Video není dostupné.
Omlouváme se.
MASVINGO: PART 2: Robert Obatwa NeNyaya DzeHuroyi NaTateguru Tasvu, Dzatambudza Mhuri Yake
Vložit
- čas přidán 13. 07. 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo
Simbarashe aripoo .Chapupu chebasa ririkubatwa naSekuru Tasvu..Zvinotendwa.Ndisingasiyi mkoma Robert Tapfumanei vagoni vebasa.BIG UP
Simba ave kushanda pa Sekuru Tasvu
Tozvitenda zvinoitwa nasekru vane moyo wakanaka zvenyu @@robertapfumaneyi
Totenda nekuve mutariri anerudo nepwere dzake .Sekuru Tasvu mune rudo rwukuru.
Aaaa shame zvokudzwa...@robertapfumaneyi
@@robertapfumaneyitotenda sekuru Tasvu nemi mkoma Robert, dai musirimi pamwe dai Simba asisipo nhasi uno. Komborerwai nedenga
Waaal zvinofadz kuona Simbarashe. Atovewo mukweshwa we murume kudaro. Thank you very much tateguru Tasvu na mukoma Robert. 😂😂😂❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉❤❤❤😮
Imbwa yazviramba ika ti kwete papfugamiswa vanhu ,apa arikuti pfutseki haasi muridzi wayo😳👂hre
Munhu wasekuru cei adzinga imbwa isiri yake ndaona imbwa ichifemedza hupfu after that yatanga kuhukura🤷♀️I need a very big help kuti ndizvinzwisise🙏
Ndajonoka kasi ndasvikawo kuda zvangu kukwazisa OUR VERY BEST TATEGURU TASVU na MUKOMA ROBERT MBIRA TEAM GUYS MAKATIKOSHERA❤
Simbi yebasa mukoma Robert masvingo vapindira Tateguru Tasvu tasvurai varoyi ,😍🙏
Simba power all the way to Masvingo❤
kambudzi ako😅
Oh my God I wish if I could scream on the phone 🤳 so happy to see Simba so health and happy.
Mmmmmmm sekuru Tasvu pana Simba i salute you sando ndedzenyu tateguru 🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨
Go to studio guys good traditional music love it heyyyyy❤❤❤
Sei zvinhu zvacho zvichongowanikwa mumamonarch ?
Ndivanatsikamutanda avo
Kkkkkkkkk pakaoma
Hakuna anovhura vhura imomo hanti ukarongedza hapana anoturunura
Pamwe kuti munodziya
Tikutendai sekuru masvikavo ku Masvingo. Dai mukaramba muchidzokazve Masvingo ichene nokuti kunopisa na varoyi.
Mkoma Robert to the fullest( Mkanya❤)
Branch Manager Mukanya😅
Sekuru Tasvu sando dzenyu munogona basa tinoti denga ngarikupeii kurarama kusingaperi.Tinotenda sekuru makarapa Simba zvakatadzika nenyika yese.mukoma Robert zvekare munogona basa thank you so much Sekuru Tasvu na mkoma Robert nebasa ramunobata.
Simba for the world
kadance kanopisa
Simba ane Mufaro veduwee kutamba haaneti thanks to sekuru Tasvu nekubatsira nyika
Happy to see Simba
Imbotambirai masvingo mazuvano mumbovapedzera
Love you tateguru tasvu murirudadiso ❤❤❤❤
Waiting sekuru Tasvu
Simba one very good testimony yebasa ratateguru Tasvu .....one Tasvu pedzai varoyi sekuru Kuna mkoma Robert basa munoigona kutora mapikicha
Madance evanhu vari apa vose kha ndeevanhu vakarohwa nemhamba vese chaiko vane mazikumufaro hobho team sekru Tasvu
Imbogarirai Masvingo sekuru.
Sekuru vedu 🎉🎉🎉 itai basa zvenyu kunyanya mumasvingo ibasa chairo ndikuridawo basa ikoko chero kusuka ndiro
SIMBA ARI MUHAPWA DZATAYEGURU hapana zvavachamuita❤
Iam very happy to see Simba
Simba akatowanirwa basa mhuri yake ikurarama mnje thanks nyamasvisva u helping our lovely country back to its roots
Mkadzi waskr anotambaso yooo it's first kuvaona vachitamba
Anoimba nekutamba
Cyko achingobata nyoka pese pese hey
Zvikwambo zvinochinja nyoka inoruma kana kunanzva irichikwambo
Ngoma yarohwa iyi
Mukoma rooibos makauya kweduu❤
1:04:05 1:04:09 1:04:14 uuuuum musharukwa wenyoka varume kaa 🤗🙌👐
Hoyo hoyo Simba happy to see u Simba🎉🎉🎉
Happy to see Simba ❤️❤️❤️ sekuru Tasvu
Sando kunasekuru❤
Mataurire aDhafu haaana hukuru Mukati every Word Count sei achiti sekuru isiyei
@@davidnyabanga2862 Dhafu rine hutsinye riye rinondibhowa. Rinobva raita kunge ndiro rinorapa.
dhafu respect chaiwo zero zero unodzwa achiti iwe kumumnhu mukuru
Gogo tasvu❤
Varoi ngavabatwe mhuri dzicheneswe vana vasunungurwe mumatambudziko
Tasvu vanobaataaaa, Tasvu vanobata vega❤❤❤❤❤❤❤
Sekuru makaita basa chose pana Simba rambai makadaro ndiri kuona mave naye
Vanhu vekuziva nhy🫢
Simbaaa hoyooooo 🥰🥰🥰
ED pfee pa door apo bhoo here pic remukuru muimba inogara zvikwambo 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.
