CHIWESHE.....DZIMBA DZAINGOBVIRA DZEGA - AIBVIRISA OZIKANWA

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 26. 11. 2023
  • RUZHINJI RWOOMA MATE MUKANWA MUSHURE MEKUZIVA AIPISA DZIMBA
  • Zábava

Komentáře • 234

  • @user-wp3cu6qo8v
    @user-wp3cu6qo8v Před 8 měsíci +18

    Ummmm sekuru awa ndasurrender🙌🙌🙌🙌

  • @godfreymapuranga4070
    @godfreymapuranga4070 Před 8 měsíci +9

    Sekuru avo vanoona havo haa ndasarenda hangu

  • @user-pe3ns2pn5f
    @user-pe3ns2pn5f Před 8 měsíci +11

    Aiwa kana riri idi ndaisa maoko changamire ndiko kurondwa kwematare uku

  • @user-vl9qi6oc2w
    @user-vl9qi6oc2w Před 8 měsíci +4

    Andrew endai nasekuru avo kuHwedza kweku shaikwa mwana asara nasekuru muroora aenda kuno chera mvura nemwana weku shaikwa mwana kumasowe

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Před 8 měsíci +12

    Sekuru Andrew Neshamba ndinokumbirawo number dzasekuru avo veduweee 👏

    • @judithmwatauseni5157
      @judithmwatauseni5157 Před 8 měsíci

      Handiti tajaira here kutivachitotanga vanobva vaisa zita nanumber manje takumbira takumbora zvakare pamwe vachakupa kuwandirwa

    • @samuelngirazi9636
      @samuelngirazi9636 Před 8 měsíci

      ​@@judithmwatauseni5157Andrew anibhadharisa kupa number uyo hamusi kumuziva mushe, $20

  • @winniechokuvona8931
    @winniechokuvona8931 Před 8 měsíci +12

    Sekuru Ava ndavafarira hangu zvimwe ndezvimwe .

  • @godfreymapuranga4070
    @godfreymapuranga4070 Před 8 měsíci +7

    Nyaya iyi rambai muchiifambira toda kuziva kuti yazopera sei

  • @charlesshambare143
    @charlesshambare143 Před 8 měsíci +7

    Muriko kuchiweshe kumusha kwedu ikoko kwanyakudya chakuchichi

  • @sinosmajayaya1112
    @sinosmajayaya1112 Před 8 měsíci +3

    Sekuru ava ngavanobatsira Headman Chigodora

  • @judithmwatauseni5157
    @judithmwatauseni5157 Před 8 měsíci +12

    Mukoma Andrew unozonzwa vamwe vanhu vachiti sekuru.varikunyepa kana kuti n'ganga dzinonyepa ofcourse vamwe havagone kuti nemo nemo kasi kana ndakatarisa vaSEKURU ava mazita ese avarikutawura vaudzirwa here...inini zvangu chizondipaiwo number dzavasekuru ava PLEASE mukoma Andrew

  • @user-wk8sg5ih5w
    @user-wk8sg5ih5w Před 8 měsíci +8

    Unnmmm rapandwa dare tinotenda sekuru....
    Tipeiwo number dzasekuru ndapota 😅😅

  • @faithfaith1748
    @faithfaith1748 Před 8 měsíci +6

    Aiwa ndokupanda dare kauku matendwa sekuru

  • @mejurymasikuni173
    @mejurymasikuni173 Před 8 měsíci +6

    Haaaa sekuru ava kumberi chero zvikanzi vaka crema haaa ndazviramba

  • @buhlejeche9229
    @buhlejeche9229 Před 8 měsíci +6

    Ava vanotorondedzera pane vamwe vanoti taura wega zvenhema zvega zvega

    • @angelinekhumalo
      @angelinekhumalo Před 8 měsíci

      Inini ndikasvika chero pangava pamuporofita akasbata chandisvitsa paari ndototopera pawa

  • @claremarchi5098
    @claremarchi5098 Před 8 měsíci +5

    Thank va Neshamba murambe muchitipa nyaya iyi kusvika kuma pena. Kuma raini kwangu. Mazita ose anga achidanwa apo i know ma families acho.
    Good job @Dremas media

