PART 1: Samas Akauraya Vana Vake 4 NeMukadzi Vazviuraye, Mumwe Haachataura
Vložit
- čas přidán 16. 05. 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/KK2BOjfTaBD3xQHnIxkOGY
I was so hurt nemunhu akat ndakamanikidzwa kuchief uye haaa
Ndopaunoonzwa mumwe achiti mafunnies akadai ,Mwari wangu tibatsirei thank you for sending Sekuru Tasvuu for us
Taura hako hazi Tasvi itsotsi unenge usati wasangana nazvo
Mazimba vanoti mafunnies havazive kuti uroyi huriko kuzviitisa uko
Awww brother vane rudo..sisters keeper❤❤❤😢
He is definitely a sisters keeper
It is painful. He looks very young and being in this situation is traumatic.
😢😢😢😢😢ndabatikana but he is a heroakazviramba zvekuti vapere kuzviuraya
Zvorwadza mufunge, Mwari ngaandichengeterewo vana vangu 🙏🙏🙏
Demonstration of power sekuru tasvu muri kumberi maremera ma streets. Mukoma robert magona kuti vanhu vasataura kwavasiri basa mberi we love your work .
Pamberi nebasa mkoma Robert. ❤❤❤ Mondisvitsirawo matendo kuna tateguru Tasvu. Usadheerere Sajankwane yakapunza Walemba izvozvi akafa. Chimutasvu akazvizama akapotsa afa. Mafuta wa Samas uyo haana dhoo.
Kkkkkk taura hako
Sister's keeper ndachema nhasi ini 😢😢 the love towards your sister, vakuru vanoti imbwa mbiri hadzitorerwe nyama, u stood by your little sister, welldone mwanakomana❤❤❤, credit to Tateguru Tasvu nekubatsira Noku, ndisingakanganwe Mukanya mukoma Robert, Mwari nevadzimu vakuchengetei chokwadi
Thank you
Brother i salute u.i salute u nerudo rwako.kuhanzvadzi yako
Baba vanehutsinye Ava ndarwadziwa zvekuti god bless noku and his brother 😢
Mukoma vaNoku Mwari akuitirei zvakanaka mune rudo sekuru Tasvu to the fullest ❤️❤️❤️🙏 thank you mkoma Robert.
Avabbaava ngavafe muroyichaiye
Anonzi tasvu uyu ndomuziva akandibatira muroyi wangu aiva pedyo neni mukoma wangu but now nekuda kwa sekuru tasvu life yangu bho
Thank you
👏👏👏
Sure here zvako shaa wakabatsirwa
Tinotenda
Ndabuda misodzi chokwadi kuzvara vana wovaroya futi, thanks mukoma Robert na sekuru Tasvu nekusunungura mhuri iyi, varoyi havana tsitsi asi ivo vanoda kunzwirwa tsitsi
Kana neni wena
Umm asikana ndachema hangu 😢😢😢😢
Well done brother you're 1 in a million
Ndarwadziwa mukomana uyo Mwari amuiitire nyasha nerudo rwake kuchengetedza hanzvadzi yake
Chokwadi.
Ndachema veduwee noku akutaura
Zvakaoma bba ava yooo
unonzwa mumwe achiti Hakuna mubereki anouya Vana ndakanzwa imwe imbwa ichiti ndakamanikidzwa
Am in tears ,, i cant control my tears ,, zvinorwadza veduwe.Thank you sekuru Tasvu and mkoma Robert
Uyo muroyi mukuru uyo Kuda kutourayira mwana murare ma Sekuru Tasvu,ngaapenge uyo
Tinotenda Sekuru Tasvu mwayambutsa mhuri.
# Thanks Mukoma Robert ❤❤❤
Ndabuda misodzi shuwa mukoma Robert mwari akuitirei zvakanaka sekuru tasvu mwari akukomborerei awedzere makore mazhnji
God bless you my brother you have pure love for your sister
My brother Mwari wakuitire nyasha nekuchengetedza mwana wamai wako❤❤
Yoh Noku you're blessed kuva na bhudhi vanokuda zvakadai heiy❤
Totenda Tateguru rambai muchidaro ku nevanhu vano ramba good job
Thus why l like sekuru tasvu❤ my best muroi haanyengererwe
Thumbs up to sekuru Tasvu,mhondoro yedzimbambwe.tinokutendai tateguru.ndarwadziwa naNoku.maita basa sekuru nekusunungura mwana.haaa ndarwadziwa baba zimuroyi,dai matovarega vachipenga zveupenyu
Thanks kule Tasvu n Mkoma Rob nxt time tsvakayi shamhu muite muchirova varoyi ava i thnk zvingaite nani
Eeeeeih mwari honai, maita bsa tateguru vedu nyamasvisva 👏👏👏👏Tiise maoko changamire Mhondoro yedu.
