Video není dostupné.
Omlouváme se.

RUSHINGA..............ZVIBHAKERA MUMHURI NENYAYA YEHUROMBWA

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 11. 10. 2023
  • MUNWE WAKARUMWA UKAPOTSA WADIMUKA

Komentáře • 167

  • @user-mt3qg9sk5l
    @user-mt3qg9sk5l Před 10 měsíci +11

    Iwe mukuwasha wakazhazharika hausati wainzwa Shona yekuti nyoka huru haizvirume akakuudza kuti unonoporofita zvikwambo zvemumusha manaatezvara ndiyani wakadii kutsvaka mamwe maporofita akanovabatsira zvako zvekt vabereki vevakuwasha vatukwa ehe unotukisa vabereki nekusakwana ukawana nguva udzikame mumusha manaa tezvara hamuporofitwe

  • @TawandaMataranyika-lu1by
    @TawandaMataranyika-lu1by Před 10 měsíci +16

    Hurombwa hwanetsa mwari ngaangomedzesa nyika yese nepasi osika vamwe vanhu kwavo haaaaaa zvinorwadza zvinonzwisa tsitsi😭😭😭

  • @stanleymuusha2835
    @stanleymuusha2835 Před 10 měsíci +11

    Tete vane doek avo vanogona kurondedzera zvino nzwika zvine huremu zvaka dzikama

  • @mamoyopee8246
    @mamoyopee8246 Před 10 měsíci +5

    Haiwaiwa Rushinga surrender huroyi nechihure award munofanira kupihwa

  • @user-mt3qg9sk5l
    @user-mt3qg9sk5l Před 10 měsíci +14

    Kkkkkkkkk Tete mabaya gudo nemukanwa next of kin ndiye akasara nehurombwa

  • @iressemerson7468
    @iressemerson7468 Před 9 měsíci +7

    Tete is clean baba vekutemerwa nyora avo ndivo muroyi

  • @TawandaMataranyika-lu1by
    @TawandaMataranyika-lu1by Před 10 měsíci +6

    Ndabatikana nenyaya iyi zvisingaite zvirikuitikawo kumutunhu kwangu varoyi ngavangomedzwa nepasi husiku pavanenge vamuka kuenda kumabasa awo😭😭😭😭

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 Před 10 měsíci +7

    Muroora murume wako ndiye akasirwa nyoka natezvara ndozvakutambudza mhuri yako.muporofiti akawona chokwadi nyoka iripo yakasirwa mwana komana arikuita zvekuchera mishonga

  • @tsitsichigoche3347
    @tsitsichigoche3347 Před 10 měsíci +2

    Muroora ndiye mhunzamusha

  • @julianamubaiwa6708
    @julianamubaiwa6708 Před 10 měsíci +5

    Mmmmm Rushinga yazara varoyi 😢😢😢😢

  • @user-ei6ic1mi1f
    @user-ei6ic1mi1f Před 10 měsíci +6

    Muroora anoroya nemurume wake

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Před 9 měsíci +4

    Muroora anogoenda mumakuva pasina varidzi vemusha sei. Paakaona kuti vanhu havana kuuya angadai akasiyana nazvo. Ngaarege kumhanya mberi kupjmha vanhu. Ko murume wake akabatwa achaita sei. Simba rekurwa na tete anoriwanepj. Hongu urikurwarirwa asi batai pamwe kutsvaga dambudziko.

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 Před 9 měsíci +3

    Zvinorwadza kushungurudzirwa vana veduwe

  • @drewmasmedia3856
    @drewmasmedia3856  Před 10 měsíci +21

    WELCOME GOOD PEOPLE

  • @patpateey2414
    @patpateey2414 Před 10 měsíci +4

    Ko Zaka yainzi ine varoi bt Rushinga yanetsa

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Před 10 měsíci +6

    Murume akaromba uyu ndiye akasirwa Na baba mukadzi arikuchenesa murume pakudiyi

  • @miriamphiri7204
    @miriamphiri7204 Před 10 měsíci +10

    Muroora uyu imhunza musha

    • @user-mi3bg3sd6o
      @user-mi3bg3sd6o Před 5 měsíci

      Irabishi chairo muroora.kuzhangandira kusina nebasa rese

  • @amandafish3022
    @amandafish3022 Před 9 měsíci +7

    Muroora akangwarisa😢 kuombererera watezvezvara kuguva aah😂

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Před 10 měsíci +4

    Hakuna chivanhu chakadaro murora uyu nemurume wake varoyi ihuku dziri kudya mazai adzo