  • @user-wk8sg5ih5w
    @user-wk8sg5ih5w Před 8 měsíci +6

    Sabhuku bhoo here ..matyiro avo ungati vane nyaya dzavowo kkkkkkkkk

  • @trishchikuvanyanga243
    @trishchikuvanyanga243 Před 8 měsíci +5

    Baba shambare vapenyu mwari wakanka ndaona vana baba vangu

  • @user-nh2iq2nm6k
    @user-nh2iq2nm6k Před 8 měsíci +4

    Yaa svikai kumapena takakumirirai vaneshamba

  • @denniskarimakuenda1574
    @denniskarimakuenda1574 Před 8 měsíci +2

    Vanhu ava vonyebera kuti vanobatsira vanogona kukudza zvose but pabasa dololo

  • @gracehavazvidi7962
    @gracehavazvidi7962 Před 8 měsíci +2

    Ndokumbirawo nhamba dzasekuru plz ava vakanyanya veduwe i need my mom to go there ini ndiri SA hangu

  • @user-qo6ef8ce7e
    @user-qo6ef8ce7e Před 8 měsíci +3

    Yeah sekuru ava ndabvuma zvangu vabata basa 👏

  • @trishchikuvanyanga243
    @trishchikuvanyanga243 Před 8 měsíci +7

    Sekuru vanorova dare

  • @Blessingblessing-tv1zs
    @Blessingblessing-tv1zs Před 6 měsíci

    Iyi baba iyi inoita zvekungodaidza mazita evanhu tsvee kusiya zvavafambira lm checking his episodes ahabate dare anongosheedza mazita evanhu tsve kuopedza dambudziko rekutsva kwemba

    • @comfortmhakayakora2212
      @comfortmhakayakora2212 Před 4 měsíci

      KKK, inobvisa zvikwambo asi initanga yabata matare 20 ka one. Drewmas media haizoteera manje pakuzobviswa kwezvikwambo inonyanyongofarira panenyaya. Unoti dai achidaidzwa here kana angoro wekuwawata.

  • @vuyaningwenya1639
    @vuyaningwenya1639 Před 8 měsíci +7

    Mandlovu unotaura Ndebele yechokwadi ❤

    • @tamaremanyika3776
      @tamaremanyika3776 Před 8 měsíci +1

      Ndakuigonawo through iye 😂anongodika so

    • @bonniemagumo1943
      @bonniemagumo1943 Před 8 měsíci

      Iwewe unotaura ndebele here. Asingataure ndebele ndiani? Zvimwe zvamunotaura hazvina kana musoro

    • @vuyaningwenya1639
      @vuyaningwenya1639 Před 8 měsíci

      @@bonniemagumo1943 Aizve koi we warwadxiwa nei

    • @bonniemagumo1943
      @bonniemagumo1943 Před 8 měsíci

      @@vuyaningwenya1639 Saka iwewe shona yechokwadi. Does that even make sense?

    • @vuyaningwenya1639
      @vuyaningwenya1639 Před 8 měsíci

      @@bonniemagumo1943 my sister you have no sense to conceive the depth of my comprehension and appreciation of the linguistic capabilities of Mandlovu speaking Ndebele, it sounds so aunthentic and to that we say kudos. Zvamurikuita pacomment yangu ndodrama ndibvirei kumhepo

  • @mariahn8446
    @mariahn8446 Před 8 měsíci +5

    VaNeshamba we need more details dza sekuru awo. Matare vanonhonga zvavo. Wish kumbovasimudza vauye nyika yemaungwe

  • @afronews7034
    @afronews7034 Před 8 měsíci +2

    Fav korekore song Gara mberere usandinoene kunonoka ndange ndichiuya

  • @wekwamazorodze8660
    @wekwamazorodze8660 Před 8 měsíci +5

    Sekuru varikutotsvaga basa muraini imi. All these people will end up consulting n'anga iyi 😂😂😂lzvezvi pamwe vanhu ivava ndivo vane matanga anoonekera.

