Anoita Bonde Nevanhu Vakafa, Sikarudzi Yake Yobva Yazvimba Zvimba

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 24. 04. 2024
  • By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Komentáře • 47

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Před 22 dny +10

    Nyaya yamadzibaba uuuuuu zvakaoma wati regai ndiende kudzinza rangu svikeko watakudzwa kurema nhai Mwari todiko nevabereki vedu vakadai

    • @user-sn1np4cw2j
      @user-sn1np4cw2j Před 22 dny +2

      Aifanira kudzokera ku muporofiti akamuti aende kudzinza zvichida ayipuwa nzira, zvisinei tinoshuvira kt awane mununuri

    • @it3788
      @it3788 Před 21 dnem

      He my ust bemental ill😢😢😮

  • @Moniquechiqous8052
    @Moniquechiqous8052 Před 22 dny +5

    Mukoma Robert ko mai vaye vekuKachuta Guruve vehanzvanzi yavo yakabata bata how far.
    Uye mai vaye vekutsotswa nen'anga vapedzerwa hupfumi wese nen'anga vakazofirwa nemurume vaye... yakazodii

  • @user-nh2iq2nm6k
    @user-nh2iq2nm6k Před 22 dny +6

    Mwari tungamiriraivo mwana komana uyu kuti zvinhu zvishanduke

  • @josephchivhanga2644
    @josephchivhanga2644 Před 22 dny +7

    iwe ita zvechivanhu bcoz mudzimu unofuratira ukaramba uchienda kumasowe kwako uko munodhuva nharo chivanhu ndochekutanga yanana nemidzimu ukumbire kunamata first

  • @user-ot3ij9xm7h
    @user-ot3ij9xm7h Před 21 dnem

    Brother you are brave keep climbing everything is going to be well

  • @ChristyMilly-zp4op
    @ChristyMilly-zp4op Před 22 dny

    Amen madzibaba

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 Před 21 dnem

    Get well soon 🔜 god is great

  • @user-sn1np4cw2j
    @user-sn1np4cw2j Před 22 dny +2

    Wedzerai minamato madzibaba

  • @user-qe9uf4wf3p
    @user-qe9uf4wf3p Před 15 dny

    Munoponeswa baba ndarwadziwa sure

  • @Mikelamushamba274
    @Mikelamushamba274 Před 13 dny

    Zvakaoma nyika yàkatakura kurema ko pa vanhu vakafa vaanoita navo bonde ndevehukama hr or vatorwa handina kupanzwa ippa

  • @EstherChivende
    @EstherChivende Před 21 dnem +1

    Mwanakomana imbotekaidza rechivanhu zvinhu zvako zvikufambire

  • @tanyamubaiwa1530
    @tanyamubaiwa1530 Před 21 dnem +1

    Ummm life so inorwadza Ndarwadziwa hangu

  • @LainaChifamba
    @LainaChifamba Před 22 dny

    Haa hupenyu soo zviriko izvi ndarwadziwa ini

  • @HwhwHsjs-rt9dd
    @HwhwHsjs-rt9dd Před 19 dny +1

    Hama yangu kukuudza chokwadi ndechekuti ...maporofita ose arikukupa tsananguro vachitadza kukubatsira kureva kuti tsananguro dzavo ndedzekunyepa futi ....asi mbuya vauri kuudza vachiramba zvinhu zviri pachena ndivo vanoziva zvirikuitika vakakugadzira pawakada kuenda kumusha kwako kuti zvinzi zvakabva kunababa wako

  • @GraciousSiwela-xg1qk
    @GraciousSiwela-xg1qk Před 22 dny +1

    This is very sad 😢

  • @plaxedeschangorora6066
    @plaxedeschangorora6066 Před 22 dny +1

    Shame so sad zvinorwadza mkoma Robert anoda rubatsiro,💔

  • @user-co2jx1cz5t
    @user-co2jx1cz5t Před 22 dny

    Shame am very sorry bro apo u r very young ndarwadziwa zvisingaite Mwari pindirai 🙏🙏🙏varoyi makaoma mufunge

  • @pertumuchemwa2590
    @pertumuchemwa2590 Před 22 dny

    Dai Mwari amubatsira💔

  • @user-zl2rz1io6n
    @user-zl2rz1io6n Před 17 dny

    Zvakaoma

  • @aquelinemakwindi8797
    @aquelinemakwindi8797 Před 18 dny

    😢😢😢

  • @fadzaidickson58
    @fadzaidickson58 Před 21 dnem

    Atemererwa shave rehuroi

  • @MellisaKasiyavhumba
    @MellisaKasiyavhumba Před 19 dny

    Ndinotorotawo ndiri mubako asi kwekuti ndibatsirwe mari hapana .

