Muma family umu makaoma, tenda Mwari chokwadi kana menyu mu family musina hurombwa or vabereki vako vasina kushereketa, 😢God remember this family.
Muberevere hatibve kusvika sahwira neshamba awuya chero akanonoka anouya chete isu takangogara muberevere zvedu❤❤❤❤🛠
Sahwira woye gara muberevere musandiona kunonoka ndanga ndichiuya,maswera sei mose,varoyi vanoshungurudza veduwe
I wonder where do our black african people get these magic evil powers from?.
No wonder why tisina real engineering in Zimbabwe just imagine having such invasion. Work would be very much easy and competing with European countries and American territories.
From evil spirits. Yese mishonga is good and bad..kune vanoshandiswa nemweya wetsvina kuziva kuti ukasanganisa uyu neuyu unogona kuuraya munhu. Mashavi ehuroyi.
zvakaoma veduwee, ndaona sekuru vazotemwa nedemo
Ngavatemwe Havana Basa muroyi ngaafe vanehutsinye sterek kushungurudza vana
Sahwira woye garamuberere.......musandione kunonoka ndangandichiuya ❤
VaNeshamba imbo endai ku Bindura ku village rekwa Chireka ikoko kwaka takura nyaya dzehurombwa idzi
Drewmas media taking us to another level nhasi raarimwe zuva❤❤❤❤❤
Rusambo ndokumusha huyai mubate varoi taneta nekutambura nekuurairwa hama dzedu.. Pamunouya musasiye mbuya vaive mumba please Toda vavhenekwe
kuRusambo hre uko sure kwakarema ndanzwa kt kune kwakaoneka karusero kanemazita area yacho yakaipa pamwe papakarasirwa rice tete wangu warikumuka waripamakuva ababa wangu wasina kupfeka
Tete vakaroya baba vako....haai varoi denga havarione asi varegerere...namata cc. Toonana kuDenga pakupera kwenguva
Mbuya vangu vakapisirwa imba yavo nemwanakomana vavo the only son she had. But my uncle ignored the fact vainge vakatora mushonga vekutamba makasi zvekuti unenge mushonga unenge vainge vapanduka but blame it on the parents. Zviriko Mr @Andrew Neshamba.
Vabereki vakuroya and vabereki kare vaibata zvimushonga zvekumama ,mroyi abvume kuti ndinoroya ,moyo rudzi kusada kusunungura vana nhai
He is a dangerous man in the community avo
Eysh zvakaoma hazvo veduweee 😢mumhuri munehondo umu kutambudzwa nemunhu waunoona kunorwadza kani heyyyyy😢
Thanks DrewMas media taking us to another level ❤
Mmm zvakaoma shuwa
Thanks drewmas media, taking us to another level
Pepukai hama, mapositori imbavha, uye vanonyepa kuti vabire vanhu. "Mombe dzirikurima dzega". Vanhu vangani vakadziona? Munhu mumwe arikutii akadziona, vamwe vese vavakungobvumira serwiyo. "MuPorofita akashevedza mwana akadavira"? Saka kana aine simba akatadza nei kumushevedza kuti abude mudura macho maakaiswa?
I love the song
Sabhuku nyika ndiyo yakadhakwa hurumunde ndiyo muroyi
Siyanai nekusapota Zanu. Hamufe makaita Mari + mucharamba muchipumhana
Drewmas media taking us to another level nhasi rava rimwe zuva ❤🎉 thank you sekuru Shumba❤
Hei idzindodzinonzi nyaya hombe dzinotomboda kuenda kuzvinoyera zvinoshamisa zvinoda kufumurwa mr neshamba murikuti pakurira
I can dance this Song 🎵, my days tiri pa chiweshe Apo,
Can't wait for part 2
Drewmas Media taking us to another level 👏 🕺
Apa panoda sekuru Tasvu Sekuru Nyangatayana sekuru kanengo mmmmmmmmm akaitwa Zombie mwana uyu
Uuummmmm iyi nyanyest story
Sylvia Muringazuva huya unzwe mwana wedu, hama dzedu dzatambura
@@chenaimatogo3687 ehe ndiye namutota mamuona hr naRerai nasisi Rudo
Chiyokoto ainetsa shuwa pa Mozambique
Mombe dzorima dzega ndomanyama emombe zvenyu zvaita kungonodyara chete dai dzichitogona kusakura futi😢😢😢😢😢😢