    • @kennychabata958
      @kennychabata958 Před 9 měsíci +1

      Iwe usataura uchidaro mangwana zvichaita kwako

  • @mancuesokolate9989
    @mancuesokolate9989 Před 10 měsíci +5

    😭😭varoi vawanda kudarka vanhu mmmmm veduwe totambudzirweiko nhai

  • @macleanmapuranga1719
    @macleanmapuranga1719 Před 9 měsíci +3

    Tete avo long life vanotaura chokwadi vakangwarira

  • @tsitsichigoche3347
    @tsitsichigoche3347 Před 10 měsíci +4

    Haaaa muroora we'd wedhuku regreen mambara. Ndiwe muroyi endai kwaKaNengo

  • @muchenyuradorcas4538
    @muchenyuradorcas4538 Před 9 měsíci

    Zvino mukatungamidza zvibhakera...munoikunda hereeee

  • @SamuelChapata-xd6nh
    @SamuelChapata-xd6nh Před 10 měsíci +3

    Iwo masoweka aya hameno henyu vanhu vatema ,muchatadza kuwirirana pachenyu be very careful nematsitsi aya.

  • @fungaingwenya753
    @fungaingwenya753 Před 10 měsíci +3

    Ngavaende kuna prophet Kudakwashe Jose

  • @memorythomasm
    @memorythomasm Před 10 měsíci +2

    Muroora akangwarisa uyo kunoridza mupururu kuguva ratezvara varidzi vasipo ummmm chero uchirwarirwa but wakashaisha chivanhu muenderei kwamambo muroora nemurume wake

  • @judithmwatauseni5157
    @judithmwatauseni5157 Před 9 měsíci +3

    Hapana anoda kufirwa nemwana kana kurwadzirwa kasi maporofita inini zvangu apa vakonzeresa.....nayewo muroora uuummm makanyanya my sister dzikamai mumusha mevanhu...ukarovana natete mangwana anokurwira ndiyani paunonetsana nemurume zvakare murume wako handisi kumuchebesa anhu vazhinji vavekutizira kumasowe nawo vaporofita wacho vaka EXPIRE kare kare

  • @tapiwachimbangiza9379
    @tapiwachimbangiza9379 Před 9 měsíci +1

    Muroora injazi mharadzi

  • @thekisonomsa2826
    @thekisonomsa2826 Před 10 měsíci +1

    Ah saka muroora unonokanda zviyo ku guva raatezvara uri hama yavo here, uchiridza mupururu. Zviyo ndezve kumutsa mufi

  • @RosemaryPhiri-nv7zw
    @RosemaryPhiri-nv7zw Před 9 měsíci

    Muroora muroora muroora murume anokuda nhasi asi mangwana unosara waawegaaa

  • @aginelah6387
    @aginelah6387 Před 10 měsíci +3

    Muroora une kahunhu kuzvikudza nhubu

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 Před 9 měsíci +1

    Muroora uri kumhanya waindoomberera vatezvara kumakuva pakai uuumm

  • @charlesmushayi450
    @charlesmushayi450 Před 10 měsíci +1

    Muroora uyu akangwarisa

  • @ROCKstar-me5hx
    @ROCKstar-me5hx Před 9 měsíci

    Muroora uyo mmmmmm ane ma1

  • @Faith-vc4vc
    @Faith-vc4vc Před 10 měsíci +4

    Handisi kuti chii kana kuti chii asi baba avo handivachenese

  • @lawrencemhondiwa1233
    @lawrencemhondiwa1233 Před 6 měsíci

    Usarega muroyi achirarama ndizvo zvinotaura shoko ramwari pasi nevaroyi muzita rajesu kristu