Ndozvinoda varoyi sekuru vanojairira❤❤❤❤
Vabereki kupedza vana vavo vega 4 kupengesa , huku kudya mazai ayo , pane vanorambira vabereki vaye huyai 😭😭😭😭 ndachema misodzi vabereki musazodaro
Vanhu vaneutsinye nxaaaa, Sekuru Tasvu apa mandigonera maritida simba renyu tateguru, ndabva ndanzwa kuda kubhururuka kuuyako kuti mundosotere varoyi vangu vakaisa zvikwambo zvavo pandiri. Thank you ZimNews BeatTv Robert
Ngaapenge sekuru munhuuyo muroyi
Wow ,God bless you bhudhi nekumira nehanzvadzi yenyu
I love sekuru Tasvu...shamu yemuroyi
Continue to take care of you sister
God loves you guys
Gud job kumuda sisi vako mukomana god bless u
Brother keep it up kuchengeta sister yako
Tears rolling gather my chick guys
Sekuru ava vanotasvura zveshuwa
May God bless you Sekuru. I pray for you every day
Zimuroyi kusanyara Tateguru Tasvu number 1
Ndarwadziwa kuchemwa kwevana ava mwari arambe akakubatanidzei chero masara muri 2❤❤❤❤
Misodzi yangu yabuda..May God bless Sekuru Tasvu
Zvinobaya moyo😢
Brother sisterly love. This is great.
Sekuru thank you so much ndachema sorry noku
Dai hurumende yavakira sekuru Tasvu nzvimbo chaiyo inenge Harare Hospital,poita ma wards evaroyi,vakaromba,vanodawo kubatsirwa,varwere,ne cemetery kune vanoita nharo.Hurumende ichibatsirawo Tateguru nezvokudya zvavo nevarwere uye kuisawo Tateguru pa payroll vachiwana mari seyaMinister of health and child care.
Huhu
Kkkkkk ini ndoona zvichidakwa zvakadaro..panenge pane control control over haaaa hazvibude
Wandisekesa zvangu kklkkk madoms evaroi nemawards evarwere necourt room
Sekuru tinodada nemi chimbotaurai na mambo mutasa mumboenda kwamutasa kune kamudhara kekuti ndakachekwa nyora nasekuru tasvu sika rudzi yangu haichamiri takarwadziwa mufunge
Ehe ndakakaona imi
Zera iro riya sikarudzi ichiri kumira ndomubobobo iwoyo. Seiwo Mambo vasina kumbobvunza kuti imi baba makachena here.
Eye wena ndakakaona kkkkkk hanzi mushini hauchashanda
Mmmhhhh ndabatikana mudhara anehutsinye mhani nxa. Thank you sekuru Tasvu namukoma Robert mmmhhhh rambai muchibata basa
Sekuru Tasvu chiranga varoyi .Thank you Mukoma Robert kutiunzira sekuru Tasvu pamhepo ❤❤❤
Zvinokudzwa
Mukoma thank you for taking care of your sister god bless you and your sister , and all thanks to sekuru Tasvu and the team
Uuuum ndarwadziwa hama dzangu tinoshungurudzireiko vana vatinozvara chokwadi
Hanzwadzi yanoku ndashaya mashoko mwari akuitere zvakanaka hanzwadzi
😢This is sad I can't control my tears 😢😢😢
Even me
ndachemaa God bless mukoma
Brother god bless you nerudo rwako kunasisi vako
Zvakawoma 😢ramba wakadaro mkomana kuchengeta sistr yako ,nyaya iyi yandirwadza
Auw loving the sister veduwe
Ndawepo ndasvika maiyepo hrr
Zvine nhamo shuwa kurombera utsvina soo kuita kunge munhu anotoshaya sipo kudai😊
Baba vanoda kumbopengeswa shuwa shuwa kuuraya vana nemukadzi kunge arikuuraya huku kudaro
Good kule tasvu varoyi
Ummm ndachema thank u brother nekumira nasisi
Muisei tsvimbo ambopenga dhemeti varoyi Tasvurai sekuru Tasvu
Mega love bro ❤
Uyo anzwa butter stock margarine tsvatuuu ..kutambudza vana zvinorwadza kudai 😢
Thank you sekuru tasvu
Waiting for part 2.
