MT DARWIN........[ NGOZI UPDATE] MAPFUPA OSHAIKWA
Vložit
- čas přidán 11. 07. 2024
- WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
- Zábava
Mazuvano zve ngozi dedzai mukotsanjera anopedza ma sports
Mbuyaavo vakangwara mapfupa aripo but vaka shandisa mushonga muchamawana
Vanhu vese vari kuti deedzai Mukotsanjera ndobvumirana nemi asi kwamukitsanjera anoenda wacho ndiyani nekuti mupomerwa hangaendi koti vane hama inobudirwa vaende ikoko kodiwa mari kuti hama yavo itakanirwe mweya wemufi uyende kwawakaurayiwa zvoti vacho vane mwana akafa arikupfuka kuti vatange kuenda futi panenyaya saka mukotanjera hangonzi Neshamba deedza oti ndakuya hazvishande sekudaro
Ngozi iripo chokwadi asi yakatsipikwa zvemhando yepamusorosoro. Zvaakuda Shumba yengozi Mukotsanjera .
Daidzai imbwa yegorongoza sekuru Mukotsanjera to the fullest taneta nevanonyepera vanhu vachipedza nguva zvinoda imbwa yegorongoza izvi
Uyu hagoni uyo batai mukotsanjera drewmas
Izvi zvaida Mkotsanjera chete
Kkkkkkk mukotsanjera chibaba Chiya chinopedza zvese
Taura zvako
Sekuru Mukotsanjera to the World 💪💪💪💪
Aiwa vanhu vanobata neshamba hamuzii zvamunoita imi batai mukoma Robert sly media inopedza masport
Vanhu vanotsimbika Ngozi zvekuti munopedzisira maakuti arikupenga,,, muridzi wemabasa haarare pasi anotoenda kuN'anga dzakewo soo ma1
Vanhu vanotsipika shemu Ekend kuchiweshe maiona achiramba paye achibvisisa zvinhu zvake usiku but izvi zvinoda masimba chaiyo kuti zvibude pachena
Zvonetsa drewmas haidi kushaya aaa Dai akasouyq mukotsanjera zvekukwenya mahumbwe batai bataps vaobata mukotsa musade kudya mega drewmas
kutora vasingagone avo.torayi mukotsanjera.ka one
Ingozi shuwa asi yakavharwa iyo
Imbwa yegorongozi sekuru Mukotsanjera ndokwavo uku kwete avo
Mukotsanjera the way to go
Haa apa hapana mabhonzo anowanikwa apa kkkl tichanyara zvedu ,zvinoda Mukotsanjera izvi mmh ko mhepo yairarirei pasina mabhonzo
Yaa taurai zvenyu apa parikuda mukotsanjera apa
Chokwadi mapfupa hapana. Imba ichadhirika nekucherwa. Mai avo murwere..
Zvazvida arimukonzanjere izvi
@@JamesMandizvidza-yw8cm yes
Hakusi kurwara nepfungwa here kurikuita mukadzi uyo or akuda batsiro kubva kumasvikiro nemaprofita. Deedzai sekuru Mukotsanjera or sekuru Kanengo.
Madays wakadzikira kutipa update kubva zvavakarova dongi paNyanyadzi
zvadhakwa.
Deedzai Tsoka mhan nyaya iyi ibude pachena takuda kuona mapfupa isu
Murisei Shumba
drumas toravanhu vanogona bsa kwete fek idzi
Well done Vaneshamba ne mubvunzo
Good good sekuru mapfupa ngabude
Ngavatswage simbi yengozi kwete zvavakuita izvi zvekuonererwa
Kkkkkkk ayas N'anga dzenyu idzi
Viva mukotsanjera best
Drewmas Media taking us to another level
Izvi zvaida mukotsajera
Haaa N'anga dzazara vakomana munhu wese kunze kwangu chete
Zvakawoma
Deedzai my very best sekuru mukotsanjera
Gogoi drewmas media
Munhu ane zvaanoziva haambodzungaire kunge zvikuitwa neka n'anga kefake aka
Ngoma iyo ndeyezviri kuimbwa here kana kuti kune kumwewo kwairi kuridzwa?