  • @elizabethmungwazi8192
    @elizabethmungwazi8192 Před 10 měsíci +2

    Gogo Shumba sekuruKanengo Chapola Tasvu

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Před 10 měsíci +2

    Amai ngavasa chenesa murume wavo wacho arikunzi akatemererwa na baba vake

  • @user-mt3qg9sk5l
    @user-mt3qg9sk5l Před 10 měsíci +2

    Uyo murume uyo akasara nehurombwa hwababa vake uyo ndoo zvaakurwarisa vana ende vanozivana nemukadzi wacho ngaasapedzera vanhu nguva dhemeti kuda zvakapfava kunge honye zvaakukuzvimbiraka

  • @stanleymuusha2835
    @stanleymuusha2835 Před 10 měsíci +2

    Why uchiridza mhururu kuguva rababa vevanhu iwe uri muroorwa

  • @kingdeedouglasnyoni2745
    @kingdeedouglasnyoni2745 Před 9 měsíci

    Tete vanotaura Zvinonzwisisika zvine umbowo

  • @ChipoSigauke-nd3sm
    @ChipoSigauke-nd3sm Před 9 měsíci +1

    Kurushinga kwakaoma kunoda akashinga nhasi rarimwe zuva

  • @annamercytigere3038
    @annamercytigere3038 Před 10 měsíci +3

    Ummmm mroora uyo nemrume wake varikubata magetsi kumakuva vaiteiii mroora achipururdzira midzimu isiri yake akamira sani

  • @tsitsichigoche3347
    @tsitsichigoche3347 Před 10 měsíci +5

    Haaaa ko akurambira murume wake sei, kana atezvara vanga vakaromba vakasiira mwana. Musarambire munhu pamwe ndiye

    • @agneszulu3059
      @agneszulu3059 Před 9 měsíci +1

      Taurai henyu pamwe ndiye arikurwarisa vana vake demon rotaura chero nhema

    • @gloriamarvellousmutindivar5349
      @gloriamarvellousmutindivar5349 Před 9 měsíci

      Ehe nhai.muroora uyo anenge ane zvaanoziva chete,chakamupa simba rekuenda kuguva ratezvara chii

  • @AnnatoliaMapasure-do6th
    @AnnatoliaMapasure-do6th Před 10 měsíci +1

    Chokwadi munyika makatakura chokwadi

  • @perpetuamatope7527
    @perpetuamatope7527 Před 10 měsíci +5

    Rushinga ndokwangu thank you drewmas media youbare taking us to another level

  • @evernicekambudzi5636
    @evernicekambudzi5636 Před 10 měsíci +3

    Madzibaba Benjamin pfeee pon di seen😂😂

  • @samuelsimbi9467
    @samuelsimbi9467 Před 9 měsíci

    Yooo inga pakaipa

  • @kurrenkashesha9750
    @kurrenkashesha9750 Před 9 měsíci +4

    Tete vane moto ava zvino varooora vachakuddzikamisai idyai vana venyu not vemuroora

  • @user-on4uw7xv1g
    @user-on4uw7xv1g Před 10 měsíci +1

    Makoti wakangwarisa uyo

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Před 10 měsíci +1

    Munhu wacho anoroya aripano here

  • @stanleymuusha2835
    @stanleymuusha2835 Před 10 měsíci +2

    Kanengo Matakanure,Tasvu,Bunzamukombe or skru Shumba ndivo

  • @apoloniamachona7055
    @apoloniamachona7055 Před 10 měsíci +2

    Muroora uyu imhunza musha nxxa

  • @nzwirashedehwa2887
    @nzwirashedehwa2887 Před 9 měsíci

    Muroora akangwaira zvake Tete hangu ndinovachenesa havana mhoswa avo

    • @agneskaitano1334
      @agneskaitano1334 Před 9 měsíci

      Muroora akangwarisa uyu kudyirwa vana vako haisi nyore asi kunopururudza kumakuva kuda kumutsa mudzimu watezvara vaive vakaromba ummm vachapembera nanga inobata mai

  • @PortiaBizabani
    @PortiaBizabani Před 10 měsíci +2

    The issue is not clear sure

  • @TatendaGonye-en7vq
    @TatendaGonye-en7vq Před 9 měsíci +1

    Haaa kkkkk Shumba hnz saka kurumwa uku

  • @patiencebare
    @patiencebare Před 10 měsíci +1

    Pane basa muroora uyo

  • @user-eh1kh4lm4g
    @user-eh1kh4lm4g Před 10 měsíci +1

    Neshamba vapedzere ve rushinga mbiriyayo yanyanya ye huroyi

  • @user-yl7td5if2c
    @user-yl7td5if2c Před 9 měsíci +1

    Muroora anoziva zvese uyu why is it akaenda kunoudza atezvara kumakuva vana vavo kana hama dzababa dzisipo, something is fishy

  • @user-vu1dk7ey9x
    @user-vu1dk7ey9x Před 9 měsíci

    keep it up amai ...ndokunonzi kuvhikira nekupikira kurwira vana vako vawakabereka shuwa uku 🙏shuwa munhu ngaadye vake not vevamwe shuwa aaa .