Ndarwadziwa hnku maita hnyu sekuru masunungura Noku,
Baba muroyi kupedza mhuri. Ndarwadziwa
Handina hangu chandinacho mukomana uyu ndaimuitirawo samthing anerudo muchinda uyu nasisi vake misodzi yangu yabuda ini
Hanzi sekuru Tasvu vanomwiswa mudzepete kna usiri muroyi hapna hapna kna utimuroyi unongobatwa chete hoyo akumura hembe uyo amwiswa mudzepete hre muroyi muroyi
Taura zvako iwe,anwa chii ipapa 😢
Mukoma Robert ndinotenda nekutenda sekuru Tasvi Mwari nevadzimu vangu dai vandiyamurawo ndayambukawo vabereki vakatirombera zvonorwadza
Chokwadi mukoma robert vanoti vakamanikidzwa vachinonyeba kwa mambo vapedzerei sekuru tasvu vanodherera varoyi ava
😢😢😢😢😢😢😢Ndarwadziwa weduwe sekuru tasvu imbosiyai baba ava vapenge kutodya mumabin
Tateguru muri kubata basa guru 🙏
Yaa maitabasa sekuru Tasvu vanhu vanga vakuita kakudhererera vachitaura xvekunyepa kuti makavamanikidza senge baba vakaenda kwacheif mutasa vachitaura zvisipo ngavadzoke mudariro ,mukoma Rorbet follow this family pliz taneta nevaroi
Taura zvako,haaa mambo Mutasa vanowanza chirungu mafamilies anopera nevaroyi vachidefendwa namambo
Ndarwadziwa umm
Yasaaaa good sekukuru muri ngaapenge
Ndarwadziwa
To e fullest tasvu power alongside e crew
Panekadhara karikuti makakamanikidza ndakadzoke
Kune kaiti ndakamwiswa mudzepete ndikataura zvandisingazivi chinonetsa mimwiswa makawanda woonazvakowega wega wega
Kanedzungu kaye hakamuzive mushe Tasvu😂😂😂
adharanikako kanogona kaka manikidzwa asi kakamanikidzwa kusunungura mhuri yako kasingade ndozviri kuka svota huroyi hwakapera apa kuti kanoromba futi hazviite kanofa
😂😂😂😂😂😂😂😂😅😅😅😅😂 @@esnathmaguduru3493
Ndakaziva kanodherera
What a beautiful daughter ❤
We agree!
😭😭😭😭😭😭mwana haasi kuziva kuti mai vake vakafa so painful.thanks to big brother you are a hero my son ramba uchichengeta sister yako.Sekuru vangu Tasvu maoko enyu Ayo👏👏👏ndinotenga nyika ngaisunungurwe.Mkoma wangu bridge renyu izambuko redu ndinotenga hangu👏👏👏😊
Tinogamuchira
Zvakaoma veduwe sekuru maita henyu
Waiting for part 2 ..
I love that guy keep sister
Tinotenda nebasa ramunobasa kubva Kuna sekuru kusvika kuvazukuru vavo
Mambo Mutasa vakarambidza vanhu kuenda kwaTasvu hanzi musanwiswe mudzepete nekutemwa nyora saka kana zvadai mulife unoitasei sure ini ndinoti pamberi nasekuru Tasvu varoyi vanorwadza sechironda chemumhuno dhemeti.ikozvino kukauya team rekwaMutasa muvaite so motumira mambo wavo mavideos acho direct tione kuti vanorambasei pamberi pedare.
It's so painful ndabatikana zvisingaite,Samaz ngaafire zvitadzo zvake kwete kutambudza vana
Sekuru Tasvu number 1
Gogo rambai makadaro gogo tasvi munerudo
Ndarwadziwa hangu
Ndachema ini baba avo dai vaurawa havo mkoma wa noku u re one in a million ramba uchichegeta nokut hanzi mhamha varipi 😢😢😢😢😢
Askuru 🎉🎉🎉❤
Eish this is heart breaking, munhu akaromba haana tsitsi zveshuwa , sorry sitran Noku .
Ndanga ndagarisa ndisina kuona sekuru Tasvu, mkoma Robert muri sei nebasa
Uuummm ndarwadziwa vedu weee
😭😭😭😭😭😭
@@EuniceMuchena-iz2vh ndachema apa ndiri pabasa zvakaoma mufunge zviri kuitwa munyika medu
Zvakoma maita henyu skr Tasvuu
Ndarwadziwa veduwe
Akutaura part 2 already 😂. Thank you sekuru Tasvu naRobert
Can't wait for part 2
😢vana ava vanochemedza ndarwadziwa,hanzvadzi komana ramba une rudo rwako mwari vakukomborere.vabereki makaoma moyo shuwa
Inie ndiri kutouyawo sekuru Tasvu. Hanzvadzi yangu akatsikwa netrain after afona achiti pane vanhu vari kuda kumubaya but iyee ega ndiye aivaona. Even mukati 1000usd . Ndiri kuuya ikoko.
Sorry dear
😭😭😭😭 Ndarwadziwa hang nanoku bba Imi munehutsinye veduwe aaaah
Ndarwadziwa pamuka mwana achibata hanzvadzi yake achichema. Haaaa that is true sibling love thank u sekuru tasvu masunungura mwana