  • @rolitarmoyana4521
    @rolitarmoyana4521 Před 8 měsíci +3

    Thank you for always taking us to another level 🙏❤❤❤

  • @skhanyiswemhlanga7445
    @skhanyiswemhlanga7445 Před 8 měsíci +1

    Hosho nyararai kani

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Před 8 měsíci +5

    Sabhuku sey muchiita kunge munotya kkkkk

  • @urielchance8692
    @urielchance8692 Před 8 měsíci +8

    We need Chihera back

    • @marblemoyo-us9nl
      @marblemoyo-us9nl Před 8 měsíci

      NaMaNcube veduweee ndavasuwa....dai vangokumbira kt vazotimhoresawo pamhepi

  • @marymuzenda8364
    @marymuzenda8364 Před 8 měsíci +5

    Sekuru vanogona ava kana vana Tasvu havasviki

  • @user-by5vo3mj3j
    @user-by5vo3mj3j Před 8 měsíci +2

    Kule vakapenga avo ayewa ndabvuma Zvangu.

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa Před 8 měsíci +2

    Regai ndizonyatsoiona ndakurara since ndisingarqre shuwa

  • @sheillahchakanyuka1260
    @sheillahchakanyuka1260 Před 8 měsíci +2

    Mhepo inoona dare hayo ndapa kutenda

  • @nyashadzaishemachisi7264
    @nyashadzaishemachisi7264 Před 8 měsíci +2

    Sekuru awa ichiri na.nga chaiyo tisingaziwe pakundiso zveduu

  • @user-nb4dn3jd8l
    @user-nb4dn3jd8l Před 8 měsíci +2

    Sekuru avo ndafara nezvawaita kwete zvevamwe anasekuru.venhema

  • @skhanyiswemhlanga7445
    @skhanyiswemhlanga7445 Před 8 měsíci +1

    Hosho chimbonyararayi

  • @chipomuyengwa2510
    @chipomuyengwa2510 Před 8 měsíci +1

    Vane shumba ko chihera namancu varipi

  • @maxwellkamoto5061
    @maxwellkamoto5061 Před 8 měsíci +1

    Wanogona kules awa

  • @funwellmatowe1336
    @funwellmatowe1336 Před 8 měsíci +1

    Sekuru manyama Drewmas Media fambai nawo kwese kunematambudziko 👏👏👏👏

  • @nyasharichardson9249
    @nyasharichardson9249 Před 8 měsíci +3

    Vane Shamba basa murikugona ndapakutenda

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 Před 8 měsíci +2

    Christopher dzokera kumushe undopedza zvinonetsa kumusha

  • @melodychamboko4484
    @melodychamboko4484 Před 8 měsíci

    Ayaa handina rekurova

  • @Blessingblessing-tv1zs
    @Blessingblessing-tv1zs Před 6 měsíci

    Gusvi anechipo chekungosheedza mazita evanhu andisati ndambomuona achibata zvidhoma

  • @MelodyMugore
    @MelodyMugore Před 8 měsíci +1

    Umm pakaipa hama wooyee

  • @catherinemurambiwa4203
    @catherinemurambiwa4203 Před 8 měsíci +3

    Kulle ava vanopanda matare manje vakatonyanya

  • @Didzaman
    @Didzaman Před 8 měsíci +3

    Pakumutsa chipoto kuti gara apa haaa Sekuro avo ma1😂

  • @ivyncube211
    @ivyncube211 Před 8 měsíci +2

    I like your fluency in siNdebele maNdlo!

  • @user-yr6ld8vo7x
    @user-yr6ld8vo7x Před 8 měsíci +3

    Chibba ichii

  • @beautympofu403
    @beautympofu403 Před 8 měsíci +1

    Voice rasekuru rineruzha zvekuti kana vakati unoroya unototya kuramba nyangwe usingaroi unongoti hongu

  • @joycemsipa6051
    @joycemsipa6051 Před 8 měsíci +1

    Sekuru ava havasi Medium

  • @aginelah6387
    @aginelah6387 Před 8 měsíci +1

    Mazita evanhu varikuavengepi

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa Před 8 měsíci +2

    Pakaipa thanx drewmas media

  • @user-id9dz8cm8q
    @user-id9dz8cm8q Před 8 měsíci +2

    Havana to ma earphones here tunanamirqa munzeve mumwe achiplayee ndambofona kunge varikuteerera something

