Hamunyari (Muroora) vs Vamwene & Family, Paddy Ave Kurasika Njere Sekuru Achapola Vobatsira
Vložit
- čas přidán 16. 05. 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/KK2BOjfTaBD3xQHnIxkOGY
Mukoma Robert ko nyaya yeúya mukadzi wechidiki wekuda kurombeswa nababa vake akazodii
@@politedhakazhe3576 ko why not watch zvamapihwa nhasi, kana iyoyo yavepo, motanga futi kuti mai Paddy vakazodii
@@robertapfumaneyi ndikati pamwe yakandijamba
Giving her time is also therapeutic for her to heal. Welldone Bhudhi Robby ngazviende mberi
Aaazvakaoma but mukoma Robert makatumwa munyika kuzonunura vnhu chaiko mwari akuwedzerei makore okurarama❤❤❤❤❤
Akazodii Pady
Amwene ava!!! Reminds me of someone..........
And vanhu vakadai havana kana conscience, very cruel unopihwa mhosva dzisingataurwe kuti wakanganisa a b c d unongonzi wakatadza.... zvinonzwisa tsitsi mwana akatambura uyu.
Aaah nemiwo mai Paddy muchingoita zvese izvo maisaonawo especially pakurara kumusha pamakanotora mwana makabvumirei hembe dzouya namainini negumbeze motambira haiwa mune kakunonoka kufunga so kanobhowa
Zvimwe zvacho so. Mai ava ka.. Please don't be desperate kudiwa nehama dzemurume, honai mazvavapinza
Zvaiva zvehupwere
Hamusati mashandisirwa mushonga ndozvinoita huroyi panguva yacho hauzvione hakusi kunonoka kufunga kunonzi kudzimaidzwa
Ndobvumirana newe mwana wamai hautombozvione inonzi mishonga@@RakiZandonda-iv4hj
Robert ini ndovimba newe rova basa mukuru wangu wakatumwa namwari and ukawona zvinenharo unoriziva svikiro rinoda vanenharo mazuvano takambomira zvemazita
Mukoma Robert ❤ haa muri nhume chokwadi
Hotera yeOcean Basket
😂😂😂😂😂😂chiregai vapedzise kani tinzwe kurikuenda nyaya
@@primrosemarimirashiry8460 😅😅😅😅😅ndanyarara hangu kwacho
Ndatozvishayawo
Kkkkkkk ihotera
😂😂❤
Besides being evil of vana mbuya ve mwana
You should hv stands ground to protect your child .and never allow all this drama to happen to yur child .
Zvimwe zvinhu mai Paddy vaifanirwa kushandisa Common sense,nezvese zvaiitika vaitambira hembe negumbeze zvine muko sei,plus vangadai vakaramba kurara musi wavakenda kunotora Paddy,she's a very good woman who fell into the wrong hands,vachiriko here vakadzi vakadai.
Mukoma robert vanezodzo .keep.it up .
Mabvuma kuitiswawo Mai Pad kuroorwa musikana vebasa
Aiwa mama Ocean Basket haisi hotel irestaurant
From being pregnant you already know kuti varoyi mbuya vemwana wako wosiya mwana achiitwa bhoora .I go through the same but I make sure pandiri ndo pane mwana wangu .and as he grows I tell him all evil about his family soon tht that he will not fall in the pit without knowing .he must know .
Vabereki vanopfimbira vana chiiko,kungoti vanhu vekare ndohwaiva hunhu hwavo
Mai Paddy ,kuita Mai kwakaoma weduwee Mai havarare naPaddy awa ,mhamha ndikuda fodya mhamha mukati ,ndangandinawo kwasekuru nhamoo zvakaoma
Volume pliz Robert
Hm maipardon Mwari vatonge pakati penyu and the family.pardon aisave pahigh 2 here ane15 years.makauya napardon akupenga nemadrugs from capetown muna2015
Drugs and alcohol at a very young age. Kumba kwavo kwaibikwa kachasu
Itii gaga amai ndiri sure kwenguva
😂😂
@@nancysimbi6704 nhaiwe nhoroondo
Be patient
@@mutsaipmuguta5954 kkkkkkk azvanyanya
Ndanzwa tsitsi kune vanhu vakadaro vanenge mai Paddy they are too innocent to trust everyone
Ndozvandokudirai mkoma Robert munopa munhu nguva yekutaura nhoroondo yake..zvionva zvinobatsira isu vatereri kuzoenderana nenyaya kana zvamumatare..
15years in hell.hapana pavakafara misodzi yega yega.
