yose munhu asingaonekwi - no action no panicking kutsvaga munhu until mapihwa push nasahwira uumm
5. Mufi aida kurakidza sahwira kuti I am no more hence imbwa yakaenda nemusoro pamba pake
4. Kana tazogara vadikanwi muhupenyu ngatisarwadzisana kudai......ngatisiyei pehukama
Iyo mfana weku south akaudzwa chokwadi nemufi asi haasi kuda kutaura
Kachoro mhiripiri inovava inotoda mukombe wemvura 💃🏾💃🏾💃🏾💃🏾💃🏾💃🏾
Nyaya iyi mukoma Andrew mukadzikisa gejo ndaona mumwe munhu abuda musaga chokwadi chakabuda pachena
Whether he was found in skeletal form of not there will be always a sign if he was murdered or not. The police are ill trained. All they had to do was taking the bones to the hospital for postmortem. Achabuda zvake otaura
Wekujoni uyo anoziva chokwadi akaudzwa nemufi
Mukoma Andrew mavekuziva chivanhu nhaika. Your advise very good kumhuri iyi
Aimbozviita here kuenda asingadzoke kushaya hanya kwacho it’s too much nearly 2 weeks musingaende kupolice
Saka kana muchiti tshirt kana chii hapana chachineropa saka panenyaya apa
Mukarohwa munotaura chokwadi
Dark and handsome men. Ndopaunoona rimwe benzi bleaching their skin unozvishaya
Ka love Triangle Ako kanonyanyoitika Kumapurazi muchapera ne hiv /aids hokoyoi team rangu .
What a way to leave this world May God comfort this family
Taking you to another level.
Vanina muri mharadzi imi nhundira mitsime mharapatsetse dzevanhu nhubu mharadzi. Semi vekuchachura bota tablaz kana Mukanfo tsvaga munhu hamumiwane tam itai kure nekutsvaga mabonzo
Ngavaende kwaT.freddy vabatsirwe mahara vanoudzwa zvakaitika pamufi
Maswera sei mukoma Andrew tinotenda nebasa guru ramuri kubata. Varume ava vakamhanya kuviga mabhonzo emufi vasati varamba
So sad. Ngavabate Sekuru Mukotsanjera idzo ndo nhau dzavanosakura nekuzunza manje masukati machena. Kana vasina mari ngavabate ba Taps ve Karanganda TV vavasvitse ikoko. Haaa mkomana wavo anobvondora zvekurevesa. Iroro igamba re Gorongoza zveshuwa. Inyaya diki iyo. Mhepo yemufi inotaura yega zvakaitika. Kana paine akauraya inodoma zvese
Imbwa yaive yakasenga musoro yakananga kumhatso kwasahwira. Sahwira sahwira!!!
Ngaataurise uyoo
Thank you Drewmas Media pfacha paNyadzonya, ndookuVillage kwangu ndarwadziwa hangu .Shame azorodze mweya wako mabiyedu
Drewmas Media taking us to another level. Level yepamusoro
Akatozviratidza nembwa yakatakura kuenda kunashawira kuty ndakafa ini sahwira avo vaviri vakauraya mukoma nyatsobatai vanhu
Wat if asiriye wemaviga ....komukazona adzoka myb ari Joni
Vati vakaziva nehembe dzake dzaanga akapfeka
Kutongomirira ngozi chete
Ko kana mabonzo asiri afanuel hembe chete dzri dzake
Makadini kufamba kuchivanhu
Pane nyaya.Akarandwa munhu uyu.Ngavadzifambire the truth will come out but vanoda kubatsirwa nevakasimba coz akazviita anogona akatonotsigira kuti asabatwe.
Zvimwe ndezvimwe asi nziyo iyo ka mmmmm painoti kuti deu deu 😂😂😂
Apa panenyaya apa
Makazungaira mhuri imi shuwa mungatoita kuchinjana mukadzi wemukoma shuwa uuuummmmmmmmm
Maonero angu mufi akauraiwa
Haaa uyo wekusouth anoratidza kubatikana aida mukoma wake shame zvkangooma hzvo
Village 91 yakutyisa idihwi .
Idi hwiiii tacha nazvo mhanduwe😢
Kurwara here kunoita kuti mudanane nemukadzi one imi muri mhuri?
Vakarara namaiguru vanoziva mafiro amukoma wavo uye muroora haaigara kusvika 9months nenhumbu achiziva kuti akahura mumusha simba rekugara kusvika 9 months dzenhumbu yazvarwa aitoreva ndeye pamba apa mhuri iyi ngaaiende kwaTasvu vanoswera vakuziva zvakaitika pamusoro pemufi and avo mukoma vekubva South Africa vakaudzwa zvose nemufi kakubatikana kavo varikurwadziwa and hazvitauriki zvavakaudzwa zvacho
Mukoma Andrew vanhu ava ngavaende kwaTasvu chokwadi chibude pachena
Pane nyaya pamabrothers ngavaende kwaMiracle Paul kuEro chokwadi chobuda pachena coz matsananguriro asahwira ekut t shirt yaive isina ropa haingar poison.
Mhuri iyi vanoziva chokwadi
Ini kuona kwangu pane chekuita nekutakurwa kwebonzo apo cy imbwa dzisina kuenda nebhonzo kumba kwemufi
Mufi aslyisadiwa ne hama dzake akat better kwasahwira
Hokoyo nemabosswell eMashava,Hansa hero basa nechishanhu
He probably appeared to Sahwira nekuti hama dzake dzainge dzisina basa naye. It is hard for man kuhurirwa nemukadzi. The family vaida kutsikirira mukomana arimupenyu. They expected him to get over it even the parents don't seem to care..
Drewmas media taking us to another level
Hazvibude zvakanaka kuti vanakomana vakawanda kudaro kuti vazogarisana zvakanaka ivo vese varoora. Hukama hunonetsa kana pave nevanhukadzi. Vamwe vevakomana ava vanofanirwa kutama vachinogara at different places.
Vanin'ina moyo yenyu ngaichene
1:53 DM vakomana vanorova ngoma ava ndevepi
NdevekuMadziva-Shamva
@@drewmasmedia3856 thanks
Drewmas hoyoooo
Nyaya iyi yakapedzwa na bhozhongora kare kare ngavataure chokwadi
Eish, try and avoid background noises
Mukadzi iyeye ndi satani
Na MAIGURU
Ko mushakabvu akaenda Joni kwekuva yakadiiko nekuti Joni kwacho ukayeverwa unokanganwa mhuri zvinozopa mkadzi atiwo ndichadii ndakatizwa. Mukadzi wemufi anenge aive ave mapemape
Bernard neumwe wake ndivo vakaponda mkoma zviri pachena
Postmortem was needed vakamhanya ava ummmm
Musangomhanya kuti kunhuwa mweya kudii ichakwana nguva yengoxi.wait and see
Dear ex musikana arikufara
Ngozi mumusha
Ichadarika ya sadork kwamuranganwa
Thank you Drewmas Media pfacha paNyadzonya, ndookuVillage kwangu ndarwadziwa hangu .Shame azorodze mweya wako mabiyedu
Vanin'ina moyo yenyu ngaichene
Thank you Drewmas Media pfacha paNyadzonya, ndookuVillage kwangu ndarwadziwa hangu .Shame azorodze mweya wako mabiyedu
Thank you Drewmas Media pfacha paNyadzonya, ndookuVillage kwangu ndarwadziwa hangu .Shame azorodze mweya wako mabiyedu