  • @PatienceMutsipa
    @PatienceMutsipa Před 21 dnem

    Mai nagogo vaiziva kuti kudzinza kwako kwakarema saka vaisada kukuudza vaiziva kti unoenda hona manje zvawazoita huroyi hwababa vako ndihwakapfeka muporofita akakunyepera kti ukasaenda unofa nguva yaba vako yainge yakwana ykti vachikushandisa uye zvibvunze kuti sei vakasvika vachikuziva ,wagara uri mugirazi ravo
    Gutsikanai nepamakakurira veropa ava varoyi

  • @Moniquechiqous8052
    @Moniquechiqous8052 Před 22 dny +1

    Shame zvakaoma shuwa vadireiko kutakudza mwana mudiki asina chanoziva. Imhosva here kushanyira hama

  • @MellisaKasiyavhumba
    @MellisaKasiyavhumba Před 19 dny

    Ndaifunga kuti ndini ndinedambudziko iro chete.endezvakaoma ndamirira zuva rekufa hama 😂😂 ndosituation yandiri vabereki hapana hama dzose hurombwa zvakaoma vadikani

  • @clarakingston2255
    @clarakingston2255 Před 22 dny +1

    Dai usina bvira vawatsvaga baba wacho

  • @SibongileNdlovhu
    @SibongileNdlovhu Před 17 dny

    Big true zvaataura kuti kukura usina vabereki zvinhu zvakaoma

  • @emmzy3296
    @emmzy3296 Před 22 dny

    Dai wabatsirika D

  • @user-cl5hv1ep5v
    @user-cl5hv1ep5v Před 21 dnem

    Shame dayi mwari vakubetsera vaende kwasekuru Kanengo kana kwasekuru Tasvu

  • @user-rp9yv1rf4c
    @user-rp9yv1rf4c Před 22 dny +1

    Mwari pindirai chii ichocho

  • @GladysGudza
    @GladysGudza Před 22 dny

    Zvakaoma hazvo

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 Před 21 dnem

    Kubantu bonke abasizayo ngozwelo loba kuzima ngusekuru tasvu kalandaba lemali godbles usekuru tasvu Abe lempilo ende

  • @PatienceMutsipa
    @PatienceMutsipa Před 21 dnem

    Nhai ndinemubvunzo ko vaye vanokurira muma orphanage sei tisingambonzwe kti vakudiwa kumusha kwavo vakasaenda vanofa sei

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 Před 21 dnem

    Ko akutaura sei akurowa dombo hr

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 Před 21 dnem

    Mudzimu ndowakashanda zvakanyaya kudarika chi porofita

  • @samsonmatsikachando7207

    Zvebonde izvi ummm vemadzinza,vehukama kubata bata mari dzemishonga,,vanhu vakuvara panze apo

  • @GwynnethMutsata
    @GwynnethMutsata Před 21 dnem

    Zvinopisa tsitsi😢

  • @muchenyuradorcas4538
    @muchenyuradorcas4538 Před 21 dnem

    Unotori gamba ..usatye

  • @josephchivhanga2644
    @josephchivhanga2644 Před 22 dny

    endesa chiredzwa first ubatsirike

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 Před 21 dnem +1

    Muri maadzibaba henyu asi makurowa dombo🤐

    • @samkelisonkube2110
      @samkelisonkube2110 Před 21 dnem

      Uyabaz abathakathi Abantu abasontayo tough life Abantu bathwele nzima

  • @fadzaidickson58
    @fadzaidickson58 Před 21 dnem

    Kuti *tinotenda* kuti kudii

  • @BlessingSithole-my9cm
    @BlessingSithole-my9cm Před 22 dny

    Ndabatika unorwirwa nashe

    • @tanyamubaiwa1530
      @tanyamubaiwa1530 Před 21 dnem

      Ummm zvandibatawo neni veduwee upenyu hwacho hwakaoma

  • @GwynnethMutsata
    @GwynnethMutsata Před 21 dnem

    Zvinopisa tsitsi😢