Ingozi Here Kana Kuti Mwana Wangu Akaroyiwa Avekumira Nemusoro
Vložit
- čas přidán 29. 04. 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Join Our WhatsApp Group chat.whatsapp.com/KK2BOjfTaBD3xQHnIxkOGY
Nehoreka , hekani waro ,Hinde! ,mhwere yatekaira ne madzvudzo ,humba!.Tiudzei zvatisingaoni ndimi Muri kumhepo, Humba!!!❤
Frank Wesere apano, welcome Frank
Thank you so much
@@Cristside asi mibvunzo usazobvunze zvambo taurwa usawanze hanganwa pabasa
Endai kwa Propfet Miracle kuchitungwaza
Iko kambuya ako no good🎉
Ambuya ava muromo wavo ndimandiuraise deno amai madzora muromo munobatsirika dzimwe hondo dzatinotsvaga nemuromo yedu hamuzodzigoni zvachose
Waiting ✋️
Endesai mwana uyo kumusha kwababa vake zvinopera izvo ,imhepo dzekumusha kwake .
Ini ndinoti mwana uyu ngaendeswe kumusha kwababa vake nokuti mumadzidza evanhu mune zvinotambudza ,zvichida kumusha kwababa vake kune zviriko zvakafanana nengozi kana kuti mhepo dzekumusha kwake dzave kuda kuti mwana auye mumusha mune vamwe zvinoitika izvozvo saka ngavasaita zvokufungira zvekare ngavaende kumagodobori vazive chokwadi chazvo kuti zvisavaomere kunyanya .
Go
😊😅nl 13:53 @@ElimonGundani
Nhaiwe kozvavataura wani kuti igotwe ravo, iwe wobvumzave AAA unondinzwisa husimbe.
Mivhunzo yacho inopedza rudo rwekuterera
@@percychuma8424 Ini handina kutozopedza hako
Vanhu vanorowa veduwee kumisa mwana wemumwe munhu nemusoro sure
muchazvirega zvekusunga maGroriya
Ehe maGriroya 😂😂😂😂 wandipedza
😂😂😂😂
How many ppl vari kufunga zvandiri kufunga im smelling Zambia secret
Endai Kwa sekuru Tasvu pa 7 Anderson road malbereign kuharare zvinopera izvo
Zambukoh munoriwana amai wesere haafambiri mahara zvenyu zvatoita so
Eish zvakaoma
Inga zvakaoma ZimBeat endai namhamha kunana sekuru Kanengo ,Tateguru Tasvu naGogo Shumba vanobatsirwa
Mukomana anobvunza veduwe
Mai Ava vakabata Zambia
Kwasekuru tasvu ka1
Tasvu 1
Haana kutora zvinhu zvevanhu asina kupiwa here? Coz vanhu vanogadzira kunze uku.
batsirayi mai awa nemwana komana uyu tatsvu basa iro
Kuno ku Dbn ariko anomira pacross akatsiga nyika achipiwa mari nevarungu..Anotsiga zuva rose ..Asi anotora zvinodhaka..mama ayo madrugs
Emukoma isai Mai avo kwa sekuru tasvu zvino pera
Mai vokuku directai avo mmmm vanenge ivo vanoshandisa mwana wenyu nen'anga yavo kwamakaenda ee ngozi ingavapo ..... mhepo dzodaidzana
U need to improve your listening skills. Momz yataura pekutanga kuti gotwe rangu but u went on to ask futi kuti ndiye mwana wekutanga?
😢sorry mhama nekurohwa , praying muwane rubatsiro
Try like what you did on this video Kuti munoisa maclips or pics zvinhu zvichiitika
Kanakuti vakanengo
28:44
Mai imi musasarudze vana kana kuvasiyanisa pa TV apa psmuri kutaura izvi and mishonga munogona makabatawo wakaipa
Haana kuba her mwana wa moms and ivo moms vati havana kumbo bvira vafamba chero ku n,yanga chero marofita hazvina basa zvekufamba kana usina nhamo nhasi maenda ku n,yanga makuti ndiyo yakakonzera mune urevi
Endai kuanda Soni nhamba 7
Bt zvekt avasi baba vamwechete azvina Basa Vana vakabuda mudumbu rimwe chete kubatana isimba
Ummm ndakambomuona mkomana uyu nhai .ndakatoti kudhakwa
Pamwe ari ku exerciser
Unosvika pachikamu chekuzorora wega wani
Haasi ma drugs here vana vedu ava
Sekuru tasvu ndiye mazvikokota kuanda Soni nhamba 7 mabhorini
Kkkkkkkk ndoAdress here
@@theresamambara5923🤣🤣🤣🤣🤣 ndiyo address wena 7 Anderson kkkkkk Mabelreign
Number 7 Anderson road Mabelreign Harare