Mopenga imi saka zvoreva kuti shato dzekwenyu hadzirumi vanhu here mune hudyire imi ska kana makakumbirira kuvadzimu kuti vana vakaresva saka movaripisirei Gogo avo
Drewmas!shato haingouraiwa chero kwese ,pamba pangu ndakaona yakazara mudanga rehuku yatorutsa huku hombe 8 saka ndakadaidza ve Vet kuzoitora vachiiendesa kwavanoziva ve Vet
What I know is shato inonzi I mhondoro yesango kashoma ku attacker vanhu ukaona yakuruma aaaaa pane nyaya ,asi zvekunzi yakafa yovigwa nefuko ndatanga kuzvinzwa nhasi,pamwe ana mambo knows more about it🤷
Nyoka yanasahwira inga madzimambo akutonga nedemo asi vachazviwanawo.ivo vana mai Bobo zvivindi zvavo zvaive zveyi kubatiswa basa rekuvigiswa nyoka 😂😂😂
This is a two-fold, mhosva kuchivanhu chedu zvese nekumitemo yehurumende and the authorities of the land handled it appropriately. What is left is to separate our traditions from the dictates of the precolonial systems.
Hapana nyaya apo nxaa mambo ndiye anehudyire chete. Kana vakaudza vadzimu kuti I pwere yes vadzimu vakazvinzwa ko saka vakushungurudzirwei?? Hakunawo here kunomhan'arirwa madzishe iwayo hanty hapana ari above the law here
Hapana chivanhu kaare kaare zvemafuko zvaisaveko machira aiweko here kwaitwa zvedehwe ana mambo are clueless and biz Kuda kudya Mari dzevanhu ana mambo awaka nxaaaaa
Python, Leppard, cheetah, lions etc are known to be a sacred animals our country. In India theirs is cobra 🐍, mombe, elephant, monkey, even though a lot of people die from cobra bites but in their religion they warship it.
Ndiani umwe averengawo tunhiyo utwo kana waverengawo Isa like
Gomba rekuviga nyoka surrender. Nhasi nderimwe zuva
Yeaa nyika yakatakura kurema mm.
Thanks DrewMas media❤like your music
Sheedza mai vako tirangane. Nice song for me
Mu nyika mune mhuka dzawanhu shuwa 😂 chimbori chinyi 😢 kuva nezviwindi zvemhando yemarombero akadari...munyika makatakura kurema hamawoye..
SHATO UKAIURAYA UNOSUNGWA MUNE DZIMWE NZVIMBO HAMA YANGU INOYERA IYOOO KUNEMAMWE MAGUTA ANA MAMBO
@@rukudzowillingchezharai
Chemutengure my song 🎉🎉
Ichi chiri kupisa 🔥🔥🔥asi kuzaziva zvedu kuti makare-kare zvaifamba sei kumadzimambo uku. Pangolin ikabatwa yaiendeswa kwamambo. Shato inoyera Chokwadi , asi zvapaive nemhondoro ndizvozvo.
Iye mfana iyeyu ndiye mambo wacho shame ane hudyire muface uyoo aaah
Ko dai vana avava vakarumwa nenyoka iyoyo ndiyani zvaizofambiswa sei ?
Madzimambo regai kubira nekushungurudza vanhu please 😢
Madzishe emazuvaano ane hudyire. Kana nyoka yakavigwa zvino vachadeyi pamhosva yaitwa nevana.
Masimba akazopiwa madzimambo asina kuenda kuChikoro aya pple are now having difficult times in life kupomerwa tumhosva tusina basa vachirozvgwa mari
Hakuna zvakadaro kutanga rinhi nyoka kuvigwa nemucheka kuti wava munhu hr nyika yedu inevanhu vanoroya shuwa zvotadzisa mvura kunaya izvo
Hurombwa uho
Mopenga imi saka zvoreva kuti shato dzekwenyu hadzirumi vanhu here mune hudyire imi ska kana makakumbirira kuvadzimu kuti vana vakaresva saka movaripisirei Gogo avo
Sahwira wenyoka here guys mambo uyo ahatongendiripo mudare make
Mmmmmm haisi nyoka iyo ,Mai bhobho na mai Kambiro Nyoka yavo
Chivanhu pakuviga shato hachina kuipa yes ndozvazvinoitwa inochererwa gomba but nhau yashatira pana mambo pakuzoda kushungurudza gogo vasina mhosva. Musadye kuita hudyire imi vana mambo tikwanirei
Drewmas!shato haingouraiwa chero kwese ,pamba pangu ndakaona yakazara mudanga rehuku yatorutsa huku hombe 8 saka ndakadaidza ve Vet kuzoitora vachiiendesa kwavanoziva ve Vet
Sure shato inoyera haiuraiwe. Inotorwa nevepraks or Masvikiro vanobvisa voenda nayo musango. Asi pakuzoviga apo kwava kuromba
Hongu haiuraiwe shua asi vana vaisaziva havo asi pakuzoiviga nefuko semunhu here🤔🤔🤔
Heya Ini shato ndouraya and kuidzengenyesa inoera kune vanoiyeresa
Gogo vakura avo she need to be resting not kunofambiswa zvisina order
Inyoka dzevanhu idzo ndodziri kuruma Vana .ko Dai yakamedza mwana maivaripa here gogo ivava hudyire hauna kunaka
Drewmas media taking you to another level 👏😘
Haaa why why these leaders vasina tsitsi dzekunzwira tsitsi kuvanhu vavanotungamiria chakananiswa chikakumbirwa ruregerero dare rarei kuda kuripisa chembere inotamburawo zvayo.