😂😂😂😂😂
Mambo Mutasa huyai muone Tasvu wamakavenga uya kuti haajaidze
😂😂😂
Waiting
Zvakaoma APA ihombe😢😢
Tasvu weGuruve chikara chevanoroya ❤
ngoma yabatwa apo
Sekuru Tasvu Itai basa❤
Ndafara ndichiona Simba❤
Sekuru tasvu mvura munoiziva munogeza ❤❤❤❤❤❤❤❤❤ simba arikutamba kkkk
Ndafara kuona Simba achifarira matare....🔥🔥🏋️👏👏
Kule Tasvu number one hamutendereri saka kanengo dai ari part 3 😂😂😂
Simba power
Kwakzuvai tateguru Tasvu Chikwapuro chevaroyi!
Big boss green in masvingo rivai basa sekuru next ndirikuuya
Sekuru Tasvu batsirai vanhu nyika yakatakura kurema iyi uye ndinofara nekuona Simba asimba ❤❤😂😂
Moita makachenjera sekuru Masvingo munokuwara
Sekuru vapi ivavo vanokuvara😅😅
Ndisimba here uyo .
toda mumboenda kwamutasa sekuru vaye vanononyepera mambo kuti tatakadhakwa nemudzepete
Inguva chete
But kana tichida kumira pachokwadi, why vachinwisa vanhu zvinhu zvavasingazive kuti zvii? Wongonzi inwa zvinhu zvausingazive zvii dzirinwisa vanhu mudzepete idzi.
@@frankmoyo7267 makazvinwa rinhi pachokwadi, date, time and where?
@@frankmoyo7267 nekutemera vanhu nyora mumusoro after vagerwa zuda
@@robertapfumaneyiita mari unyerere iwe
Hais ya competition here iyi coz Kanengo went to Chiweshe Uyuwo Tasvu akuendawo out Doors kkkkkk
Haisi competition vagara vanomboenda wani
Handiti vanhu vaiti vanotinyepera here tomanikidzwa saka vaenda zvibude pachena
Ko kuda kutora mombe yevanhu zvamusina kuwirirana ndihwo humhondoro hwacho here........nhamo zvainoita vedweeee Mwari regerersi vana venyu havana zivo
Tasvu akatiza nyoka soo ini ndini ani😂
Zvikara zvakadai nhasi mwari vanozviitisei
Kumusha kwedu chaiko😊
Kule Tasvu maka adopter Simba here kkkkkk aiwa tinofara nebasa renyu bhora mberi mkoma Robert
Simba achirikubatsirwa dambudziko rake range rosati rapera
Akushanda pasekueu tasvu sikba
Simba
Tasvu tasvu🎉
❤❤❤❤Kitchen
Good job mukoma Robert
Shoko roti "vana voparara nekusaziva😅" nyoka ndodzoga dziri kungobatwa 😂😂😂
Simba 🎉🎉🎉🎉
Simba mamuona here Ari kurova madance uyo ane bottom rinema lines reblack
Ndafara sei kuona simba sure
Batai basa sekuru taisa zvanza simba ramba wakadzvanya👏👏👏👏👏👏👏💫💫💫💫
One sekuru vane swagger negarage ma1😂😂😂😂
Sekuru Tasvu one n'anga inorova drip plus inofamba ne Range Rover saka business is booming ko nhayi n'anga inogona kuzvi rombesa yega here kana kuzvitsvagira zvikwambo zvayo zvinoiwunzira mari yaka stana kumba am asking for a friend please help 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊
Havafambire mahara avo manje
Vanhu vekumasvingo ndavafarira.vanomainda bsness remisha yavo.deno kurikumwe deno pakatozara pamba apo
John ramboo
Kkkk my home place
Masvingo hokoyo
Camera man une musikanzwa iwee ukuutei paback padhudha
Sekuru tasvu mishonga vanoiziva asi kupanda mature bhoooooo 😂😂😂😂😂😂zvakayendwa
Komotambira uku heya ,masvingo umwe anofirako kkkkkk
Kovashama how far avo
Kovarikudaira sevasingadi wani
Varikuziva KT varikunyeperwa,vabvunzwa mibvunzo dzakawanda dzenhema
@@freedomjunior5291but muchifiwa zvamo mumusha ka
Veduweeka zvakaoma vanhu vachapepuka riin
Unorevei tsanangura tihwe
Vakamborara rinhi?
Taura hako,vachaziva Mwari kana vapedza kubirwa
@@freedomjunior5291 Iwe unomuziva mwari?
@@freedomjunior5291 Makajaira kupusiswa mofunga kuti makangwara
Sekuru venyika vasvika zvavo havazezi
Pamota dziripo apo ndeipi inganyora kuti no road kana yapinda mudust?
🙆♀️🙆♀️🙆♀️🙆♀️🙆♀️
Amai vemusha vaparira vanhu mhosva zvechokwadi vabata ndanzwa vachitotsiurwa kunzi urikundibata uchindionera handina kupfeka
1 Tasvu
Boys dzengoma dzinobata
Hapana kwatiri kuinda senyika vanhu svinurai kani
😂😂😂😂😂hayi futhi nikisi. No comment
I think mumhuri yangu mune nyoka yakareba kudarika iyi chete..😢
Mmmm veduwee kaaa nyika yakatakura ànhuwee
😢zvakaoma veduwee kugara nechikara chakadai mumba ummm Sekuru sando dzenyu
panenyaya
Ko kwaEkedhi kuye kwainzi huroyi haubviswi husiku wani?
Kubvunzira kuda kutonzwisisawo zvangu
Simba hokoyo
Ndanga ndatoti ndiRobert Tapfumanei atambudza 😂😂😂😂😂 sorry guys hakuzi kudenha ndiko kwanga kwangoenda pfungwa chete😂😂😂😂