  • @madamboss7216
    @madamboss7216 Před 8 měsíci +2

    😂😂😂😂😂😂sekuru manyama kkkk havatenderere vanotaura panenyaya

  • @alineyhatina7526
    @alineyhatina7526 Před 8 měsíci +2

    Vanowanikwa kupi sekuru ava todakuvaonawo

  • @mariahn8446
    @mariahn8446 Před 8 měsíci +1

    Varikuti akapiwa info aaah munotyisa imi. Murikuona aine paarikuwerenga here or arikumuudzira zvekutaura. Musha wausingazive unganonge mazita evanhu kudaro here nevari muvhu imika zvimwe ityai. I know kune team risinga believe zve n'anga but apa musashoropodze. Matare vanobata sekuru

  • @spencerelton7433
    @spencerelton7433 Před 8 měsíci +1

    Andrew please keep this man❤

  • @user-ut3wp3zd4d
    @user-ut3wp3zd4d Před 7 měsíci +1

    Please bring back Thando Class

  • @sithembilemakamba9505
    @sithembilemakamba9505 Před 8 měsíci +3

    Wanonzi sekuru ani avo? Ummh wanobata dare avo!

  • @mikemuteliso103
    @mikemuteliso103 Před 8 měsíci +2

    Sekuru vanoona

  • @user-gp6dd8gr8d
    @user-gp6dd8gr8d Před 6 měsíci

    Good work

  • @DebraMashakada-yh2rk
    @DebraMashakada-yh2rk Před 4 měsíci

    Hanzi murikuuraya pakaipa

  • @zoeyradebe5955
    @zoeyradebe5955 Před 8 měsíci +4

    Usandione kunonoka i was on my way, ndiyabulisa bethunana

  • @marcussok6469
    @marcussok6469 Před 8 měsíci +2

    Bro Andrew chimosiyai kangoma ako karire 1hour chaiwo

  • @melodychikosha9349
    @melodychikosha9349 Před 8 měsíci +1

    Kkkkkk ayaaas hanzi chibva pano dzokera kumakuva ayaas nhai Chipoto buda ka tikuone ini ndoziva mweya uchibudira pamunhu ndiye anozotaura iyi information vanenge vasina kuitsvaga here mumaraini kkkk haaa nhasi Drewmas media mandispakaa ko sekuru Gusvi vadii kudzora voice varikuitirei noise

  • @user-wk8sg5ih5w
    @user-wk8sg5ih5w Před 8 měsíci +1

    Tapinda tapinda ,.nhas rarimwe zuva...

  • @margarettakundwa6333
    @margarettakundwa6333 Před 8 měsíci +2

    Sando dzenyu changamire

  • @lerossybae
    @lerossybae Před 8 měsíci +3

    Haaaa wehosho uyo anongoridza neparikutaurwa hre haha

  • @RufaroNemacha-ib8yv
    @RufaroNemacha-ib8yv Před 8 měsíci

    Tipe mamba Neshamba

  • @godfreymapuranga4070
    @godfreymapuranga4070 Před 8 měsíci +2

    Sekuru avo ndodawo number dzavo Andrew Neshamba

  • @lindahkatai9069
    @lindahkatai9069 Před 8 měsíci

    Christopher arikumhiri kwemakungwa changamire ku South Africa.

  • @mariajuziel7415
    @mariajuziel7415 Před 8 měsíci +3

    Please VaNeshamba tinokumbirawo number dzasekuru ava please

  • @tendaimairosi
    @tendaimairosi Před 8 měsíci

    Rambai muchi bata basa Sekuru job well done ✅ I wish mukaendawo mu bhuku rekwa Madzuramhende. I realy enjoyed watching your video.

  • @Angylngumashupa-gt3yz
    @Angylngumashupa-gt3yz Před 8 měsíci +2

    kuita kunyanya chaiko sekuru ava..ndipwiwo nmbr dzavo mkoma Andrew purizi wee

  • @chingombedaries
    @chingombedaries Před 8 měsíci +2

    Sekuru is working with a family member vakapiwa information hapana chinozikamwa apo kuda kungodyira vanhu mombe dzavo

  • @user-bo3cv2tc4e
    @user-bo3cv2tc4e Před 8 měsíci +1

    Tipeiwo number dzasekuru gusvi

  • @tinashetembo1628
    @tinashetembo1628 Před 8 měsíci +1

    Akurova hosho anopenga here uyo

    • @magmat3363
      @magmat3363 Před 8 měsíci

      😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @tinashenyemba08
    @tinashenyemba08 Před 8 měsíci

    Ko Chihera vakaendepi, I really liked her.