Mambo Ava idyire
Nyika iyi ndeyemunhu
Inyoka yako iwe con man Mambo
Drewmas taking u to another level
Idzi imbavha mambo emachinda ale mbavha takakurira kumusha hatina kumbozvinzwa izvi inyoka yeromba mambo vakati Ba
Uuuuum zvkaoma wena ombereraika mudzimu wacho kuda hudyire uhu
Kuita basa rekuti shungurudzira machembere edu ne urombwa hwavo Satan
Nhai mkoma Andrew asi nyoka yacho yaive yemunhu here
What I know is shato inonzi I mhondoro yesango kashoma ku attacker vanhu ukaona yakuruma aaaaa pane nyaya ,asi zvekunzi yakafa yovigwa nefuko ndatanga kuzvinzwa nhasi,pamwe ana mambo knows more about it🤷
@@catherinekangoya8964 ndaona paneimwe nyaya same chief iyeye achipenga Kuti makaisungirei ikaita maronda inyoka yedu inofanira kuvingwa zvine hunhu kkkkk motoitsvaga Kuti yakazonofirepi APA yaive yasungirwa pamuti yasvika pamusha wevaridzi hanzi yakatotanga kuita zviratidzo zvayo hadzisi kuzopera kuuya mukasa uya nayo Kuti ivigwe zvichiremera
Kukoshesa nyoka asi goridhe richipera makanyarara
Haaa taurai henyu
Tamirira hapana anogona kudhonza nguva ère zvikasike 😅😅😅
Gold rirkubiwa imwi mutogwa neshato😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂ndashamisika kukoshesa shato kudarika munhu
Haaaa vana mambo imbavha Amana
Mambo angatambudza muchembere akurakudaro vanhu we Zanu pf vaneutsinye vana mambo iwawo imbavha chaidzo
😂😂😂😂😂
KKKKKKKKKKKKK8KKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKK
Nyoka yanasahwira inga madzimambo akutonga nedemo asi vachazviwanawo.ivo vana mai Bobo zvivindi zvavo zvaive zveyi kubatiswa basa rekuvigiswa nyoka 😂😂😂
Hudzvanyiriri vanamambo shato ingaurayiwa nemunhu one hr iye mwana mudiki iyeye
Ndobva ndafonera hanzvadzi yangu ndobva ndati haroo
This is a two-fold, mhosva kuchivanhu chedu zvese nekumitemo yehurumende and the authorities of the land handled it appropriately. What is left is to separate our traditions from the dictates of the precolonial systems.
Saka zvoreva kuti ukaiona mumba unosvosva here kuti ibude ayiiii humwe hutongi ndehwematuzvi chaiko
Mamambo manyama 😂😂
Vanhu vokurushinga vakatakura chokwadi nyaya zhinji dzotyisa dzinoshamisa ndokumusha kwazvo
😢Midzimu ndeyemunhu wese siyai ujire vapambe pfumi kambavha kemunhu
Zimbavha mambo Zimbavha varoyi
🎉loving the song inii
Madzimambo ezanu pf ayo mazimbavha nxaa anogona kutinga mhosva chete ndi headman Chigodora not mbavha idzo dzinodya zvevapfupi nokureba shato ikaurawa inongoiswa mubako cte kana kuchererwa not zvekutengerwa Jira mashura chaiwo...mhosva yemwana haitongerwi mubereki vanhu ityai Mwari mhani mbavha
Vachigordora venyu muchachema navo varikurombesa nyika yose vachiendesa munhu wese Ku n'anga kuchachemwa
Vana mambo wakudya zvavapfupi nekureba
Nyoka inyoka wangoiona chete unotofanirwa kuiuraya
Zvakaoma inyoka yamambo.mambo wavo muroyi.shame....
Hapana nyaya apo nxaa mambo ndiye anehudyire chete. Kana vakaudza vadzimu kuti I pwere yes vadzimu vakazvinzwa ko saka vakushungurudzirwei?? Hakunawo here kunomhan'arirwa madzishe iwayo hanty hapana ari above the law here
Haaaaa taingodziona shato dzichiurawa adzina kumbovigwa sekudaro
Mishonga chaiyo vanhu wakushereketa imi kaaa uuu Mwari muripiko sure
Makuna kuna enyoka ko dai yakaruma vanhu vaizoripirwa here ummm dzimwe mhosva ummmmm
Mambo avo ndi satan kukara chete varikuda kutokohwa pavasina kurima
Akuna zvakadaro kana vakumbira kuvadzimu zvoreva kt nyoka vaingonoiyeredza mumvura zvekuzoviga nyoka semnhu iiiii mhanduweeee
Waiting makadiii vaneshamba nechikwata
Mr Andrew makunyanya kubuda buda pama videos toda kuona ma bbe aye chihera nasoko please
Waiting for the video zvakaoma
Can't wait 😁
Aaaa Nzou varipano singing zvangu
yowe kuchimhanda manetsa kumusha kwandakawanika uye vanhu wese awo ndowaziwa
Saka?