  • @user-eh1kh4lm4g
    @user-eh1kh4lm4g Před 10 měsíci +1

    Mai nababa ava vakachena hre ava

  • @LeonChivayo-hp6qz
    @LeonChivayo-hp6qz Před 9 měsíci

    Yaah spikiri anetsa

  • @user-xv3dr9zn8k
    @user-xv3dr9zn8k Před 9 měsíci

    Bvumai tsano

  • @user-cq3tm2gs4c
    @user-cq3tm2gs4c Před 10 měsíci +1

    Mumusha umu hamuna rugare Muroora uyu akanyanya potse potse ane zvakewo Chiporofuta chanyanya vamwe maporofita ndeenhema

    • @madamboss7216
      @madamboss7216 Před 10 měsíci +1

      Murora mungamudaro henyu asi maonero angu iye arikureverera murume wake hake asi ndiye akasiirwa zvinhu nababa vake plas arikuita searikupaparika zvake nkt vana varikurwara ndevake

  • @tsitsichigoche3347
    @tsitsichigoche3347 Před 10 měsíci +1

    Iwe ndiwe okumbira atezvara aaaa manenji

  • @user-vr2gs2jw3v
    @user-vr2gs2jw3v Před 9 měsíci

    haihwa baba avo vakasiirwa hurombwa na baba vavo kuramba hawo kana vaingoziva mishonga zvisina hurombwa basket rakapisirwa chii.

  • @user-mi3bg3sd6o
    @user-mi3bg3sd6o Před 5 měsíci

    Muroora uriduzvi

  • @hellenmuchafuruka3169
    @hellenmuchafuruka3169 Před 9 měsíci

    Muroora akasvuzvuka uyo

  • @sizalobuhlechinembiri636
    @sizalobuhlechinembiri636 Před 9 měsíci

    Muroorwa akafumuka dzimwe nyaya usawanzowanika urimutorwa

  • @FelistasMhuriyengwe-dp8vc
    @FelistasMhuriyengwe-dp8vc Před 9 měsíci

    Nyaya yacho irikupfekenapfekana mhani

  • @belindanhidza6458
    @belindanhidza6458 Před 10 měsíci +1

    Uuuumm zvikukutu zviri mumhuri iyi.

  • @user-qj5vp8kg5m
    @user-qj5vp8kg5m Před 9 měsíci

    Hey zvikaita arise ndenge ndiripo

  • @NomaSibanda-ie3tb
    @NomaSibanda-ie3tb Před 10 měsíci +1

    Mwari pindirai🙏🙏🙏

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Před 10 měsíci +2

    Vakafa vanomutsirwei nhai

  • @innocentmoyo6241
    @innocentmoyo6241 Před 10 měsíci +4

    Guys musaroora kuRushinga kana kuroorwa kwakanyanya uko

    • @cdemajorjakarasi7677
      @cdemajorjakarasi7677 Před 10 měsíci +2

      Don't stereotype places iweee....unobva kupi kusina huroyi..iwe ndiwe unoda kuroora chete...mhanza yekoyikani kkkkkkk

    • @user-dg9ew6zy1t
      @user-dg9ew6zy1t Před 9 měsíci

      Usaite iyoyo hakuna kusina varoyi

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Před 10 měsíci +1

    Tete vabaya dede nemukanwa

  • @presleymarisero419
    @presleymarisero419 Před 10 měsíci +1

    Drewmas media Tete vakanroya avo

  • @sharontangirai1262
    @sharontangirai1262 Před 9 měsíci

    Vanhu regedzai kuromba pliz

  • @darlingto-np1hk
    @darlingto-np1hk Před 9 měsíci

    Drewmas media to th pple

  • @advancematoweadttocksmatto9213
    @advancematoweadttocksmatto9213 Před 10 měsíci +1

