Ma second hand vanotetsa plus kuroya my parents were happily married kusvika pfambi yakauya pamusha even chikoro zvangazvakunetsa baba vakasiya mari yechigwa yonotenga flower hanzi itayi mafatcook mari vakanzi tenganyama dzonotenga lacto kana veggi mudhara asipo asi mwari mugoni in the end baba came apologised reconciled na momz yang pfambi was so pissed kukanganwa murume akangeatorera ami wangu
Mukadzi wechipiri uyo ndiye arikutumwa murume. Anofanira kuongoritwa anofanira kunge ari muroyi achidya vana nemurume wake iyeyo. Mukadzi wechipiri uyo I nyoka. Mai guru kungovengwa mai ini waurikuda kusara vega pamurume. Mai ini tsvina ummmm wanoshamba here avo. Mai ini kushingirira kwenyu I think unoziva munobatabata. Makarera zvenyu amainini.
Baba ava ndovane nhau yese ko vanoofamba sei nemukadzi umwe ngavafambe nevakadzi vese.vakapusisa mainini vachiuraya vana vavo.vakarorerwa kuti vabarire kupa baba ave ropa😊
Amai endai and save your kids lives. Ini my mom was experiencing deaths of the kids even though she wasn't in polygamous marriage but the other mother in law was killing them and when I was born I started to get sick like those other babies. So she ran away with me and I was saved from the jaws of the tiger.
Muchazvirenga zvekubva ku Mozambique muchiuya kuno kuzoenda pachipari
Ma second hand vanotetsa plus kuroya my parents were happily married kusvika pfambi yakauya pamusha even chikoro zvangazvakunetsa baba vakasiya mari yechigwa yonotenga flower hanzi itayi mafatcook mari vakanzi tenganyama dzonotenga lacto kana veggi mudhara asipo asi mwari mugoni in the end baba came apologised reconciled na momz yang pfambi was so pissed kukanganwa murume akangeatorera ami wangu
Baba ava vanoda kurohwa ...mainini ibvai pamurume wemunhu muende
Shem on you second wife, you have no mercy, you come to destroy peace and bring tears,enda unotsvaga vezera rako, vazere.
Makaroorwa 2016 mamatove nevana vatatu uhmm itai Mega mabarika enyu aya apa uchizvarira pasi mai nhanha ibvai pamurume wemunhu nhai motsvireiko netea isina shuga yoooh kutogerwa zuda kushinga chaiko pamurume wemunhu aaah mukwane imi kutoti bweshe kugara pasi chaipo muchitaura kuti Nyika yese izere barika munonyadzisa
Mkadzi wechipiri uyu ndiye nyoka,anotuma murume kuti akonane nemkadzi mkuru hazvina kunaka kuti unouya pamurume wemunhu womupumha uroyi 😢
Kutozvipa mbiri hanzi nyika yese yakazara barika uchitadza kutsvaka wako wezera waidei pamurume wemunhu feel sorry for maiguru😢
Mukadzi wechipiri uyo ndiye arikutumwa murume. Anofanira kuongoritwa anofanira kunge ari muroyi achidya vana nemurume wake iyeyo. Mukadzi wechipiri uyo I nyoka. Mai guru kungovengwa mai ini waurikuda kusara vega pamurume. Mai ini tsvina ummmm wanoshamba here avo. Mai ini kushingirira kwenyu I think unoziva munobatabata. Makarera zvenyu amainini.
yowe mainini wakarema awa handiwachenese1 uye wanogona kuwe nemasari dzokerai mainini ndimi moparadza musha wamaiguru imi
Tsvina kani mainini gezaiwo muchinje wo hembe
Barika harina kuipa.Rinongoda mari nekuwirirana.DREWMAS MEDIA TADZIDZA
Aaah iyi moms iyi inopenga shuwa regai vaurayirwe vana ...kuita kunge makasungirirwa ko ibvaika ...muchinyanya kuenda pavarume vevanhu ...dai mukatouraiwa murimi
Mainini vacho hameno zvaangori soo..vakango bvanyanguka
Mainini makarorerwa kuti muvaberekere nyama chete
Baba ava ndovane nhau yese ko vanoofamba sei nemukadzi umwe ngavafambe nevakadzi vese.vakapusisa mainini vachiuraya vana vavo.vakarorerwa kuti vabarire kupa baba ave ropa😊
Manini vacho manje vakarova maiguru fut ka kuuya pamurume wemunhu kusikotadzisa vanhu kugara zvakanaka sure Zvakaoma
Kambo ako kakagonekwa zvako 🙏
Madii kusiya munhu nemurume wake mainini ndimi honzeri imi murikuzvidyira mazai enyu
Barika harina rugare kana mozogara .lhondo chaiyo Kana Musina Mari siyai zvebarika pliz . Amainini endai munotestwa pamwe chirwere