@@TaMa-xd6ut saka ixo sweet
Fortuner yafamba iyi vakomana ❤it shows me the other level of Drewmas media
Ñh Ñh ďy: ?
Kureva here kuti mbudzi dzacho dzouraiwa pochenurwa
😂😂😂mombe chaiyo😢zvakaoma veduwe. Haaaa hudyire. Saka mombe yacho inozodyiwa nani😢. Zvakaoma shuwa.
Ndoreva iwe wakapfeka T-shirt yakanz mass drug
Can't wait
Waiting ......
Pkaipa can't wait
Type yenyoka iyo inotofanira kuuraiwa ko dai yakauraya mwana vaibhadhara mombe hr Ummm hurombwa uhu
Hapana chivanhu kaare kaare zvemafuko zvaisaveko machira aiweko here kwaitwa zvedehwe ana mambo are clueless and biz Kuda kudya Mari dzevanhu ana mambo awaka nxaaaaa
Awww shame sorry Gogo ,Mwari ave navo vanhu ivava
Can’t wait
sei nhau yekuti nyoka yaive mudanga rembudzi mevanhu mambo asina kuzvitarisawo.
Yhooo Inga pakaipa
Haaaa irinyaya yekuripamudzimu mmmm kuvanavadoko here ko handiti pawakadekembera vakakumbira ruregerero here kuvadzimu vachiti vadoko vakakanganisa
Fana avo muvaudze vatsvake mabasa k😂😂😂😂😂😂😂
Waiting
Inyoka dzavo idzo
Python, Leppard, cheetah, lions etc are known to be a sacred animals our country. In India theirs is cobra 🐍, mombe, elephant, monkey, even though a lot of people die from cobra bites but in their religion they warship it.
SURE
That's very true kuindia vanototi ndiMwari wavo bt muno muzim zvrikureva kuti dzrikunamatwa here mhuka idzi
@@mitchelchinkomo7188 hadzinamatwe asi kuti dzinokoshoswa
Vanodherera shuwa Ummm
Nhivo i10 kkkk
Kasabhuku chimhanda akaa kanetsa
Urombwa vohwanda nekuti chivanhu zvakaoma hazvo
Zvakamboitika futi munhoroondo yekurarama kwerudzi rwevanhu ivavo. Hakuna chivanhu chakadaro chinoti vanhu vanoita hukama nenyoka. That’s clear satanism.
Endaivo kuzaka
Handifunge kuti inyoka kwayo ini
Song iyo ma1
This is just painful sure to traumatise an innocent old woman ari kutambura wo zvake chokwadi just because of a snake nxaa
Imi Ava headman again vanenge vane hudyire pane nyaya yevakafirwa nemunhu vakanzi varipe monbe 8
Ah iwe unogodirei kuchenurwa kuuraya mhandu??? Yatove munhu ka nyoka iyi
Maswerasei Drewmas Media
Uuuh mbavha idzi
itya Mwari iwe mkomana iwe urimbavha shar kana madzishe akutonga that way makuratidza urombwa hwenyu
Ko mweya urikuti iko nenhau iyi amai, kana ma muti murenje hamuna here kuudzwa tsananguro idzi? ndanzwa tsitsi
Ko imi munogoshamwaridzana neShato sei anogoita amai vako sei iyo nyoka mhenyu saka ndorega nyoka ichindiruma ndaa ndimai?? Pedzezvo mozondisiya ndichifa mashaya mushonga 😮
Dzopenga idZoo mnxxx amborinemakore mangan iye mufana headman iyey nxxx
Fufu Soko huyai timbonzwa wo
Mbavha idzo musadaro veduwee munozvinyanya mbudzi or mombe surrender nyangwe midzimu yacho haifare neumbavha uyu
ikangosvika padyo neni ndoizhaka handimbotsvagi permission from any1
Shame Peter ndiye akashevedza vamwe vakatema vose, saka vamwe vose vari kuseri kwaPeter
VaNeshamba mubereki anosungwa nenyaya yekuti ndiye anofanirwa kudzidzisa vana. Mazuva ano hakuna achadzidzisa ndokusaka vana vapera nemutoriro. Hakusisina matare aiitwa mumamisha uye nengano dzatainzwa dzaive nedzidziso dzakawanda.
😮ndezvavo izvo ndoizhaka zvikapera😂😂😂😂
Ko dai yakaruma munhu maitonga sei nyaya iyi veduwe kaaa kukoshesa nyoka kudarika vanhu
Ko dai shato yacho yakamedza vana ava mambo airipa mhuri dzese idzi here?
It's too difficult