    Nyika yakaremerwa

  • @Ruthmbewe-sp9xz
    @Ruthmbewe-sp9xz Před 10 měsíci +1

    Aaa gulez vakangwarisa mumusha wevanhu unonoridza mhururu kumakuva kwatezvara huh pakaip varoora vemazuvano havana matyira

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 Před 10 měsíci +1

    Hanzvadzi komana ndiwe uri kuziva zviri kuitika pamwana kana uri kuita zvekuchera zvawaitumwa nababa ndiwe wakasirwa hurombwa iwe.ndozviri kurwarisa vana vako

  • @mariyachipfunde1562
    @mariyachipfunde1562 Před 10 měsíci +1

    Pangu chaipo pamusha mukoma neshmba

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 Před 9 měsíci

    Yoooo sizan

  • @sheillarnyamupfukudza3375
    @sheillarnyamupfukudza3375 Před 9 měsíci

    Tete vakataura zvakajeka havana mhosva asi muroora uyo inhubu dzikama mudzinza mevanhu ummmm 🤚

  • @washingtonsaulmusakaruka3422
    @washingtonsaulmusakaruka3422 Před 10 měsíci +1

    Kovasikana vkatanga nemi vaneshamba varipi mazuvano nokuti we miss them ngavambo buda thando class na chihera

    • @charlesmushayi450
      @charlesmushayi450 Před 10 měsíci +1

      😂😂😂😂 wakubvunza vasikana wandinakidza

    • @atinetimhlanga4585
      @atinetimhlanga4585 Před 10 měsíci +2

      Vataura pane imwe video hanzi umwe akaroorwa murume wacho akat haachadi ashande, umwe akawana basa rinobhadhara

  • @user-hg5rq1xc2k
    @user-hg5rq1xc2k Před 10 měsíci +1

    Drewmas media taking you to another level

  • @rumbidzaimunhenga974
    @rumbidzaimunhenga974 Před 9 měsíci

    Muroora akangwarisa ndapota zvangu

  • @user-vz9pg7vb5r
    @user-vz9pg7vb5r Před 10 měsíci +1

    Amai avo vane vanavvanorwara vane nyaya ngavadzikame

  • @politenkomo6626
    @politenkomo6626 Před 9 měsíci +1

    Muroora nemurume wake vari dangerous. How come muroora kuguva ratezvara. For what reason ummm. Akangwarisa. Ngabvunze murume wake kut vana varikurwara nei coz something fishy

  • @EnerestGarande-kc8op
    @EnerestGarande-kc8op Před 9 měsíci

    Kanengo heyo nyaya iyo

  • @user-pi6ld5fz2m
    @user-pi6ld5fz2m Před 9 měsíci

    Pane muroora nemurume wake panenyaya ttete bho munhu vanoziva chivanhu chedu

  • @user-br8mv8xi1s
    @user-br8mv8xi1s Před 10 měsíci +1

    Rushinga yanetsa

  • @prachie937
    @prachie937 Před 10 měsíci +1

    Nhas ravarimwezuva

  • @ishmaelmudare2487
    @ishmaelmudare2487 Před 9 měsíci

    Kana munhu arwara anodii kungoiswa kuchipatara, Nyaya yekuenda ku maporofita neku n'anga ndozvinokonzera nyaya dzose idzi

  • @user-uj8jb3iq4h
    @user-uj8jb3iq4h Před 9 měsíci

    Muroora speed ukunyanya

  • @user-vr2gs2jw3v
    @user-vr2gs2jw3v Před 9 měsíci

    Haaaa muroora anoruma futi nhai ummmm

  • @mishiechirasha7294
    @mishiechirasha7294 Před 9 měsíci

    Walowana ,mulamu ,wayilapa ,

  • @RosemaryPhiri-nv7zw
    @RosemaryPhiri-nv7zw Před 9 měsíci

    Muroora ngaazive zvaakavinga not zvaari kuita izvi pamurume pabasa dzidza kubatanidza vawana pamusha not zvauri kuita

  • @lindytv3075
    @lindytv3075 Před 9 měsíci

    Apa hapana kujeka vabatsiri huyai closure