  • @reeghanmakuwerere3707
    @reeghanmakuwerere3707 Před 8 měsíci +2

    If kuona was kurapa haa zvaitibetsera chose
    VaNeshamba mugodzoka nefeedback ematestimony achokaa

  • @tinashekandemiri6491
    @tinashekandemiri6491 Před 8 měsíci +2

    l don't understand why history then going straight to the point

  • @kudzanaipedzisa4170
    @kudzanaipedzisa4170 Před 8 měsíci +3

    n’anga iyi l think yaive muporofita nokuti hakuna n’anga ine voice rinoenda kure kudai isingaimbi.kkkkk

    • @user-rt2hw2dw1f
      @user-rt2hw2dw1f Před 8 měsíci +2

      Vanenge venguo tsvuku ava

    • @gingerwingerful
      @gingerwingerful Před 8 měsíci

      In'anga hakuna chiporofita akagadzira chikaranga sezvacho n'anga dzede especially masvikiro Aya vane mhepo dzekuimba kuimbira matare kutamba nekuridza mbira chaiko

  • @alexandremario-lu9yp
    @alexandremario-lu9yp Před 8 měsíci +6

    Ko Chihera arikupi? She was my favourite more than any of her replacement you might make.

  • @catherinemurambiwa4203
    @catherinemurambiwa4203 Před 8 měsíci +2

    Mainini Tadiwanashe makachena wena

  • @chipokambanje7044
    @chipokambanje7044 Před 8 měsíci +1

    Vehosho ava 😢

  • @user-id9dz8cm8q
    @user-id9dz8cm8q Před 8 měsíci +1

    Uuumm ndaita mibvunzooo vaneshamba

  • @haisonmuzungu753
    @haisonmuzungu753 Před 8 měsíci +1

    Life yedu semaAfricans uuhhmm tiri pama1

  • @noelmatemedhandabanda8726
    @noelmatemedhandabanda8726 Před 8 měsíci +1

    South Africa ndiko mhiri kwemakungwa here

  • @natashanyoni2498
    @natashanyoni2498 Před 8 měsíci +1

    Drewmas media murirudadiso, nhasi rarimwe zuva

  • @user-rm7nd1pp9w
    @user-rm7nd1pp9w Před 8 měsíci +2

    Uum zvakaoma kani

  • @abigailsaunyama5060
    @abigailsaunyama5060 Před 8 měsíci +1

    Second 🎉🎉🎉

  • @tinomzeni420
    @tinomzeni420 Před 8 měsíci +2

    Ko hosho hanziyiko

  • @everestsimau4950
    @everestsimau4950 Před 8 měsíci +1

    Batai munhu

  • @sarudzaiwutete4799
    @sarudzaiwutete4799 Před 8 měsíci +1

    Yaa❤

  • @isaacdembetembe4106
    @isaacdembetembe4106 Před 7 měsíci

    Sound ummmmmm Andrew

  • @maggichikukwa1954
    @maggichikukwa1954 Před 8 měsíci +2

    Which part of Chiweshe kumusha kwangu

  • @kudakwashemarire851
    @kudakwashemarire851 Před 8 měsíci +1

    Microphone iri kuita kunge yakaiswa pamunhu wehosho iiiii 2much noise

  • @beehrsolutions9315
    @beehrsolutions9315 Před 8 měsíci +8

    I take sekuru did his thorough research about the family and he came prepared well. Basically it's more of a History lesson and family know how. Nothing more. Sekuru is smart and well put together choreography nothing more.

  • @Tracysibanda-zj9xw
    @Tracysibanda-zj9xw Před 8 měsíci

    Salibonani bakithi aphi amathwasa kagogo Shumba sancitshwa lomgido lokuba bona nje hayi kwakumele sibabone nathi sure 47yrs bengekho siyacela ukuzwa a bit nje