Ndikawana kupi kangoma ako kekuti ndange ndichiuya aaah kanonakidza yoo
Baba guhwa chipo kwawari 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Mabhoi maziroi aya iyezvi zvivana zvemaroi iwaya hazvigarike nazvo mudzimba
Yaaa mumadzinza makatakura kurema shuwa ndaiti tisu tega tinematambudziko mudzinza nenhau idzi Mwari pindirai
My father vakarombesa ..we r 23 children.. different mothers can you imagine ...Baba vakaromba Young brothers vakaromba ..tinovabata kuNanga maporofita
Mwari huyai vanhu vaya dzava shumba
Drewmas take us to another level timboone team rinenge richirowa Ngoma iro
Vabereki vedu especially vanababa vakaromba rough avana tsitsi Vana devel Ava mxm
Drumas media ndokumbirawo mundi conecte matambudziko ekwedu uko anyanya shuwa varoyi line rose zvaro i mean kuti varoyi ummmmm kwedu ku mwenezi uko❤
Shumba ko yeGokwe yemufi ari kuda vhudzi rake nemaparts makainzwa here
First kusvika pano 😂
Go deeper papaa
Yh zvorwadza shuwa and vanhu vacho havana tsitsi
Drewmas koseiko nyaya dzenyu hobjo dzichizonzi takaona takanzwa takazo y musingawandirewo kusvika paground live tichitoona mombe dzikurima
Yaaa yii yaaa surend really
Pamhadza kkkkk makorekore muripoyi
VaNeshamba Makutizarurirawo huru. Eyiii
Mmmm zvakaoma vabereki
Ishona iyi inonziyi just listening to the tone
😂😂😂😂fika fika ebulawayo sikulindile
Mapurisa acho imbwa dzevanhu vakadikusunga baba vakaponda mwana vakaisira munhu mushonga muchikafu
Tasu haana kuisirwa muchikafu akazvinwira ega though zvekuroya I don't trust (Masaisai) ivo baba vemagirazi.
Ndanga ndichiuya
Kwedu same story huroyi nekuromba it's a tradition..saka ini in UK nfakabatsirwa
mmmm ma1 aya
Hamuna kunge makaponda vanhu pajambanja here paye pamaiti 27 June VaMugabe muoffice?
Song yenyu inondinakidza kkkkk ndanga ndichiuya
Ndiye arikurima nemombe
Ngavazviise kuna Ishe Jesu
Ngavauye nemunhu wavo ve Drewmas media pliz muFamily medu tiwirirane hanzvadzi nevakoma vangu
VaNeshamba munamboendawo ku buhera muchiitipawo nhau dziri kuitika ikoko
Inga zvakaoma nhymi kumusha kwedu kwanyangara chokwadi.
Mashura chaiwo 😂😂
Zvakaoma baba ava muroyi mukuru
Kkkkk haa mfesi ane guhwa uyu
Makapenga mkoma neshamba
Rova kamudhara ako hakasisina zvakachararamira zvirinani kuzotanda botso panekushurudzwa nxaaaaa
Sekuru vanoroya ava,sekuru tasvu ndozvavo chaizvo
Yaa pakaipa pane. nyaya
zita ra sabhuku ... hanzi Mutota Muringazuva
Endai paNyamazizi vaNeshamba ndopamwe pane varoyi vanotyisa ipapo
Endai kwasekuru kaNengo.kana Chapora
Andrew u mst choose wanhu wanogona kutaura Kkkkkkkk that guy akapfeka green sweater haagoni kutaura refer them to profetjose or Tasvu
Song manyama iyo
Dankie mukoma neshamba
Muripo pamusha pedu apo drewmas media hanzvadzi yangu Mutota muringazuva , nhari nyamasvisva
❤😂😂😂
Kozvavari vanhu wandoziva
Kumusha kwangu
Drewmas for people
😮
Siyai kutora ma drugs munotanga kuona zvinhu zvichifamba husiku. Ndepapi padzakarima pacho?
Poison mmmmmmmm ndi Putin
Ndanzwa tsitsi😢
Rushinga yakanyanya guys 🙌
Kkkk muudzei zvehuroi hwwNzimu
Uchauirwa kufumura vakuru
Midlands muchauya rinhi.
ndinokumbirawo zira rekambo aka
Ngadane sekuru tasvu vanotasvura
Uyu mushangwe chaiye
Zvakawoma chokwadi 😢
MaZimbabwe nhema why pasina proof
Maphone hamuna here ekutora ma videos,?
Musatinyepera
Sabhuku uyo ndakadzidza naye ndakanganwa zita rake
Dzorima dzega dzekwachibedu
Tiripo
anonzi BVUMA
Mwana wavo akafa ndiye arikurima nemombe husiku
Zvakaoma chokwadi 😢😢