Hmmmm amai ava maitiro avo avayiita anotsamwisa vanoratidza kupusa chaiko
Hwaiva hudiki kani
Havana kupusa mai Pardon, vanoziva kuna baba va Pardon. Pardon aigara achitiza kubva ari mwana mudiki. Kana kuchikoro akanga asingasvike
Mozotipawo summary yooo I can't um running out of patience pava dzokera kumashure haaaaa zvoda gagaga tiripadata
Uum hakuna zvakaro vauda kuuraya muroora ivo vari ivo vakapfimba muroora why kuda ropa pamutorwa vano dheera plus vanoroya
Mai Paddy take your time musakamaniswe
Mmm asi mai Paddy from 3 years muchipiwa zvinhu zvinonzi ndezvemwana azvishandiswi kana nevamwe nekuitwa zvamaiitwa muine nhumbu haa vakatanga kubika imi zvakaoma
Itai gaga Mai paddy pakutaura heyii
I go through that .
Mmai vakanaka ava
Sad story huroyi hwakaoma
Amai vakagara vari target kubva vachikura, they had their plans already, and also amai ava was so quiet vaingobvuma zvese zvese
Hamuna kukwidibirwa makashaya hanya
Ah! Mai Paddy ava nyaya yavo hainzwisisiki. Maigotanga kuitiswa basa remuroora imi musina kuroorwa? Uye zvimwe zvacho zvamaiitiswa maive musingaone here kuti something is not right? Maingobvuma zvese zvese. Murume wenyu anenge aikubataiwo kumeso owhanda namai. ASI vamwene venyu haa, hatichaindi mberi🤣🤣
Pa45k ipapo 🔥
Thank you
Can't u make it in brief Mai pady
Satan chaiye kudenga anozikanwa asi haadiwiko.
To those vanofunga kt ukazikanwa nehama dzemukomana or dzemurume zvanaka😢
Inini kwangu kukanda ma likes chete once ndaona log yenyu cz ndinozivakuti akubatayi atopona
Zvakaoma vanhu woye
Yaa zvakaoma
Mai Paddy nemiwo maisaonawo mared flags here
Zvakaoma hazvo 😢vanhu todarirei , ko kungoramba kuti aiwa vana ngava danane vega not zvekuti vabereki mowirira zvibvunzei kuti why vada wenyu mwana paraine rese ? Praying for the son to get help uye mhuri iyi isunungurwe,
Mai Pardon ka. Pardon haana kubva kuSA muchiti mudrugs here imimi? Now makuda zita remunhu akazvifira. Maidini kuzvitaura zvinhu zvese izvi vari vapenyu?
14yrs Pardon was on drugs and alcohol. It got worse in SA.
@@user-oj2lh9xi8k so my question is saka nhasi ndipo pavakuti akaroyewa.
Imagine.
You hv got too much kindness and patience with evil .you gave them a long rope
Mazita mazita
❤🎉
Part 2
Mukadzi uyu haanakuti changamu changamu zvinomupa kugara axhitamba xhiroora kwaasingasiwe
Msi Pad vanononoka kufunga uye havaone
Makanganga makapusawo imi mai pardon nekusvikasvika kwamakaita maingobvuma zvese zvese Nimitz makakuvadzisa mwana nekupusa kwenyu
Jersey pakati penyaya, havarwarewo here mai Pad
Ko kunyepa
Makapfimbiwa nani amai imi.siyanai nambuya vangu and let her rest in peace .gogo was like a cloud that accomodated everyone under her wings.makadanana nemunhu wenyu gogo vakatozoudzwa kuti mukuziva here kuti hamu muroora wenyu.sei musiri kutaura kuti vanhu vakazongosiyana nezvapardon after umwe munhu auya kuzoti ndauya kuzotora mwana wangu makandichengetera mwana ndini baba vake.munowanei from all these lies.do DNAs for pardon awane kubatsirika
Eish vana mwene ava vane mabsa.
pakaipa kani especially kana vasingatokudi😢 bt pane nyaya iyi I wonder vakazviitirei ivo vari ivo vakaenda kunoti mwana sikana wenyu tamuda 😢shuwa kunotorera mwana wevanhu nhamo😮
Ana amwene imbwa idzi kana mazogara
So sad Mwari pindirai..Mukoma Robbie batsirai muranda kadzi uyu mwana aite zvakanaka igaroziva amwene nemuroora ifongo fongo
Sorry gogo it's been long matambura mufunge na paddy ah nhai mwari 💔💔💔
Nyama yarebesa we are now lost kuti head and tail ndeipi
Iiii zvinorwadza
vari kuti itai gaga imi tisiyei tizvinzwire isu tiri pawifa 😅
Haa Mai avo havagone kutaura in a short way nhorowondo kaa iyi
Kkkkkk nhasi unosvotwa ne nhoroondo kkkkkk
Nhoroondo yacho yakurisa gaga tisvike ku ocean basket
Vakasaita nhoroondo munganzwisisa sei nhoroondo yenyaya yacho just skip to next
Let her speak, this is 15 year old story
True@@robertapfumaneyi
Amai vaPaddy vakapora zvavo, zvinyoronyoro zvavo kutaura ukoo.