Take us to another level homeboy ,I support you cause you give us intertainment
Vanatsika Mutanda ava mbavha idzi xaaa
#1
Ngavatsvage Mukotsa
Yakatsipikwa gozi,mkotsanjera to lead
Haaa pakaipa
Mahumbwe chaiwo
Kutambisa pfungwa dzevanhu
Ummmmmm apamatakanana arikuitwa 😂😂😂😂😂😂 hanzi ndinge junior chii chinenge ngozi ichi
Tsoko huyai hero basa deno munhu abudirwa kare atitaura zvaakaitww nevanhu vacho vakauraya # Mukotsanjera
It looks like this place is close to mt Darwin town, the way people are flocking in…
Ndunge futi haaa kkkkkkkkkk
Kkkkkkk mahumbwe aya
mahumbweee
Ava hapana zvinozikwana
Batai mukotsanjera please
❤❤❤
Zvinoda imbwa ye Gorongoza
Izvii is westing time neshamba is failing to help nhau anodzivana asi pundutso apana , n'anga idzi matuzvii
Aaaaaa hari
Mukotsanjera akatumwa paneizvi
Hapana Zvozivikanwa apo nhema dzako vanokwenya unoda kuita masaramusi
Makanyanise aya ummm
Kanonyepa aka
Matsotsi ayo
Ummm pane chichabuda ipapo hameno
Mukotsanjera ndoari kudihwa
Kunge maskit
Pamberi na mukotsanjera
Chisimba hachishandi
Mukotsanjera
Tsotsi n'anga
Imbavha iyi mukomw Andrew
Torayi mukotsanjera
@@elizabethchikona5166 true
Pane chinobuda hre apoo mukoma Neshamba
Mukotsanjera or sekuru nyangatayeni
Mapfupa hapana hapo. Rapisai mai avo
Haasi mahumbwe here aya
Mukotsanjera ndo number one haikona zvatirikuona izvi
Akashaika mapfupa munoripa maiavo
Pakacherwa here musi uyu zvamati mapfupa akashaika musi uyu
Mukatsanjera to the world
1hr muchingoimba zvisina basa
Mfana sekuru 😂😂😂
❤❤❤🇿🇦
Tokupai number dzamukotsanjera here kana musina shumba yengozi
Drewmas media taking us to another level
Zvengozi hazvidi maporofita,,vatsvagirei N'anga inonz Mukotsajer zvobuda zvese izvi
@@user-nt7fo1gr4m you can say that again imbwa yegorongoza sekuru mukotsanjera
BT nyaya dzawo adzina part end
Mukotsanjera
Drewmas Basa IPA mukotsanjera plz
Nhema idzo😅
Drewmas hoyoooo makadini
Zvimwe hadzisi nhema here idzi
Uyo ndewefake ngavakiye
Hazvidi kunyepera vanhu
Zvakuda Tsoka ndiye chiororo chengozi
In,anga dzenemha idzi dzikandei mujeri
Mbuya ayo akambozviita futi kwa chief mutasa ayo angazo bvako akusvenga sandiwo hr ayo kkkkk
Mahumbwe chaiwo atiri kuitirwa apa
Mukotsanjera ndomapedza zvose
Ayizve ok muporofita futi her 😅😅😅😅😅😅😅 zvakaoma
Haa kunenge kwave kutopenga chaiko uko
Matsotsi aya anoda kurowha, translating Shona kuisa ku Shona. Daylight Robbery
Junior Ndunge ngumburamasasa kkkkkkk tibvirei kumhepo
Torai mukotsanjera ndapota
Itai zvanafambira not kupedzera nguva pakuimba vanhu vangasatsvetera hre nxee n,anga dzenhema idzi nxee
Imbwa idzi matumwa kuporofita fty zvevanhu hamuchaite zvemapfupa hre
Apa panoda imbwa yegorongoza.
Daidzai Mukotsanjera anozvigona izvo
Mukotsanjera 0 Junior Ndunge 1 Haaa uyu chikoti hamusati maona Mirai muone😂