Guys 5 years uchibikira vanhu pasina roora, itai mega.. It's so sad
Ko anga achirimusikana wekuchikoro ka
Shame this is sad bt mama mune kamwe kakuvarairwa lanobhowa munhu iti changamu changamu so cz kunze kwaipa
But mai Paddy ka mab tinogona kuti hudiki but mared flags aivapo imi hembe neblanket makatambirirei worse amai venyu vaiva munhu mukuru vaifanirwa kuona nekuziva kuti something is fishy,ungakomekedzwe kunzi hembe nneblanket ndezvaPaddy chete hakuna mumwe anopfeka nekufuga haiwa maiitawo zvekupusa
Mazita😂😂😂.Asi zvakangoma mwari pindirai
Ama Paddy chitawozve gwa gwa tiri kuda kuenda shamwari...
Am giving her all the time in the world to open up amd share, so that people can learn through her experience
Tipei part 2 aiwa tazogara pasi mkoma Robert..
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Vamwene vaimboda kurohwa avo
Kurohwerwei? What did she do? WHAT DID SHE DO?
Zvinhu zvacho so ka ini ndairambwa natezvara amwene vachindida
Sorry hako my sister zvinowanika mwari anopindira ndokuma raini kwangu
Pady uyu aive nekakunyepawo panyaya dzake
Ainyepa kubva ari mwana mudiki. Kana zvaaitaura zvekuitiswa basa rekumusha. Aitonzvenga vamwe vana achikwira mubhazi ohwanda achidzoka kubva kumusha kuuya kuhare amenge anga ari 8 or 9 years.
@@revaiusaihwevu9785 ndazviona hangu ngavataure kt mwana uyo angaava kuita zvema drugs cz zvaarikuita izvo ndezve drug
Tisataure mazita kkkk
Makatambudzika shuwa ende mukoma robert
45k 💃💃💃💃💃💃
Big up
Asi mai Pardon zvimwe vari kunyepa havo. Pane vakambofonq vachiti mdivo baba va Pardon. Vakati vakanhumburisana na mai Pardon kwavainotengesa. Sad kuti vakutaura nyaya yacho ambuya Pardon vasisipo kuti vataurewo side ravo renyaya
.
Zvakaoma 😢😢 weduwee
Huu ende mai ava pfungwa dzavo dzine kakunonoka kanonzwisa hasa unonzwa kuda kuvavhara mbama. Ko kuzonzi namainini ngatibve pabus stop tidzokere kumba. Ko kuzobvuma kufukira vaine nhumbu vonzi it's secret yemumusha. Ko kuzodaidza mainini Joni. Apa waudzwa kuchikoro kuti mwana ayi abuswa ndoo kwowodzokera kunovata nxaa.
Too many red flags amaiona asi malanga makapusa kungogamuchira zvese zvese
Hupenyu
Mukoma Robbie vanhu ava zvichoni zvemuno 15 years
Dai zvaikwanisika yangoitwa back to sender
🤣😂🤣mazita
Zvakaoma
Shame 😢
Mukoma Rob tokumbira kuti vanhu vakwidze izwi kana vachitaura
Ummm nhoroondo imwe haina basa ummm
Yooo
Sorry mukoma Robert dai ndauya nejuzi.
Kana dzirimhepo or kupusa mai pardy ka, the red flags was too much, but u never noticed anything
Havana kupisa vakashandisirwa mushonga mbuya inoroyesa iyi
Ocean basket haisi Hotel imi mai imi
Saka
@@obertmhute8430 haisi Hotel ka point of correction nzungudza iwe
Huummhuummm tibvigwe use common sense ehezve haisi hotel asi watozivaka zvavarikurevaka musaderosoo 😌😌
Its a very long sad story ndatombobatwa nehope ndikamuka still on mai Padie vachingotaura.yoo munhu is not good dai musina zvenyu kutambira uyo akauya nemhepo